RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 29
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Makoronike 29:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:8
  • +1Mad 8:19; 1Mak 28:5
  • +1Mad 3:7; Zvi 4:3
  • +2Mak 2:4

1 Makoronike 29:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 9:10
  • +1Mak 22:3
  • +1Mak 22:16
  • +1Mak 22:14
  • +1Mak 22:4
  • +Eks 28:9

1 Makoronike 29:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 26:8; 27:4; 122:1
  • +1Mak 21:24; Zvi 3:9
  • +1Mak 22:5, 16

1 Makoronike 29:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 28:16

1 Makoronike 29:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 35:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/1990, p. 31

    Ushumiri hwoUmambo,

    2/1998, pp. 5-6

1 Makoronike 29:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 27:1
  • +1Mak 23:11
  • +1Mak 28:1
  • +Eks 18:25; 1Mak 13:1
  • +Dhe 1:15; 1Mak 27:1
  • +1Mak 27:25, 29, 31

1 Makoronike 29:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 9:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), pp. 1953, 2050

    Nharireyomurindi,

    8/1/2009, p. 30

    Ushumiri hwoUmambo,

    2/1998, pp. 5-6

1 Makoronike 29:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:22
  • +1Mak 6:1

1 Makoronike 29:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 9:7
  • +Mab 20:35

1 Makoronike 29:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 31:8
  • +1Mad 8:14; 2Mak 6:3
  • +Ge 32:28; Pis 68:35
  • +1Mad 8:15

1 Makoronike 29:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 145:3; 1Ti 1:17
  • +Ge 17:1; Zva 5:13
  • +1Mak 29:13; Pis 71:8
  • +1Sa 15:29
  • +1Mak 16:27; Pis 8:1
  • +Pis 24:1; 115:15; Isa 42:5; Jer 10:12
  • +Pis 103:19; Mt 6:10
  • +Ne 9:5; Pis 97:9

1 Makoronike 29:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 8:18; Zvi 10:22; VaF 4:19
  • +1Mad 3:13; Joh 17:5
  • +2Mak 20:6
  • +Zvi 18:10; Isa 40:26
  • +Dhe 3:24; VaE 1:19; Zva 15:3
  • +2Mak 1:12; Pis 75:7
  • +2Mak 16:9; Pis 18:32; 28:8; Isa 40:29; 1Pe 4:11

1 Makoronike 29:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 105:1
  • +Pis 106:1
  • +Isa 63:14

1 Makoronike 29:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:18
  • +Pis 115:1; VaF 2:13
  • +Pis 50:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2018, p. 18

1 Makoronike 29:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 25:23; VaH 11:13
  • +Job 14:2; Jak 4:14

1 Makoronike 29:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 24:1

1 Makoronike 29:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:9
  • +Zvi 11:20; 15:8; Mab 24:16; VaH 1:9

1 Makoronike 29:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:6
  • +1Mak 28:9
  • +Pis 10:17; 86:11; 2VaT 2:17

1 Makoronike 29:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:61; 2Mad 20:3; Mk 12:30
  • +1Mad 6:12; 1Mak 28:7
  • +Dhe 4:45; 6:17; 1Mad 2:3
  • +Dhe 7:11; 12:1
  • +1Mak 29:1
  • +1Mak 22:14

1 Makoronike 29:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:8
  • +1Mak 16:36; Pis 134:2; 145:1; VaE 1:3
  • +Ge 24:26; Eks 4:31
  • +2Mak 7:3; Zva 7:11

1 Makoronike 29:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 7:4; Ezr 6:17
  • +Re 1:3; 1Mad 8:64
  • +Re 23:13; Nu 15:5
  • +1Mad 8:63

1 Makoronike 29:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:7; 2Mak 7:10; Ne 8:12
  • +1Mak 23:1
  • +1Mad 1:35
  • +1Mad 2:35

1 Makoronike 29:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:5
  • +1Mak 22:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 32

    Mukai!,

    1/8/1990, p. 21

1 Makoronike 29:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 22:17; 28:21
  • +1Mak 28:1
  • +2Sa 3:2; 1Mak 3:5

1 Makoronike 29:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:12; 2Mak 1:1
  • +2Mak 1:12; Mup 2:9

1 Makoronike 29:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 18:14; Pis 78:71

1 Makoronike 29:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:4; 1Mad 2:11
  • +2Sa 2:11
  • +2Sa 5:5

1 Makoronike 29:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 1:1; Zvi 16:31
  • +1Mak 29:12
  • +Zvi 29:23
  • +1Mad 2:1, 10, 12

1 Makoronike 29:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 9:9
  • +2Sa 7:2; 12:1
  • +1Mak 21:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, p. 32

1 Makoronike 29:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:21
  • +1Mad 2:11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 29:11Mak 28:8
1 Mak. 29:11Mad 8:19; 1Mak 28:5
1 Mak. 29:11Mad 3:7; Zvi 4:3
1 Mak. 29:12Mak 2:4
1 Mak. 29:2Mup 9:10
1 Mak. 29:21Mak 22:3
1 Mak. 29:21Mak 22:16
1 Mak. 29:21Mak 22:14
1 Mak. 29:21Mak 22:4
1 Mak. 29:2Eks 28:9
1 Mak. 29:3Pis 26:8; 27:4; 122:1
1 Mak. 29:31Mak 21:24; Zvi 3:9
1 Mak. 29:31Mak 22:5, 16
1 Mak. 29:4Job 28:16
1 Mak. 29:5Eks 35:5
1 Mak. 29:61Mak 27:1
1 Mak. 29:61Mak 23:11
1 Mak. 29:61Mak 28:1
1 Mak. 29:6Eks 18:25; 1Mak 13:1
1 Mak. 29:6Dhe 1:15; 1Mak 27:1
1 Mak. 29:61Mak 27:25, 29, 31
1 Mak. 29:72VaK 9:11
1 Mak. 29:81Mak 26:22
1 Mak. 29:81Mak 6:1
1 Mak. 29:92VaK 9:7
1 Mak. 29:9Mab 20:35
1 Mak. 29:102Mak 31:8
1 Mak. 29:101Mad 8:14; 2Mak 6:3
1 Mak. 29:10Ge 32:28; Pis 68:35
1 Mak. 29:101Mad 8:15
1 Mak. 29:11Pis 145:3; 1Ti 1:17
1 Mak. 29:11Ge 17:1; Zva 5:13
1 Mak. 29:111Mak 29:13; Pis 71:8
1 Mak. 29:111Sa 15:29
1 Mak. 29:111Mak 16:27; Pis 8:1
1 Mak. 29:11Pis 24:1; 115:15; Isa 42:5; Jer 10:12
1 Mak. 29:11Pis 103:19; Mt 6:10
1 Mak. 29:11Ne 9:5; Pis 97:9
1 Mak. 29:12Dhe 8:18; Zvi 10:22; VaF 4:19
1 Mak. 29:121Mad 3:13; Joh 17:5
1 Mak. 29:122Mak 20:6
1 Mak. 29:12Zvi 18:10; Isa 40:26
1 Mak. 29:12Dhe 3:24; VaE 1:19; Zva 15:3
1 Mak. 29:122Mak 1:12; Pis 75:7
1 Mak. 29:122Mak 16:9; Pis 18:32; 28:8; Isa 40:29; 1Pe 4:11
1 Mak. 29:13Pis 105:1
1 Mak. 29:13Pis 106:1
1 Mak. 29:13Isa 63:14
1 Mak. 29:142Sa 7:18
1 Mak. 29:14Pis 115:1; VaF 2:13
1 Mak. 29:14Pis 50:12
1 Mak. 29:15Re 25:23; VaH 11:13
1 Mak. 29:15Job 14:2; Jak 4:14
1 Mak. 29:16Pis 24:1
1 Mak. 29:171Mak 28:9
1 Mak. 29:17Zvi 11:20; 15:8; Mab 24:16; VaH 1:9
1 Mak. 29:18Eks 3:6
1 Mak. 29:181Mak 28:9
1 Mak. 29:18Pis 10:17; 86:11; 2VaT 2:17
1 Mak. 29:191Mad 8:61; 2Mad 20:3; Mk 12:30
1 Mak. 29:191Mad 6:12; 1Mak 28:7
1 Mak. 29:19Dhe 4:45; 6:17; 1Mad 2:3
1 Mak. 29:19Dhe 7:11; 12:1
1 Mak. 29:191Mak 29:1
1 Mak. 29:191Mak 22:14
1 Mak. 29:201Mak 28:8
1 Mak. 29:201Mak 16:36; Pis 134:2; 145:1; VaE 1:3
1 Mak. 29:20Ge 24:26; Eks 4:31
1 Mak. 29:202Mak 7:3; Zva 7:11
1 Mak. 29:212Mak 7:4; Ezr 6:17
1 Mak. 29:21Re 1:3; 1Mad 8:64
1 Mak. 29:21Re 23:13; Nu 15:5
1 Mak. 29:211Mad 8:63
1 Mak. 29:22Dhe 12:7; 2Mak 7:10; Ne 8:12
1 Mak. 29:221Mak 23:1
1 Mak. 29:221Mad 1:35
1 Mak. 29:221Mad 2:35
1 Mak. 29:231Mak 28:5
1 Mak. 29:231Mak 22:11
1 Mak. 29:241Mak 22:17; 28:21
1 Mak. 29:241Mak 28:1
1 Mak. 29:242Sa 3:2; 1Mak 3:5
1 Mak. 29:251Mad 3:12; 2Mak 1:1
1 Mak. 29:252Mak 1:12; Mup 2:9
1 Mak. 29:261Mak 18:14; Pis 78:71
1 Mak. 29:272Sa 5:4; 1Mad 2:11
1 Mak. 29:272Sa 2:11
1 Mak. 29:272Sa 5:5
1 Mak. 29:281Mad 1:1; Zvi 16:31
1 Mak. 29:281Mak 29:12
1 Mak. 29:28Zvi 29:23
1 Mak. 29:281Mad 2:1, 10, 12
1 Mak. 29:291Sa 9:9
1 Mak. 29:292Sa 7:2; 12:1
1 Mak. 29:291Mak 21:9
1 Mak. 29:30Dha 2:21
1 Mak. 29:301Mad 2:11
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Makoronike 29:1-30

1 Makoronike

29 Zvino mambo Dhavhidhi akati kuungano yose:+ “Mwanakomana wangu Soromoni, uyo asarudzwa naMwari,+ muduku+ uye haana simba, asi basa iguru; nokuti chivako ichi chikuru hachisi chomunhu,+ asi ndechaJehovha Mwari. 2 Zvino maererano nesimba rangu rose+ ndakagadzirira+ imba yaMwari wangu ndarama+ yokugadzirisa zvinhu zvendarama, nesirivha yokugadzirisa zvinhu zvesirivha, nemhangura yokugadzirisa zvinhu zvemhangura, simbi+ yokugadzirisa zvinhu zvesimbi, nematanda+ okugadzirisa zvinhu zvematanda; matombo eonikisi,+ nematombo anofanira kuiswa pachishandiswa dhaka rakasimba, nemabwe okunakisa nawo, nematombo ose anokosha, nematombo earabhasta mazhinji. 3 Zvandinofarira+ imba yaMwari wangu, pachine pfuma yangu chaiyo,+ ndarama nesirivha; ndinozvipa kuimba yaMwari wangu kuwedzera kune zvose zvandakagadzirira imba tsvene:+ 4 matarenda endarama zviuru zvitatu, endarama yokuOfiri,+ nematarenda esirivha yakanatswa zviuru zvinomwe, yokunamisa madziro edzimba; 5 endarama yokugadzirisa zvinhu zvendarama, neesirivha yokugadzirisa zvinhu zvesirivha uye nokuda kwebasa rose rinoitwa nemaoko emhizha. Ndiani anozvipira kuzadza ruoko rwake nechipo chaJehovha nhasi?”+

6 Zvino machinda+ edzimba dzemadzitateguru+ nemachinda+ emadzinza aIsraeri nevakuru vezviuru+ nevemazana+ nevakuru vebasa+ ramambo vakazvipira. 7 Naizvozvo vakapa ndarama yaikosha matarenda zviuru zvishanu, nemadhariki zviuru gumi, nesirivha yaikosha matarenda zviuru gumi, nemhangura yaikosha matarenda zviuru gumi nezvisere, nesimbi yaikosha matarenda zviuru zana nokuda kwebasa reimba yaMwari wechokwadi.+ 8 Matombo api neapi aiva nevanhu vapi nevapi vakaaisa kupfuma yeimba yaJehovha yaitarisirwa naJehieri+ muGeshoni.+ 9 Vanhu vakafara nokupa zvinhu nokuzvidira kwavakaita,+ nokuti vakapa Jehovha zvinhu nokuzvidira, nomwoyo wakakwana; kunyange mambo Dhavhidhi akafara nomufaro mukuru.+

10 Naizvozvo Dhavhidhi akarumbidza+ Jehovha ungano yose ichizviona,+ Dhavhidhi akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri+ baba vedu, rumbidzwai+ narini kusvikira narini. 11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ norunako+ nouchangamire+ nokukudzwa+ ndezvenyu; nokuti zvinhu zvose zviri kumatenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndohwenyu,+ Imi muri kuzviisawo pamusoro kuti muve mukuru wezvose.+ 12 Pfuma+ nokukudzwa+ zviripo nokuda kwenyu, munodzora+ zvinhu zvose; simba+ noukuru zviri muruoko rwenyu,+ uye muruoko rwenyu mune simba rokuita zvinhu zvikuru+ nokupa vose simba.+ 13 Zvino, haiwa Mwari wedu, tiri kukuongai+ nokurumbidza+ zita renyu rakanaka.+

14 “Asi ini ndini ani+ uye vanhu vangu ndivanaani kuti tive nesimba rokupa nokuzvidira sezvataita?+ Nokuti zvose zvinobva kwamuri,+ uye takupai zvakabva muruoko rwenyu. 15 Nokuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanobva kune imwe nyika+ sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ose. Mazuva edu panyika akaita somumvuri+ uye hapana tariro. 16 Haiwa Jehovha Mwari wedu, izvi zvose zvizhinji zvatakagadzirira kuti tikuvakirei imba yezita renyu dzvene, zvakabva muruoko rwenyu, uye zvose ndezvenyu.+ 17 Haiwa Mwari wangu, ndinonyatsoziva kuti ndimi muongorori womwoyo,+ uye kuti munofarira kururama.+ Ini ndapa zvinhu zvose izvi nokuzvidira kwangu nomwoyo wangu wakarurama, uye ndafara kuona vanhu venyu vari pano vachikupai nokuzvidira. 18 Haiwa Jehovha Mwari wemadzitateguru edu Abrahamu, Isaka naIsraeri,+ chengetai izvi nokusingagumi sezvinodiwa nepfungwa dzemwoyo yevanhu venyu,+ mutungamirire mwoyo yavo kwamuri.+ 19 Ipai mwanakomana wangu Soromoni mwoyo wakakwana+ kuti achengete mirayiro yenyu,+ zvipupuriro zvenyu+ nemirau yenyu,+ kuti aite zvose, uye avake chivako chikuru+ chandakagadzirira.”+

20 Dhavhidhi akati kuungano yose:+ “Zvino rumbidzai+ Jehovha Mwari wenyu.” Ungano yose yakarumbidza Jehovha Mwari wemadzitateguru avo, vakakotama,+ vakagwadamira+ Jehovha namambo. 21 Vakaramba vachibayira+ zvibayiro kuna Jehovha nokupa zvinopiwa zvinopiswa+ kuna Jehovha zuva rakatevera zuva iroro, zvaiti, nzombe duku chiuru, makondohwe chiuru, makwayana makono chiuru nezvinopiwa zvazvo zvinonwiwa,+ nezvibayiro zvizhinji nokuda kwevaIsraeri vose.+ 22 Vakaramba vachidya uye vachinwa pamberi paJehovha zuva iroro vachifara kwazvo;+ vakagadza Soromoni mwanakomana waDhavhidhi kechipiri kuti ave mambo,+ vakamuzodza nokuda kwaJehovha kuti ave mutungamiriri+ uyewo Zadhoki+ kuti ave mupristi. 23 Soromoni akagara pachigaro choumambo chaJehovha+ ari mambo panzvimbo yababa vake Dhavhidhi, akabudirira,+ uye vaIsraeri vose vaimuteerera. 24 Machinda+ ose nevarume vaiva nesimba+ nevanakomana vose vaMambo Dhavhidhi,+ vakazviisa pasi pamambo Soromoni. 25 Jehovha akaramba achikudza Soromoni kwazvo+ vaIsraeri vose vachizviona uye akamupa rukudzo rukuru rusina kumbova namambo chero upi zvake waIsraeri akamutangira.+

26 Zvino Dhavhidhi mwanakomana waJese, akatonga vaIsraeri vose;+ 27 mazuva aakatonga Israeri aiva makore makumi mana.+ Akatonga kwemakore manomwe ari muHebroni,+ uye akatonga kwemakore makumi matatu nematatu ari muJerusarema.+ 28 Iye akazofa anyatsokwegura,+ agutswa nemazuva, pfuma+ nokukudzwa;+ uye mwanakomana wake Soromoni akatanga kutonga panzvimbo pake.+ 29 Zvimwe zvakaitwa namambo Dhavhidhi, zvokutanga nezvokupedzisira, zvakanyorwa mumashoko omuoni+ Samueri nomumashoko omuprofita Natani+ nomumashoko omuoni Gadhi,+ 30 pamwe chete nezvoumambo hwake hwose nesimba rake nezvakanga zvaitika+ kwaari nokuvaIsraeri nokuumambo hwose hwenyika dzacho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe