RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Vanakomana vaMwari vanotora madzimai panyika (1-3)

      • VaNefirimu vanoberekwa (4)

      • Uipi hwevanhu hunogumbura Jehovha (5-8)

      • Noa anopiwa basa rekuvaka areka (9-16)

      • Mwari anozivisa kuuya kweMafashamo (17-22)

Genesisi 6:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dimikira rechiHebheru rinoreva ngirozi dzaMwari.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 1:6; 38:7; 2Pe 2:4; Jud 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2013, p. 22

    4/15/2010, p. 20

    6/1/2008, p. 5

    6/1/2007, p. 5

    4/15/2000, p. 27

    6/15/1997, pp. 15-16

    4/15/1990, pp. 11-12

    Kupukunyuka, pp. 46-47

    Midzimu Isingaoneki, pp. 12-13

Genesisi 6:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu hausi.”

  • *

    Kana kuti “nekuti anoita maererano nezvinodiwa nenyama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 7:4; 1Pe 3:20
  • +2Pe 3:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2012, p. 23

    12/15/2010, pp. 30-31

    12/15/2003, p. 15

    11/1/2001, pp. 9-10

    8/15/1999, p. 16

    9/15/1998, pp. 10-11

Genesisi 6:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Zvingava zvichireva kuti “Vawisi,” kureva kuti vaya vanoita kuti vamwe vawe kana kuti vadonhe. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/1/2013, p. 12

    6/15/2013, p. 22

    4/1/2013, pp. 12-13

    6/1/2008, p. 5

    6/1/2007, p. 5

    11/15/2001, pp. 28-29

    4/15/2000, pp. 27-28

    6/15/1997, pp. 15-16

    Tevedzera, p. 18

    “Rugwaro Rwose,” pp. 14-15

    Kupukunyuka, pp. 46-47

Genesisi 6:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 8:21; Jer 17:9; Mt 15:19

Genesisi 6:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akarwadziwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:40, 41

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2004, p. 5

    1/1/2004, p. 29

    4/15/1998, p. 7

    7/1/1992, p. 9

    4/15/1990, p. 12

Genesisi 6:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/1998, p. 7

Genesisi 6:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/1989, pp. 11, 13-14

Genesisi 6:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “asina chaanopomerwa.”

  • *

    ChiHeb., “pezvizvarwa zvake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 7:1; Eze 14:14; VaH 11:7
  • +2Pe 2:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 1 2017, p. 11

    Nharireyomurindi,

    4/1/2013, p. 12

    6/1/2008, pp. 5-6

    9/1/2005, pp. 18-20

    11/15/2001, p. 29

    12/15/1998, p. 30

    11/15/1998, p. 10

    9/15/1998, p. 23

    6/1/1998, p. 9

    10/1/1989, p. 11

    Tevedzera, p. 17

Genesisi 6:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 5:32

Genesisi 6:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2013, p. 5

    12/15/2003, pp. 16-17

Genesisi 6:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 24:37-39; 2Pe 2:5

Genesisi 6:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 7:4

Genesisi 6:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:7
  • +Ge 14:10; Eks 2:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Awake!,

    11/8/2003, p. 3

Genesisi 6:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kubhiti rakanga rakaenzana nemasendimita 44,5. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Awake!,

    2/8/1997, p. 19

Genesisi 6:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiHebheru nderekuti tso′har. Vamwe vanoti tso′har inoreva denga rakakwirira nechepakati nekubhiti rimwe chete, kwete kuti ihwindo rinopinza chiedza.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 7:16

Genesisi 6:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ine mhepo yekufema yeupenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:7; 7:6, 11
  • +Ge 7:21; Pis 104:29; Mt 24:39; 2Pe 2:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/1998, p. 9

Genesisi 6:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 7:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/1/2013, pp. 13-14

Genesisi 6:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 8:17
  • +Ge 7:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/1/2013, pp. 13-14

Genesisi 6:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 7:14, 15

Genesisi 6:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:29, 30

Genesisi 6:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 40:16; VaH 11:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2004, p. 30

    12/15/1995, pp. 11-12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 6:2Job 1:6; 38:7; 2Pe 2:4; Jud 6
Gen. 6:3Ge 7:4; 1Pe 3:20
Gen. 6:32Pe 3:9
Gen. 6:5Ge 8:21; Jer 17:9; Mt 15:19
Gen. 6:6Pis 78:40, 41
Gen. 6:9Ge 7:1; Eze 14:14; VaH 11:7
Gen. 6:92Pe 2:5
Gen. 6:10Ge 5:32
Gen. 6:12Mt 24:37-39; 2Pe 2:5
Gen. 6:13Ge 7:4
Gen. 6:14VaH 11:7
Gen. 6:14Ge 14:10; Eks 2:3
Gen. 6:16Ge 7:16
Gen. 6:17Ge 1:7; 7:6, 11
Gen. 6:17Ge 7:21; Pis 104:29; Mt 24:39; 2Pe 2:5
Gen. 6:18Ge 7:13
Gen. 6:19Ge 8:17
Gen. 6:19Ge 7:2
Gen. 6:20Ge 7:14, 15
Gen. 6:21Ge 1:29, 30
Gen. 6:22Eks 40:16; VaH 11:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 6:1-22

Genesisi

6 Vanhu pavakatanga kuwanda panyika uye pavaibereka vanasikana, 2 vanakomana vaMwari+ wechokwadi* vakatanga kuona kuti vanasikana vevanhu vakanga vakanaka. Saka vakatanga kutora vese vavainge vada vachivaita madzimai avo. 3 Jehovha akabva ati: “Handisi* kuzongosiya munhu akadaro nekusingaperi,+ nekuti anongova zvake wenyama.* Saka mazuva ake achasvika makore 120.”+

4 Mumazuva iwayo uye pashure pacho, panyika paiva nevaNefirimu.* Nguva iyoyo vanakomana vaMwari wechokwadi vakaramba vachirara nevanasikana vevanhu, uye vanasikana ivavo vaivaberekera vanakomana. Ava ndivo vanhu vekare vaiva nesimba, varume vaiva nemukurumbira.

5 Saka Jehovha akaona kuti uipi hwemunhu hwakanga hwanyanya panyika uye kuti zvese zvaaifunga uye zvaiva mumwoyo make zvakanga zvakangoipa nguva dzese.+ 6 Jehovha akademba* kuti akanga aita vanhu panyika, uye mwoyo wake wakarwadziwa.+ 7 Saka Jehovha akati: “Ndichabvisa panyika vanhu vandakasika, vanhu pamwe chete nezvipfuwo, mhuka dzinokambaira, uye zvisikwa zvekudenga zvinobhururuka, nekuti ndinodemba kuti ndakazvisika.” 8 Asi Noa akanzwirwa nyasha naJehovha.

9 Iyi ndiyo nhoroondo yaNoa.

Noa akanga ari munhu akarurama.+ Akanga asina mhosva* pakati pevanhu venguva yake.* Noa akafamba naMwari wechokwadi.+ 10 Nekufamba kwenguva, Noa akabereka vanakomana vatatu, Shemu, Hamu, naJafeti.+ 11 Asi Mwari wechokwadi akaona kuti nyika yakanga yaora, uye kuti yakanga yazara nekurwisana. 12 Zvechokwadi Mwari akatarisa nyika, akaona kuti yakanga yaora; nzira yemunhu wese yakanga yashata panyika.+

13 Mwari akazoti kuna Noa: “Ndafunga kuparadza nyama yese, nekuti vanhu vaita kuti panyika pazare nekurwisana, saka ndiri kuvaparadza pamwe chete nenyika.+ 14 Zvigadzirire areka nemuti unobudisa zvinonama.+ Uikamure-kamure mukati mayo, woinama netara+ mukati nekunze. 15 Aya ndiwo magadziriro auchaiita: Areka yacho inofanira kunge yakareba makubhiti* 300, yakafara makubhiti 50, uye yakakwirira makubhiti 30. 16 Uchagadzira hwindo rinopinza chiedza* muareka, kubhiti rimwe chete kubva kumusoro. Unofanira kuisa suo reareka parutivi payo+ uye woigadzira iine nhurikidzwa yepasi, yechipiri neyechitatu.

17 “Ini ndichaunza mafashamo+ panyika kuti ndiparadze nyama yese ine upenyu* iri pasi pedenga. Zvese zviri panyika zvichaparara.+ 18 Uye ndiri kuita sungano yangu newe, uye unofanira kupinda muareka nevanakomana vako, nemudzimai wako, nemadzimai evanakomana vako vauinavo.+ 19 Uye pinza muareka zvisikwa zvese zvipenyu+ zviri zviviri zviviri, chikono nechikadzi,+ kuti zvichengetedzwe zviri zvipenyu pamwe chete newe; 20 zvisikwa zvinobhururuka, maererano nemarudzi azvo, nezvipfuwo, maererano nemarudzi azvo, nezvese zvinokambaira panyika, maererano nemarudzi azvo, zvinofanira kupinda imomo maunenge uri zviri zviviri zviviri kuti zvichengetedzwe zviri zvipenyu.+ 21 Asi iwe, unofanira kuunganidza zvekudya zvemarudzi ese,+ kuti zvizova zvekudya zvako nezvemhuka.”

22 Noa akaita zvese zvaakanga arayirwa naMwari. Akaita izvozvo chaizvo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe