RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kusiyana kweakarurama neakaipa

        • Mufaro wekuverenga mutemo waMwari (2)

        • Vakarurama vakaita semuti unobereka michero (3)

        • Vakaipa vakaita sehundi inopeperetswa (4)

Pisarema 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 4:14
  • +Zvi 22:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2009, p. 17

    1/1/2007, pp. 4-5

    5/15/2006, p. 18

    7/15/2004, pp. 10-12

    9/1/1999, p. 23

Pisarema 1:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anofungisisa mutemo wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:7; 40:8; 112:1; Mt 5:3; VaR 7:22; Jak 1:25
  • +Jos 1:8; Pis 119:97; 1Ti 4:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 11

    Nharireyomurindi,

    3/1/2009, p. 17

    1/1/2007, pp. 5-6

    5/15/2006, p. 18

    7/15/2004, p. 12

    9/1/1999, pp. 23-24

    9/15/1992, p. 32

Pisarema 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 22:13; Jer 17:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    10/2021, p. 25

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 11

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2017, p. 30

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 284-285

    Nharireyomurindi,

    3/1/2009, pp. 16-17

    1/1/2007, pp. 4, 6

    12/15/2004, pp. 20-21

    7/15/2004, p. 13

    3/1/2004, p. 28

    9/1/1999, p. 24

    10/1/1987, p. 10

    Chikoro Choushumiri, p. 10

Pisarema 1:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2004, pp. 13-14

Pisarema 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 25:41
  • +Mar 3:18; Mt 13:49, 50

Pisarema 1:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:18; Jer 12:3; 1Pe 3:12
  • +Zvi 14:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2004, pp. 14-15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 1:1Zvi 4:14
Pis. 1:1Zvi 22:10
Pis. 1:2Pis 19:7; 40:8; 112:1; Mt 5:3; VaR 7:22; Jak 1:25
Pis. 1:2Jos 1:8; Pis 119:97; 1Ti 4:15
Pis. 1:31Mak 22:13; Jer 17:7, 8
Pis. 1:5Mt 25:41
Pis. 1:5Mar 3:18; Mt 13:49, 50
Pis. 1:6Pis 37:18; Jer 12:3; 1Pe 3:12
Pis. 1:6Zvi 14:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 1:1-6

Mapisarema

BHUKU REKUTANGA

(Mapisarema 1-41)

1 Anofara munhu asingafambi maererano nezano revakaipa

Asingamiri munzira yevatadzi+

Asingagari pachigaro chevanotaura zvekutsvinya.+

 2 Asi chaanofarira mutemo waJehovha,+

Uye anoverenga mutemo wake nenzwi riri pasi* siku nesikati.+

 3 Achaita semuti wakadyarwa pedyo nehova dzemvura,

Muti unobereka michero mumwaka wawo,

Une mashizha asingasvavi.

Uye zvese zvaanoita zvichabudirira.+

 4 Vakaipa havana kudaro;

Vakaita sehundi inopeperetswa nemhepo.

 5 Ndokusaka vakaipa vasingazorambi vakamira pakutongwa;+

Nevatadzi vasingazorambi vakamira muungano yevakarurama.+

 6 Nekuti Jehovha anoziva nzira yevakarurama,+

Asi nzira yevakaipa ichaparara.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe