RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 19
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Makoronike 19:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 11:1
  • +2Sa 10:1

1 Makoronike 19:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 9:7; Zvi 19:22
  • +2Sa 10:2
  • +Ge 19:38

1 Makoronike 19:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 2:1
  • +Isa 32:7

1 Makoronike 19:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 35:12
  • +Re 19:27
  • +Isa 20:4
  • +2Sa 10:4

1 Makoronike 19:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 16:34

1 Makoronike 19:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 13:4
  • +2Sa 10:1
  • +2Mak 25:6
  • +Pis 20:7
  • +2Sa 10:6
  • +1Sa 14:47; 2Sa 8:3

1 Makoronike 19:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 31:1
  • +2Sa 10:6
  • +Jos 13:9

1 Makoronike 19:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:16
  • +2Sa 23:8

1 Makoronike 19:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 10:8

1 Makoronike 19:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 10:9; Zvi 20:18

1 Makoronike 19:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 11:20
  • +2Sa 8:12

1 Makoronike 19:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:5
  • +Mup 4:9
  • +2Sa 10:11

1 Makoronike 19:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:6; Jos 1:7
  • +2Sa 10:12
  • +Isa 46:10

1 Makoronike 19:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 10:13
  • +Re 26:7; Dhe 28:7

1 Makoronike 19:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:8
  • +2Sa 10:14

1 Makoronike 19:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 10:15
  • +2Sa 8:3

1 Makoronike 19:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 10:17

1 Makoronike 19:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 19:14; Pis 33:16
  • +2Sa 10:18

1 Makoronike 19:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:7; Pis 18:39
  • +1Mak 14:17; Pis 18:44
  • +2Sa 10:19

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 19:11Sa 11:1
1 Mak. 19:12Sa 10:1
1 Mak. 19:22Sa 9:7; Zvi 19:22
1 Mak. 19:22Sa 10:2
1 Mak. 19:2Ge 19:38
1 Mak. 19:3Jos 2:1
1 Mak. 19:3Isa 32:7
1 Mak. 19:4Pis 35:12
1 Mak. 19:4Re 19:27
1 Mak. 19:4Isa 20:4
1 Mak. 19:42Sa 10:4
1 Mak. 19:51Mad 16:34
1 Mak. 19:61Sa 13:4
1 Mak. 19:62Sa 10:1
1 Mak. 19:62Mak 25:6
1 Mak. 19:6Pis 20:7
1 Mak. 19:62Sa 10:6
1 Mak. 19:61Sa 14:47; 2Sa 8:3
1 Mak. 19:7Isa 31:1
1 Mak. 19:72Sa 10:6
1 Mak. 19:7Jos 13:9
1 Mak. 19:82Sa 8:16
1 Mak. 19:82Sa 23:8
1 Mak. 19:92Sa 10:8
1 Mak. 19:102Sa 10:9; Zvi 20:18
1 Mak. 19:111Mak 11:20
1 Mak. 19:112Sa 8:12
1 Mak. 19:122Sa 8:5
1 Mak. 19:12Mup 4:9
1 Mak. 19:122Sa 10:11
1 Mak. 19:13Dhe 31:6; Jos 1:7
1 Mak. 19:132Sa 10:12
1 Mak. 19:13Isa 46:10
1 Mak. 19:142Sa 10:13
1 Mak. 19:14Re 26:7; Dhe 28:7
1 Mak. 19:15Re 26:8
1 Mak. 19:152Sa 10:14
1 Mak. 19:162Sa 10:15
1 Mak. 19:162Sa 8:3
1 Mak. 19:172Sa 10:17
1 Mak. 19:181Mak 19:14; Pis 33:16
1 Mak. 19:182Sa 10:18
1 Mak. 19:19Dhe 28:7; Pis 18:39
1 Mak. 19:191Mak 14:17; Pis 18:44
1 Mak. 19:192Sa 10:19
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Makoronike 19:1-19

1 Makoronike

19 Zvino pashure paizvozvo Nahashi+ mambo wevanakomana vaAmoni akafa, mwanakomana wake akatanga kutonga panzvimbo pake.+ 2 Dhavhidhi akabva ati: “Ndichaitira Hanuni mwanakomana waNahashi mutsa worudo,+ nokuti baba vake vakandiitira mutsa worudo.”+ Naizvozvo Dhavhidhi akatuma nhume kuti dzinomunyaradza pamusoro pababa vake, vashandi vaDhavhidhi vakasvika munyika yevanakomana vaAmoni+ maiva naHanuni kuti vamunyaradze. 3 Asi machinda evanakomana vaAmoni akati kuna Hanuni: “Munofunga kuti Dhavhidhi ari kukudza baba venyu zvaakutumirai vanyaradzi here? Vashandi vake havana kuuya kwamuri kuti vazonyatsoongorora nokusora+ nyika kuti vaiparadze here?”+ 4 Naizvozvo Hanuni akatora vashandi vaDhavhidhi+ akavaveura,+ akacheka nguo dzavo nepakati kusvikira pamagaro avo,+ akavadzinga.+ 5 Gare gare vanhu vakaenda, vakaudza Dhavhidhi nezvevarume vacho; uye akabva angotumira vanhu kunovachingura, nokuti varume vacho vakanga vava kunyara kwazvo; uye mambo akati: “Garai muJeriko+ kusvikira ndebvu dzenyu dzakura kwazvo, mozodzoka henyu.”

6 Kwapera nguva yakati, vanakomana vaAmoni vakaona kuti vakanga vava kuvengwa kwazvo+ naDhavhidhi, Hanuni+ nevanakomana vaAmoni vakatumira matarenda+ esirivha chiuru kuti vabhadhare ngoro+ nevatasvi vemabhiza kuMesopotamiya nokuAramu-maaka+ nokuZobha.+ 7 Naizvozvo vakabhadhara ngoro zviuru makumi matatu nezviviri+ namambo weMaaka nevanhu vake.+ Vakabva vauya, vakadzika misasa pakatarisana neMedhebha;+ asi vanakomana vaAmoni vakaungana vachibva mumaguta avo, vakauya kuzorwa.

8 Dhavhidhi paakanzwa nezvazvo, akabva atuma Joabhi+ neuto rose nevarume vaiva nesimba.+ 9 Vanakomana vaAmoni vakabuda, vakagadzirira kurwa pasuo reguta, uye madzimambo+ akanga auya aiva oga musango.

10 Joabhi paakaona kuti mauto akanga ava kurwisana naye mberi neshure, akabva angosarudza vamwe pavarume vose vakanga vakasarudzwa pakati paIsraeri, akaita kuti vagadzirire kusangana nevaSiriya.+ 11 Akaita kuti Abhishai+ mwana wababa vake atarisire vamwe vanhu vose, kuti vagadzirire kusangana nevanakomana vaAmoni.+ 12 Iye akati: “Kana vaSiriya+ vakandikunda, iwe undiponesewo;+ asi kana vanakomana vaAmoni vakakukunda, ndichakuponesawo.+ 13 Simba,+ kuti tiratidze kuti takashinga nokuda kwevanhu vedu uye nokuda kwemaguta aMwari wedu;+ uye Jehovha achaita zvakamunakira.”+

14 Joabhi nevanhu vaaiva navo vakabva vaswedera pedyo nevaSiriya kuti varwe,+ ivo vakamutiza.+ 15 Vanakomana vaAmoni vakaona kuti vaSiriya vakanga vatiza, ivo vakatizawo+ Abhishai mwanakomana wababa vake, vakabva vapinda muguta.+ Gare gare Joabhi akasvika muJerusarema.

16 VaSiriya pavakaona kuti vakanga vakundwa+ nevaIsraeri, vakatuma nhume, dzikauya nevaSiriya vaiva munzvimbo yoRwizi,+ vachitungamirirwa naShofaki mukuru weuto raHadhadhezeri.

17 Dhavhidhi paakazviudzwa, akabva aunganidza vaIsraeri vose, akayambuka Jodhani, akasvika kwavaiva, akagadzirira kurwa navo.+ Dhavhidhi paakagadzirira kuti asangane nevaSiriya, vakatanga kurwisana naye. 18 Asi vaSiriya vakatiza+ vaIsraeri; uye Dhavhidhi akauraya vatyairi vengoro zviuru zvinomwe nevarume vaifamba netsoka zviuru makumi mana pavaSiriya, uye akauraya Shofaki mukuru weuto racho.+ 19 Vashandi vaHadhadhezeri pavakaona kuti vakanga vakundwa nevaIsraeri,+ vakakurumidza kutsvaka rugare naDhavhidhi, vakatanga kumushandira;+ uye Siriya haina kuzoda kuedzazve kuponesa vanakomana vaAmoni.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe