Mapisarema
Akapfeka ukuru;+
Jehovha akapfeka—akazvisunga nesimba.+
Nyika inobereka inosimbiswawo kuitira kuti irege kuzununguswa.+
2 Chigaro chenyu choumambo chakasimbiswa kwazvo kubvira kare kare;+
Imi mave muripo kubvira kare kare.+
Hapana vhidhiyo iripo.
Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.