RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 23
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Makoronike 23:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 1:1
  • +1Mad 1:33, 39; 1Mak 28:5

1 Makoronike 23:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 22:17; 28:1
  • +Eks 29:9
  • +Nu 3:6; 1Mak 13:2

1 Makoronike 23:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 4:3

1 Makoronike 23:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:29
  • +Dhe 16:18; 2Mak 19:8

1 Makoronike 23:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:12
  • +1Mak 6:31; 9:33
  • +1Mad 10:12

1 Makoronike 23:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 8:14; 31:2
  • +Eks 6:16

1 Makoronike 23:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:21
  • +1Mak 26:22

1 Makoronike 23:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 24:4

1 Makoronike 23:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:18
  • +Eks 6:21
  • +Nu 3:27
  • +1Mak 6:2

1 Makoronike 23:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 4:14
  • +Eks 6:20, 26
  • +Eks 28:1; VaH 5:4
  • +VaH 9:7
  • +1Sa 2:28
  • +Dhe 21:5
  • +Re 9:22; Nu 6:23

1 Makoronike 23:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:mashoko ekusuma
  • +1Mak 26:24

1 Makoronike 23:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 2:22
  • +Eks 18:4

1 Makoronike 23:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:24

1 Makoronike 23:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:25

1 Makoronike 23:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 3:27
  • +1Mak 24:22

1 Makoronike 23:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 24:23

1 Makoronike 23:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:22

1 Makoronike 23:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:19
  • +Nu 26:58; 1Mak 24:30
  • +1Mak 24:28

1 Makoronike 23:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 36:11

1 Makoronike 23:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 24:30

1 Makoronike 23:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 26:58
  • +1Mak 28:13
  • +Ezr 3:8

1 Makoronike 23:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:1; 1Mak 22:18
  • +1Mad 8:13; Pis 135:21

1 Makoronike 23:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 4:15, 49

1 Makoronike 23:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:2

1 Makoronike 23:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 3:9
  • +1Mad 6:36
  • +1Mak 9:26
  • +Ne 12:45

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1969

1 Makoronike 23:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 24:6; 1Mak 9:32
  • +1Mak 9:29
  • +Eks 29:23; Re 2:4
  • +Eks 29:2
  • +Re 7:9
  • +Re 7:12
  • +Re 19:36

1 Makoronike 23:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:37
  • +Eks 29:39
  • +Re 22:29; Pis 105:1; VaF 4:6
  • +1Mak 16:4; Pis 69:30; 2VaK 11:31

1 Makoronike 23:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:10
  • +Nu 10:10; Pis 81:3
  • +Re 23:4

1 Makoronike 23:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 1:53
  • +1Mak 9:27
  • +Nu 3:9

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 23:11Mad 1:1
1 Mak. 23:11Mad 1:33, 39; 1Mak 28:5
1 Mak. 23:21Mak 22:17; 28:1
1 Mak. 23:2Eks 29:9
1 Mak. 23:2Nu 3:6; 1Mak 13:2
1 Mak. 23:3Nu 4:3
1 Mak. 23:41Mak 26:29
1 Mak. 23:4Dhe 16:18; 2Mak 19:8
1 Mak. 23:51Mak 26:12
1 Mak. 23:51Mak 6:31; 9:33
1 Mak. 23:51Mad 10:12
1 Mak. 23:62Mak 8:14; 31:2
1 Mak. 23:6Eks 6:16
1 Mak. 23:81Mak 26:21
1 Mak. 23:81Mak 26:22
1 Mak. 23:111Mak 24:4
1 Mak. 23:12Eks 6:18
1 Mak. 23:12Eks 6:21
1 Mak. 23:12Nu 3:27
1 Mak. 23:121Mak 6:2
1 Mak. 23:13Eks 4:14
1 Mak. 23:13Eks 6:20, 26
1 Mak. 23:13Eks 28:1; VaH 5:4
1 Mak. 23:13VaH 9:7
1 Mak. 23:131Sa 2:28
1 Mak. 23:13Dhe 21:5
1 Mak. 23:13Re 9:22; Nu 6:23
1 Mak. 23:14Pis 90:mashoko ekusuma
1 Mak. 23:141Mak 26:24
1 Mak. 23:15Eks 2:22
1 Mak. 23:15Eks 18:4
1 Mak. 23:161Mak 26:24
1 Mak. 23:171Mak 26:25
1 Mak. 23:18Nu 3:27
1 Mak. 23:181Mak 24:22
1 Mak. 23:191Mak 24:23
1 Mak. 23:20Eks 6:22
1 Mak. 23:21Eks 6:19
1 Mak. 23:21Nu 26:58; 1Mak 24:30
1 Mak. 23:211Mak 24:28
1 Mak. 23:22Nu 36:11
1 Mak. 23:231Mak 24:30
1 Mak. 23:24Nu 26:58
1 Mak. 23:241Mak 28:13
1 Mak. 23:24Ezr 3:8
1 Mak. 23:252Sa 7:1; 1Mak 22:18
1 Mak. 23:251Mad 8:13; Pis 135:21
1 Mak. 23:26Nu 4:15, 49
1 Mak. 23:272Sa 23:2
1 Mak. 23:28Nu 3:9
1 Mak. 23:281Mad 6:36
1 Mak. 23:281Mak 9:26
1 Mak. 23:28Ne 12:45
1 Mak. 23:29Re 24:6; 1Mak 9:32
1 Mak. 23:291Mak 9:29
1 Mak. 23:29Eks 29:23; Re 2:4
1 Mak. 23:29Eks 29:2
1 Mak. 23:29Re 7:9
1 Mak. 23:29Re 7:12
1 Mak. 23:29Re 19:36
1 Mak. 23:301Mak 16:37
1 Mak. 23:30Eks 29:39
1 Mak. 23:30Re 22:29; Pis 105:1; VaF 4:6
1 Mak. 23:301Mak 16:4; Pis 69:30; 2VaK 11:31
1 Mak. 23:31Eks 20:10
1 Mak. 23:31Nu 10:10; Pis 81:3
1 Mak. 23:31Re 23:4
1 Mak. 23:32Nu 1:53
1 Mak. 23:321Mak 9:27
1 Mak. 23:32Nu 3:9
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Makoronike 23:1-32

1 Makoronike

23 Zvino Dhavhidhi akanga akwegura,+ agutswa nemazuva, naizvozvo akagadza mwanakomana wake Soromoni+ kuti ave mambo waIsraeri. 2 Akaunganidza machinda+ ose aIsraeri nevapristi+ nevaRevhi.+ 3 Naizvozvo vaRevhi vakaverengwa kubvira pane vaiva nemakore makumi matatu zvichikwira;+ uye kuwanda kwavo kwakasvika zviuru makumi matatu nezvisere, vachiverenga munhu mumwe nomumwe wavo uye murume mumwe nomumwe. 4 Pane ivava, zviuru makumi maviri nezvina vaizoshanda sevatariri vebasa reimba yaJehovha; uye zviuru zvitanhatu sevatungamiriri+ nevatongi;+ 5 uye zviuru zvina sevachengeti vemagedhi+ uye zviuru zvina sevarumbidzi vaJehovha+ vachiridza zviridzwa+ zviya zvakanzi naDhavhidhi “Ndakazvigadzirira kurumbidza.”

6 Dhavhidhi akabva avaisa mumapoka+ akaenzana nevanakomana vaRevhi,+ Geshoni, Kohati naMerari. 7 KuvaGeshoni, Radhani naShimei. 8 Vanakomana vaRadhani vaiva Jehieri+ aiva mukuru naZetamu naJoeri,+ vari vatatu. 9 Vanakomana vaShimei vaiva Sheromoti naHazieri naHarani, vari vatatu. Ava ndivo vaiva vakuru vemadzibaba aRadhani. 10 Vanakomana vaShimei vaiva Jahati, Zina naJeushi naBheria. Ava vari vana, ndivo vaiva vanakomana vaShimei. 11 Jahati ndiye aiva mukuru, achiteverwa naZizaa. Asi Jeushi naBheria havana kuva nevanakomana vakawanda; naizvozvo vakava imba yemadzibaba+ yeboka rimwe chete revakuru vakuru.

12 Vanakomana vaKohati+ vaiva Amramu, Izihari,+ Hebroni+ naUzieri,+ vari vana. 13 Vanakomana vaAmramu vaiva Aroni+ naMosesi.+ Asi Aroni akatsaurwa+ kuti atsvenese Nzvimbo Tsvenetsvene,+ iye nevanakomana vake nokusingagumi, kuti akwidze utsi hwezvibayiro+ pamberi paJehovha, kuti amushumire+ uye kuti akomborere vanhu+ nezita rake nokusingagumi. 14 Asi kana ari Mosesi munhu waMwari wechokwadi,+ vanakomana vake vakaramba vachiverengwa pakati pedzinza revaRevhi.+ 15 Vanakomana vaMosesi vaiva Geshomu+ naEriyezeri.+ 16 Vanakomana vaGeshomu vaiva Shebhueri+ aiva mukuru. 17 Vanakomana vaEriyezeri vaiva Rehabhiya+ aiva mukuru; uye Eriyezeri haana kuva nevamwe vanakomana, asi vanakomana vaRehabhiya vakava vazhinji kwazvo. 18 Vanakomana vaIzihari+ vaiva Sheromiti+ aiva mukuru. 19 Vanakomana vaHebroni vaiva Jeriya aiva mukuru, Amariya ari wechipiri, Jahazieri ari wechitatu naJekameyamu+ ari wechina. 20 Vanakomana vaUzieri+ vaiva Mika aiva mukuru naIshiya ari wechipiri.

21 Vanakomana vaMerari+ vaiva Mari naMushi.+ Vanakomana vaMari vaiva Eriyezari+ naKishi. 22 Asi Eriyezari akafa; uye akanga asina vanakomana asi aiva nevanasikana. Naizvozvo hanzvadzi dzavo, vanakomana vaKishi, vakavatora kuti vave madzimai avo.+ 23 Vanakomana vaMushi vaiva Mari naEdheri naJeremoti,+ vari vatatu.

24 Ava ndivo vaiva vanakomana vaRevhi maererano neimba yemadzibaba avo,+ vaiva vakuru vemadzibaba, maererano nevakagadzwa vavo, vakaverengwa nemazita avo, mukuru wavo mumwe nomumwe, vanhu vaiita basa+ reimba yaJehovha, vaibvira pamakore makumi maviri zvichikwira.+ 25 Nokuti Dhavhidhi akanga ati: “Jehovha Mwari waIsraeri azorodza vanhu vake,+ uye achagara muJerusarema nokusingagumi.+ 26 Uyewo vaRevhi havazofaniri kutakura tebhenekeri kana midziyo yayo chero ipi zvayo yokuitisa basa rayo.”+ 27 Nokuti maererano nemashoko okupedzisira+ aDhavhidhi, uku ndiko kwaiva kuwanda kwevanakomana vaRevhi vaibvira pamakore makumi maviri zvichikwira. 28 Nokuti basa ravo raiva rokubatsira vanakomana vaAroni+ kuita basa reimba yaJehovha rokutarisira zvivanze+ nokutarisira dzimba dzokudyira+ nokutarisira kunatswa kwezvinhu zvose zvitsvene+ nezvaifanira kuitwa zvebasa reimba yaMwari wechokwadi, 29 nerokutarisira zvingwa zvakaturikidzaniswa+ nerokutarisira furawa yakatsetseka+ yechinopiwa chezviyo nerokutarisira zvingwa zvitete+ zvisina kuviriswa+ nerokutarisira makeke aibikirwa mugango+ nerokutarisira mukanyiwa+ wakasanganiswa nerokutarisira kuyerwa kwose kwouwandu hwezvinhu noukuru hwazvo;+ 30 nerokumira+ mangwanani+ oga oga kuti vaonge+ nokurumbidza+ Jehovha, nokuita saizvozvo manheru; 31 nerokutarisira kupa zvibayiro zvose zvinopisirwa Jehovha pamasabata,+ pakugara kwomwedzi+ uye pamwaka yemitambo,+ nokuwanda kwazvo maererano nomurau wazvo, nguva dzose pamberi paJehovha. 32 Vakatarisira kuchengetedzwa+ kwetende rokusanganira nokuchengetedzwa kwenzvimbo tsvene+ nokuchengetedzwa kwehama dzavo, ivo vanakomana vaAroni nokuda kwebasa reimba yaJehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe