RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Shongwe yeBhabheri (1-4)

      • Jehovha anovhiringidza mutauro (5-9)

      • Kubva kuna Shemu kusvika kuna Abramu (10-32)

        • Mhuri yaTera (27)

        • Abramu anobuda muUri (31)

Genesisi 11:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “iine mashoko mamwe chete.”

Genesisi 11:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:9, 10; Dha 1:2

Genesisi 11:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2013, p. 11

    7/1/2012, p. 11

Genesisi 11:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1998, pp. 24-25

    12/1/1991, p. 10

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

Genesisi 11:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:1

Genesisi 11:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 8

Genesisi 11:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsvaka Mwari, p. 68

Genesisi 11:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Kuvhiringidzika.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 50:1

Genesisi 11:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 6:10; Ru 3:23, 36
  • +Ge 10:22; 1Mak 1:17

Genesisi 11:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:21

Genesisi 11:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:24; 1Mak 1:18; Ru 3:23, 35

Genesisi 11:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:21; 1Mak 1:18

Genesisi 11:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:25; 1Mak 1:19

Genesisi 11:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 3:23, 35

Genesisi 11:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:32; Ru 3:23, 34

Genesisi 11:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:7; 15:1, 6; 17:5; Jak 2:23
  • +Jos 24:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1994, p. 30

Genesisi 11:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:4; 19:1; 2Pe 2:7

Genesisi 11:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:7; Ne 9:7
  • +Mab 7:4

Genesisi 11:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:11; 17:15; 20:12, 13; 1Pe 3:6
  • +Ge 22:20; 24:15

Genesisi 11:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 16:1, 2; VaR 4:19; VaH 11:11

Genesisi 11:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:27, 28
  • +Ge 10:19
  • +Ge 12:4; 27:42, 43; Mab 7:2, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, p. 14

    Tevedzera, p. 28

    Nharireyomurindi,

    8/15/2006, p. 15

    8/15/2001, pp. 14-15, 16-17

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 11:2Ge 10:9, 10; Dha 1:2
Gen. 11:4Ge 9:1
Gen. 11:6Ge 11:1
Gen. 11:7Ge 1:26
Gen. 11:8Dhe 32:8
Gen. 11:9Jer 50:1
Gen. 11:10Ge 6:10; Ru 3:23, 36
Gen. 11:10Ge 10:22; 1Mak 1:17
Gen. 11:11Ge 10:21
Gen. 11:12Ge 10:24; 1Mak 1:18; Ru 3:23, 35
Gen. 11:14Ge 10:21; 1Mak 1:18
Gen. 11:16Ge 10:25; 1Mak 1:19
Gen. 11:18Ru 3:23, 35
Gen. 11:24Ge 11:32; Ru 3:23, 34
Gen. 11:26Ge 12:7; 15:1, 6; 17:5; Jak 2:23
Gen. 11:26Jos 24:2
Gen. 11:27Ge 12:4; 19:1; 2Pe 2:7
Gen. 11:28Ge 15:7; Ne 9:7
Gen. 11:28Mab 7:4
Gen. 11:29Ge 12:11; 17:15; 20:12, 13; 1Pe 3:6
Gen. 11:29Ge 22:20; 24:15
Gen. 11:30Ge 16:1, 2; VaR 4:19; VaH 11:11
Gen. 11:31Ge 11:27, 28
Gen. 11:31Ge 10:19
Gen. 11:31Ge 12:4; 27:42, 43; Mab 7:2, 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 11:1-32

Genesisi

11 Nyika yese yakanga iine mutauro mumwe chete uye ichishandisa mashoko akafanana.* 2 Pavaifamba vakananga kumabvazuva, vakawana bani munyika yeShinari,+ vakatanga kugara imomo. 3 Vakatanga kutaurirana vachiti: “Uyai tikanye zvidhinha, tozvipisa nemoto.” Saka vakashandisa zvidhinha panzvimbo pematombo, uye bhitumini ndiyo yaiva dhaka ravo. 4 Vakabva vati: “Uyai tizvivakire guta uye shongwe inosvika kudenga, tizviitire zita rakakurumbira, kuti tisapararire nenyika.”+

5 Jehovha akabva aburuka kuti aone guta racho neshongwe yacho zvakanga zvavakwa nevanakomana vevanhu. 6 Jehovha akabva ati: “Ona! Vanhu ava vamwe chete, vane mutauro mumwe chete,+ uye izvi ndizvo zvavatanga kuita. Saka hapana chavangafunga kuita chavachatadza. 7 Uya tiburuke+ tinovhiringidza mutauro wavo kuti varege kunzwanana mitauro yavo.” 8 Saka Jehovha akavaparadzira nenyika yese+ vachibva ipapo, uye vakarega kuvaka guta racho zvishoma nezvishoma. 9 Ndokusaka rakatumidzwa kuti Bhabheri,*+ nekuti Jehovha akavhiringidza mutauro wenyika yese ipapo, uye Jehovha akavaparadzira nenyika yese vachibva ipapo.

10 Iyi ndiyo nhoroondo yaShemu.+

Shemu akanga aine makore 100 paakabereka Apakishadhi,+ uye Mafashamo akanga ava nemakore maviri apfuura. 11 Abereka Apakishadhi, Shemu akararama mamwe makore 500. Uye akabereka vanakomana nevanasikana.+

12 Apakishadhi akararama makore 35, achibva abereka Shera.+ 13 Abereka Shera, Apakishadhi akararama mamwe makore 403. Uye akabereka vanakomana nevanasikana.

14 Shera akararama makore 30, achibva abereka Ebheri.+ 15 Abereka Ebheri, Shera akararama mamwe makore 403. Uye akabereka vanakomana nevanasikana.

16 Ebheri akararama makore 34, achibva abereka Peregi.+ 17 Abereka Peregi, Ebheri akararama mamwe makore 430. Uye akabereka vanakomana nevanasikana.

18 Peregi akararama makore 30, achibva abereka Reu.+ 19 Abereka Reu, Peregi akararama mamwe makore 209. Uye akabereka vanakomana nevanasikana.

20 Reu akararama makore 32, achibva abereka Serugu. 21 Abereka Serugu, Reu akararama mamwe makore 207. Uye akabereka vanakomana nevanasikana.

22 Serugu akararama makore 30, achibva abereka Nahori. 23 Abereka Nahori, Serugu akararama mamwe makore 200. Uye akabereka vanakomana nevanasikana.

24 Nahori akararama makore 29, achibva abereka Tera.+ 25 Abereka Tera, Nahori akararama mamwe makore 119. Uye akabereka vanakomana nevanasikana.

26 Tera akararama makore 70, achibva abereka Abramu,+ Nahori,+ naHarani.

27 Iyi ndiyo nhoroondo yaTera.

Tera akabereka Abramu, Nahori, naHarani; uye Harani akabereka Roti.+ 28 Baba vake Tera vachiri vapenyu, Harani akafira munyika yaakaberekerwa yeUri+ yevaKadheya.+ 29 Abramu naNahori vakaroora. Mudzimai waAbramu ainzi Sarai,+ uye mudzimai waNahori ainzi Mirika,+ mwanasikana waHarani. Harani aiva baba vaMirika naIska. 30 Sarai aishaya mbereko;+ akanga asina mwana.

31 Tera akazotora Abramu mwanakomana wake nemuzukuru wake Roti,+ mwanakomana waHarani, naSarai muroora wake, mudzimai waAbramu mwanakomana wake, akabuda navo muUri yevaKadheya vakananga kunyika yeKenani.+ Vakazosvika kuHarani+ vakatanga kugara ikoko. 32 Mazuva aTera akasvika makore 205. Tera akazofira muHarani.

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe