RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Mwari anozorora pazuva rechinomwe (1-3)

      • Jehovha Mwari, Musiki wedenga nenyika (4)

      • Murume nemukadzi mumunda weEdheni (5-25)

        • Munhu anoumbwa neguruva (7)

        • Muti wairambidzwa wekuziva zvakanaka nezvakaipa (15-17)

        • Kusikwa kwemukadzi (18-25)

Genesisi 2:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “neuto razvo rese.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:6; Pis 146:6

Genesisi 2:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 31:17; VaH 4:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 56

    Nharireyomurindi,

    10/15/2012, p. 22

    10/1/2001, p. 30

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

Genesisi 2:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2012, p. 22

    7/15/2011, map. 24-25

    10/1/2001, p. 30

Genesisi 2:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Apa ndipo panotanga kushandiswa zita raMwari rakasiyana nemamwe mazita ese, rainyorwa seizvi, יהוה (YHWH). Ona Mashoko Ekuwedzera A4.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 45:18

Genesisi 2:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya mupenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:19; Pis 103:14; Mup 3:20
  • +Ge 7:22; Isa 42:5; Mab 17:25
  • +1VaK 15:45, 47

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi

    (Yeveruzhinji),

    Nhamba 4 2017 p. 5

    Nharireyomurindi,

    11/1/2009, p. 4

    9/1/2009, map. 12-13

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

Genesisi 2:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:15; 3:23
  • +Ge 1:26

Genesisi 2:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:22, 24; Zva 2:7
  • +Ge 2:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2011, p. 7

Genesisi 2:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2011, map. 5-6

Genesisi 2:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iyi inamo inonhuhwirira inobuda pane imwe mhando yemiti.

Genesisi 2:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Tigirisi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 10:4
  • +Ge 10:8, 11
  • +Ge 15:18; Dhe 11:24

Genesisi 2:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:28; 2:8; Pis 115:16

Genesisi 2:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:8, 9; 3:2

Genesisi 2:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:19; Pis 146:4; Mup 9:5, 10; Eze 18:4; VaR 5:12; 1VaK 15:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2015, p. 4

    9/15/2014, map. 24-25

    1/1/2003, p. 4

    1/15/2001, map. 4-5

    Mukai!,

    7/2006, map. 14-15

Genesisi 2:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 11:8, 9; 1Ti 2:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    1/2014, p. 14

    1/2005, map. 10-11

    Nharireyomurindi,

    10/1/2012, p. 25

    9/1/2012, p. 4

    5/15/2011, p. 8

    11/15/2000, map. 24-25

    Chakavanzika Chomufarwa, p. 34

Genesisi 2:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chero zita raipiwa mweya mupenyu mumwe nemumwe nemunhu, ndiro rakava zita rawo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi

    (Yekudzidza),

    1/2016, p. 29

    Mukai!,

    3/8/2004, p. 11

Genesisi 2:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2011, p. 7

    9/1/2009, p. 13

Genesisi 2:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mk 10:9; 1Ti 2:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2011, p. 7

    9/1/2009, p. 13

    1/1/2004, p. 30

Genesisi 2:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 11:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2004, p. 30

Genesisi 2:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “acharamba aine mudzimai wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mar 2:16; Mt 19:5; Mk 10:7, 8; VaR 7:2; 1VaK 6:16; VaE 5:31; VaH 13:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi

    (Yekudzidza),

    6/2017, p. 5

    Nharireyomurindi

    (Yekudzidza),

    8/2016, map. 8-9

    Nharireyomurindi,

    5/1/2011, p. 13

    1/15/2011, map. 14-16

    2/1/2010, p. 27

    1/1/2004, p. 30

    11/15/2000, p. 25

    Mukai!,

    2/8/2002, p. 24

    2/8/2001, map. 31-32

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

    Kukurukurirana, p. 144

Genesisi 2:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 2:1Ne 9:6; Pis 146:6
Gen. 2:2Eks 31:17; VaH 4:4
Gen. 2:4Isa 45:18
Gen. 2:7Ge 3:19; Pis 103:14; Mup 3:20
Gen. 2:7Ge 7:22; Isa 42:5; Mab 17:25
Gen. 2:71VaK 15:45, 47
Gen. 2:8Ge 2:15; 3:23
Gen. 2:8Ge 1:26
Gen. 2:9Ge 3:22, 24; Zva 2:7
Gen. 2:9Ge 2:17
Gen. 2:14Dha 10:4
Gen. 2:14Ge 10:8, 11
Gen. 2:14Ge 15:18; Dhe 11:24
Gen. 2:15Ge 1:28; 2:8; Pis 115:16
Gen. 2:16Ge 2:8, 9; 3:2
Gen. 2:17Ge 3:19; Pis 146:4; Mup 9:5, 10; Eze 18:4; VaR 5:12; 1VaK 15:22
Gen. 2:181VaK 11:8, 9; 1Ti 2:13
Gen. 2:19Ge 1:26
Gen. 2:22Mk 10:9; 1Ti 2:13
Gen. 2:231VaK 11:8
Gen. 2:24Mar 2:16; Mt 19:5; Mk 10:7, 8; VaR 7:2; 1VaK 6:16; VaE 5:31; VaH 13:4
Gen. 2:25Ge 3:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 2:1-25

Genesisi

2 Saka denga nenyika nezvimwe zvese zviri mazviri* zvakapera kusikwa.+ 2 Pakazosvika zuva rechinomwe, Mwari akanga apedza basa rake raakanga achiita, uye akatanga kuzorora pazuva rechinomwe pabasa rake rese raakanga achiita.+ 3 Mwari akabva atanga kukomborera zuva rechinomwe, akariti idzvene, nekuti pazuva iroro Mwari akatanga kuzorora pabasa rake rekusika zvinhu zvese, zvese zvaakaita maererano nechinangwa chake.

4 Iyi ndiyo nhoroondo yedenga nenyika pazvakasikwa, pazuva rakaitwa denga nenyika+ naJehovha* Mwari.

5 Panyika pakanga pasati pava nemakwenzi uye masango akanga asati avapo, nekuti Jehovha Mwari akanga asati anayisa mvura panyika uye pakanga pasina munhu wekuti airime. 6 Asi mhute yaikwira ichibva panyika, ichinyorovesa nyika yese.

7 Uye Jehovha Mwari akatanga kuumba munhu neguruva+ revhu akafuridzira mumhino dzake mweya wekufema weupenyu,+ munhu akava mupenyu.*+ 8 Zvadaro, Jehovha Mwari akasima munda muEdheni,+ nechekumabvazuva; uye akaisamo munhu waakanga asika.+ 9 Saka Jehovha Mwari akaita kuti mumunda macho mumere miti yese inoyevedza uye yakanakira kudya uyewo muti weupenyu+ uri pakati pemunda, nemuti wekuziva zvakanaka nezvakaipa.+

10 Paiva nerwizi rwaitangira muEdheni rwaiyerera ruchidiridza munda wacho, uye parwaibuda imomo rwaiparadzana rwoita nzizi ina. 11 Rwekutanga runonzi Pishoni; ndirwo runopoterera nyika yese yeHavhira, iyo ine goridhe. 12 Goridhe renyika iyoyo rakanaka. Kunowanikawo dheriyamu* nedombo reonikisi. 13 Rwizi rwechipiri runonzi Gihoni; ndirwo runopoterera nyika yese yeKushi. 14 Rwizi rwechitatu runonzi Hidhekeri;*+ ndirwo runoenda kumabvazuva kweAsiriya.+ Uye rwizi rwechina runonzi Yufratesi.+

15 Jehovha Mwari akatora munhu, akamuita kuti agare mumunda weEdheni kuti aurime nekuuchengeta.+ 16 Jehovha Mwari akapawo munhu murayiro uyu: “Unogona hako kudya michero yemiti yese yemumunda kusvikira waguta.+ 17 Asi haufaniri kudya muchero wemuti wekuziva zvakanaka nezvakaipa, nekuti zuva raunoudya chokwadi uchafa.”+

18 Jehovha Mwari akabva ati: “Hazvina kunaka kuti munhu arambe ari ega. Ndichamuitira mubatsiri, anonyatsoenderana naye.”+ 19 Uye Jehovha Mwari akanga aumba nevhu mhuka dzese dzemusango nezvisikwa zvese zvinobhururuka zvekudenga, uye akatanga kuzviunza kumunhu kuti aone kuti aizotumidza chimwe nechimwe kuti chii; chero zita raipiwa chisikwa chipenyu chimwe nechimwe nemunhu, ndiro rakava zita racho.*+ 20 Saka munhu akapa mazita kuzvipfuwo zvese nezvisikwa zvinobhururuka zvekudenga nemhuka dzese dzesango, asi munhu akanga asina mubatsiri wake anonyatsoenderana naye. 21 Saka Jehovha Mwari akaita kuti munhu abatwe nehope huru, uye paakanga akarara, akatora mbabvu yake imwe chete akabva aita kuti nyama ivhare panzvimbo payo. 22 Jehovha Mwari akaumba mukadzi nembabvu yaakanga atora pamurume, akamuunza kumurume.+

23 Murume akabva ati:

“Iri ndiro rava pfupa remapfupa angu

Nenyama yenyama yangu.

Uyu achanzi Mukadzi,

Nekuti akatorwa pamurume.”+

24 Ndokusaka murume achasiya baba vake naamai vake uye achanamatira kumudzimai wake,* uye vachava nyama imwe.+ 25 Vese vari vaviri vakanga vasina kupfeka,+ murume nemudzimai wake; asi vakanga vasinganyare.

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe