RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nehemiya 8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raNehemiya

      • Mutemo unoverengwa uye unotsanangurirwa vanhu (1-12)

      • Mutambo Wematumba unochengetwa (13-18)

Nehemiya 8:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “uyo aikopa Magwaro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 3:26; 12:37
  • +Ezr 7:6
  • +Dhe 31:9; Jos 1:8
  • +Re 27:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    2/2016, p. 3

Nehemiya 8:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 23:24; 1Mad 8:2
  • +Dhe 31:12; 2 Mako. 17:8, 9; Mar 2:7

Nehemiya 8:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 13:15; 15:21
  • +Mab 16:14; 17:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2013, map. 21-22

Nehemiya 8:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 12:40, 42

Nehemiya 8:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ngazviitike!”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 27:26

Nehemiya 8:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:4
  • +Ezr 8:33; Ne 11:16
  • +Dhe 33:8, 10

Nehemiya 8:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 24:27; Mab 8:30, 31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2006, p. 11

    “Rugwaro Rwose,” p. 89

Nehemiya 8:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muTishata,” zita rebasa rechiPezhiya ragavhuna wedunhu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 7:11
  • +Re 23:24

Nehemiya 8:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “zvinhu zvine mafuta.”

  • *

    Kana kuti “ndiwo simba renyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 9:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2013, p. 22

    12/15/2008, p. 32

Nehemiya 8:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 126:1-3
  • +Ne 8:8

Nehemiya 8:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 23:34, 42; Dhe 16:13, 16; Joh 7:2

Nehemiya 8:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 23:4

Nehemiya 8:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:36; 7:12; 2 Mako. 4:9; 20:5
  • +Ne 3:26; 8:1, 3
  • +2Mad 14:13; Ne 12:38, 39

Nehemiya 8:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 1:1
  • +Dhe 16:14, 15

Nehemiya 8:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:10-12
  • +Re 23:34, 36

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Neh. 8:1Ne 3:26; 12:37
Neh. 8:1Ezr 7:6
Neh. 8:1Dhe 31:9; Jos 1:8
Neh. 8:1Re 27:34
Neh. 8:2Re 23:24; 1Mad 8:2
Neh. 8:2Dhe 31:12; 2 Mako. 17:8, 9; Mar 2:7
Neh. 8:3Mab 13:15; 15:21
Neh. 8:3Mab 16:14; 17:11
Neh. 8:4Ne 12:40, 42
Neh. 8:6Dhe 27:26
Neh. 8:7Ne 9:4
Neh. 8:7Ezr 8:33; Ne 11:16
Neh. 8:7Dhe 33:8, 10
Neh. 8:8Ru 24:27; Mab 8:30, 31
Neh. 8:9Ezr 7:11
Neh. 8:9Re 23:24
Neh. 8:10Es 9:19
Neh. 8:12Pis 126:1-3
Neh. 8:12Ne 8:8
Neh. 8:14Re 23:34, 42; Dhe 16:13, 16; Joh 7:2
Neh. 8:15Re 23:4
Neh. 8:161Mad 6:36; 7:12; 2 Mako. 4:9; 20:5
Neh. 8:16Ne 3:26; 8:1, 3
Neh. 8:162Mad 14:13; Ne 12:38, 39
Neh. 8:17Jos 1:1
Neh. 8:17Dhe 16:14, 15
Neh. 8:18Dhe 31:10-12
Neh. 8:18Re 23:34, 36
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Nehemiya 8:1-18

Nehemiya

8 Vanhu vese vakabatana, vakaungana munzvimbo yaiungana vanhu yaiva pamberi peGedhi reMvura,+ uye vakaudza Ezra+ uyo aiva munyori* kuti auye nebhuku reMutemo waMozisi,+ wakanga warayirwa vaIsraeri naJehovha.+ 2 Saka pazuva rekutanga remwedzi wechi7,+ mupristi Ezra akauya neMutemo wacho pamberi peungano+ yevarume, vakadzi, nevese vaigona kuteerera vachinzwisisa. 3 Akauverenga zvinonzwika+ ari pamberi penzvimbo yaiungana vanhu yaiva pakatarisana neGedhi reMvura, kubva pakutsvuka kweutonga kusvika masikati, achiverengera varume, vakadzi nevese vaigona kunzwisisa; uye vanhu vakanyatsoteerera+ bhuku reMutemo. 4 Munyori Ezra aiva akamira panzvimbo yakakwirira yematanda yakanga yagadzirwa kuti ishandiswe ipapo; uye Matitiya, Shema, Anaya, Uriya, Hirikiya, naMaaseya vakanga vakamira pedyo naye kurudyi rwake, kuruboshwe rwake kuina Pedhaya, Mishaeri, Marikija,+ Hashumu, Hashi-bhadhana, Zekariya, naMeshuramu.

5 Ezra akavhura bhuku racho vanhu vese vachiona, nekuti aiva pakakwirira kupfuura vanhu vese. Panguva yaairivhura, vanhu vese vakasimuka. 6 Ezra akabva arumbidza Jehovha Mwari wechokwadi, Mukuru, vanhu vese vachibva vapindura kuti, “Ameni!* Ameni!”+ uye vakasimudza maoko avo. Vakabva vapfugama, vakadzikisa misoro yavo pamberi paJehovha. 7 Uye vaRevhi vanoti, Jeshua, Bhani, Sherebhiya,+ Jamini, Akubhu, Shabhetai, Hodhiya, Maaseya, Kerita, Azariya, Jozabhadhi,+ Hanani, naPeraya, vaitsanangurira vanhu Mutemo,+ vanhu vakangomira. 8 Vakaramba vachiverenga bhuku racho nenzwi riri pamusoro, kubva muMutemo waMwari wechokwadi, vachiutsanangura zvakajeka, vachiududzira; saka vakabatsira vanhu kunzwisisa zvaiverengwa zvacho.+

9 Nehemiya, uyo aiva gavhuna* panguva iyoyo, nemupristi Ezra+ uyo aiva munyori, nevaRevhi avo vainge vachidzidzisa vanhu, vakati kuvanhu vese: “Zuva rino idzvene kuna Jehovha Mwari wenyu.+ Musachema kana kusvimha misodzi.” Nekuti vanhu vese vakanga vachichema pavainzwa mashoko eMutemo. 10 Akati kwavari: “Endai mudye zvinhu zvakanakisisa,* munwe zvinhu zvinotapira, mutumire zvekudya+ kune vaya vasina zvavakagadzira; nekuti zuva rino idzvene kunaShe wedu, uye musasuruvara, nekuti mufaro waJehovha ndiyo nhare yenyu.”* 11 Uye vaRevhi vainyaradza vanhu vese, vachiti: “Nyararai! nekuti zuva rino idzvene, uye musasuruvara.” 12 Saka vanhu vese vakaenda kunodya nekunwa nekutumira zvekudya uye kunofara chaizvo,+ nekuti vakanzwisisa mashoko avakanga vaudzwa.+

13 Pazuva rechipiri vakuru vedzimba dzemadzibaba evanhu vese uye vapristi nevaRevhi, vakaunganira munyori Ezra kuti vawedzere kunzwisisa mashoko eMutemo wacho. 14 Vakabva vaona kuti muMutemo wainge warayirwa naJehovha achishandisa Mozisi mainge makanyorwa kuti vaIsraeri vaifanira kugara mumatumba panguva yemutambo mumwedzi wechi7,+ 15 uye kuti vaifanira kuzivisa+ uye kuudza vanhu mumaguta avo ese nemuJerusarema rese, vachiti: “Endai kumakomo muuye nemapazi ane mashizha akawanda emiti yemiorivhi, emipaini, emikute neemichindwe nemapazi ane mashizha akawanda emimwe miti kuti mugadzire matumba, maererano nezvakanyorwa.”

16 Saka vanhu vakabuda, vakauya nawo, kuti vagadzire matumba avo, mumwe nemumwe padenga reimba yake, nepazvivanze zvavo, nepazvivanze zveimba yaMwari wechokwadi,+ nepanzvimbo yaiungana vanhu yepaGedhi reMvura,+ nepanzvimbo yaiungana vanhu yepaGedhi raEfremu.+ 17 Saka vanhu vese veungano vakanga vadzoka kubva kuutapwa, vakagadzira matumba uye vakagara mumatumba acho, nekuti vaIsraeri vakanga vasina kuita saizvozvo kubvira pamazuva aJoshua+ mwanakomana waNuni kusvika pazuva iroro, zvekuti pakava nemufaro mukuru.+ 18 Uye bhuku reMutemo waMwari wechokwadi raiverengwa zvinonzwika zuva nezuva,+ kubva pazuva rekutanga kusvika pazuva rekupedzisira. Uye vakaita mutambo wacho kwemazuva 7, uye pazuva rechi8 pakava negungano dzvene, sezvaifanira kuitwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe