RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 11
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

VaHebheru 11:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 17:5; 18:8; VaG 3:11
  • +VaH 10:22; 11:13
  • +VaR 8:24; 2VaK 4:18; 5:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    VaHebheru 11:1—“Kutenda Ndiko Kuva Nechokwadi Nezvinhu Zvatinotarisira”

    ijwbv nyaya 19

    Kutenda—Kunoita Kuti Tive Nesimba

    w19.08 p. 26

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 pp. 21-23 ndim. 2-7

    Ratidza Kutenda Kwako Mune Zvakavimbiswa naJehovha

    w16.10 p. 27 ndim. 6

    Kutenda

    g16 nha. 3 p. 12

    Shinga—Jehovha Anewe!

    w13 1/15 p. 7 ndim. 2

    Sumo

    ia p. 5 ndim. 5-6

    Chii Chinonzi Kutenda?

    w09 5/1 p. 3

    Kutenda

    rs p. 179

    Famba naMwari Munguva Ino Inonetsa

    w05 9/1 p. 16 ndim. 13

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

    Une Kutenda Mumashoko Akanaka Zvechokwadi Here?

    w03 1/15 p. 10 ndim. 4

    Chikonzero Nei Zvishamiso Zvoga Zvisingavaki Kutenda

    w97 3/15 p. 6

    Kutenda

    w97 2/15 pp. 30-31

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 13 ndim. 2

    Shandisa Kutenda Kwakavakirwa Pazvokwadi

    w91 9/15 p. 10

    Pupurira Jehovha Uye Usaneta

    w89 12/15 pp. 14-15

    Rugare Nokuchengeteka Mupasi Rose—Itariro Yakavimbika

    tp chits. 9 ndim. 6

VaHebheru 11:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:39

VaHebheru 11:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 1:26
  • +Pis 33:6; 2Pe 3:5
  • +VaR 1:20

VaHebheru 11:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 4:5
  • +Ge 4:4
  • +Ge 4:10; Mt 23:35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mwari Akafarira” Zvipo Zvavo

    rr chits. 2

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 p. 20 ndim. 4

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    w13 1/1 pp. 12-15

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    ia chits. 1 ndim. 2-27

    Mukoma Nomunun’una Vakava Nemafungiro Akasiyana

    w02 1/15 p. 23

    Zvibayiro Zvaifadza Mwari

    w00 8/15 pp. 13-14 ndim. 8-9

    Nei Jehovha Achifanira Kuva Nezvapupu?

    jv chits. 1

    Kutenda

    w97 2/15 pp. 30-31

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 16

VaHebheru 11:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 5:22; Jud 14
  • +Ge 5:24
  • +Ge 5:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Akafamba naMwari

    wcg chits. 1

    “Akanga Anyatsofadza Mwari”

    wp17 nha. 1 pp. 10-13

    Unoyeuka Here?

    w17.06 p. 3

    Shingiswa Nokutenda uye Nokutya Mwari

    w06 10/1 p. 19 ndim. 14

    Famba naMwari Munguva Ino Inonetsa

    w05 9/1 p. 15 ndim. 9

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—I

    w04 1/1 p. 29 ndim. 5

    Enoki Akafamba naMwari Munyika Isingadi Mwari

    w01 9/15 p. 31

    Ngativei Vaya Vane Kutenda

    w99 12/15 p. 22 ndim. 11-12

    Nei Jehovha Achifanira Kuva Nezvapupu?

    jv chits. 1

    Enoki—Aisatya Pasinei Zvapo Nezvinetso Zvose

    w97 1/15 pp. 29-31

VaHebheru 11:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaT 3:2
  • +VaG 2:16
  • +Joh 7:28; VaR 10:14; VaH 9:24
  • +1Sa 2:7; Pis 58:11; Mt 5:12
  • +Zef 2:3; Mt 6:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Yeuka Kuti Jehovha Ndiye “Mwari Mupenyu”

    w24.06 pp. 22-24

    Nei Mwari Asingapinduri Mimwe Minyengetero?

    wp21 nha. 1 p. 9

    Chii Chichakubatsira Kuramba Uchidzidza Bhaibheri?

    lff chidzidzo 12

    Kubhabhatidzwa Idanho Rinokosha

    lff chidzidzo 23

    Ungaita Sei Kuti Uve Pedyo naMwari?

    ijwbq nyaya 174 ndim. 20-21

    Ramba Uchirwira Kukomborerwa naJehovha

    w16.09 p. 9 ndim. 5

    Jehovha Anopa Mubayiro Vaya Vanomutsvaka Nomwoyo Wose

    w16.12 pp. 24-28

    “Anopa Mubayiro Vaya Vanomutsvaka Nomwoyo Wose”

    w13 11/1 p. 11

    Sumo

    ia p. 5 ndim. 8

    Tsvaka Chikomborero chaJehovha Nemwoyo Wose

    w10 9/15 p. 8 ndim. 6

    Pane Mumwe Munhu Ane Hanya Zvechokwadi Here?

    w09 6/1 p. 30

    Nei Tichikwegura Tofa?

    w08 3/1 pp. 30-31

    Tarisira Kuna Jehovha, uye Shinga

    w06 10/1 pp. 28-29 ndim. 10-11

    Jehovha “Anopa Mubayiro Vanomutsvaka Nemwoyo Wose”

    w05 8/1 pp. 28-29

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

    Jehovha, ‘Nhare Yedu Panguva Yokutambudzika’

    w04 8/15 p. 19 ndim. 9

    Uri Kutsvaka Jehovha Nomwoyo Wose Here?

    w03 8/15 pp. 25-26

    “Achaswedera Pedyo Nemi”

    w02 12/15 pp. 17-18

    Mwari Anokuitira Hanya

    w96 3/1 p. 7

    Mwari Anopa Tuso Here?

    g94 12/8 pp. 30-31

    Shandisa Kutenda Kwakavakirwa Pazvokwadi

    w91 9/15 pp. 9-12

    Minyengetero Yavanaani Inopindurwa?

    w90 1/15 p. 6

VaHebheru 11:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 6:8
  • +Ge 6:13
  • +Ge 6:14
  • +Ge 6:22
  • +VaR 1:17; 3:22; VaG 5:5; VaF 3:9; 2Pe 2:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Akapa Nyika Mhosva

    wcg chits. 2

    Ratidza Kutenda Kwako Mune Zvakavimbiswa naJehovha

    w16.10 p. 27 ndim. 7

    ‘Akachengetedzwa Pamwe Chete Nevamwe Vanomwe’

    w13 8/1 pp. 13-14

    Mhanya Nhangemutange Nokutsungirira

    w11 9/15 p. 18 ndim. 13

    Kutenda kwaNoa Kunopa Nyika Mhosva

    w01 11/15 p. 31

    Unoshurikidza Nyika Nokutenda Kwako Here?

    w89 10/1 pp. 11-15 ndim. 5-21

    Iwe Unoyeuka Here?

    w89 12/15 p. 30

    Vapukunyuki Vanofanira Kuva “Vasati Vari Rutivi Rwenyika”

    tp chits. 11 ndim. 5

VaHebheru 11:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:1; VaR 4:11, 13
  • +Ge 12:4; Mab 7:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Uri Kumirira “Guta Rine Faundesheni Chaiyo” Here?

    w20.08 pp. 3-4

VaHebheru 11:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 23:4
  • +Ge 12:8
  • +Ge 21:3
  • +Ge 25:26
  • +Ge 17:6; 26:3; 28:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Uri Kumirira “Guta Rine Faundesheni Chaiyo” Here?

    w20.08 pp. 3-5 ndim. 5-11

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 16 ndim. 18

    Abrahama—Muenzaniso Wavose Vanotsvaka Ushamwari hwaMwari

    w89 7/1 p. 20

VaHebheru 11:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 8:56; VaH 13:14; Zva 21:2
  • +VaH 3:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Uri Kumirira “Guta Rine Faundesheni Chaiyo” Here?

    w20.08 pp. 2-5 ndim. 2-11

    Jehovha Akamuti “Shamwari Yangu”

    w16.02 p. 12 ndim. 16

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 p. 21 ndim. 9

    Jehovha—Nzvimbo Yedu Yokugara

    w13 3/15 p. 22 ndim. 14

    “Baba Vevaya Vose Vanotenda”

    ia chits. 3 ndim. 20-21

    Upenyu Husingaperi Pasi Pano—Tariro Inobva Kuna Mwari

    w09 8/15 p. 4 ndim. 7

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

    w08 10/15 p. 32 ndim. 3

    Rumuko—Dzidziso Ine Chokuita Newe

    w05 5/1 p. 11 ndim. 14

    Abrahamu—Muenzaniso Wokutenda

    w01 8/15 p. 18 ndim. 14

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 19 ndim. 35

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 58—VaHebheru

    si p. 247 ndim. 26

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 16 ndim. 18

    Abrahama—Muenzaniso Wavose Vanotsvaka Ushamwari hwaMwari

    w89 7/1 p. 20 ndim. 11

VaHebheru 11:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 17:15
  • +Ge 17:17
  • +Ge 21:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 p. 21 ndim. 10

    Kutenda

    w97 2/15 pp. 30-31

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 17 ndim. 19

VaHebheru 11:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 21:5
  • +VaR 4:19
  • +Ge 22:17; 1Mad 4:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutenda

    w97 2/15 pp. 30-31

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 17 ndim. 19

VaHebheru 11:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 23:4
  • +Ge 47:9
  • +Joh 8:56
  • +1Mak 29:15; Pis 39:12; VaE 2:19; 1Pe 2:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 p. 22 ndim. 5-6

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 pp. 20-21

    “Vagari Venguva Duku” Munyika Yakaipa

    w11 11/15 pp. 16-17

    Abrahamu—Muenzaniso Wokutenda

    w01 8/15 p. 19 ndim. 18

    Musarega Kuita Zvakanaka Kwazvo

    w01 8/15 pp. 28-29

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 17 ndim. 20

VaHebheru 11:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 13:14

VaHebheru 11:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:31
  • +Ge 24:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Gadzirira Matambudziko Anogona Kuzouya Wabhabhatidzwa

    w26.02 p. 22 ndim. 8

    Mwari Akamuti “Mwanasikana Wamambo”

    wp17 nha. 5 pp. 12-13

    Abrahama—Muenzaniso Wavose Vanotsvaka Ushamwari hwaMwari

    w89 7/1 p. 20 ndim. 11-12

VaHebheru 11:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 4:17; 25:34; VaF 3:20
  • +Eks 3:15; Mt 22:32; Mab 7:32
  • +VaH 12:22; Zva 21:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Tinofamba Nokutenda, Hatifambi Nokuona”

    w98 1/15 p. 11 ndim. 12

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 19 ndim. 35

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 17 ndim. 20

    Pupurira Jehovha Uye Usaneta

    w89 12/15 p. 12 ndim. 10

VaHebheru 11:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:1
  • +Ge 22:9; Joh 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndinoziva Kuti Achamuka”

    w17.12 p. 6 ndim. 14

    Tinofanira Kuvimba naJehovha

    w98 8/15 pp. 11-12

VaHebheru 11:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    VaH 11:​18 Kureva, “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 21:12; VaR 9:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndinoziva Kuti Achamuka”

    w17.12 p. 6 ndim. 14

VaHebheru 11:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 4:17
  • +1VaK 10:11; 15:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndinoziva Kuti Achamuka”

    w17.12 p. 6 ndim. 14

    Jehovha Akamuti “Shamwari Yangu”

    w16.02 p. 11 ndim. 13

    Upenyu Husingaperi Pasi Pano—Tariro Inobva Kuna Mwari

    w09 8/15 p. 4 ndim. 5

    Kutenda

    w97 2/15 pp. 30-31

VaHebheru 11:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 27:27
  • +Ge 27:39

VaHebheru 11:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 47:29
  • +Ge 48:20
  • +Ge 47:31

VaHebheru 11:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 50:24
  • +Ge 50:25; Eks 13:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vakwegura Chikomborero Kuvaduku

    w07 6/1 p. 28

VaHebheru 11:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 2:2
  • +Mab 7:20
  • +Eks 1:16, 22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutenda Kwevabereki Kunotuswa

    w97 5/1 pp. 30-31

VaHebheru 11:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 2:11
  • +Eks 2:10; Mab 7:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 pp. 21-22

    Tevedzera Kutenda kwaMosesi

    w14 4/15 pp. 3-4 ndim. 1-6

    Chimwe Chinhu Chikuru Kupfuura Upfumi hweIjipiti

    w02 6/15 p. 11

VaHebheru 11:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 pp. 21-22

    Tevedzera Kutenda kwaMosesi

    w14 4/15 pp. 3-4 ndim. 1-5

    Famba Nokutenda, Kwete Nokuona!

    w05 9/15 pp. 16-17 ndim. 3-5

    Chimwe Chinhu Chikuru Kupfuura Upfumi hweIjipiti

    w02 6/15 p. 11

VaHebheru 11:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:9; VaR 15:3
  • +VaH 10:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Pinda Muna Farao”

    wcg chits. 11

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 pp. 21-22

    Tevedzera Kutenda kwaMosesi

    w14 4/15 pp. 5-7 ndim. 9-17

    Usatarira “Zvinhu Zviri Shure”

    w12 3/15 p. 28 ndim. 15

    Chimwe Chinhu Chikuru Kupfuura Upfumi hweIjipiti

    w02 6/15 p. 11

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w92 11/15 p. 30

VaHebheru 11:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:51
  • +Eks 10:28
  • +Joh 1:18; 4:24; 1Ti 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoona “Uyo Asingaoneki” Here?

    w14 4/15 pp. 8-10

    Pane Akamboona Mwari Here?

    ijwbq nyaya 83 ndim. 9

    Vakristu Vanoratidza Kubwinya kwaJehovha

    w05 8/15 pp. 22-23

    Ramba Wakasimba Souri Kuona Uyo Asingaoneki!

    w01 6/15 pp. 18-23

    Ngativei Vaya Vane Kutenda

    w99 12/15 p. 21 ndim. 10

    Zvapupu Zvinorwisana Navamwari Venhema

    w95 9/1 p. 9

    Famba Noushingi Munzira dzaJehovha

    w93 11/15 p. 14 ndim. 12

VaHebheru 11:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:21
  • +Eks 12:22
  • +Eks 12:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoona “Uyo Asingaoneki” Here?

    w14 4/15 pp. 8-12

VaHebheru 11:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:22
  • +Eks 14:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoona “Uyo Asingaoneki” Here?

    w14 4/15 pp. 11-12

VaHebheru 11:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 6:20

VaHebheru 11:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 2:1
  • +Jos 6:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Akanzi “Akarurama Nemabasa”

    w13 11/1 p. 13

VaHebheru 11:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 6:11
  • +Vat 4:6
  • +Vat 13:24
  • +Vat 11:1
  • +1Sa 16:13
  • +1Sa 3:20
  • +Mab 3:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Akatsungirira Pasinei Nezvinhu Zvaiodza Mwoyo

    ia chits. 8 ndim. 12-13

    Akaodzwa Mwoyo Asi Haana Kukanda Mapfumo Pasi

    w11 1/1 pp. 25-26

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 7—Vatongi

    si p. 50 ndim. 27

VaHebheru 11:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 7:22
  • +Ge 15:6; VaH 11:4
  • +2Sa 7:12
  • +Vat 14:6; 1Sa 17:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 p. 23 ndim. 10

    Akatsungirira Pasinei Nezvinhu Zvaiodza Mwoyo

    ia chits. 8 ndim. 12-13

    Akaodzwa Mwoyo Asi Haana Kukanda Mapfumo Pasi

    w11 1/1 pp. 25-26

VaHebheru 11:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 3:23
  • +2Mad 6:15
  • +Vat 16:28; 1Mad 18:46
  • +Vat 11:32; 2Sa 23:8
  • +Vat 4:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakashayisa Moto Simba”

    wcg chits. 38

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 p. 23 ndim. 10

    Kutenda Kwavo Kwakabuda Muchoto

    dp chits. 5 ndim. 25

VaHebheru 11:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 17:22; 2Mad 4:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndine Tariro Kuna Mwari”

    w17.12 p. 12 ndim. 19

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 pp. 23-24 ndim. 10-12

    Rumuko—Tarisiro Yakanaka Kwazvo

    w05 5/1 pp. 5-6

    Ndivanaani Vachamutswa?

    w05 5/1 p. 17 ndim. 19-20

    Kuchava Norumuko Rwavakarurama

    w95 2/15 p. 10 ndim. 11

    Vimba naJehovha Kuti Azadzike Donzo Rake

    w94 3/15 p. 19 ndim. 16

VaHebheru 11:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 20:2
  • +Jer 37:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 p. 23 ndim. 11

VaHebheru 11:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 21:13; 2Mak 24:21
  • +1Mad 22:24
  • +1Mad 18:4
  • +2Mad 1:8
  • +1Mad 19:5
  • +1Mad 19:2
  • +Jer 38:6

VaHebheru 11:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 18:4; 19:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 p. 23 ndim. 11

    Renje raJudha—Risina Chinhu Asi Rinofadza

    w89 11/1 p. 16

VaHebheru 11:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:18; 49:10; VaH 11:13

VaHebheru 11:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 2:3; 3:1; 7:22; Zva 20:6
  • +VaR 8:18; 9:27; 11:5; VaH 10:19
  • +VaH 11:32
  • +VaH 7:11, 19
  • +Jak 1:18; Zva 14:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuberekwazve

    rs p. 106 ndim. 3

    ‘Mweya Yakaurawa’ Inotuswa

    re chits. 17 ndim. 11

    Wakagamuchira “Mudzimu Wechokwadi” Here?

    w02 2/1 pp. 21-23

    Unoyeuka Here?

    w02 4/15 p. 30

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaH. 11:1Ru 17:5; 18:8; VaG 3:11
VaH. 11:1VaH 10:22; 11:13
VaH. 11:1VaR 8:24; 2VaK 4:18; 5:7
VaH. 11:2VaH 11:39
VaH. 11:3VaK 1:26
VaH. 11:3Pis 33:6; 2Pe 3:5
VaH. 11:3VaR 1:20
VaH. 11:4Ge 4:5
VaH. 11:4Ge 4:4
VaH. 11:4Ge 4:10; Mt 23:35
VaH. 11:5Ge 5:22; Jud 14
VaH. 11:5Ge 5:24
VaH. 11:5Ge 5:22
VaH. 11:62VaT 3:2
VaH. 11:6VaG 2:16
VaH. 11:6Joh 7:28; VaR 10:14; VaH 9:24
VaH. 11:61Sa 2:7; Pis 58:11; Mt 5:12
VaH. 11:6Zef 2:3; Mt 6:33
VaH. 11:7Ge 6:8
VaH. 11:7Ge 6:13
VaH. 11:7Ge 6:14
VaH. 11:7Ge 6:22
VaH. 11:7VaR 1:17; 3:22; VaG 5:5; VaF 3:9; 2Pe 2:5
VaH. 11:8Ge 12:1; VaR 4:11, 13
VaH. 11:8Ge 12:4; Mab 7:2
VaH. 11:9Ge 23:4
VaH. 11:9Ge 12:8
VaH. 11:9Ge 21:3
VaH. 11:9Ge 25:26
VaH. 11:9Ge 17:6; 26:3; 28:13
VaH. 11:10Joh 8:56; VaH 13:14; Zva 21:2
VaH. 11:10VaH 3:4
VaH. 11:11Ge 17:15
VaH. 11:11Ge 17:17
VaH. 11:11Ge 21:2
VaH. 11:12Ge 21:5
VaH. 11:12VaR 4:19
VaH. 11:12Ge 22:17; 1Mad 4:20
VaH. 11:13Ge 23:4
VaH. 11:13Ge 47:9
VaH. 11:13Joh 8:56
VaH. 11:131Mak 29:15; Pis 39:12; VaE 2:19; 1Pe 2:11
VaH. 11:14VaH 13:14
VaH. 11:15Ge 11:31
VaH. 11:15Ge 24:6
VaH. 11:16Mt 4:17; 25:34; VaF 3:20
VaH. 11:16Eks 3:15; Mt 22:32; Mab 7:32
VaH. 11:16VaH 12:22; Zva 21:2
VaH. 11:17Ge 22:1
VaH. 11:17Ge 22:9; Joh 3:16
VaH. 11:18Ge 21:12; VaR 9:7
VaH. 11:19VaR 4:17
VaH. 11:191VaK 10:11; 15:20
VaH. 11:20Ge 27:27
VaH. 11:20Ge 27:39
VaH. 11:21Ge 47:29
VaH. 11:21Ge 48:20
VaH. 11:21Ge 47:31
VaH. 11:22Ge 50:24
VaH. 11:22Ge 50:25; Eks 13:19
VaH. 11:23Eks 2:2
VaH. 11:23Mab 7:20
VaH. 11:23Eks 1:16, 22
VaH. 11:24Eks 2:11
VaH. 11:24Eks 2:10; Mab 7:21
VaH. 11:26Pis 69:9; VaR 15:3
VaH. 11:26VaH 10:34
VaH. 11:27Eks 12:51
VaH. 11:27Eks 10:28
VaH. 11:27Joh 1:18; 4:24; 1Ti 1:17
VaH. 11:28Eks 12:21
VaH. 11:28Eks 12:22
VaH. 11:28Eks 12:23
VaH. 11:29Eks 14:22
VaH. 11:29Eks 14:28
VaH. 11:30Jos 6:20
VaH. 11:31Jos 2:1
VaH. 11:31Jos 6:17
VaH. 11:32Vat 6:11
VaH. 11:32Vat 4:6
VaH. 11:32Vat 13:24
VaH. 11:32Vat 11:1
VaH. 11:321Sa 16:13
VaH. 11:321Sa 3:20
VaH. 11:32Mab 3:24
VaH. 11:33Vat 7:22
VaH. 11:33Ge 15:6; VaH 11:4
VaH. 11:332Sa 7:12
VaH. 11:33Vat 14:6; 1Sa 17:34
VaH. 11:34Dha 3:23
VaH. 11:342Mad 6:15
VaH. 11:34Vat 16:28; 1Mad 18:46
VaH. 11:34Vat 11:32; 2Sa 23:8
VaH. 11:34Vat 4:16
VaH. 11:351Mad 17:22; 2Mad 4:34
VaH. 11:36Jer 20:2
VaH. 11:36Jer 37:15
VaH. 11:371Mad 21:13; 2Mak 24:21
VaH. 11:371Mad 22:24
VaH. 11:371Mad 18:4
VaH. 11:372Mad 1:8
VaH. 11:371Mad 19:5
VaH. 11:371Mad 19:2
VaH. 11:37Jer 38:6
VaH. 11:381Mad 18:4; 19:9
VaH. 11:39Ge 22:18; 49:10; VaH 11:13
VaH. 11:40VaH 2:3; 3:1; 7:22; Zva 20:6
VaH. 11:40VaR 8:18; 9:27; 11:5; VaH 10:19
VaH. 11:40VaH 11:32
VaH. 11:40VaH 7:11, 19
VaH. 11:40Jak 1:18; Zva 14:4
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
VaHebheru 11:1-40

VaHebheru

11 Kutenda+ kutarisira nechivimbo zvinhu zvinenge zvichitarisirwa,+ kuratidzwa kuri pachena kwezvinhu chaizvoizvo kunyange zvisati zvaonekwa.+ 2 Nokuti nokuda kwokutenda uku vanhu vomunguva yekare vakapupurirwa.+

3 Nokutenda tinonzwisisa kuti mamiriro ezvinhu+ epanguva yacho akarongwa neshoko raMwari,+ zvokuti zvinhu zvinooneka zvakabva muzvinhu zvisingaoneki.+

4 Nokutenda Abheri akapa Mwari chibayiro chaikosha kupfuura chaKaini,+ kunova kutenda kwakaita kuti apupurirwe kuti akanga akarurama, Mwari achipupurira+ pamusoro pezvipo zvake; uye nokutenda kwacho, kunyange zvazvo iye akafa, achiri kutaura.+

5 Nokutenda Inoki+ akatamiswa kuti asaona rufu, uye haana kuzomboonekwa nokuti Mwari akanga amutamisa;+ nokuti asati atamiswa akapupurirwa kuti akanga anyatsofadza Mwari.+ 6 Zvakare, pasina kutenda+ hazvibviri kunyatsomufadza,+ nokuti iye anosvika kuna Mwari anofanira kutenda kuti ariko+ uye kuti anopa mubayiro+ vaya vanomutsvaka nomwoyo wose.+

7 Nokutenda Noa,+ pashure pokunge anyeverwa naMwari nezvezvinhu zvakanga zvisati zvaonekwa,+ akaratidza kutya Mwari, akavaka areka+ kuti aponese imba yake; uye nokutenda uku akapa nyika mhosva,+ akava mugari wenhaka yokururama+ kunoenderana nokutenda.

8 Nokutenda Abrahamu,+ paakadanwa, akateerera akaenda kunzvimbo yaaizofanira kugamuchira senhaka; uye akabuda, kunyange akanga asingazivi kwaakanga achienda.+ 9 Nokutenda akagara ari mutorwa munyika yechipikirwa,+ somunyika isiri yake, akagara mumatende+ pamwe chete naIsaka+ naJakobho,+ vagari venhaka yechipikirwa ichocho pamwe chete naye.+ 10 Nokuti akanga achimirira guta+ rine nheyo chaidzo, iro Mwari ari muvaki nomuiti waro.+

11 Nokutenda naiyewo Sara+ akagamuchira simba rokubata pamuviri pomwana, kunyange akanga apfuura zera racho,+ sezvaaifunga kuti akanga amupikira akanga akatendeka.+ 12 Nokudarowo munhu mumwe chete,+ iye akanga aita seafa,+ akabereka vana vazhinji senyeredzi dzokudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa, risingaverengeki.+

13 Ivava vose vakafa+ vachitenda, kunyange vasina kuwana kuzadzika kwezvipikirwa,+ asi vakazviona zviri kure,+ vakazvikwazisa, vakazivisa pachena kuti vakanga vari vaeni nevagari venguva duku munyika yacho.+ 14 Nokuti vaya vanotaura zvinhu zvakadaro vanopupurira kuti vari kuzvitsvakira nomwoyo wose nzvimbo yavo pachavo.+ 15 Asi, chokwadi kudai vakanga varamba vachiyeuka nzvimbo iyoyo yavakanga vabva,+ vangadai vakava nomukana wokudzokera.+ 16 Asi zvino vari kuvavarira kuwana nzvimbo iri nani, ine chokuita nokudenga.+ Nokudaro Mwari haanyari navo, kuti anzi Mwari wavo,+ nokuti akavagadzirira guta.+

17 Nokutenda Abrahamu, paakaedzwa,+ akaita sokunge akanga atobayira Isaka, uye munhu akanga agamuchira zvipikirwa nomufaro akaedza kupa mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ 18 kunyange akanga audzwa kuti: “Achanzi ‘mwana* wako’ achavapo nokuna Isaka.”+ 19 Asi akafunga kuti Mwari akanga achikwanisa kumumutsa kunyange kubva kuvakafa;+ uye akamugamuchirawo nenzira yokufananidzira+ kubva ikoko.

20 Nokutendawo Isaka akakomborera Jakobho+ naIsau+ pamusoro pezvinhu zvaizouya.

21 Nokutenda Jakobho, paakanga ava kuda kufa,+ akakomborera mumwe nomumwe wevanakomana vaJosefa+ akanamata akazendamira pamusoro pomudonzvo wake.+

22 Nokutenda Josefa, ava kusvika kumugumo wake, akataura nezvokubuda+ kwevana vaIsraeri; uye akapa murayiro pamusoro pemapfupa ake.+

23 Nokutenda Mosesi akavanzwa kwemwedzi mitatu nevabereki vake pashure pokunge aberekwa,+ nokuti vakaona kuti mwana wacho muduku akanga akanaka+ uye havana kutya murayiro+ wamambo. 24 Nokutenda Mosesi, paakanga akura,+ akaramba kunzi mwanakomana womwanasikana waFarao,+ 25 achisarudza kuitirwa zvakaipa pamwe chete nevanhu vaMwari panzvimbo pokufadzwa nechivi kwenguva duku, 26 nokuti akaona kuzvidzwa+ kwaKristu sepfuma huru pane pfuma yeIjipiti; nokuti akaramba akatarira kuripwa kwomubayiro.+ 27 Nokutenda akabva kuIjipiti,+ asi asingatyi kutsamwa kwamambo,+ nokuti akaramba akasimba seaiona Uyo asingaoneki.+ 28 Nokutenda akanga achengeta paseka+ uye akasasa ropa,+ kuti muparadzi arege kugunzva matangwe avo.+

29 Nokutenda vakapfuura nomuGungwa Dzvuku sepanyika yakaoma,+ asi pavakatsunga kupindawo namo vaIjipiti vakamedzwa.+

30 Nokutenda, masvingo eJeriko akawira pasi pashure pokunge apotererwa kwemazuva manomwe.+ 31 Nokutenda Rakabhi+ hure haana kuparara pamwe chete nevaya vasina kuteerera, nokuti akagamuchira vasori norugare.+

32 Ndezvipi zvimwe zvandichataura? Nokuti nguva ichandiperera kana ndikarondedzera nezvaGidhiyoni,+ Bheraki,+ Samsoni,+ Jefta,+ Dhavhidhi+ uyewo Samueri+ nevamwe vaprofita,+ 33 avo vakakunda umambo pakurwa nokutenda,+ vakaita kuti pave nokururama,+ vakawana zvipikirwa,+ vakadzivisa miromo yeshumba,+ 34 vakadzivisa simba romoto,+ vakapukunyuka muromo webakatwa,+ vakaitwa vane simba vachibva pakusava nesimba,+ vakava vakashinga muhondo,+ vakakunda mauto evanhu vokune dzimwe nyika.+ 35 Vakadzi vakagamuchira vakafa vavo vamutswa;+ asi vamwe varume vakatambudzwa nokuti vakaramba kusunungurwa norumwe rudzikinuro, kuti vawane kumuka kuri nani. 36 Chokwadi, vamwe vakaedzwa nokusekwa uye nokuzvamburwa, uyezve, nezvisungo+ nemajeri.+ 37 Vakatemwa nematombo,+ vakaedzwa,+ vakachekwa nepakati, vakafa+ vachiurayiwa nebakatwa, vakafamba vakapfeka matehwe emakwai,+ vakapfeka matehwe embudzi, vachishayiwa,+ vachitambudzika,+ vachiitirwa zvakaipa;+ 38 uye nyika yakanga isina kuvakodzera. Vakadzungaira mumarenje nomumakomo nemapako+ nomuninga dzepanyika.

39 Asi ivava vose, kunyange vakanga vapupurirwa nokutenda kwavo, havana kuwana kuzadzika kwechipikirwa,+ 40 nokuti Mwari akafanoona chimwe chinhu chiri nani+ nokuda kwedu,+ kuti varege+ kuitwa vakakwana+ isu tisipo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe