RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 13
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Samueri 13:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    1Sa 13:1 Nhamba yacho haimo mumashoko echiHebheru epakutanga.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 13:21

1 Samueri 13:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 14:5; Isa 10:28
  • +1Sa 18:1; 2Sa 1:4; 21:7
  • +Jos 18:28; 1Sa 10:26; 15:34

1 Samueri 13:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 10:5; 2Sa 23:14
  • +Jos 13:2; 1Sa 9:16
  • +Jos 18:24; 21:17; Zek 14:10
  • +Vat 3:27; 6:34; 2Sa 2:28; 20:1

1 Samueri 13:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 34:30; Eks 5:21
  • +Jos 5:9; 1Sa 7:16; 11:14

1 Samueri 13:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 20:1
  • +Ge 22:17; Jos 11:4; Vat 7:12
  • +Jos 7:2; 18:12; 1Sa 14:23

1 Samueri 13:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:30
  • +Dhe 20:3; 1Sa 14:11

1 Samueri 13:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:36
  • +Nu 32:1; Jos 13:24
  • +1Sa 10:26; Zvi 24:10

1 Samueri 13:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 10:8

1 Samueri 13:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 15:11, 22, 23; Pis 37:7; Zvi 11:2; 13:10; 21:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2017, p. 17

1 Samueri 13:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 47:7; Rut 2:4; 1Sa 15:13; 25:14

1 Samueri 13:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 7:19; VaR 14:12
  • +Dhe 20:1; 1Sa 13:6
  • +1Sa 13:8
  • +1Sa 13:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/1/2000, pp. 12-13

1 Samueri 13:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:5; 14:12; 19:21
  • +Zvi 11:2; 21:24; Mik 6:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/1/2000, pp. 12-13

1 Samueri 13:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:21; Mup 7:17; Jer 5:4
  • +Pis 119:4; Mup 12:13; 1Jo 5:3
  • +1Sa 10:8; 15:11

1 Samueri 13:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 17:20; 1Sa 15:28
  • +1Sa 16:1; 2Sa 7:15; Pis 78:70; 89:20; Mab 13:22
  • +Ge 49:10; 2Sa 5:2; 7:8; 1Mak 28:4
  • +1Sa 10:8; Jer 7:23; 11:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2011, pp. 26-29

    “Rugwaro Rwose,” p. 63

1 Samueri 13:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 13:7; 14:2

1 Samueri 13:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 18:24; 1Sa 13:3
  • +1Sa 13:2; Isa 10:28

1 Samueri 13:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 11:11
  • +Jos 18:23

1 Samueri 13:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 10:11; 18:13; 1Mak 6:68; 2Mak 8:5

1 Samueri 13:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:14

1 Samueri 13:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 4:22; Zvi 27:17

1 Samueri 13:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 3:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kunamata Kwakachena, p. 75

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1964

    Nharireyomurindi,

    3/15/2005, p. 29

1 Samueri 13:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 7:20; 1Sa 17:47, 50; Pis 44:3; Zek 4:6
  • +1Sa 9:16

1 Samueri 13:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 14:4
  • +1Sa 13:2; 14:5; Isa 10:28

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Sam. 13:1Mab 13:21
1 Sam. 13:21Sa 14:5; Isa 10:28
1 Sam. 13:21Sa 18:1; 2Sa 1:4; 21:7
1 Sam. 13:2Jos 18:28; 1Sa 10:26; 15:34
1 Sam. 13:31Sa 10:5; 2Sa 23:14
1 Sam. 13:3Jos 13:2; 1Sa 9:16
1 Sam. 13:3Jos 18:24; 21:17; Zek 14:10
1 Sam. 13:3Vat 3:27; 6:34; 2Sa 2:28; 20:1
1 Sam. 13:4Ge 34:30; Eks 5:21
1 Sam. 13:4Jos 5:9; 1Sa 7:16; 11:14
1 Sam. 13:5Dhe 20:1
1 Sam. 13:5Ge 22:17; Jos 11:4; Vat 7:12
1 Sam. 13:5Jos 7:2; 18:12; 1Sa 14:23
1 Sam. 13:6Dhe 4:30
1 Sam. 13:6Dhe 20:3; 1Sa 14:11
1 Sam. 13:7Re 26:36
1 Sam. 13:7Nu 32:1; Jos 13:24
1 Sam. 13:71Sa 10:26; Zvi 24:10
1 Sam. 13:81Sa 10:8
1 Sam. 13:91Sa 15:11, 22, 23; Pis 37:7; Zvi 11:2; 13:10; 21:24
1 Sam. 13:10Ge 47:7; Rut 2:4; 1Sa 15:13; 25:14
1 Sam. 13:11Jos 7:19; VaR 14:12
1 Sam. 13:11Dhe 20:1; 1Sa 13:6
1 Sam. 13:111Sa 13:8
1 Sam. 13:111Sa 13:5
1 Sam. 13:12Zvi 3:5; 14:12; 19:21
1 Sam. 13:12Zvi 11:2; 21:24; Mik 6:8
1 Sam. 13:13Zvi 13:21; Mup 7:17; Jer 5:4
1 Sam. 13:13Pis 119:4; Mup 12:13; 1Jo 5:3
1 Sam. 13:131Sa 10:8; 15:11
1 Sam. 13:14Dhe 17:20; 1Sa 15:28
1 Sam. 13:141Sa 16:1; 2Sa 7:15; Pis 78:70; 89:20; Mab 13:22
1 Sam. 13:14Ge 49:10; 2Sa 5:2; 7:8; 1Mak 28:4
1 Sam. 13:141Sa 10:8; Jer 7:23; 11:7
1 Sam. 13:151Sa 13:7; 14:2
1 Sam. 13:16Jos 18:24; 1Sa 13:3
1 Sam. 13:161Sa 13:2; Isa 10:28
1 Sam. 13:171Sa 11:11
1 Sam. 13:17Jos 18:23
1 Sam. 13:18Jos 10:11; 18:13; 1Mak 6:68; 2Mak 8:5
1 Sam. 13:192Mad 24:14
1 Sam. 13:20Ge 4:22; Zvi 27:17
1 Sam. 13:21Vat 3:31
1 Sam. 13:22Vat 7:20; 1Sa 17:47, 50; Pis 44:3; Zek 4:6
1 Sam. 13:221Sa 9:16
1 Sam. 13:231Sa 14:4
1 Sam. 13:231Sa 13:2; 14:5; Isa 10:28
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Samueri 13:1-23

1 Samueri

13 Sauro akanga aine makore [?]* paakatanga kutonga,+ uye akatonga Israeri kwemakore maviri. 2 Sauro akasarudza varume zviuru zvitatu pavaIsraeri; uye zviuru zviviri zvakava naSauro kuMikmashi+ nomunzvimbo ine makomo yeBheteri, chiuru chaiva naJonatani+ kuGibhiya+ raBhenjamini, uye vamwe vanhu vose akavarega vachienda, mumwe nomumwe kutende rake. 3 Jonatani akabva auraya boka revarwi+ revaFiristiya+ rakanga riri muGebha;+ vaFiristiya vakazvinzwa. Asi Sauro akaita kuti hwamanda iridzwe+ munyika yose, achiti: “VaHebheru ngavanzwe!” 4 VaIsraeri vose vakanzwa zvichinzi: “Sauro auraya boka revarwi revaFiristiya, zvino vaIsraeri vava kuvengwa kwazvo+ nevaFiristiya.” Naizvozvo vanhu vakaunganidzwa kuti vatevere Sauro kuGirigari.+

5 Zvino vaFiristiya vakaungana kuti varwe nevaIsraeri, ngoro dzehondo+ zviuru makumi matatu nevatasvi vemabhiza zviuru zvitanhatu nevanhu vakawanda sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa;+ vakaenda vakatanga kudzika musasa muMikmashi kumabvazuva kweBheti-avheni.+ 6 Varume vaIsraeri vakaona kuti vakanga vachitambudzika kwazvo,+ nokuti vanhu vakanga vamanikidzwa kwazvo; uye vanhu vakavanda mumapako+ nomumakomba nomumabwe nomuninga nomumakomba emvura. 7 VaHebheru vakatoyambuka rwizi rwaJodhani+ vachienda kunyika yaGadhi+ neyaGiriyedhi. Asi Sauro akanga achiri muGirigari, uye vanhu vose vaidedera pavaimutevera.+ 8 Akaramba achimirira kwemazuva manomwe kusvikira nguva yakatarwa yakanga yataurwa naSamueri;+ asi Samueri haana kusvika kuGirigari, uye vanhu vakanga vachipararira vachimusiya. 9 Sauro akazoti: “Ndiunzirei chibayiro chinopiswa nezvibayiro zvokugoverana pedyo.” Naizvozvo akapa chibayiro chinopiswa.+

10 Paakangopedza kupa chibayiro chinopiswa, Samueri akabva asvika. Naizvozvo Sauro akabuda kuti amuchingure uye amukwazise.+ 11 Samueri akabva ati: “Waitei?”+ Sauro akati: “Ndaona kuti vanhu vanga vapararira vachindisiya,+ uye imi—hamuna kuuya mumazuva akatarwa,+ uye vaFiristiya vanga vachiungana kuMikmashi,+ 12 naizvozvo ndati,+ ‘Zvino vaFiristiya vachauya kuzorwa neni kuGirigari, uye handisati ndakumbira kunzwirwa nyasha naJehovha.’ Naizvozvo ndazvigombedzera+ ndikapa chibayiro chinopiswa.”

13 Samueri akabva ati kuna Sauro: “Waita zvoupenzi.+ Hauna kuchengeta murayiro+ waJehovha Mwari wako waakakurayira,+ nokuti, kudai wanga wadaro, Jehovha aizosimbisa umambo hwako pavaIsraeri nokusingagumi. 14 Zvino umambo hwako hahuzogari.+ Jehovha achazvitsvakira munhu anodiwa nomwoyo wake;+ uye Jehovha achamurayira kuti ave mutungamiriri+ wevanhu vake, nokuti iwe hauna kuchengeta zvawakarayirwa naJehovha.”+

15 Samueri akabva asimuka, akaenda kuGibhiya raBhenjamini achibva kuGirigari, uye Sauro akaverenga vanhu, vaakanga achinavo, varume vanenge mazana matanhatu.+ 16 Sauro nomwanakomana wake Jonatani nevanhu vaakanga achinavo vakanga vachigara muGebha+ raBhenjamini. Asi vaFiristiya vakanga vadzika musasa muMikmashi.+ 17 Uto revapambi raibuda richibva kumusasa wevaFiristiya rakaita mapoka matatu.+ Rimwe boka raitsaukira kumugwagwa wokuOfra,+ kunyika yeShuari, 18 rimwe boka raitsaukira kumugwagwa wokuBheti-horoni,+ uye boka rechitatu raitsaukira kumugwagwa wokumuganhu wakatarira kumupata weZebhoimu, nechokurenje.

19 Zvino munyika yose yaIsraeri makanga musina kana mupfuri, nokuti vaFiristiya vakanga vati: “Kuitira kuti vaHebheru vasagadzira bakatwa kana kuti pfumo.”+ 20 VaIsraeri vose vaienda kuvaFiristiya kuti mumwe nomumwe anorodzerwa muromo wegejo rake kana kuti bhidha rake kana kuti demo rake kana kuti jeko rake.+ 21 Kurodza miromo yemagejo nemabhidha nezvishandiso zvine zvokubayisa zvitatu nematemo uye kusunga zvakasimba zvokubayisa nzombe+ kwaiita pimu. 22 Pazuva rokurwa hapana bakatwa+ kana pfumo raiva muruoko rwomunhu chero upi zvake pavanhu vakanga vaina Sauro naJonatani; asi Sauro+ nomwanakomana wake Jonatani ndivo vaiva nazvo.

23 Zvino boka revarwi vanorinda+ vevaFiristiya raibuda roenda kumupata wokuMikmashi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe