RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 105
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mabasa aJehovha ekutendeka kuvanhu vake

        • Mwari anoyeuka sungano yake (8-10)

        • “Musabata vazodziwa vangu” (15)

        • Josefa akashandiswa naMwari ari muutapwa (17-22)

        • Zvishamiso zvaMwari muIjipiti (23-36)

        • Israeri anobuda muIjipiti (37-39)

        • Mwari anoyeuka vimbiso yaakaita kuna Abrahamu (42)

Pisarema 105:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 136:1
  • +1Mak 16:8-13; Pis 96:3; 145:11, 12; Isa 12:4

Pisarema 105:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muridzirei rwiyo.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Taurai nezvemabasa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 77:12; 119:27

Pisarema 105:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 9:24
  • +Pis 119:2

Pisarema 105:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Tsvagai kuva pamberi pake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Amo 5:4; Zef 2:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2000, p. 15

Pisarema 105:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:18, 19

Pisarema 105:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vazukuru.” ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:6
  • +Eks 19:5, 6; Isa 41:8

Pisarema 105:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:2; Pis 100:3
  • +1Mak 16:14-18; Isa 26:9; Zva 15:4

Pisarema 105:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Shoko raakarayira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 1:5
  • +Dhe 7:9; Ru 1:72, 73

Pisarema 105:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 17:1, 2; 22:15-18
  • +Ge 26:3

Pisarema 105:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:7; 13:14, 15; 15:18; 26:3; 28:13
  • +Pis 78:55

Pisarema 105:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 34:30
  • +Ge 17:8; 23:4; 1Mak 16:19-22; Mab 7:4, 5

Pisarema 105:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 20:1; 46:6

Pisarema 105:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 31:7, 42
  • +Ge 12:17; 20:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2013, pp. 20-21

    4/15/2010, p. 8

Pisarema 105:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 26:9, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2013, pp. 20-21

    4/15/2010, p. 8

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

Pisarema 105:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Akatyora tumiti twese twechingwa.” Zvingava zvichireva tumiti twaiisirwa chingwa.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 41:30, 54; 42:5; Mab 7:11

Pisarema 105:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 37:28, 36; 45:4, 5; 50:20

Pisarema 105:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Vakarwadzisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 39:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2014, pp. 14-15

Pisarema 105:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 7:10

Pisarema 105:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 41:14

Pisarema 105:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 41:39-41, 48; 45:8

Pisarema 105:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Kuti asunge machinda.”

  • *

    Kana kuti “sezvaidiwa nemweya wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 41:33, 38

Pisarema 105:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 46:4, 6

Pisarema 105:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 1:7; Mab 7:17
  • +Eks 1:8, 9

Pisarema 105:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 1:10; Mab 7:18, 19

Pisarema 105:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:10; 4:12; 6:11
  • +Eks 4:14; 7:1

Pisarema 105:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:10; Pis 78:43-51

Pisarema 105:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 10:22, 23

Pisarema 105:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 7:20, 21

Pisarema 105:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 8:6

Pisarema 105:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    Aka kachipukanana kakaita senhunzi kanoruma.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 8:17, 24

Pisarema 105:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “marimi emoto.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 9:23-26

Pisarema 105:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 10:13-15

Pisarema 105:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:29

Pisarema 105:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:13, 14; Eks 3:22; 12:35, 36

Pisarema 105:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:33

Pisarema 105:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:19, 20
  • +Eks 13:21

Pisarema 105:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:27
  • +Eks 16:12-15; Pis 78:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2014, p. 8

Pisarema 105:41

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 17:6; 1VaK 10:1, 4
  • +Pis 78:15, 16

Pisarema 105:42

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:7; 15:13, 14; Eks 2:24; Dhe 9:5

Pisarema 105:43

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 33:3

Pisarema 105:44

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 11:23; 21:43; Ne 9:22; Pis 78:55; Mab 13:19
  • +Dhe 6:10, 11; Jos 5:11, 12

Pisarema 105:45

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:40

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 105:1Pis 136:1
Pis. 105:11Mak 16:8-13; Pis 96:3; 145:11, 12; Isa 12:4
Pis. 105:2Pis 77:12; 119:27
Pis. 105:3Jer 9:24
Pis. 105:3Pis 119:2
Pis. 105:4Amo 5:4; Zef 2:3
Pis. 105:5Dhe 7:18, 19
Pis. 105:6Eks 3:6
Pis. 105:6Eks 19:5, 6; Isa 41:8
Pis. 105:7Eks 20:2; Pis 100:3
Pis. 105:71Mak 16:14-18; Isa 26:9; Zva 15:4
Pis. 105:8Ne 1:5
Pis. 105:8Dhe 7:9; Ru 1:72, 73
Pis. 105:9Ge 17:1, 2; 22:15-18
Pis. 105:9Ge 26:3
Pis. 105:11Ge 12:7; 13:14, 15; 15:18; 26:3; 28:13
Pis. 105:11Pis 78:55
Pis. 105:12Ge 34:30
Pis. 105:12Ge 17:8; 23:4; 1Mak 16:19-22; Mab 7:4, 5
Pis. 105:13Ge 20:1; 46:6
Pis. 105:14Ge 31:7, 42
Pis. 105:14Ge 12:17; 20:2, 3
Pis. 105:15Ge 26:9, 11
Pis. 105:16Ge 41:30, 54; 42:5; Mab 7:11
Pis. 105:17Ge 37:28, 36; 45:4, 5; 50:20
Pis. 105:18Ge 39:20
Pis. 105:19Mab 7:10
Pis. 105:20Ge 41:14
Pis. 105:21Ge 41:39-41, 48; 45:8
Pis. 105:22Ge 41:33, 38
Pis. 105:23Ge 46:4, 6
Pis. 105:24Eks 1:7; Mab 7:17
Pis. 105:24Eks 1:8, 9
Pis. 105:25Eks 1:10; Mab 7:18, 19
Pis. 105:26Eks 3:10; 4:12; 6:11
Pis. 105:26Eks 4:14; 7:1
Pis. 105:27Ne 9:10; Pis 78:43-51
Pis. 105:28Eks 10:22, 23
Pis. 105:29Eks 7:20, 21
Pis. 105:30Eks 8:6
Pis. 105:31Eks 8:17, 24
Pis. 105:32Eks 9:23-26
Pis. 105:34Eks 10:13-15
Pis. 105:36Eks 12:29
Pis. 105:37Ge 15:13, 14; Eks 3:22; 12:35, 36
Pis. 105:38Eks 12:33
Pis. 105:39Eks 14:19, 20
Pis. 105:39Eks 13:21
Pis. 105:40Pis 78:27
Pis. 105:40Eks 16:12-15; Pis 78:24
Pis. 105:41Eks 17:6; 1VaK 10:1, 4
Pis. 105:41Pis 78:15, 16
Pis. 105:42Ge 12:7; 15:13, 14; Eks 2:24; Dhe 9:5
Pis. 105:43Nu 33:3
Pis. 105:44Jos 11:23; 21:43; Ne 9:22; Pis 78:55; Mab 13:19
Pis. 105:44Dhe 6:10, 11; Jos 5:11, 12
Pis. 105:45Dhe 4:40
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
  • 45
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 105:1-45

Mapisarema

105 Ongai Jehovha,+ danai zita rake,

Zivisai mabasa ake pakati pemarudzi!+

 2 Muimbirei, imbai muchimurumbidza,*

Fungisisai mabasa* ake ese anoshamisa.+

 3 Zvirumbidzei pamusoro pezita rake dzvene.+

Mwoyo yevaya vari kutsvaga Jehovha ngaifare.+

 4 Tsvagai Jehovha+ uye simba rake.

Tsvagai chiso chake* nguva dzese.

 5 Yeukai mabasa anoshamisa aakaita,

Zvishamiso zvake nemitongo yaakazivisa,+

 6 Imi vana* vemushumiri wake Abrahamu,+

Imi vanakomana vaJakobho, vakasarudzwa.+

 7 Ndiye Jehovha Mwari wedu.+

Mitongo yake iri munyika yese.+

 8 Anoyeuka sungano yake nekusingaperi,+

Vimbiso yaakaita* kuzvizvarwa zvine chiuru,+

 9 Sungano yaakaita naAbrahamu,+

Nemhiko yaakapika kuna Isaka,+

10 Yaakadzika semurau kuna Jakobho

Uye sesungano inogara nekusingaperi kuna Israeri,

11 Achiti, “Ndichakupa nyika yeKenani+

Kuti ive nhaka yako yawakapiwa.”+

12 Izvi zvakaitika pavakanga vari vashoma,+

Vari vashomanana, uye vari vatorwa munyika yacho.+

13 Vaifamba vachibva kune rumwe rudzi vachienda kune rumwe,

Vachibva kune humwe umambo vachienda kune vamwe vanhu.+

14 Haana kurega mumwe munhu achivadzvinyirira,+

Asi akatsiura madzimambo nekuda kwavo,+

15 Achiti, “Musabata vazodziwa vangu,

Uye musaitira vaprofita vangu zvakaipa.”+

16 Akaita kuti nzara ive panyika;+

Akaita kuti vasawane chingwa.*

17 Akafanotuma mumwe murume mberi kwavo,

Josefa, uyo akatengeswa kuti ave nhapwa.+

18 Vakasunga* tsoka dzake nezvisungo,+

Mutsipa wake wakasungwa nesimbi;

19 Kusvikira shoko rake raratidza kuti nderechokwadi,+

Zvakataurwa naJehovha ndizvo zvakamunatsa.

20 Mambo akatumira shoko kuti asunungurwe,+

Mutongi wemarudzi akamusunungura.

21 Akamugadza kuti ave tenzi weimba yake,

Mutongi wezvinhu zvake zvese,+

22 Kuti ave nesimba pamusoro pemachinda* ake sezvaaida*

Uye kuti adzidzise vakuru vake uchenjeri.+

23 Israeri akabva auya muIjipiti,+

Uye Jakobho akagara ari mutorwa munyika yaHamu.

24 Mwari akaita kuti vanhu vake vabereke kwazvo;+

Akaita kuti vave nesimba kupfuura mhandu dzavo,+

25 Dzaakarega dzichichinja mwoyo kuti dzivenge vanhu vake,

Kuti dzirongere vashumiri vake zvakaipa.+

26 Akatuma mushumiri wake Mozisi,+

Uye Aroni,+ waakanga asarudza.

27 Vakaita zviratidzo zvake pakati pavo,

Zvishamiso zvake munyika yaHamu.+

28 Akatuma rima, nyika ikasviba;+

Havana kupandukira mashoko ake.

29 Akashandura mvura yavo ikava ropa,

Akauraya hove dzavo.+

30 Nyika yavo yakazara matatya,+

Kunyange mudzimba dzamambo dzemukati.

31 Akarayira kuti mbuo* dziuye

Uye kuti unyunyu huuye munharaunda dzavo dzese.+

32 Akachinja mvura yavo ikava chimvuramabwe

Uye akatuma mheni* panyika yavo.+

33 Akarova mizambiringa yavo nemionde yavo

Uye akaparadza miti yemunharaunda yavo.

34 Akataura kuti mhashu dziuye,

Mhashu diki dzisingaverengeki.+

35 Dzakadya zvinomera zvese zvemunyika yacho,

Uye dzakadya zvibereko zvenyika.

36 Akabva arova matangwe ese emunyika yavo,+

Iko kutanga kwesimba ravo rekubereka.

37 Akabudisa vanhu vake vaine sirivha negoridhe;+

Uye pamadzinza ake hapana munhu akagumburwa achifamba.

38 Ijipiti yakafara pavakabuda,

Nekuti yakanga yava kuvatya.+

39 Akatambanudza gore kuti rivavharidzire,+

Nemoto kuti uvape chiedza usiku.+

40 Vakakumbira, akaunza zvihuta;+

Akaramba achivagutsa nechingwa chaibva kudenga.+

41 Akavhura dombo, mvura ikayerera;+

Yakayerera nemugwenga serwizi.+

42 Nekuti akayeuka vimbiso tsvene yaakaita kumushumiri wake Abrahamu.+

43 Saka akabudisa vanhu vake vachipembera nemufaro,+

Vanhu vake vaakasarudza vachishevedzera nemufaro.

44 Akavapa nyika dzemamwe marudzi;+

Vakagara nhaka zvinhu zvakanga zvashandirwa zvakaoma nemamwe marudzi,+

45 Kuti vachengete mirau yake+

Nekuchengeta mitemo yake.

Rumbidzai Jah!*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe