RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 11
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Makoronike 11:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:1; 1Mak 12:23
  • +Nu 13:22; 2Sa 2:1; 5:5
  • +Dhe 17:15

1 Makoronike 11:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 27:17; 1Sa 18:6, 13
  • +2Sa 7:7; Pis 78:71; Joh 10:11
  • +1Sa 25:30; 2Sa 6:21; 1Mak 17:7

1 Makoronike 11:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:13; 2Sa 2:4; 5:3
  • +Isa 55:11
  • +1Sa 15:28

1 Makoronike 11:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:6
  • +Jos 15:63; Vat 1:21; 19:10
  • +Ge 10:16; 15:21; Eks 3:17

1 Makoronike 11:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:6
  • +1Mad 8:1; 2Mak 5:2; Pis 2:6; 48:2
  • +2Sa 5:9; 6:10; 1Mad 2:10

1 Makoronike 11:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 15:16; 1Sa 17:25
  • +2Sa 2:18

1 Makoronike 11:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:6
  • +2Sa 5:7

1 Makoronike 11:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 4:2

1 Makoronike 11:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 3:1; 5:10
  • +1Mak 9:20; Pis 46:7; Isa 8:10

1 Makoronike 11:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:9
  • +1Sa 16:12

1 Makoronike 11:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:8; 1Mak 27:2
  • +Jos 23:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 10

1 Makoronike 11:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:9
  • +1Mak 8:4
  • +2Sa 23:10, 17

1 Makoronike 11:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:1
  • +Dhe 28:25

1 Makoronike 11:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 19:5; 2Sa 23:10; Pis 18:50
  • +Pis 144:10; Zvi 21:31; Ru 1:71

1 Makoronike 11:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:13
  • +1Sa 22:1
  • +Jos 15:8; Isa 17:5

1 Makoronike 11:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 23:25
  • +1Sa 10:5; 13:4, 23

1 Makoronike 11:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:15
  • +1Sa 20:6

1 Makoronike 11:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:16
  • +1Sa 7:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2012, p. 6

1 Makoronike 11:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:4; Re 17:10; Dhe 12:27; Mab 15:29
  • +2Sa 23:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2012, p. 6

1 Makoronike 11:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 26:6; 2Sa 2:18; 18:2; 23:18
  • +2Sa 3:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 10

1 Makoronike 11:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 10

1 Makoronike 11:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:20; 1Mak 27:5
  • +1Mad 4:4; 1Mak 27:5
  • +Jos 15:21
  • +Vat 14:6; 1Sa 17:36; 2Sa 1:23

1 Makoronike 11:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:4
  • +1Sa 17:7
  • +1Sa 17:51

1 Makoronike 11:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 11:19
  • +2Sa 20:23

1 Makoronike 11:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 2:18, 23; 23:24; 1Mak 27:7
  • +2Sa 23:24

1 Makoronike 11:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:25; 1Mak 27:8
  • +2Sa 23:26

1 Makoronike 11:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 27:9
  • +2Sa 23:27; 1Mak 27:12

1 Makoronike 11:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 21:18; 1Mak 27:11
  • +1Mak 11:12

1 Makoronike 11:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:28
  • +1Mak 27:13
  • +1Mak 27:15

1 Makoronike 11:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:29
  • +Vat 19:13
  • +Ge 49:27; Vat 19:14; 20:15; 1Mak 12:2
  • +2Sa 23:30

1 Makoronike 11:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 24:30; Vat 2:9

1 Makoronike 11:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:31

1 Makoronike 11:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:32

1 Makoronike 11:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:33
  • +2Sa 23:34

1 Makoronike 11:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:35

1 Makoronike 11:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:36

1 Makoronike 11:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:38

1 Makoronike 11:41

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 11:3, 17; 12:9; 23:39; 1Mad 15:5
  • +1Sa 26:6; Ezr 9:1; Ne 9:8

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 11:12Sa 5:1; 1Mak 12:23
1 Mak. 11:1Nu 13:22; 2Sa 2:1; 5:5
1 Mak. 11:1Dhe 17:15
1 Mak. 11:2Nu 27:17; 1Sa 18:6, 13
1 Mak. 11:22Sa 7:7; Pis 78:71; Joh 10:11
1 Mak. 11:21Sa 25:30; 2Sa 6:21; 1Mak 17:7
1 Mak. 11:31Sa 16:13; 2Sa 2:4; 5:3
1 Mak. 11:3Isa 55:11
1 Mak. 11:31Sa 15:28
1 Mak. 11:42Sa 5:6
1 Mak. 11:4Jos 15:63; Vat 1:21; 19:10
1 Mak. 11:4Ge 10:16; 15:21; Eks 3:17
1 Mak. 11:52Sa 5:6
1 Mak. 11:51Mad 8:1; 2Mak 5:2; Pis 2:6; 48:2
1 Mak. 11:52Sa 5:9; 6:10; 1Mad 2:10
1 Mak. 11:6Jos 15:16; 1Sa 17:25
1 Mak. 11:62Sa 2:18
1 Mak. 11:7Pis 2:6
1 Mak. 11:72Sa 5:7
1 Mak. 11:8Ne 4:2
1 Mak. 11:92Sa 3:1; 5:10
1 Mak. 11:91Mak 9:20; Pis 46:7; Isa 8:10
1 Mak. 11:102Sa 23:9
1 Mak. 11:101Sa 16:12
1 Mak. 11:112Sa 23:8; 1Mak 27:2
1 Mak. 11:11Jos 23:10
1 Mak. 11:122Sa 23:9
1 Mak. 11:121Mak 8:4
1 Mak. 11:122Sa 23:10, 17
1 Mak. 11:131Sa 17:1
1 Mak. 11:13Dhe 28:25
1 Mak. 11:141Sa 19:5; 2Sa 23:10; Pis 18:50
1 Mak. 11:14Pis 144:10; Zvi 21:31; Ru 1:71
1 Mak. 11:152Sa 23:13
1 Mak. 11:151Sa 22:1
1 Mak. 11:15Jos 15:8; Isa 17:5
1 Mak. 11:161Sa 23:25
1 Mak. 11:161Sa 10:5; 13:4, 23
1 Mak. 11:172Sa 23:15
1 Mak. 11:171Sa 20:6
1 Mak. 11:182Sa 23:16
1 Mak. 11:181Sa 7:6
1 Mak. 11:19Ge 9:4; Re 17:10; Dhe 12:27; Mab 15:29
1 Mak. 11:192Sa 23:17
1 Mak. 11:201Sa 26:6; 2Sa 2:18; 18:2; 23:18
1 Mak. 11:202Sa 3:30
1 Mak. 11:212Sa 23:19
1 Mak. 11:222Sa 23:20; 1Mak 27:5
1 Mak. 11:221Mad 4:4; 1Mak 27:5
1 Mak. 11:22Jos 15:21
1 Mak. 11:22Vat 14:6; 1Sa 17:36; 2Sa 1:23
1 Mak. 11:231Sa 17:4
1 Mak. 11:231Sa 17:7
1 Mak. 11:231Sa 17:51
1 Mak. 11:251Mak 11:19
1 Mak. 11:252Sa 20:23
1 Mak. 11:262Sa 2:18, 23; 23:24; 1Mak 27:7
1 Mak. 11:262Sa 23:24
1 Mak. 11:272Sa 23:25; 1Mak 27:8
1 Mak. 11:272Sa 23:26
1 Mak. 11:281Mak 27:9
1 Mak. 11:282Sa 23:27; 1Mak 27:12
1 Mak. 11:292Sa 21:18; 1Mak 27:11
1 Mak. 11:291Mak 11:12
1 Mak. 11:302Sa 23:28
1 Mak. 11:301Mak 27:13
1 Mak. 11:301Mak 27:15
1 Mak. 11:312Sa 23:29
1 Mak. 11:31Vat 19:13
1 Mak. 11:31Ge 49:27; Vat 19:14; 20:15; 1Mak 12:2
1 Mak. 11:312Sa 23:30
1 Mak. 11:32Jos 24:30; Vat 2:9
1 Mak. 11:332Sa 23:31
1 Mak. 11:342Sa 23:32
1 Mak. 11:352Sa 23:33
1 Mak. 11:352Sa 23:34
1 Mak. 11:372Sa 23:35
1 Mak. 11:382Sa 23:36
1 Mak. 11:402Sa 23:38
1 Mak. 11:412Sa 11:3, 17; 12:9; 23:39; 1Mad 15:5
1 Mak. 11:411Sa 26:6; Ezr 9:1; Ne 9:8
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
  • 45
  • 46
  • 47
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Makoronike 11:1-47

1 Makoronike

11 Kwapera nguva yakati, vaIsraeri vose+ vakaungana kwaiva naDhavhidhi kuHebroni,+ vakati: “Tarirai! Tiri pfupa renyu nenyama yenyu.+ 2 Nezuro uye munguva yakapfuura, kunyange Sauro paaiva mambo, ndimi maitungamirira vaIsraeri muchibuda navo nokupinda navo;+ uye Jehovha Mwari wenyu akati kwamuri, ‘Iwe uchafudza+ vanhu vangu vaIsraeri, uye iwe uchava mutungamiriri+ wevanhu vangu vaIsraeri.’” 3 Naizvozvo varume vakuru vose vaIsraeri vakauya kwaiva namambo kuHebroni, Dhavhidhi akaita sungano navo pamberi paJehovha vari muHebroni; vakabva vazodza+ Dhavhidhi kuti ave mambo waIsraeri, sezvakanga zvataurwa naJehovha+ achishandisa Samueri.+

4 Gare gare Dhavhidhi nevaIsraeri vose vakaenda kuJerusarema,+ kureva kuJebhusi,+ kunyika yaigara vaJebhusi.+ 5 Vagari vokuJebhusi vakati kuna Dhavhidhi: “Hausi kuzopinda muno.”+ Kunyange zvakadaro Dhavhidhi akakunda nhare yeZiyoni,+ kureva Guta raDhavhidhi.+ 6 Naizvozvo Dhavhidhi akati: “Ani naani anotanga kuuraya+ vaJebhusi, ndiye achava mukuru uye muchinda.” Joabhi+ mwanakomana waZeruya ndiye akatanga kuenda, akava mukuru. 7 Dhavhidhi akagara munzvimbo yakaoma kusvika.+ Ndokusaka vakaitumidza kuti Guta raDhavhidhi.+ 8 Akatanga kuvaka guta racho mativi ose, kubvira kuMurwi Wevhu kusvikira kumativi akanga akapoteredza, asi Joabhi ndiye akagadzira zvimwe+ zvinhu zvose zveguta racho. 9 Dhavhidhi akaramba achingokura,+ nokuti Jehovha wemauto aiva naye.+

10 Zvino ava ndivo vakanga vari vakuru vevarume vaiva nesimba+ vaDhavhidhi, vaimutsigira zvakasimba muumambo hwake pamwe chete nevaIsraeri vose, kuti vamuite mambo maererano neshoko raJehovha+ pamusoro paIsraeri. 11 Aya ndiwo mazita evarume vaDhavhidhi vaiva nesimba: Jashobheyamu+ mwanakomana womuHakimoni, aiva mukuru wevatatu. Akavheyesera pfumo rake vanhu mazana matatu akavauraya panguva imwe chete.+ 12 Aiteverwa naEriyezari+ mwanakomana waDhodho muAhohi.+ Aiva mumwe wevarume vatatu vaiva nesimba.+ 13 Ndiye aiva naDhavhidhi kuPasi-dhamimu,+ kwakanga kwaungana vaFiristiya kuti varwe. Zvino kwaiva nechikamu chomunda chakanga chizere bhari, uye vanhu vakanga vatiza vaFiristiya.+ 14 Asi iye akamira pakati pechikamu chacho, akachinunura, akaramba achiuraya vaFiristiya, zvokuti Jehovha akaunza+ ruponeso rukuru.+

15 Vatatu vevakuru makumi matatu+ vakaenda kudombo, kwaiva naDhavhidhi kubako reAdhuramu,+ uto revaFiristiya parakanga rakadzika musasa mubani revaRefaimu.+ 16 Panguva iyoyo Dhavhidhi aiva munzvimbo yakaoma kusvika;+ uye panguva iyoyo boka revarwi revaFiristiya+ raiva muBhetrehema. 17 Kwapera nguva yakati, Dhavhidhi akataura zvaaipanga akati: “Haiwa, kudai ndanwa+ mvura yomumugodhi wokuBhetrehema,+ uri pagedhi!” 18 Vatatu vacho vakabva vamanikidzira kupinda mumusasa wevaFiristiya, vakachera mvura yomumugodhi wokuBhetrehema, uri pagedhi, vakaitakura, vakaenda nayo kwaiva naDhavhidhi.+ Zvino Dhavhidhi akaramba kuinwa, asi akaidururira kuna Jehovha.+ 19 Iye akati: “Handingambofungi zvakadaro, nokuda kwaMwari wangu, kuti ndiite izvi! Ndinganwa ropa+ revarume ava vaisa mweya yavo pangozi here? Nokuti vaisa mweya yavo pangozi kuti vauye nayo.” Uye akaramba kuinwa.+ Izvi ndizvo zvakaitwa nevarume vatatu vaiva nesimba.

20 Abhishai+ mwana wababa vaJoabhi,+ ndiye akava mukuru wevatatu vacho; uye akavheyesera pfumo rake vanhu mazana matatu akavauraya, aiva nomukurumbira wakaita sowevatatu. 21 Pavatatu vacho aikudzwa kupfuura vamwe vaviri, uye akava mukuru wavo; asi haana kuenzana+ nevatatu vokutanga.

22 Bhenaya+ mwanakomana waJehoyadha,+ mwanakomana womurume akanga akashinga, akaita mabasa mazhinji muKabhuzeeri,+ akauraya vanakomana vaviri vaArieri wokuMoabhi; uye akaburuka akauraya shumba+ mugomba remvura pazuva rakanaya chando. 23 Ndiye akauraya mumwe murume wokuIjipiti, murume akanga akanyanyisa kukura, aisvika makubhiti mashanu.+ MuIjipiti wacho akanga akabata pfumo+ rakaita sedanda revaruki; asi iye akaenda kwaaiva aine tsvimbo, akabvuta pfumo racho muruoko rwomuIjipiti wacho, akamuuraya nepfumo rake.+ 24 Izvi ndizvo zvinhu zvakaitwa naBhenaya mwanakomana waJehoyadha, akanga aine mukurumbira pavarume vatatu vaiva nesimba. 25 Kunyange zvazvo aikudzwa kupfuura vane makumi matatu, haana kusvika pachinzvimbo chevatatu vokutanga.+ Asi Dhavhidhi akamugadza kuti atarisire varindi vake.+

26 Varume vemauto ehondo vaiva nesimba vaiva, Asaheri+ mukoma waJoabhi, Erihanani+ mwanakomana waDhodho wokuBhetrehema, 27 Shamoti+ muHarori, Herezi muPeroni,+ 28 Ira+ mwanakomana waIkeshi muTekoa, Abhi-ezeri muAnatoti,+ 29 Sibhekai+ muHusha, Irai muAhohi,+ 30 Maharai+ muNetofa,+ Heredhi+ mwanakomana waBhaana muNetofa, 31 Itayi mwanakomana waRibhai+ wokuGibhiya+ revanakomana vaBhenjamini,+ Bhenaya muPiratoni,+ 32 Hurai wokumipata ine hova yeGaashi,+ Abhieri muAbhati, 33 Azmavheti muBhaharumu,+ Eriyabha muShaaribhoni, 34 vanakomana vaHashemu muGizoni, Jonatani+ mwanakomana waShagee muHarari, 35 Ahiyamu mwanakomana waSakari+ muHarari, Erifari+ mwanakomana waUri, 36 Heferi muMekera, Ahija muPeroni, 37 Hezro muKameri,+ Naarai mwanakomana waEzbhai, 38 Joeri mwana wababa vaNatani,+ Mibhari mwanakomana waHagri, 39 Zereki muAmoni, Naharai muBheroti, mutakuri wezvombo zvaJoabhi mwanakomana waZeruya, 40 Ira muItri, Garebhi+ muItri, 41 Uriya+ muHiti,+ Zabhadhi mwanakomana waArai, 42 Adhina mwanakomana waShiza muRubheni, mukuru wevaRubheni, nevane makumi matatu vavaiva navo; 43 Hanani mwanakomana waMaaka, naJoshafati muMitni, 44 Uzia muAshterati, Shama naJeyieri, vanakomana vaHotamu muAroeri, 45 Jedhiyaeri mwanakomana waShimri, nehama yake Joha muTizi, 46 Erieri muMahavhi, naJeribhai naJoshavhiya vanakomana vaErinaamu, naItima muMoabhi. 47 Erieri naObhedhi naJaasieri muMezobha.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe