RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Areka inoiswa mutende (1-6)

      • Rwiyo rwaDhavhidhi achitenda (7-36)

        • “Jehovha ava Mambo!” (31)

      • Kushumira pamberi peAreka (37-43)

1 Makoronike 16:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:1; 1Mak 15:1
  • +2Sa 6:17-19; 1Mad 8:5

1 Makoronike 16:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 1:3
  • +Re 3:1

1 Makoronike 16:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vayeuke.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 18:2

1 Makoronike 16:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 6:31, 39
  • +1Mak 15:18
  • +1Mak 15:21
  • +1Mak 15:17, 19

1 Makoronike 16:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 6:31, 39

1 Makoronike 16:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 106:1
  • +Pis 67:2; 105:1-6; Isa 12:4

1 Makoronike 16:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muridzirei rwiyo.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Taurai nezvemabasa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:1; VaE 5:19
  • +Pis 107:43

1 Makoronike 16:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 22:32; Isa 45:25; Jer 9:24
  • +1Mak 28:9; VaF 4:4

1 Makoronike 16:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Tsvagai kuva pamberi pake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Amo 5:4; Zef 2:3
  • +Pis 24:5, 6

1 Makoronike 16:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 111:2-4

1 Makoronike 16:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vazukuru.” ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 41:8
  • +Pis 135:4

1 Makoronike 16:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:7
  • +Pis 105:7-11

1 Makoronike 16:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Shoko raakarayira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:9

1 Makoronike 16:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:18; 17:1, 2
  • +Ge 26:3-5

1 Makoronike 16:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 28:14

1 Makoronike 16:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:7; 17:8; 35:12
  • +Dhe 32:8

1 Makoronike 16:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 34:30; Dhe 26:5; Pis 105:12-15

1 Makoronike 16:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 20:1; 46:6

1 Makoronike 16:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 31:7, 42
  • +Ge 12:17; 20:3

1 Makoronike 16:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 20:7

1 Makoronike 16:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:10; 96:1-6

1 Makoronike 16:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:11

1 Makoronike 16:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 45:20; 1VaK 8:4
  • +Isa 44:24

1 Makoronike 16:27

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kukudzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:26; Pis 8:1
  • +1Ti 1:11

1 Makoronike 16:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 68:34; 96:7-13

1 Makoronike 16:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Namatai.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “nekuda kwekubwinya kweutsvene hwake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:58; Ne 9:5; Pis 148:13
  • +1Mak 29:3-5; Mt 5:23
  • +Dhe 26:10

1 Makoronike 16:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Nyika inobereka.”

  • *

    Kana kuti “kuzununguswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 104:5; Mup 1:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 11

1 Makoronike 16:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 97:1
  • +Zva 19:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2014, pp. 10-11

1 Makoronike 16:33

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “auya.”

1 Makoronike 16:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 5:13; Ru 18:19
  • +Pis 103:17; Jer 31:3; Mari 3:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2002, p. 11

1 Makoronike 16:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 68:20
  • +Pis 122:4
  • +Isa 43:21

1 Makoronike 16:36

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ngazviitike!”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 9

1 Makoronike 16:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 15:16, 17
  • +1Mak 16:4-6
  • +Eks 29:38; 2Mak 13:11; Ezr 3:4

1 Makoronike 16:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 12:28
  • +1Mad 3:4

1 Makoronike 16:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 29:39; 2Mak 2:4

1 Makoronike 16:41

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1
  • +1Mak 16:4
  • +2Mak 5:13; Ezr 3:11

1 Makoronike 16:42

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nezviridzwa zverwiyo rwaMwari.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 6:31, 33; 15:16, 17
  • +1Mak 25:1, 3

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 16:11Mad 8:1; 1Mak 15:1
1 Mak. 16:12Sa 6:17-19; 1Mad 8:5
1 Mak. 16:2Re 1:3
1 Mak. 16:2Re 3:1
1 Mak. 16:4Nu 18:2
1 Mak. 16:51Mak 6:31, 39
1 Mak. 16:51Mak 15:18
1 Mak. 16:51Mak 15:21
1 Mak. 16:51Mak 15:17, 19
1 Mak. 16:71Mak 6:31, 39
1 Mak. 16:8Pis 106:1
1 Mak. 16:8Pis 67:2; 105:1-6; Isa 12:4
1 Mak. 16:92Sa 23:1; VaE 5:19
1 Mak. 16:9Pis 107:43
1 Mak. 16:10Re 22:32; Isa 45:25; Jer 9:24
1 Mak. 16:101Mak 28:9; VaF 4:4
1 Mak. 16:11Amo 5:4; Zef 2:3
1 Mak. 16:11Pis 24:5, 6
1 Mak. 16:12Pis 111:2-4
1 Mak. 16:13Isa 41:8
1 Mak. 16:13Pis 135:4
1 Mak. 16:14Pis 95:7
1 Mak. 16:14Pis 105:7-11
1 Mak. 16:15Dhe 7:9
1 Mak. 16:16Ge 15:18; 17:1, 2
1 Mak. 16:16Ge 26:3-5
1 Mak. 16:17Ge 28:14
1 Mak. 16:18Ge 12:7; 17:8; 35:12
1 Mak. 16:18Dhe 32:8
1 Mak. 16:19Ge 34:30; Dhe 26:5; Pis 105:12-15
1 Mak. 16:20Ge 20:1; 46:6
1 Mak. 16:21Ge 31:7, 42
1 Mak. 16:21Ge 12:17; 20:3
1 Mak. 16:22Ge 20:7
1 Mak. 16:23Pis 40:10; 96:1-6
1 Mak. 16:25Eks 15:11
1 Mak. 16:26Isa 45:20; 1VaK 8:4
1 Mak. 16:26Isa 44:24
1 Mak. 16:27Dhe 33:26; Pis 8:1
1 Mak. 16:271Ti 1:11
1 Mak. 16:28Pis 68:34; 96:7-13
1 Mak. 16:29Dhe 28:58; Ne 9:5; Pis 148:13
1 Mak. 16:291Mak 29:3-5; Mt 5:23
1 Mak. 16:29Dhe 26:10
1 Mak. 16:30Pis 104:5; Mup 1:4
1 Mak. 16:31Pis 97:1
1 Mak. 16:31Zva 19:6
1 Mak. 16:342Mak 5:13; Ru 18:19
1 Mak. 16:34Pis 103:17; Jer 31:3; Mari 3:22
1 Mak. 16:35Pis 68:20
1 Mak. 16:35Pis 122:4
1 Mak. 16:35Isa 43:21
1 Mak. 16:371Mak 15:16, 17
1 Mak. 16:371Mak 16:4-6
1 Mak. 16:37Eks 29:38; 2Mak 13:11; Ezr 3:4
1 Mak. 16:391Mak 12:28
1 Mak. 16:391Mad 3:4
1 Mak. 16:40Eks 29:39; 2Mak 2:4
1 Mak. 16:411Mak 25:1
1 Mak. 16:411Mak 16:4
1 Mak. 16:412Mak 5:13; Ezr 3:11
1 Mak. 16:421Mak 6:31, 33; 15:16, 17
1 Mak. 16:421Mak 25:1, 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 16:1-43

Bhuku Rekutanga reMakoronike

16 Saka vakapinda neAreka yaMwari wechokwadi, vakaiisa mutende rayakanga yadzikirwa naDhavhidhi;+ uye vakapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zverugare pamberi paMwari wechokwadi.+ 2 Dhavhidhi paakapedza kupa zvibayiro zvinopiswa+ nezvibayiro zverugare,+ akakomborera vanhu muzita raJehovha. 3 Uyewo akapa vaIsraeri vese, murume wese nemukadzi wese chingwa cheraundi, nekeke remichero yemichindwe, nekeke remazambiringa akaomeswa. 4 Akabva agadza vamwe vaRevhi kuti vashumire pamberi peAreka yaJehovha,+ kuti vakudze,* vaonge, uye varumbidze Jehovha Mwari waIsraeri. 5 Asafi+ ndiye aiva mukuru wavo, achiteverwa naZekariya; uye Jeyieri, Shemiramoti, Jehieri, Matitiya, Eriyabhi, Bhenaya, Obhedhi-edhomu, naJeyieri+ ndivo vairidza zviridzwa zvine tambo neudimbwa;+ uye Asafi airidza simbi dzinorovaniswa,+ 6 vapristi Bhenaya naJahazieri vachiridza mabhosvo nguva dzese pamberi peareka yesungano yaMwari wechokwadi.

7 Pazuva iroro Dhavhidhi ndipo paakanyora kekutanga rwiyo rwekutenda Jehovha akarayira Asafi+ nehama dzake kuti varuimbe vachiti:

8 “Ongai Jehovha,+ danai zita rake,

Zivisai mabasa ake pakati pemarudzi!+

9 Muimbirei, imbai muchimurumbidza,*+

Fungisisai mabasa* ake ese anoshamisa.+

10 Zvirumbidzei pamusoro pezita rake dzvene.+

Mwoyo yevaya vari kutsvaga Jehovha ngaifare.+

11 Tsvagai Jehovha+ uye simba rake.

Tsvagai chiso chake* nguva dzese.+

12 Yeukai mabasa anoshamisa aakaita,+

Zvishamiso zvake nemitongo yaakazivisa,

13 Imi vana* vemushumiri wake Israeri,+

Imi vanakomana vaJakobho, vakasarudzwa.+

14 Ndiye Jehovha Mwari wedu.+

Mitongo yake iri munyika yese.+

15 Yeukai sungano yake nekusingaperi,

Vimbiso yaakaita* kuzvizvarwa zvine chiuru,+

16 Sungano yaakaita naAbrahamu,+

Nemhiko yaakapika kuna Isaka,+

17 Yaakadzika semurau kuna Jakobho,+

Uye sesungano inogara nekusingaperi kuna Israeri,

18 Achiti, ‘Ndichakupa nyika yeKenani+

Kuti ive nhaka yako yawakapiwa.’+

19 Izvi zvakaitika pamakanga muri vashoma,

Muri vashomanana, uye muri vatorwa munyika yacho.+

20 Vaifamba vachibva kune rumwe rudzi vachienda kune rumwe,

Vachibva kune humwe umambo vachienda kune vamwe vanhu.+

21 Haana kurega mumwe munhu achivadzvinyirira,+

Asi akatsiura madzimambo nekuda kwavo,+

22 Achiti, ‘Musabata vazodziwa vangu,

Uye musaitira vaprofita vangu zvakaipa.’+

23 Imbirai Jehovha, imi nyika yese!

Zivisai ruponeso rwake zuva nezuva!+

24 Zivisai kukudzwa kwake pakati pemarudzi,

Nemabasa ake anoshamisa pakati pevanhu vese.

25 Nekuti Jehovha mukuru uye akanyatsokodzera kurumbidzwa.

Anoshamisa kupfuura vamwe vanamwari vese.+

26 Vanamwari vese vemarudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira,+

Asi Jehovha ndiye akasika denga.+

27 Pamberi pake pane ukuru* nekubwinya;+

Simba nemufaro zviri munzvimbo yake yaanogara.+

28 Ipai Jehovha zvakamukodzera, imi mhuri dzemarudzi,

Ipai Jehovha zvakakodzera kukudzwa kwake nesimba rake.+

29 Ipai Jehovha kukudzwa kwakakodzera zita rake;+

Uyai nechipo muende pamberi pake.+

Kotamirai* Jehovha makapfeka zvishongo zvitsvene.*+

30 Dederai pamberi pake, imi nyika yese!

Nyika* yakanyatsosimbiswa, zvekuti haigoni kubviswa pairi.*+

31 Denga ngaripembere, uye nyika ngaifare;+

Zivisai pakati pemarudzi kuti: ‘Jehovha ava Mambo!’+

32 Gungwa ngaritinhire pamwe chete nezvese zvizere mariri;

Masango ngaapembere nemufaro nezvese zviri maari.

33 Miti yemusango ngaishevedzerewo ichifara pamberi paJehovha,

Nekuti ari kuuya* kuzotonga nyika.

34 Ongai Jehovha, nekuti akanaka;+

Rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.+

35 Itii, ‘Tiponesei, haiwa Mwari weruponeso rwedu,+

Tiunganidzei mutinunure pamarudzi,

Kuti tionge zita renyu dzvene+

Uye tikurumbidzei tichipembera nemufaro.+

36 Jehovha, Mwari waIsraeri, ngaarumbidzwe

Nariini nariini.’”

Vanhu vese vakabva vati, “Ameni!”* uye vakarumbidza Jehovha.

37 Dhavhidhi akabva asiya Asafi+ nehama dzake ipapo pamberi peareka yesungano yaJehovha kuti vashumire vari pamberi peAreka nguva dzese,+ sezvaifanira kuitwa zuva rimwe nerimwe.+ 38 Obhedhi-edhomu nehama dzake 68, uye Obhedhi-edhomu mwanakomana waJedhutuni naHosa vaiva varindi vepagedhi. 39 Akaisa mupristi Zadhoki+ nevamwe vapristi pamberi petebhenekeri yaJehovha panzvimbo yakakwirira kuGibhiyoni+ 40 kuti vape zvibayiro zvinopiswa kuna Jehovha nguva dzese paatari yekupisira zvibayiro, mangwanani nemanheru, uye kuti vaite zvese zvakanyorwa muMutemo waJehovha zvaakarayira Israeri.+ 41 Ivava vaiva pamwe chete naHemani naJedhutuni+ nevamwe varume vese vakaita zvekusarudzwa nemazita avo kuti vaonge Jehovha,+ nekuti “rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi”;+ 42 vaiva pamwe chete naHemani+ naJedhutuni kuti varidze mabhosvo, nesimbi dzinorovaniswa nezviridzwa zvaishandiswa kurumbidza Mwari* wechokwadi; uye vanakomana vaJedhutuni+ vaiva pagedhi. 43 Vanhu vese vakabva vaenda kudzimba dzavo, uye Dhavhidhi akaenda kunokomborera veimba yake.

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe