RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 15
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 15:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 24:2; 2Sa 23:2
  • +2Mak 15:8

2 Makoronike 15:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mar 3:7; Jak 4:8
  • +Isa 55:6; Jer 29:13
  • +1Mak 28:9; 2Mak 24:20; VaH 10:38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2012, pp. 9-10

2 Makoronike 15:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:28
  • +Dhe 33:10; 2Mak 17:9; Ne 8:9; Mar 2:7

2 Makoronike 15:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 10:10; Ho 6:1
  • +Dhe 4:30; Pis 106:44; VaR 2:9
  • +Isa 55:7; Mt 7:7

2 Makoronike 15:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 5:6
  • +1Sa 13:6

2 Makoronike 15:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 9:23; 2Mak 12:15
  • +Dhe 28:48; Vat 2:14; Pis 106:41; Ho 9:3

2 Makoronike 15:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 1:9; 1Mak 28:20
  • +Mup 10:18; VaH 12:12
  • +Rut 2:12; VaK 3:24; VaH 11:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2012, p. 9

2 Makoronike 15:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 15:1
  • +Dhe 27:15; 2Mad 23:24
  • +Jos 17:15
  • +2Mak 8:12

2 Makoronike 15:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 11:16
  • +2Mak 30:25
  • +Ge 39:3; 1Sa 18:28; Zek 8:23; Mab 7:9

2 Makoronike 15:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 23:3; 2Mak 34:31; Ne 10:29
  • +Dhe 4:29; Jer 29:13

2 Makoronike 15:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 22:20; Dhe 17:3
  • +Dhe 1:17
  • +Zvi 24:23

2 Makoronike 15:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 5:5; Mt 5:33

2 Makoronike 15:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:11; 40:16
  • +2Mak 15:2
  • +Zvi 16:7

2 Makoronike 15:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 13:6; 33:9; Zek 13:3
  • +1Mad 15:10
  • +1Mad 15:13; 2Mak 19:7
  • +Eks 34:17
  • +Dhe 7:5; 1Mad 15:13
  • +Eks 32:20
  • +2Sa 15:23

2 Makoronike 15:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:23; 2Mad 14:4; 23:20; Eze 6:3; 16:16
  • +1Mad 15:14; 22:43
  • +1Mad 8:61

2 Makoronike 15:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:51; 1Mak 26:26
  • +1Mad 15:15

2 Makoronike 15:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 14:1

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 15:1Nu 24:2; 2Sa 23:2
2 Mak. 15:12Mak 15:8
2 Mak. 15:2Mar 3:7; Jak 4:8
2 Mak. 15:2Isa 55:6; Jer 29:13
2 Mak. 15:21Mak 28:9; 2Mak 24:20; VaH 10:38
2 Mak. 15:31Mad 12:28
2 Mak. 15:3Dhe 33:10; 2Mak 17:9; Ne 8:9; Mar 2:7
2 Mak. 15:4Vat 10:10; Ho 6:1
2 Mak. 15:4Dhe 4:30; Pis 106:44; VaR 2:9
2 Mak. 15:4Isa 55:7; Mt 7:7
2 Mak. 15:5Vat 5:6
2 Mak. 15:51Sa 13:6
2 Mak. 15:6Vat 9:23; 2Mak 12:15
2 Mak. 15:6Dhe 28:48; Vat 2:14; Pis 106:41; Ho 9:3
2 Mak. 15:7Jos 1:9; 1Mak 28:20
2 Mak. 15:7Mup 10:18; VaH 12:12
2 Mak. 15:7Rut 2:12; VaK 3:24; VaH 11:6
2 Mak. 15:82Mak 15:1
2 Mak. 15:8Dhe 27:15; 2Mad 23:24
2 Mak. 15:8Jos 17:15
2 Mak. 15:82Mak 8:12
2 Mak. 15:92Mak 11:16
2 Mak. 15:92Mak 30:25
2 Mak. 15:9Ge 39:3; 1Sa 18:28; Zek 8:23; Mab 7:9
2 Mak. 15:122Mad 23:3; 2Mak 34:31; Ne 10:29
2 Mak. 15:12Dhe 4:29; Jer 29:13
2 Mak. 15:13Eks 22:20; Dhe 17:3
2 Mak. 15:13Dhe 1:17
2 Mak. 15:13Zvi 24:23
2 Mak. 15:14Mup 5:5; Mt 5:33
2 Mak. 15:15Pis 5:11; 40:16
2 Mak. 15:152Mak 15:2
2 Mak. 15:15Zvi 16:7
2 Mak. 15:16Dhe 13:6; 33:9; Zek 13:3
2 Mak. 15:161Mad 15:10
2 Mak. 15:161Mad 15:13; 2Mak 19:7
2 Mak. 15:16Eks 34:17
2 Mak. 15:16Dhe 7:5; 1Mad 15:13
2 Mak. 15:16Eks 32:20
2 Mak. 15:162Sa 15:23
2 Mak. 15:171Mad 14:23; 2Mad 14:4; 23:20; Eze 6:3; 16:16
2 Mak. 15:171Mad 15:14; 22:43
2 Mak. 15:171Mad 8:61
2 Mak. 15:181Mad 7:51; 1Mak 26:26
2 Mak. 15:181Mad 15:15
2 Mak. 15:192Mak 14:1
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 15:1-19

2 Makoronike

15 Zvino mudzimu+ waMwari wakauya pana Azariya mwanakomana waOdhedhi.+ 2 Naizvozvo akaenda pamberi paAsa akati kwaari: “Ndinzwei, haiwa imi Asa nemi mose vaJudha nevaBhenjamini! Jehovha anemi chero bedzi imi muinaye;+ uye kana mukamutsvaka,+ iye achaita kuti mumuwane, asi kana mukamusiya, achakusiyaiwo.+ 3 Kwemazuva mazhinji vaIsraeri+ vakanga vasina Mwari wechokwadi, vasina mupristi aidzidzisa+ uye vasina Mutemo. 4 Asi pavakadzokera kuna Jehovha Mwari waIsraeri+ mukutambudzika+ kwavo, vakamutsvaka, akabva aita kuti vamuwane.+ 5 Munguva iyoyo munhu aibuda kana aipinda akanga asina rugare,+ nokuti kwaiva nokusagadzikana kukuru pakati pevagari vose vomunyika dzacho.+ 6 Vakaparadzwa, rudzi ruchiparadza rumwe rudzi,+ guta richiparadza rimwe guta, nokuti Mwari akaita kuti varambe vasina kugadzikana vaine matambudziko emarudzi ose.+ 7 Asi imi shingai+ uye musashayisa maoko enyu simba,+ nokuti basa renyu richapiwa mubayiro.”+

8 Asa paakangonzwa mashoko aya nouprofita hwomuprofita Odhedhi,+ akashinga, akaita kuti zvinhu zvainyangadza+ zvinyangarike munyika yose yevaJudha nevaBhenjamini nomumaguta aakanga atora munzvimbo ine makomo yaEfremu,+ uye akamutsidzira atari yaJehovha yakanga iri pamberi pevharanda raJehovha.+ 9 Akatanga kuunganidza vaJudha nevaBhenjamini+ vose nevatorwa+ vavaiva navo kubva kwaEfremu nokwaManase nokwaSimiyoni, nokuti vakanga vatizira kwaari vachibva kuvaIsraeri vari vazhinji pavakaona kuti Jehovha Mwari wake aiva naye.+ 10 Naizvozvo vakaungana kuJerusarema mumwedzi wechitatu wegore rechigumi nemashanu rokutonga kwaAsa. 11 Pazuva iroro vakabva vabayira kuna Jehovha mombe mazana manomwe nemakwai zviuru zvinomwe vachitora pane zvakapambwa zvavakanga vauya nazvo. 12 Vakaitawo sungano+ yokuti vatsvake Jehovha Mwari wemadzitateguru avo nemwoyo yavo yose nemweya yavo yose;+ 13 kuti chero munhu upi zvake aizorega kutsvaka Jehovha Mwari waIsraeri aizourayiwa,+ kunyange ari muduku kana mukuru,+ kunyange ari murume kana mukadzi.+ 14 Naizvozvo vakapika+ kuna Jehovha nenzwi guru nokushevedzera kwokufara nemabhosvo nehwamanda. 15 VaJudha vose vakafarira+ zvakanga zvapikwa; nokuti vakanga vapika nemwoyo yavo yose vachifara kwazvo kuti vakanga vamutsvaka, zvokuti iye akaita kuti vamuwane;+ uye Jehovha akaramba achivapa zororo kumativi ose.+

16 Mambo Asa+ akabvisawo ambuya vake Maaka+ pakuva vahosi,+ nokuti vakanga vagadzirira danda dzvene chidhori chaityisa;+ uye Asa akabva atema chidhori chavo chaityisa,+ akachikuya, akachipisira+ mumupata une rukova weKidroni.+ 17 Asi nzvimbo dzakakwirira+ hadzina kubviswa pakati paIsraeri.+ Zvisinei, mwoyo waAsa ndiwo wakanga wakakwana pamazuva ake ose.+ 18 Akauya nezvinhu zvakaitwa zvitsvene nababa vake nezvinhu+ zvaakanga aita zvitsvene muimba yaMwari wechokwadi, sirivha nendarama nemidziyo.+ 19 Hakuna hondo yakaitika kusvikira mugore rechimakumi matatu nemashanu rokutonga kwaAsa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe