RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 110
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mambo uye mupristi akaita saMerekizedheki

        • ‘Tonga pakati pevavengi vako’ (2)

        • Vechidiki vanozvipira vakaita semadonhwe edova (3)

Pisarema 110:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:34; VaE 1:20; VaH 8:1; 12:2
  • +Mt 22:43, 44; Mk 12:36; Ru 20:42, 43; Mab 2:34, 35; 1VaK 15:25; VaH 1:3, 13; 10:12, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu—Nzira, p. 252

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 194

    Nharireyomurindi,

    10/15/2012, p. 26

    9/1/2006, pp. 13-14

    6/1/1994, pp. 28-29

    8/15/1990, p. 11

    Zivo, p. 96

    “Rugwaro Rwose,” p. 247

Pisarema 110:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:8, 9; 45:4, 5; Mt 28:18; Zva 6:2; 12:5; 19:11, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/1990, pp. 20-21

Pisarema 110:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pazuva rinounganidzwa mauto ako.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 55

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, pp. 61-65

    Nharireyomurindi,

    4/15/2008, p. 12

    9/15/2002, p. 8

Pisarema 110:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “haazozvidembi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 7:21, 28
  • +Ge 14:18; VaH 5:5, 6; 6:19, 20; 7:3, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 194

    Nharireyomurindi,

    10/15/2012, p. 26

    9/1/2006, p. 14

    7/1/1990, pp. 20-21

    “Rugwaro Rwose,” pp. 245-247

    Kupukunyuka, p. 40

Pisarema 110:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 16:8
  • +Pis 2:2; VaR 2:5; Zva 11:18; 19:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2006, p. 14

    7/1/1990, pp. 20-21

Pisarema 110:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “musoro.”

  • *

    Kana kuti “wenyika yese.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 79:6
  • +Jer 25:31-33

Pisarema 110:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva “Ishe wangu” ari muvhesi .

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 110:1VaR 8:34; VaE 1:20; VaH 8:1; 12:2
Pis. 110:1Mt 22:43, 44; Mk 12:36; Ru 20:42, 43; Mab 2:34, 35; 1VaK 15:25; VaH 1:3, 13; 10:12, 13
Pis. 110:2Pis 2:8, 9; 45:4, 5; Mt 28:18; Zva 6:2; 12:5; 19:11, 15
Pis. 110:4VaH 7:21, 28
Pis. 110:4Ge 14:18; VaH 5:5, 6; 6:19, 20; 7:3, 11
Pis. 110:5Pis 16:8
Pis. 110:5Pis 2:2; VaR 2:5; Zva 11:18; 19:19
Pis. 110:6Pis 79:6
Pis. 110:6Jer 25:31-33
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 110:1-7

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

110 Jehovha akati kuna Ishe wangu:

“Gara kuruoko rwangu rwerudyi+

Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+

 2 Jehovha achatambanudza tsvimbo yesimba rako kubva muZiyoni, achiti:

“Pinda pakati pevavengi vako uchikunda.”+

 3 Vanhu vako vachazvipira nemwoyo wese pazuva raunoenda neuto rako rehondo.*

Muutsvene hunokudzwa, kubva muchibereko chemambakwedza,

Iwe une chikwata chemajaya akaita semadonhwe edova.

 4 Jehovha akapika mhiko, uye haazochinji mwoyo:*

“Iwe uri mupristi nekusingaperi+

Sezvakanga zvakaita Merekizedheki!”+

 5 Jehovha achava kuruoko rwako rwerudyi;+

Achapwanya madzimambo pazuva rekutsamwa kwake.+

 6 Achapa marudzi mutongo;+

Achazadza nyika nezvitunha.+

Achapwanya mutungamiriri* wenyika yakakura.*

 7 Achanwa* mvura murwizi rwakatevedza mugwagwa.

Saka acharamba akasimudza musoro wake.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe