RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 21
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Makoronike 21:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1992, p. 5

1 Makoronike 21:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:16
  • +1Mak 27:23
  • +2Sa 17:11
  • +Vat 18:29; 2Sa 3:10
  • +2Sa 24:2

1 Makoronike 21:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 1:11
  • +2Sa 24:3

1 Makoronike 21:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 8:4
  • +2Sa 24:4
  • +2Sa 24:8

1 Makoronike 21:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1992, p. 5

1 Makoronike 21:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 27:24
  • +Nu 1:47

1 Makoronike 21:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 11:27

1 Makoronike 21:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 12:13
  • +Pis 25:11; 51:1
  • +2Sa 24:10

1 Makoronike 21:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:11; 1Mak 29:29
  • +1Sa 9:9

1 Makoronike 21:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:12
  • +Zvi 3:12

1 Makoronike 21:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:13

1 Makoronike 21:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:26
  • +Re 26:17; Dhe 28:25
  • +Re 26:25
  • +Dhe 28:22, 27; 2Sa 24:13
  • +2Mad 19:35

1 Makoronike 21:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:14
  • +Eks 34:6; Pis 51:1; Isa 55:7; Mari 3:22
  • +2Mak 28:9

1 Makoronike 21:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 16:46
  • +2Sa 24:15

1 Makoronike 21:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:16
  • +Eks 32:14; Dhe 32:36
  • +Pis 90:13
  • +2Sa 24:18; 2Mak 3:1
  • +2Sa 5:6

1 Makoronike 21:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 22:31
  • +Jos 5:13
  • +1Mad 21:27; 2Mad 19:1; Pis 35:13
  • +Nu 16:22

1 Makoronike 21:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:17; Pis 51:4
  • +Pis 44:11
  • +Eks 32:12

1 Makoronike 21:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:11
  • +2Sa 24:18; 2Mak 3:1

1 Makoronike 21:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:19

1 Makoronike 21:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 21:15

1 Makoronike 21:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:20

1 Makoronike 21:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 23:9
  • +2Sa 24:21
  • +Nu 25:8

1 Makoronike 21:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 23:11
  • +1Sa 6:14; 1Mad 19:21
  • +Isa 28:27
  • +2Sa 24:22
  • +2Sa 24:23

1 Makoronike 21:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 23:13

1 Makoronike 21:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:24

1 Makoronike 21:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:25; 2Sa 24:25
  • +1Sa 7:9; Pis 91:15
  • +Re 9:24; 1Mad 18:38; 2Mak 7:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 78

1 Makoronike 21:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:16; Pis 103:20

1 Makoronike 21:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 24:25

1 Makoronike 21:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:4; 1Mak 16:39; 2Mak 1:3

1 Makoronike 21:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 6:9; Pis 119:120

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 21:12Sa 24:1
1 Mak. 21:22Sa 8:16
1 Mak. 21:21Mak 27:23
1 Mak. 21:22Sa 17:11
1 Mak. 21:2Vat 18:29; 2Sa 3:10
1 Mak. 21:22Sa 24:2
1 Mak. 21:3Dhe 1:11
1 Mak. 21:32Sa 24:3
1 Mak. 21:4Mup 8:4
1 Mak. 21:42Sa 24:4
1 Mak. 21:42Sa 24:8
1 Mak. 21:52Sa 24:9
1 Mak. 21:61Mak 27:24
1 Mak. 21:6Nu 1:47
1 Mak. 21:72Sa 11:27
1 Mak. 21:82Sa 12:13
1 Mak. 21:8Pis 25:11; 51:1
1 Mak. 21:82Sa 24:10
1 Mak. 21:92Sa 24:11; 1Mak 29:29
1 Mak. 21:91Sa 9:9
1 Mak. 21:102Sa 24:12
1 Mak. 21:10Zvi 3:12
1 Mak. 21:112Sa 24:13
1 Mak. 21:12Re 26:26
1 Mak. 21:12Re 26:17; Dhe 28:25
1 Mak. 21:12Re 26:25
1 Mak. 21:12Dhe 28:22, 27; 2Sa 24:13
1 Mak. 21:122Mad 19:35
1 Mak. 21:132Sa 24:14
1 Mak. 21:13Eks 34:6; Pis 51:1; Isa 55:7; Mari 3:22
1 Mak. 21:132Mak 28:9
1 Mak. 21:14Nu 16:46
1 Mak. 21:142Sa 24:15
1 Mak. 21:152Sa 24:16
1 Mak. 21:15Eks 32:14; Dhe 32:36
1 Mak. 21:15Pis 90:13
1 Mak. 21:152Sa 24:18; 2Mak 3:1
1 Mak. 21:152Sa 5:6
1 Mak. 21:16Nu 22:31
1 Mak. 21:16Jos 5:13
1 Mak. 21:161Mad 21:27; 2Mad 19:1; Pis 35:13
1 Mak. 21:16Nu 16:22
1 Mak. 21:172Sa 24:17; Pis 51:4
1 Mak. 21:17Pis 44:11
1 Mak. 21:17Eks 32:12
1 Mak. 21:182Sa 24:11
1 Mak. 21:182Sa 24:18; 2Mak 3:1
1 Mak. 21:192Sa 24:19
1 Mak. 21:201Mak 21:15
1 Mak. 21:212Sa 24:20
1 Mak. 21:22Ge 23:9
1 Mak. 21:222Sa 24:21
1 Mak. 21:22Nu 25:8
1 Mak. 21:23Ge 23:11
1 Mak. 21:231Sa 6:14; 1Mad 19:21
1 Mak. 21:23Isa 28:27
1 Mak. 21:232Sa 24:22
1 Mak. 21:232Sa 24:23
1 Mak. 21:24Ge 23:13
1 Mak. 21:252Sa 24:24
1 Mak. 21:26Eks 20:25; 2Sa 24:25
1 Mak. 21:261Sa 7:9; Pis 91:15
1 Mak. 21:26Re 9:24; 1Mad 18:38; 2Mak 7:1
1 Mak. 21:272Sa 24:16; Pis 103:20
1 Mak. 21:282Sa 24:25
1 Mak. 21:291Mad 3:4; 1Mak 16:39; 2Mak 1:3
1 Mak. 21:302Sa 6:9; Pis 119:120
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Makoronike 21:1-30

1 Makoronike

21 Zvino Satani akamukira vaIsraeri, akakurudzira+ Dhavhidhi kuti averenge vaIsraeri. 2 Naizvozvo Dhavhidhi akati kuna Joabhi+ nokuvakuru vevanhu: “Endai munoverenga+ vaIsraeri kubvira kuBheeri-shebha+ kusvikira kuDhani,+ mudzoke kwandiri neshoko kuti ndizive kuwanda kwavo.”+ 3 Asi Joabhi akati: “Jehovha ngaawedzere vanhu vake kane zana kupfuura kuwanda kwavakaita.+ Haiwa ishe wangu mambo, vose zvavo havasi vashandi vashe wangu here? Ishe wangu anotsvakireiko izvi?+ Nei achida kuita kuti vaIsraeri vave nemhosva?”

4 Asi shoko ramambo+ rakakunda Joabhi, zvokuti Joabhi akaenda,+ akafamba nepakati pevaIsraeri vose, achibva azosvika kuJerusarema.+ 5 Zvino Joabhi akapa Dhavhidhi nhamba yevanhu vakanga vanyorwa; uye vaIsraeri vose vakasvika varume miriyoni imwe chete nezviuru zana vaivhomora bakatwa,+ vaJudha vakasvika varume zviuru mazana mana nezvine makumi manomwe vaivhomora bakatwa. 6 Asi haana kunyora+ vaRevhi+ nevaBhenjamini pakati pavo, nokuti shoko ramambo rakanga risina kufadza Joabhi zvachose.

7 Zvino chinhu ichi chakanga chakaipa kuna Mwari wechokwadi,+ naizvozvo akarova Israeri. 8 Naizvozvo Dhavhidhi akati kuna Mwari wechokwadi: “Ndatadza+ kwazvo zvandaita chinhu ichi. Zvino ndapota, bvisai kukanganisa kwomushumiri wenyu;+ nokuti ndakaita zvoupenzi kwazvo.”+ 9 Jehovha akataura naGadhi,+ muoni+ waDhavhidhi, achiti: 10 “Enda utaure naDhavhidhi, uchiti, ‘Zvanzi naJehovha: “Ndiri kukuunzira zvinhu zvitatu.+ Sarudza chimwe chete chazvo kuti ndikuitire ichocho.”’”+ 11 Naizvozvo Gadhi akapinda maiva naDhavhidhi+ akati kwaari: “Zvanzi naJehovha, ‘Sarudza chaunoda, 12 kuti kuve nenzara kwemakore matatu;+ kana kuti uparadzwe nemhandu dzako+ uye bakatwa revavengi vako rikuwane kwemwedzi mitatu, kana kuti kuve nebakatwa raJehovha,+ kana denda+ munyika, ngirozi yaJehovha ichiparadza+ munharaunda yose yevaIsraeri kwemazuva matatu.’ Zvino chiona zvandingapindura Iye andituma.” 13 Naizvozvo Dhavhidhi akati kuna Gadhi: “Zviri kunditambudza kwazvo. Ndapota, regai ndiwire hangu muruoko rwaJehovha,+ nokuti ngoni dzake izhinji kwazvo;+ asi musandirega ndichiwira muruoko rwomunhu.”+

14 Jehovha akabva aunza denda+ pakati paIsraeri, zvokuti vanhu zviuru makumi manomwe vakafa pakati paIsraeri.+ 15 Mwari wechokwadi akatumawo ngirozi kuJerusarema kuti inoriparadza;+ uye payakangotanga kuparadza, Jehovha akazviona, akatanga kuzvidemba pamusoro pedambudziko racho;+ naizvozvo akati kungirozi yakanga ichiparadza: “Zvakwana!+ Chidzikisa ruoko rwako.” Ngirozi yaJehovha yakanga yakamira pedyo neburiro raOrinani+ muJebhusi.+

16 Dhavhidhi paakatarira, akaona ngirozi yaJehovha+ yakamira pakati penyika nematenga, muruoko rwayo muine bakatwa rayo rakanga rakavhomorwa+ rakatambanudzirwa kuJerusarema; uye Dhavhidhi nevarume vakuru, vakapfeka masaga,+ vakabva vawira pasi nezviso zvavo.+ 17 Dhavhidhi akati kuna Mwari wechokwadi: “Handisi ini ndakati vanhu vaverengwe, uye handisi ini ndakatadza ndikaita zvakaipa here?+ Asi makwai aya,+ akaitei? Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndapota, ruoko rwenyu ngaruuye pandiri neimba yababa vangu; asi kwete pavanhu venyu,+ kuti muvarove nedenda.”

18 Zvino ngirozi yaJehovha yakaudza Gadhi+ kuti anoudza Dhavhidhi kuti Dhavhidhi aende kunovakira Jehovha atari paburiro raOrinani muJebhusi.+ 19 Naizvozvo Dhavhidhi akaenda sezvakanga zvataurwa naGadhi achishandisa zita raJehovha.+ 20 Munguva iyi, Orinani+ akatendeuka, akaona ngirozi yacho; uye vanakomana vake vana vaaiva navo vakavanda. Zvino Orinani akanga achipura gorosi. 21 Naizvozvo Dhavhidhi akasvika paiva naOrinani. Orinani paakatarira akaona Dhavhidhi,+ akabva abuda muburiro, akakotamira Dhavhidhi chiso chake chakatarira pasi. 22 Dhavhidhi akabva ati kuna Orinani: “Ndipewo nzvimbo yeburiro, kuti ndivakire Jehovha atari ipapo. Nditengesere nemari+ yakakwana,+ kuti denda+ ribviswe pakati pevanhu.” 23 Asi Orinani akati kuna Dhavhidhi: “Ritorei henyu kuti rive renyu,+ uye ishe wangu mambo ngaaite zvakamunakira. Onai, ndiri kupa mombe+ kuti dzive zvinopiwa zvinopiswa nechirei chinoshandiswa kupura+ kuti chive huni+ negorosi kuti rive chinopiwa chezviyo. Ndiri kupa zvose.”+

24 Asi Mambo Dhavhidhi akati kuna Orinani: “Aiwa, ndichatotenga nemari yakakwana,+ nokuti handingaendi nezvinhu zvako kuna Jehovha kuti ndinopa zvibayiro zvinopiswa zvandisina kutenga.” 25 Naizvozvo Dhavhidhi akapa Orinani mashekeri endarama aisvika mazana matanhatu nokuda kwenzvimbo yacho.+ 26 Dhavhidhi akabva avakira Jehovha atari+ ipapo, akapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zvokugoverana, akadana Jehovha,+ iye akamupindura nomoto+ wakabva kudenga ukaenda paatari yezvinopiwa zvinopiswa. 27 Jehovha akataurawo shoko kungirozi yacho,+ iyo yakabva yadzorera bakatwa rayo mumuhara waro. 28 Panguva iyoyo, Dhavhidhi paakaona kuti Jehovha akanga amupindura ari paburiro raOrinani muJebhusi, akaramba achibayira zvibayiro ipapo.+ 29 Asi panguva iyoyo tebhenekeri yaJehovha yakanga yagadzirwa naMosesi murenje neatari yezvinopiwa zvinopiswa, zvakanga zviri panzvimbo yakakwirira kuGibhiyoni.+ 30 Dhavhidhi akanga asina kukwanisa kuenda pamberi payo kuti anobvunza Mwari, nokuti akanga achitya+ bakatwa rengirozi yaJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe