RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nehemiya 9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raNehemiya

      • Vanhu vanoreurura chivi chavo (1-38)

        • Jehovha, Mwari anokanganwira (17)

Nehemiya 9:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 7:6; Jon 3:5, 6

Nehemiya 9:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 9:1, 2; Ne 13:3
  • +Re 26:40; Ezr 9:6; Pis 106:6; Dha 9:8

Nehemiya 9:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kwemaawa matatu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 8:3, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2013, p. 22

Nehemiya 9:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 8:7
  • +Ne 8:4

Nehemiya 9:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kubva nekusingaperi kusvika nekusingaperi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 33:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2013, pp. 21, 23

Nehemiya 9:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 6:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2013, p. 23

Nehemiya 9:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:1, 2
  • +Ge 11:31
  • +Ge 17:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2013, pp. 23-24

Nehemiya 9:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:10-12
  • +Ge 15:18

Nehemiya 9:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 2:23-25; 3:7

Nehemiya 9:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 7:3; Dhe 6:22
  • +Eks 5:2
  • +Eks 9:16

Nehemiya 9:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:21, 22
  • +Eks 15:1, 5, 10

Nehemiya 9:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:21; 14:19, 20

Nehemiya 9:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mitemo yakavimbika.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:11
  • +Dhe 4:10, 36
  • +Dhe 4:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2013, p. 24

Nehemiya 9:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:29; 20:8-11; Dhe 5:12-14

Nehemiya 9:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “masimudzira ruoko rwenyu muchiti.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:4
  • +Eks 17:6

Nehemiya 9:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vakaomesa mitsipa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:44
  • +Dhe 9:6

Nehemiya 9:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vakaomesa mitsipa.”

  • *

    Kana kuti “Mwari wemabasa ekukanganwira.”

  • *

    Kana kuti “nyasha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:11, 41
  • +Nu 14:1, 4
  • +Eks 34:6; Nu 14:18
  • +Dhe 4:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 1 2021 p. 14

Nehemiya 9:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wesimbi yakanyungudutswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:1, 4

Nehemiya 9:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:19, 20
  • +Eks 40:38; Nu 9:15

Nehemiya 9:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 11:17, 25
  • +Eks 16:14, 15
  • +Nu 20:8

Nehemiya 9:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:35; Nu 14:33; Dhe 2:7
  • +Dhe 29:5

Nehemiya 9:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 11:23
  • +Nu 21:23, 24; Dhe 2:31
  • +Nu 21:26
  • +Nu 21:33, 35

Nehemiya 9:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:1, 5
  • +Ge 12:7; 26:3

Nehemiya 9:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:29-31; Jos 21:43
  • +Jos 18:1

Nehemiya 9:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 3:4, 5
  • +Dhe 8:7-9
  • +Jos 24:13

Nehemiya 9:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vakakandira Mutemo wenyu kumashure kwavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:20; 32:15; Vat 2:12
  • +2Mad 21:11; Pis 106:38

Nehemiya 9:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 2:14
  • +Dhe 31:17
  • +Vat 2:18; 3:9, 15; 1Sa 12:11; 2Mad 13:4, 5

Nehemiya 9:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 2:19
  • +Vat 4:1, 2; 6:1
  • +Vat 6:6
  • +Pis 106:43-45

Nehemiya 9:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 17:13, 14; 2Mak 24:19
  • +Re 18:5

Nehemiya 9:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 10:21
  • +2Mak 36:15, 16; Isa 42:24; Jer 40:2, 3

Nehemiya 9:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nyasha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 14:22
  • +Eks 34:6; Dhe 4:31

Nehemiya 9:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:9; Dha 9:4
  • +2Mad 24:12, 14
  • +Jer 34:18-20
  • +Mari 4:13, 14
  • +2Mad 17:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2013, p. 23

Nehemiya 9:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 9:5

Nehemiya 9:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:47; 32:15

Nehemiya 9:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:48; Ezr 9:9

Nehemiya 9:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:15, 33; Ne 5:4

Nehemiya 9:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 23:3; 2Mak 15:12; Ezr 10:3
  • +Ne 10:28, 29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/1998, p. 21

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Neh. 9:1Jos 7:6; Jon 3:5, 6
Neh. 9:2Ezr 9:1, 2; Ne 13:3
Neh. 9:2Re 26:40; Ezr 9:6; Pis 106:6; Dha 9:8
Neh. 9:3Ne 8:3, 8
Neh. 9:4Ne 8:7
Neh. 9:4Ne 8:4
Neh. 9:5Jer 33:10, 11
Neh. 9:6Dhe 6:4
Neh. 9:7Ge 12:1, 2
Neh. 9:7Ge 11:31
Neh. 9:7Ge 17:5
Neh. 9:8Ge 22:10-12
Neh. 9:8Ge 15:18
Neh. 9:9Eks 2:23-25; 3:7
Neh. 9:10Eks 7:3; Dhe 6:22
Neh. 9:10Eks 5:2
Neh. 9:10Eks 9:16
Neh. 9:11Eks 14:21, 22
Neh. 9:11Eks 15:1, 5, 10
Neh. 9:12Eks 13:21; 14:19, 20
Neh. 9:13Eks 19:11
Neh. 9:13Dhe 4:10, 36
Neh. 9:13Dhe 4:8
Neh. 9:14Eks 16:29; 20:8-11; Dhe 5:12-14
Neh. 9:15Eks 16:4
Neh. 9:15Eks 17:6
Neh. 9:16Nu 14:44
Neh. 9:16Dhe 9:6
Neh. 9:17Nu 14:11, 41
Neh. 9:17Nu 14:1, 4
Neh. 9:17Eks 34:6; Nu 14:18
Neh. 9:17Dhe 4:31
Neh. 9:18Eks 32:1, 4
Neh. 9:19Nu 14:19, 20
Neh. 9:19Eks 40:38; Nu 9:15
Neh. 9:20Nu 11:17, 25
Neh. 9:20Eks 16:14, 15
Neh. 9:20Nu 20:8
Neh. 9:21Eks 16:35; Nu 14:33; Dhe 2:7
Neh. 9:21Dhe 29:5
Neh. 9:22Jos 11:23
Neh. 9:22Nu 21:23, 24; Dhe 2:31
Neh. 9:22Nu 21:26
Neh. 9:22Nu 21:33, 35
Neh. 9:23Ge 15:1, 5
Neh. 9:23Ge 12:7; 26:3
Neh. 9:24Nu 14:29-31; Jos 21:43
Neh. 9:24Jos 18:1
Neh. 9:25Dhe 3:4, 5
Neh. 9:25Dhe 8:7-9
Neh. 9:25Jos 24:13
Neh. 9:26Dhe 31:20; 32:15; Vat 2:12
Neh. 9:262Mad 21:11; Pis 106:38
Neh. 9:27Vat 2:14
Neh. 9:27Dhe 31:17
Neh. 9:27Vat 2:18; 3:9, 15; 1Sa 12:11; 2Mad 13:4, 5
Neh. 9:28Vat 2:19
Neh. 9:28Vat 4:1, 2; 6:1
Neh. 9:28Vat 6:6
Neh. 9:28Pis 106:43-45
Neh. 9:292Mad 17:13, 14; 2Mak 24:19
Neh. 9:29Re 18:5
Neh. 9:30VaR 10:21
Neh. 9:302Mak 36:15, 16; Isa 42:24; Jer 40:2, 3
Neh. 9:31Eze 14:22
Neh. 9:31Eks 34:6; Dhe 4:31
Neh. 9:32Dhe 7:9; Dha 9:4
Neh. 9:322Mad 24:12, 14
Neh. 9:32Jer 34:18-20
Neh. 9:32Mari 4:13, 14
Neh. 9:322Mad 17:6
Neh. 9:33Dha 9:5
Neh. 9:35Dhe 28:47; 32:15
Neh. 9:36Dhe 28:48; Ezr 9:9
Neh. 9:37Dhe 28:15, 33; Ne 5:4
Neh. 9:382Mad 23:3; 2Mak 15:12; Ezr 10:3
Neh. 9:38Ne 10:28, 29
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Nehemiya 9:1-38

Nehemiya

9 Pazuva rechi24 remwedzi uyu, vaIsraeri vakaungana; uye vaitsanya vakapfeka masaga, vaine guruva.+ 2 Vaya vaiva zvizvarwa zvaIsraeri vakabva vazviparadzanisa nevanhu vese vekune dzimwe nyika,+ uye vakamira vakareurura zvivi zvavo nekukanganisa kwemadzibaba avo.+ 3 Vakabva vamira munzvimbo yavo, vakaverenga bhuku reMutemo+ waJehovha Mwari wavo zvinonzwika kwechikamu chimwe chete pazvina chezuva racho;* uye vakakotamira Jehovha Mwari wavo vachireurura kwechimwe chikamu pazvina chezuva racho.

4 Jeshua, Bhani, Kadmieri, Shebhaniya, Bhuni, Sherebhiya,+ Bhani, naKenanai vakamira panzvimbo yakakwirira+ yevaRevhi, vakashevedzera nenzwi guru kuna Jehovha Mwari wavo. 5 Uye vaRevhi vanoti, Jeshua naKadmieri, Bhani, Hashabhineya, Sherebhiya, Hodhiya, Shebhaniya naPetahiya vakati: “Simukai murumbidze Jehovha Mwari wenyu nariini nariini.*+ Ngavarumbidze zita renyu rinokudzwa, iro rinokudzwa uye rinorumbidzwa zvekuti hapana munhu angarikudza kana kurirumbidza zvakakwana.

6 “Imi mega ndimi Jehovha;+ ndimi makasika matenga, iwo matenga ekumatenga, neuto rawo rese, nyika nezvese zviri mairi, makungwa nezvese zviri maari. Uye munozvichengeta zvese zviri zvipenyu, uye uto rekudenga riri kukukotamirai. 7 Ndimi Jehovha Mwari wechokwadi, makasarudza Abramu,+ mukamubudisa muUri+ yevaKadheya, mukamupa zita rekuti Abrahamu.+ 8 Makaona kuti mwoyo wake wakatendeka pamberi penyu,+ saka makaita sungano naye kuti mumupe nyika yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaJebhusi, nevaGigashi, kuti muipe vana* vake;+ uye makaita zvamakavimbisa, nekuti makarurama.

9 “Saka makaona kutambudzika kwemadzitateguru edu muIjipiti,+ uye makanzwa kuchema kwawo paGungwa Dzvuku. 10 Makabva maitira Farao nevashandi vake vese nevanhu vese vemunyika yake zviratidzo nezvishamiso,+ nekuti maiziva kuti vaizvikudza+ pamberi pavo. Makaita kuti zita renyu rive nemukurumbira uchiripo nanhasi.+ 11 Makakamura gungwa pamberi pavo, zvekuti vakayambuka gungwa nepakaoma,+ uye makakanda vaivatevera munzvimbo dzakadzika, sedombo rakandwa mumvura isina kugadzikana.+ 12 Makavatungamirira neshongwe yegore masikati, uye neshongwe yemoto usiku, kuti muvavhenekere nzira yavaifanira kufamba nayo.+ 13 Makaburuka mukauya muGomo reSinai+ mukataura navo muri kudenga,+ mukavapa mitongo yakarurama, mitemo yechokwadi,* mirau yakanaka nemirayiro.+ 14 Makaita kuti vazive Sabata renyu dzvene,+ uye makavapa mirayiro, mirau, nemutemo muchishandisa muranda wenyu Mozisi. 15 Makavapa chingwa chakabva kudenga pavaiva nenzara,+ mukabudisa mvura padombo pavaiva nenyota,+ uye makavaudza kuti vapinde vatore nyika yamakanga mapika kuti* muchavapa.

16 “Asi ivo, madzitateguru edu, vakazvikudza,+ vakatanga kuomesa misoro,*+ uye vairamba kuteerera mirayiro yenyu. 17 Vakaramba kuteerera,+ uye havana kuyeuka mabasa enyu anoshamisa amakaita pakati pavo, asi vakatanga kuomesa misoro,* vakagadza mutungamiriri kuti vadzokere kuuranda hwavo muIjipiti.+ Asi imi muri Mwari akagadzirira kukanganwira,* ane tsitsi* nengoni, anononoka kutsamwa uye azere nerudo rusingachinji,+ uye hamuna kuvasiya.+ 18 Kunyange pavakazvigadzirira mufananidzo wemhuru, wesimbi* vachiti, ‘Uyu ndiye Mwari wako akakubudisa muIjipiti,’+ uye vakaita mabasa makuru ekusaremekedza, 19 kunyange panguva iyoyo, imi netsitsi dzenyu huru hamuna kuvasiya murenje.+ Shongwe yegore haina kubva pamusoro pavo masikati kuti ivatungamirire munzira, uyewo shongwe yemoto haina kubva pamusoro pavo usiku kuti ivavhenekere nzira yavaifanira kufamba nayo.+ 20 Makavapa mweya wenyu wakanaka kuti muvape njere,+ hamuna kunyima miromo yavo mana yenyu,+ uye makavapa mvura pavaiva nenyota.+ 21 Kwemakore 40 makavapa zvekudya murenje.+ Hapana chavaishaya. Nguo dzavo hadzina kusakara,+ uye tsoka dzavo hadzina kuzvimba.

22 “Makavapa umambo nemarudzi, muchivapa umambo pashure peumambo,+ zvekuti vakatora nyika yaSihoni,+ kureva nyika yamambo weHeshbhoni,+ nenyika yaOgi+ mambo weBhashani. 23 Makaita kuti vanakomana vavo vawande senyeredzi dzedenga.+ Uye makabva mavaunza munyika yamakanga mavimbisa madzitateguru avo kuti vachapinda voitora.+ 24 Saka vanakomana vavo vakapinda vakatora nyika yacho,+ uye makakunda vaKenani pamberi pavo,+ avo vaigara munyika yacho mukavaisa mumaoko avo, iwo madzimambo avo nemarudzi emunyika yacho, kuti vaite zvavanoda navo. 25 Vakatora maguta akakomberedzwa nemasvingo,+ nyika yakaorera,+ dzimba dzakazara nezvinhu zvakanaka zvakasiyana-siyana, migodhi yemvura yakatocherwa kare, minda yemizambiringa, minda yemiorivhi,+ nemiti yakawanda yemichero. Saka vakadya, vakaguta, vakakora, uye vaifara chaizvo nekuda kwekunaka kwenyu kukuru.

26 “Asi vakarega kuteerera, vakakupandukirai+ vakapira Mutemo wenyu makotsi.* Vakauraya vaprofita venyu, avo vakavatsiura kuti vavadzose kwamuri, uye vakaita mabasa makuru ekusaremekedza.+ 27 Nemhaka yeizvi, makavaisa muruoko rwevavengi vavo,+ avo vakaramba vachivatambudza.+ Asi munguva yekutambudzika kwavo vaichema kwamuri, uye imi maivanzwa muri kudenga; uye nekuda kwetsitsi dzenyu huru maivapa vaponesi vaivanunura paruoko rwevavengi vavo.+

28 “Asi pavainge vangozorora, vaibva vaitazve zvakaipa pamberi penyu,+ uye maivasiya muruoko rwevavengi vavo, avo vaivadzvinyirira.+ Vaibva vadzoka, voshevedzera kwamuri kuti vabatsirwe,+ uye maivanzwa muri kudenga movanunura mavanunurazve nekuda kwetsitsi dzenyu huru.+ 29 Kunyange zvazvo maivatsiura kuti muvadzose kuMutemo wenyu, ivo vaizvikudza vachiramba kuteerera mirayiro yenyu;+ uye vakatadza vachityora mirau yenyu, iyo inoita kuti munhu ararame kana akaichengeta.+ Ivo vakafuratira vachiomesa misoro, uye vakaomesa mitsipa vakaramba kuteerera. 30 Makavaitira mwoyo murefu+ kwemakore mazhinji uye makaramba muchivatsiura nemweya wenyu muchishandisa vaprofita venyu, asi vakaramba kuteerera. Makazovaisa muruoko rwemarudzi enyika dzacho.+ 31 Asi nengoni dzenyu huru hamuna kuvaparadza+ kana kuvasiya, nekuti muri Mwari ane tsitsi* nengoni.+

32 “Zvino imi Mwari wedu, Mwari mukuru, ane simba uye anoshamisa, uyo akachengeta sungano yake uye akaratidza rudo rusingachinji,+ musatora kutambudzika kwese kwakatiwira sekudiki, isu nemadzimambo edu, machinda edu,+ vapristi vedu,+ vaprofita vedu,+ madzitateguru edu, nevanhu venyu vese kubvira pamazuva emadzimambo eAsiriya+ kusvikira nhasi. 33 Makarurama pane zvese zvakauya patiri, nekuti makaratidza kutendeka; asi isu ndisu takaita zvakaipa.+ 34 Kana ari madzimambo edu, machinda edu, vapristi vedu, nemadzitateguru edu, havana kuchengeta Mutemo wenyu, kana kuteerera mirayiro yenyu kana zviyeuchidzo zvenyu zvamakavayambira nazvo. 35 Kunyange pavaiva muumambo hwavo vachifara chaizvo nezvinhu zvakanaka zvamakavapa, munyika yakafara yakaorera yamakavapa, havana kukushumirai+ uye havana kutendeuka pamabasa avo akaipa. 36 Saka nhasi tiri pano, tiri varanda,+ chokwadi varanda munyika yamakapa madzitateguru edu kuti vadye zvibereko zvayo nezvinhu zvayo zvakanaka. 37 Zvibereko zvayo zvakawanda ndezvemadzimambo amakaisa pamusoro pedu nemhaka yezvivi zvedu.+ Ari kutonga miviri yedu nezvipfuwo zvedu, achiita zvaanoda, uye tiri kutambudzika zvikuru.

38 “Saka nemhaka yeizvi zvese, tiri kuita chibvumirano+ tichiita zvekuchinyora, uye chakasimbiswa nechidhindo chemachinda edu, vaRevhi vedu, nevapristi vedu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe