RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Jehovha, mubatsiri wemunhu asina mubatsiri

        • Akaipa anozvikudza achiti: “Hakuna Mwari” (4)

        • Asina mubatsiri anotendeukira kuna Jehovha (14)

        • “Jehovha ndiMambo nariini” (16)

Pisarema 10:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 13:1; 22:1; Jer 14:8

Pisarema 10:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:17
  • +Pis 7:14, 16; 37:7; Zvi 5:22; 26:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/1995, p. 29

Pisarema 10:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Munhu ane makaro anozvirumbidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:9; Ho 12:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/1995, p. 29

Pisarema 10:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 14:1, 2; 53:1; Zef 1:12

Pisarema 10:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:35
  • +Isa 26:11; Ho 14:9

Pisarema 10:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuzombodzedzereka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:16; Mup 8:11

Pisarema 10:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 3:14
  • +Pis 7:14; 12:2; 55:21

Pisarema 10:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 1:10, 11
  • +Pis 17:9, 11

Pisarema 10:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:39, 40; Pis 17:12; 59:3
  • +Pis 140:5; Jer 5:26

Pisarema 10:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “munzara dzake dzakasimba.”

Pisarema 10:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 8:11
  • +Pis 73:3, 11; 94:3, 7; Eze 8:12; 9:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 20

Pisarema 10:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 3:7
  • +Mik 5:9
  • +Pis 9:12; 35:10

Pisarema 10:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/1995, pp. 29-30

Pisarema 10:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 9:26; 2Mak 6:23
  • +1Pe 4:19
  • +Dhe 10:17, 18; Pis 146:9; VaH 13:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vechiduku Vanobvunza Kuti, Bhuku 2, p. 289

Pisarema 10:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:15

Pisarema 10:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:18; Pis 145:13; Jer 10:10; Dha 4:34; 1Ti 1:17
  • +Pis 9:5; 44:2

Pisarema 10:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:18
  • +1Mak 29:18, 19
  • +Zvi 15:8; 1Pe 3:12

Pisarema 10:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:4
  • +Isa 51:12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 10:1Pis 13:1; 22:1; Jer 14:8
Pis. 10:2Eks 14:17
Pis. 10:2Pis 7:14, 16; 37:7; Zvi 5:22; 26:27
Pis. 10:3Eks 15:9; Ho 12:8
Pis. 10:4Pis 14:1, 2; 53:1; Zef 1:12
Pis. 10:5Pis 37:35
Pis. 10:5Isa 26:11; Ho 14:9
Pis. 10:6Zvi 14:16; Mup 8:11
Pis. 10:7VaR 3:14
Pis. 10:7Pis 7:14; 12:2; 55:21
Pis. 10:8Zvi 1:10, 11
Pis. 10:8Pis 17:9, 11
Pis. 10:9Job 38:39, 40; Pis 17:12; 59:3
Pis. 10:9Pis 140:5; Jer 5:26
Pis. 10:11Mup 8:11
Pis. 10:11Pis 73:3, 11; 94:3, 7; Eze 8:12; 9:9
Pis. 10:12Pis 3:7
Pis. 10:12Mik 5:9
Pis. 10:12Pis 9:12; 35:10
Pis. 10:142Mad 9:26; 2Mak 6:23
Pis. 10:141Pe 4:19
Pis. 10:14Dhe 10:17, 18; Pis 146:9; VaH 13:6
Pis. 10:15Job 38:15
Pis. 10:16Eks 15:18; Pis 145:13; Jer 10:10; Dha 4:34; 1Ti 1:17
Pis. 10:16Pis 9:5; 44:2
Pis. 10:17Pis 9:18
Pis. 10:171Mak 29:18, 19
Pis. 10:17Zvi 15:8; 1Pe 3:12
Pis. 10:18Pis 72:4
Pis. 10:18Isa 51:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 10:1-18

Mapisarema

ל [Lamed]

10 Haiwa Jehovha, munomirirei nechekure?

Munozvivanzirei munguva dzekutambudzika?+

 2 Munhu akaipa anozvikudza achidzingirira munhu asina mubatsiri,+

Asi achabatwa nemazano ake aakaronga.+

 3 Nekuti munhu akaipa anozvirumbidza pamusoro peruchiva rwake+

Uye anorumbidza munhu ane makaro;*

נ [Nun]

Haaremekedzi Jehovha.

 4 Nekuzvikudza kwake, munhu akaipa haaedzi kuongorora zvinhu;

Mupfungwa dzake anongoti: “Hakuna Mwari.”+

 5 Nzira dzake dzinoramba dzichibudirira,+

Asi haatombonzwisisi mitongo yenyu;+

Anozvidza vavengi vake vese.

 6 Anoti mumwoyo make: “Handisi kuzombozununguswa;*

Kwezvizvarwa nezvizvarwa

Handisi kuzoona dambudziko.”+

פ [Pe]

 7 Muromo wake uzere nekutuka, kunyepa, nekutyisidzira;+

Pasi perurimi rwake pakazara matambudziko nekukuvadza.+

 8 Anogaririra akahwandira pedyo nemisha;

Ari paakahwanda anouraya munhu asina mhosva.+

ע [Ayin]

Maziso ake ari kutsvaga munhu wekuuraya.+

 9 Anomirira ari paakahwanda seshumba iri panzvimbo painohwandira iri.+

Anomirira kubata munhu asina mubatsiri.

Paanodhonza mambure ake achiavhara,+ anobata munhu asina mubatsiri.

10 Waanenge abata anokurirwa uye anowisirwa pasi;

Uye vasina simba vanowira mumaoko ake.*

11 Anoti mumwoyo make: “Mwari akanganwa.+

Atendeudza chiso chake.

Haatombooni zviri kuitika.”+

ק [Qoph]

12 Simukai, haiwa Jehovha.+ Simudzai ruoko rwenyu,+ haiwa Mwari.

Regai kukanganwa vasina mubatsiri.+

13 Nei munhu akaipa asina kuremekedza Mwari?

Anoti mumwoyo make: “Hamuzoiti kuti ndizvidavirire.”

ר [Resh]

14 Asi panoitika nhamo nematambudziko munozviona.

Munotarisa moisa nyaya dzacho mumaoko enyu.+

Munhu anotambudzwa anotendeukira kwamuri;+

Ndimi mubatsiri wenherera.+

ש [Shin]

15 Tyorai ruoko rwemunhu akaipa neane utsinye,+

Kuti pamunozotsvaga uipi hwake,

Hamuzohuonizve.

16 Jehovha ndiMambo nariini nariini.+

Marudzi aparara panyika.+

ת [Taw]

17 Asi muchanzwa chikumbiro chevanyoro, haiwa Jehovha.+

Muchasimbisa mwoyo yavo+ monyatsovateerera.+

18 Muchatonga zvakarurama nyaya dzenherera nedzevaya vakadzvinyirirwa,+

Zvekuti munhuwo zvake wepanyika haazovatyisi zvakare.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe