RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 104
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kurumbidza Mwari nekuda kwezvinhu zvinoshamisa zvakasikwa

        • Nyika icharamba iripo nekusingaperi (5)

        • Waini nechingwa zvekuti vanhu vadye nekunwa (15)

        • “Mabasa enyu akawanda chaizvo!” (24)

        • ‘Kana simba reupenyu rikabviswa, zvinofa’ (29)

Pisarema 104:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu ngaurumbidze.”

  • *

    Kana kuti “kukudzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 103:1
  • +Pis 86:10
  • +1Mak 16:27; Eze 1:27, 28; Dha 7:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2008, p. 13

Pisarema 104:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 1:17; 1Jo 1:5
  • +Isa 40:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2008, p. 13

Pisarema 104:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:11; Amo 9:6
  • +Dhe 33:26; Isa 19:1
  • +2Sa 22:11; Job 38:1

Pisarema 104:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “dzive mweya ine simba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 1:13; VaH 1:7, 14

Pisarema 104:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Haizombozununguswi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:4, 6; Pis 24:1, 2
  • +Mup 1:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 5 2016, p. 15

    Nharireyomurindi,

    8/1/2008, p. 31

    Shoko raMwari, pp. 103-104

Pisarema 104:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shoko raMwari, p. 100

Pisarema 104:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:9

Pisarema 104:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 8:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shoko raMwari, p. 100

Pisarema 104:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:8-10; Pis 33:7; Zvi 8:29; Jer 5:22

Pisarema 104:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    3/8/1996, p. 18

Pisarema 104:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:37; Pis 147:8; Jer 10:13; Amo 9:6; Mt 5:45
  • +Pis 65:9; Mab 14:17

Pisarema 104:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:29, 30; 9:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 46

    Nharireyomurindi,

    10/15/2011, p. 8

Pisarema 104:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 9:7
  • +Mup 10:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 43

    Nharireyomurindi,

    10/15/2011, p. 8

Pisarema 104:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 8:7

Pisarema 104:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 39:1
  • +Zvi 30:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2004, p. 9

    7/15/1997, p. 24

Pisarema 104:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:16; Pis 19:6; Jer 31:35

Pisarema 104:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:5; Pis 74:16; Isa 45:7

Pisarema 104:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Shumba dzava nezenze.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Amo 3:4
  • +Pis 147:9

Pisarema 104:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:6
  • +Zvi 3:19; Jer 10:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 55, 173-175

Pisarema 104:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:21

Pisarema 104:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 41:1

Pisarema 104:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 136:25; 145:15; 147:9; Mt 6:26

Pisarema 104:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 12:24
  • +Pis 107:9; 145:16

Pisarema 104:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wazvo.” Shoko racho rechiHebheru nderekuti ru′ach. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:19; Job 34:14, 15; Pis 146:3, 4; Mup 3:19, 20; 12:7

Pisarema 104:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 33:4; Mab 17:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2002, p. 5

Pisarema 104:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:31

Pisarema 104:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:18

Pisarema 104:33

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndicharidzira Mwari wangu rwiyo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 13:6
  • +Pis 146:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 14

Pisarema 104:34

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Kufungisisa kwangu nezvake ngakuve kunofadza.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 40

Pisarema 104:35

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu ngaurumbidze.”

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:10, 38; Zvi 2:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” pp. 103-104

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 104:1Pis 103:1
Pis. 104:1Pis 86:10
Pis. 104:11Mak 16:27; Eze 1:27, 28; Dha 7:9
Pis. 104:2Jak 1:17; 1Jo 1:5
Pis. 104:2Isa 40:22
Pis. 104:3Pis 18:11; Amo 9:6
Pis. 104:3Dhe 33:26; Isa 19:1
Pis. 104:32Sa 22:11; Job 38:1
Pis. 104:4Eze 1:13; VaH 1:7, 14
Pis. 104:5Job 38:4, 6; Pis 24:1, 2
Pis. 104:5Mup 1:4
Pis. 104:6Ge 1:2
Pis. 104:7Ge 1:9
Pis. 104:8Zvi 8:25
Pis. 104:9Job 38:8-10; Pis 33:7; Zvi 8:29; Jer 5:22
Pis. 104:13Job 38:37; Pis 147:8; Jer 10:13; Amo 9:6; Mt 5:45
Pis. 104:13Pis 65:9; Mab 14:17
Pis. 104:14Ge 1:29, 30; 9:3
Pis. 104:15Mup 9:7
Pis. 104:15Mup 10:19
Pis. 104:17Jer 8:7
Pis. 104:18Job 39:1
Pis. 104:18Zvi 30:26
Pis. 104:19Ge 1:16; Pis 19:6; Jer 31:35
Pis. 104:20Ge 1:5; Pis 74:16; Isa 45:7
Pis. 104:21Amo 3:4
Pis. 104:21Pis 147:9
Pis. 104:24Ne 9:6
Pis. 104:24Zvi 3:19; Jer 10:12
Pis. 104:25Ge 1:21
Pis. 104:26Job 41:1
Pis. 104:27Pis 136:25; 145:15; 147:9; Mt 6:26
Pis. 104:28Ru 12:24
Pis. 104:28Pis 107:9; 145:16
Pis. 104:29Ge 3:19; Job 34:14, 15; Pis 146:3, 4; Mup 3:19, 20; 12:7
Pis. 104:30Job 33:4; Mab 17:28
Pis. 104:31Ge 1:31
Pis. 104:32Eks 19:18
Pis. 104:33Pis 13:6
Pis. 104:33Pis 146:2
Pis. 104:35Pis 37:10, 38; Zvi 2:22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 104:1-35

Mapisarema

104 Regai ndirumbidze* Jehovha.+

Haiwa Jehovha Mwari wangu, muri mukuru kwazvo.+

Makapfeka ukuru* nekubwinya.+

 2 Makaputirwa nechiedza+ sekunge makaputirwa nechipfeko;

Munotambanudza matenga sejira retende.+

 3 Anomisa matanda edzimba dzake dzepamusoro mumvura iri kumusoro,+

Achiita kuti makore ave ngoro yake,+

Achifamba ari pamapapiro emhepo.+

 4 Anoita kuti ngirozi dzake dzive nesimba,*

Vashumiri vake vave moto unoparadza.+

 5 Akamisa nyika panheyo dzayo;+

Haizombobviswi panzvimbo payo* nariini nariini.+

 6 Makaifukidza nemvura yakadzika sekunge yakafukidzwa nechipfeko.+

Mvura yakamira pamusoro pemakomo.

 7 Pamakaituka yakatiza;+

Pakanzwika kutinhira kwenyu, yakavhunduka ikatiza,

 8 Makomo achikwira+ uye mapani achidzika,

Iyo ichienda kunzvimbo yamakaigadzirira.

 9 Makaisa muganhu waisingafaniri kupfuura,+

Kuti isazofukidza nyika zvakare.

10 Anotuma zvitubu mumipata;

Zvinoyerera nepakati pemakomo.

11 Zvinopa mhuka dzese dzemusango mvura;

Madhongi emusango anopedza nyota yawo.

12 Shiri dzedenga dzinogara pamusoro pazvo;

Dzinoimba dziri mumashizha emiti akasvibira.

13 Iye anodiridza makomo ari mudzimba dzake dzepamusoro.+

Nyika inogutswa nezvibereko zvemabasa enyu.+

14 Anomeresera mombe uswa

Uye miti yekuti vanhu vashandise,+

Kuti varime zvekudya panyika

15 Newaini inoita kuti mwoyo wemunhu ufare,+

Mafuta anopenyesa chiso,

Nechingwa chinosimbisa mwoyo wemunhu.+

16 Miti yaJehovha inogutswa,

Misidhari yekuRebhanoni yaakadyara,

17 Munovakira shiri matendere.

Imba yeshuramurove+ iri mumiti yemijunipa.

18 Makomo marefu ndeembudzi dzemumakomo;+

Mabwe inzvimbo yekupotera yembira.+

19 Akaita kuti mwedzi utare nguva;

Zuva rinonyatsoziva nguva yaro yekuvira.+

20 Munounza rima kwobva kwasviba,+

Mhuka dzese dzemusango dzotanga kufamba-famba.

21 Shumba dzine simba* dzinodzvova dzichitsvaga nyama+

Uye dzinotsvaga zvekudya zvadzo kuna Mwari.+

22 Zuva parinobuda,

Dzinodzokera dzonorara mumapako adzo.

23 Munhu anoenda kubasa kwake,

Uye anoshanda kusvikira manheru.

24 Haiwa Jehovha, mabasa enyu akawanda chaizvo!+

Makaaita ese neuchenjeri.+

Nyika yakazara nezvinhu zvamakaita.

25 Kune gungwa, iro rakakura uye rakafara kwazvo,

Rakazara nezvinhu zvipenyu zvisingaverengeki, zvikuru nezvidiki.+

26 Ngarava dzinofamba imomo,

Uye Revhiatani,*+ yamakasika kuti itambire imomo.

27 Zvese zvinokumirirai

Kuti muzvipe zvekudya zvazvo mumwaka wazvo.+

28 Zvinounganidza zvamunozvipa.+

Pamunovhura ruoko rwenyu, zvinogutswa nezvinhu zvakanaka.+

29 Pamunovanza chiso chenyu, zvinonetseka.

Kana mukabvisa simba razvo reupenyu,* zvinofa, zvodzokera kuguruva.+

30 Mukatuma mweya wenyu, izvo zvinosikwa,+

Uye munoita kuti pasi pave patsva zvakare.

31 Kubwinya kwaJehovha kucharamba kuripo nekusingaperi.

Jehovha achafarira mabasa ake.+

32 Anotarisa nyika, yodedera;

Anobata makomo, opfungaira.+

33 Ndichaimbira Jehovha+ upenyu hwangu hwese;

Ndichaimba ndichirumbidza Mwari wangu* chero bedzi ndiri mupenyu.+

34 Zvandinofunga ngazvimufadze.*

Ini ndichafara muna Jehovha.

35 Vatadzi vachanyangarika panyika,

Uye vakaipa vachange vasisipo.+

Regai ndirumbidze* Jehovha. Rumbidzai Jah!*

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe