RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 101
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mutongi akaperera

        • ‘Handizosiyi munhu anozvikudza akadaro’ (5)

        • “Ndichatarisa vakatendeka” (6)

Pisarema 101:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndichakuridzirai rwiyo.”

Pisarema 101:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akaperera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:4; Pis 78:70, 72

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2005, map. 24-25

Pisarema 101:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Zviito zvavo hazvindinamatiri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 97:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2011, p. 13

Pisarema 101:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Handizozivi.”

Pisarema 101:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:19

Pisarema 101:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akaperera.”

Pisarema 101:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “pamberi pemaziso angu.”

Pisarema 101:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndichaparadza vakaipa vese vari panyika.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:8

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 101:21Mad 9:4; Pis 78:70, 72
Pis. 101:3Pis 97:10
Pis. 101:5Zvi 20:19
Pis. 101:8Zvi 20:8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 101:1-8

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

101 Ndichaimba nezverudo rusingachinji uye kururama.

Ndichaimba ndichikurumbidzai,* haiwa Jehovha.

 2 Ndichangwarira uye ndichava asina mhosva* pamaitiro angu.

Muchauya riini kwandiri?

Ndichafamba mumba mangu nemwoyo wakaperera.+

 3 Handizoisi chinhu chisingabatsiri pamberi pemaziso angu.

Ndinovenga zviito zvevaya vanotsauka pakuita zvakarurama;+

Ndichasiyana nazvo zvachose.*

 4 Mwoyo usina kururama uri kure neni;

Handizobvumi* zvakaipa.

 5 Munhu wese anosvibisa zita remuvakidzani wake pachivande,+

Ndichaita kuti anyarare.

Munhu wese ane maziso anozvikudza uye ane mwoyo unozvitutumadza,

Handizomusiyi akadaro.

 6 Ndichatarisa vakatendeka vari panyika,

Kuti vagare neni.

Munhu anofamba asina mhosva,* achandishumira.

 7 Hapana munhu anonyengera achagara mumba mangu,

Uye hapana munhu anonyepa achamira pamberi pangu.*

 8 Mangwanani ega ega ndichaita kuti vakaipa vese vari panyika vanyarare,*

Kuti ndiparadze vanhu vese vanoita zvakaipa vari muguta raJehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe