RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 119
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kuonga Shoko raMwari rinokosha

        • ‘Vechidiki vangaita sei kuti nzira yavo irambe yakachena?’ (9)

        • “Ndinoda zviyeuchidzo zvenyu kwazvo” (24)

        • “Shoko renyu ndiro tariro yangu” (74, 81, 114)

        • “Ndinoda chaizvo mutemo wenyu!” (97)

        • “Ndinonzwisisa kupfuura vadzidzisi vangu vese” (99)

        • “Shoko renyu irambi retsoka dzangu” (105)

        • “Shoko renyu rese ichokwadi” (160)

        • Vanoda mutemo waMwari vane rugare (165)

Pisarema 119:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 20:3; Jak 1:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, p. 10

Pisarema 119:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:7
  • +2Mak 31:20, 21

Pisarema 119:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 38:3

Pisarema 119:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 5:33; Jer 7:23; Jak 2:10

Pisarema 119:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Haiwa kudai nzira dzangu dzainge dzakanyatsosimbiswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 51:10

Pisarema 119:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:80

Pisarema 119:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, pp. 10-11

Pisarema 119:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, pp. 10-11

Pisarema 119:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:20, 22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, pp. 11-12

    10/1/2002, p. 9

    11/1/1987, pp. 18-19

Pisarema 119:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:5

Pisarema 119:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 112:1
  • +Pis 19:13; 37:31

Pisarema 119:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 15:16
  • +Pis 19:8, 10; 119:72

Pisarema 119:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndichadzidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:93, 100
  • +Pis 25:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2000, p. 15

Pisarema 119:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 1:23-25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2000, pp. 14-15

Pisarema 119:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 38:20

Pisarema 119:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:15

Pisarema 119:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu wapera.”

Pisarema 119:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:15

Pisarema 119:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anodzidza.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1997, pp. 14-15

Pisarema 119:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:14, 168
  • +Dhe 17:18-20; Pis 119:105; 2Ti 3:16, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2006, p. 25

    4/15/2005, p. 12

Pisarema 119:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu unozvambarara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:15
  • +Pis 119:154; 143:11

Pisarema 119:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 86:11

Pisarema 119:27

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nzira yemirayiro.”

  • *

    Kana kuti “ndidzidze nezvemabasa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 145:5

Pisarema 119:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu wanga uchishaya.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, pp. 12-13

    7/15/1997, pp. 14-15

Pisarema 119:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 141:4; Zvi 30:8

Pisarema 119:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 24:15

Pisarema 119:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndinyadziswe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:7
  • +Pis 25:20; 119:80

Pisarema 119:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Ndichamhanya munzira.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “munoita kuti mwoyo wangu uve nechivimbo.”

Pisarema 119:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 48:17; Joh 6:45; Jak 1:5
  • +Pis 119:112

Pisarema 119:35

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Itai kuti ndifambe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 23:3

Pisarema 119:36

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “uwane mubereko.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 12:15; 1Ti 6:10; VaH 13:5

Pisarema 119:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 15:39; Zvi 4:25; 23:4, 5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 40

    Nharireyomurindi,

    4/15/2010, pp. 20-24

    4/15/2005, p. 13

Pisarema 119:38

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvamakataura.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Izvo zvinoitirwa vaya vanokutyai.”

Pisarema 119:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:9; 119:75

Pisarema 119:41

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nezvamakataura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 51:1; 90:14
  • +Pis 119:76

Pisarema 119:43

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndinomirira.”

Pisarema 119:44

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:33

Pisarema 119:45

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yakakura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 118:5

Pisarema 119:46

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 1:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, p. 13

Pisarema 119:47

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 23:12; Pis 119:174; VaR 7:22

Pisarema 119:48

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndichadzidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:127
  • +Pis 119:23, 71

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2000, p. 15

    1/15/1999, pp. 10-11

Pisarema 119:49

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vimbiso yenyu.”

  • *

    Kana kuti “Ramakaita kuti ndimirire.”

Pisarema 119:50

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 94:19; VaR 15:4

Pisarema 119:51

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:157

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, pp. 13-14

Pisarema 119:52

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 16:5; Dhe 1:35, 36; 4:3
  • +VaR 15:4

Pisarema 119:53

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:158; 139:21; Zvi 28:4

Pisarema 119:54

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Muimba yandinogara semutorwa.”

Pisarema 119:55

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 63:6; Isa 26:9

Pisarema 119:57

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 16:5
  • +Eks 19:8

Pisarema 119:58

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nezvamakataura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 51:17
  • +Pis 57:1

Pisarema 119:59

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:101; VaE 5:15

Pisarema 119:60

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 29:1, 3

Pisarema 119:61

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 26:8, 9; 2Mak 29:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2000, pp. 14-15

Pisarema 119:62

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 42:8

Pisarema 119:63

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 48

Pisarema 119:64

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 33:5; 104:13

Pisarema 119:66

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:9; Pis 94:10; Dha 2:21; VaF 1:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/1999, pp. 10-11

Pisarema 119:67

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndaitadza ndisingazivi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:11

Pisarema 119:68

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 86:5; Mk 10:18
  • +Isa 48:17

Pisarema 119:70

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 6:10
  • +Pis 40:8; VaR 7:22

Pisarema 119:71

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 11:32; VaH 12:9-11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2006, p. 14

    4/15/2005, p. 14

Pisarema 119:72

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 17:18, 19
  • +Pis 19:7, 10; Zvi 3:13-15

Pisarema 119:73

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 22:12; Job 32:8

Pisarema 119:74

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndinomirira shoko renyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:147

Pisarema 119:75

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:160
  • +Dhe 32:4; VaH 12:11

Pisarema 119:76

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nezvamakataura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:6; Pis 86:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, p. 24

Pisarema 119:77

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 51:1; 103:13; 119:116; Dha 9:18; Ru 1:50
  • +VaR 7:22

Pisarema 119:78

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndichadzidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:45

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, pp. 14-15

Pisarema 119:80

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:58
  • +Pis 119:5, 6; 1Jo 2:28

Pisarema 119:81

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu unosuwa.”

  • *

    Kana kuti “ndinomirira shoko renyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mik 7:7

Pisarema 119:82

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:3
  • +Pis 86:17; 102:2

Pisarema 119:83

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:61, 176

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, p. 15

Pisarema 119:84

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 7:6; Zva 6:9, 10

Pisarema 119:86

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 142:6

Pisarema 119:89

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:2; 119:152

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, pp. 15-16

Pisarema 119:90

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:9
  • +Pis 104:5; Mup 1:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, pp. 15-16

Pisarema 119:91

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, zvinhu zvese zvaakasika.

Pisarema 119:92

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:23; Mt 4:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, p. 16

Pisarema 119:93

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 18:5; Dhe 30:16; Joh 6:63; VaR 10:5

Pisarema 119:94

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 86:2; Isa 41:10
  • +Pis 119:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, p. 16

Pisarema 119:96

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2006, p. 14

Pisarema 119:97

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndichiudzidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:8
  • +Pis 1:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 5

    Nharireyomurindi,

    6/15/2006, pp. 20-21

    4/15/2002, pp. 13-14

    3/15/2001, pp. 16-17

    10/1/2000, p. 15

    11/1/1999, p. 11

Pisarema 119:98

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:7; Zvi 2:6; 10:8

Pisarema 119:99

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndinodzidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 11:25; Ru 2:46, 47

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2000, p. 15

Pisarema 119:101

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:23; 119:59

Pisarema 119:103

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:7, 10; Zvi 24:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    5/2017, p. 20

Pisarema 119:104

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:100
  • +Pis 97:10; 101:3; Zvi 8:13; 13:5; VaR 12:9

Pisarema 119:105

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 43:3; Zvi 6:23; Isa 51:4; VaR 15:4; 2Ti 3:16, 17; 2Pe 1:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 1

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 1 2018, p. 14

    Nharireyomurindi,

    5/1/2007, pp. 14-18

    9/1/2006, p. 14

    4/15/2005, p. 17

    9/15/2002, p. 12

    3/1/2002, pp. 11-12

    9/1/1997, p. 32

    Mukai!,

    10/2007, p. 16

Pisarema 119:107

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:19
  • +Pis 119:88; 143:11

Pisarema 119:108

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “zvibayiro zvekuzvidira zvemuromo wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:23; Ho 14:2; VaH 13:15
  • +Dhe 33:10; Isa 48:17

Pisarema 119:109

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndinogara ndakabatira mweya wangu mumaoko.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:61

Pisarema 119:110

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:87

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, p. 17

Pisarema 119:111

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvive nhaka yangu nariini nariini.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:8; 119:129; Jer 15:16

Pisarema 119:112

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndakaita kuti mwoyo wangu uteerere.”

Pisarema 119:113

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 18:21; Zva 3:16
  • +Pis 40:8; 119:97

Pisarema 119:114

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndinomirira shoko renyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 32:7; 91:2
  • +Pis 130:5

Pisarema 119:115

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 26:5

Pisarema 119:116

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “maererano nezvamakataura.”

  • *

    Kana kuti “inyadziswe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 41:10
  • +Pis 25:2; VaR 10:11

Pisarema 119:117

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 41:13
  • +Jos 1:8; Pis 119:48

Pisarema 119:118

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:9; Pis 95:10

Pisarema 119:119

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 2:22; 25:4, 5; Eze 22:18

Pisarema 119:120

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nyama yangu ibvunde.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, pp. 17-18

Pisarema 119:123

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvamunotaura zvakarurama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:3; 143:7
  • +Pis 119:81

Pisarema 119:124

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:16
  • +Pis 143:10

Pisarema 119:125

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:34; 2Ti 2:7; Jak 1:5

Pisarema 119:126

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:19; Jer 18:23

Pisarema 119:127

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:9, 10; 119:72; Zvi 3:13, 14

Pisarema 119:128

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:8
  • +Pis 119:104

Pisarema 119:129

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu uchizvichengeta.”

Pisarema 119:130

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:105; Zvi 6:23; 2VaK 4:6; 2Pe 1:19
  • +Pis 19:7; Zvi 1:1, 4; 2Ti 3:15

Pisarema 119:131

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 42:1; 1Pe 2:2

Pisarema 119:132

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 1:10, 11; 2Sa 16:11, 12; Isa 38:9, 20
  • +VaH 6:10

Pisarema 119:133

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Dzikamisai nhanho dzangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:13; VaR 6:12

Pisarema 119:134

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Ndidzikinurei.”

Pisarema 119:135

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Nyemwererai.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 6:25; Pis 4:6

Pisarema 119:136

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 9:4; 2Pe 2:7, 8

Pisarema 119:137

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:4
  • +Zva 16:5, 7

Pisarema 119:139

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 10:16; Pis 69:9; Joh 2:17

Pisarema 119:140

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 12:6; 119:160
  • +Pis 119:97

Pisarema 119:141

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, p. 19

Pisarema 119:142

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 36:6
  • +Eks 34:6; Pis 119:160; Joh 17:17

Pisarema 119:144

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:34

Pisarema 119:147

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndinomirira mashoko enyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:3; 88:13; Mk 1:35

Pisarema 119:148

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndidzidze.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 63:6; Ru 6:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/1/2012, pp. 29-30

Pisarema 119:149

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 51:1; Isa 63:7

Pisarema 119:151

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:7; Pis 46:1; 145:18
  • +Pis 19:9; Joh 17:17

Pisarema 119:152

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:144; Mup 3:14

Pisarema 119:153

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:13

Pisarema 119:154

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndimiririrei pandiri kutongwa.”

  • *

    Kana kuti “nezvamakataura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 24:15; Pis 43:1

Pisarema 119:155

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 17:15, 18; Pis 73:27; Zvi 15:29

Pisarema 119:156

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 21:13; Pis 86:15; Isa 55:7; 2VaK 1:3; Jak 5:11

Pisarema 119:157

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:19

Pisarema 119:158

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 139:21

Pisarema 119:159

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:40, 88; Mari 3:22

Pisarema 119:160

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:28; Pis 12:6; Joh 17:17

Pisarema 119:161

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:23
  • +2Mad 22:19

Pisarema 119:162

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 15:16

Pisarema 119:163

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 101:7; 119:29, 104
  • +Pis 1:2

Pisarema 119:164

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2006, p. 14

Pisarema 119:165

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 1:2, 3; Zvi 3:1, 2; Isa 32:17; 48:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2013, pp. 4-5

    4/15/2005, p. 19

Pisarema 119:167

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu unochengeta.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 1:2; 40:8; VaR 7:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2000, pp. 14-19

Pisarema 119:168

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 139:3; Zvi 5:21; 15:11; VaH 4:13

Pisarema 119:169

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:6
  • +1Mak 22:12; Zvi 2:3, 5

Pisarema 119:170

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “maererano nezvamakataura.”

Pisarema 119:171

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 63:5; 71:17; 145:7

Pisarema 119:172

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:9

Pisarema 119:173

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 60:5
  • +Dhe 30:19; Jos 24:15, 22

Pisarema 119:174

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 1:2

Pisarema 119:175

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu ngaurarame.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:13, 14; Isa 38:19

Pisarema 119:176

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:7; Ru 15:4; 1Pe 2:25
  • +Mup 12:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2005, p. 19

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 119:12Mad 20:3; Jak 1:25
Pis. 119:2Pis 19:7
Pis. 119:22Mak 31:20, 21
Pis. 119:3Isa 38:3
Pis. 119:4Dhe 5:33; Jer 7:23; Jak 2:10
Pis. 119:5Pis 51:10
Pis. 119:6Pis 119:80
Pis. 119:9Zvi 6:20, 22
Pis. 119:10Pis 25:5
Pis. 119:11Pis 112:1
Pis. 119:11Pis 19:13; 37:31
Pis. 119:14Jer 15:16
Pis. 119:14Pis 19:8, 10; 119:72
Pis. 119:15Pis 119:93, 100
Pis. 119:15Pis 25:10
Pis. 119:16Jak 1:23-25
Pis. 119:17Isa 38:20
Pis. 119:191Mak 29:15
Pis. 119:21Dhe 28:15
Pis. 119:24Pis 119:14, 168
Pis. 119:24Dhe 17:18-20; Pis 119:105; 2Ti 3:16, 17
Pis. 119:25Pis 22:15
Pis. 119:25Pis 119:154; 143:11
Pis. 119:26Pis 86:11
Pis. 119:27Pis 145:5
Pis. 119:29Pis 141:4; Zvi 30:8
Pis. 119:30Jos 24:15
Pis. 119:31Pis 19:7
Pis. 119:31Pis 25:20; 119:80
Pis. 119:33Isa 48:17; Joh 6:45; Jak 1:5
Pis. 119:33Pis 119:112
Pis. 119:35Pis 23:3
Pis. 119:36Ru 12:15; 1Ti 6:10; VaH 13:5
Pis. 119:37Nu 15:39; Zvi 4:25; 23:4, 5
Pis. 119:39Pis 19:9; 119:75
Pis. 119:41Pis 51:1; 90:14
Pis. 119:41Pis 119:76
Pis. 119:44Pis 119:33
Pis. 119:45Pis 118:5
Pis. 119:46VaR 1:16
Pis. 119:47Job 23:12; Pis 119:174; VaR 7:22
Pis. 119:48Pis 119:127
Pis. 119:48Pis 119:23, 71
Pis. 119:50Pis 94:19; VaR 15:4
Pis. 119:51Pis 119:157
Pis. 119:52Nu 16:5; Dhe 1:35, 36; 4:3
Pis. 119:52VaR 15:4
Pis. 119:53Pis 119:158; 139:21; Zvi 28:4
Pis. 119:55Pis 63:6; Isa 26:9
Pis. 119:57Pis 16:5
Pis. 119:57Eks 19:8
Pis. 119:58Pis 51:17
Pis. 119:58Pis 57:1
Pis. 119:59Pis 119:101; VaE 5:15
Pis. 119:602Mak 29:1, 3
Pis. 119:611Sa 26:8, 9; 2Mak 29:1, 2
Pis. 119:62Pis 42:8
Pis. 119:63Zvi 13:20
Pis. 119:64Pis 33:5; 104:13
Pis. 119:661Mad 3:9; Pis 94:10; Dha 2:21; VaF 1:9
Pis. 119:67Pis 119:11
Pis. 119:68Pis 86:5; Mk 10:18
Pis. 119:68Isa 48:17
Pis. 119:70Isa 6:10
Pis. 119:70Pis 40:8; VaR 7:22
Pis. 119:711VaK 11:32; VaH 12:9-11
Pis. 119:72Dhe 17:18, 19
Pis. 119:72Pis 19:7, 10; Zvi 3:13-15
Pis. 119:731Mak 22:12; Job 32:8
Pis. 119:74Pis 119:147
Pis. 119:75Pis 119:160
Pis. 119:75Dhe 32:4; VaH 12:11
Pis. 119:76Eks 34:6; Pis 86:5
Pis. 119:77Pis 51:1; 103:13; 119:116; Dha 9:18; Ru 1:50
Pis. 119:77VaR 7:22
Pis. 119:78Pis 119:45
Pis. 119:801Mad 8:58
Pis. 119:80Pis 119:5, 6; 1Jo 2:28
Pis. 119:81Mik 7:7
Pis. 119:82Pis 69:3
Pis. 119:82Pis 86:17; 102:2
Pis. 119:83Pis 119:61, 176
Pis. 119:84Pis 7:6; Zva 6:9, 10
Pis. 119:86Pis 142:6
Pis. 119:89Pis 89:2; 119:152
Pis. 119:90Dhe 7:9
Pis. 119:90Pis 104:5; Mup 1:4
Pis. 119:92Zvi 6:23; Mt 4:4
Pis. 119:93Re 18:5; Dhe 30:16; Joh 6:63; VaR 10:5
Pis. 119:94Pis 86:2; Isa 41:10
Pis. 119:94Pis 119:15
Pis. 119:97Pis 40:8
Pis. 119:97Pis 1:2
Pis. 119:98Pis 19:7; Zvi 2:6; 10:8
Pis. 119:99Mt 11:25; Ru 2:46, 47
Pis. 119:101Pis 18:23; 119:59
Pis. 119:103Pis 19:7, 10; Zvi 24:13, 14
Pis. 119:104Pis 119:100
Pis. 119:104Pis 97:10; 101:3; Zvi 8:13; 13:5; VaR 12:9
Pis. 119:105Pis 43:3; Zvi 6:23; Isa 51:4; VaR 15:4; 2Ti 3:16, 17; 2Pe 1:19
Pis. 119:107Pis 34:19
Pis. 119:107Pis 119:88; 143:11
Pis. 119:108Pis 50:23; Ho 14:2; VaH 13:15
Pis. 119:108Dhe 33:10; Isa 48:17
Pis. 119:109Pis 119:61
Pis. 119:110Pis 119:87
Pis. 119:111Pis 19:8; 119:129; Jer 15:16
Pis. 119:1131Mad 18:21; Zva 3:16
Pis. 119:113Pis 40:8; 119:97
Pis. 119:114Pis 32:7; 91:2
Pis. 119:114Pis 130:5
Pis. 119:115Pis 26:5
Pis. 119:116Isa 41:10
Pis. 119:116Pis 25:2; VaR 10:11
Pis. 119:117Isa 41:13
Pis. 119:117Jos 1:8; Pis 119:48
Pis. 119:1181Mak 28:9; Pis 95:10
Pis. 119:119Zvi 2:22; 25:4, 5; Eze 22:18
Pis. 119:123Pis 69:3; 143:7
Pis. 119:123Pis 119:81
Pis. 119:124Pis 69:16
Pis. 119:124Pis 143:10
Pis. 119:125Pis 119:34; 2Ti 2:7; Jak 1:5
Pis. 119:126Pis 9:19; Jer 18:23
Pis. 119:127Pis 19:9, 10; 119:72; Zvi 3:13, 14
Pis. 119:128Pis 19:8
Pis. 119:128Pis 119:104
Pis. 119:130Pis 119:105; Zvi 6:23; 2VaK 4:6; 2Pe 1:19
Pis. 119:130Pis 19:7; Zvi 1:1, 4; 2Ti 3:15
Pis. 119:131Pis 42:1; 1Pe 2:2
Pis. 119:1321Sa 1:10, 11; 2Sa 16:11, 12; Isa 38:9, 20
Pis. 119:132VaH 6:10
Pis. 119:133Pis 19:13; VaR 6:12
Pis. 119:135Nu 6:25; Pis 4:6
Pis. 119:136Eze 9:4; 2Pe 2:7, 8
Pis. 119:137Dhe 32:4
Pis. 119:137Zva 16:5, 7
Pis. 119:1392Mad 10:16; Pis 69:9; Joh 2:17
Pis. 119:140Pis 12:6; 119:160
Pis. 119:140Pis 119:97
Pis. 119:141Pis 22:6, 7
Pis. 119:142Pis 36:6
Pis. 119:142Eks 34:6; Pis 119:160; Joh 17:17
Pis. 119:144Pis 119:34
Pis. 119:147Pis 5:3; 88:13; Mk 1:35
Pis. 119:148Pis 63:6; Ru 6:12
Pis. 119:149Pis 51:1; Isa 63:7
Pis. 119:151Dhe 4:7; Pis 46:1; 145:18
Pis. 119:151Pis 19:9; Joh 17:17
Pis. 119:152Pis 119:144; Mup 3:14
Pis. 119:153Pis 9:13
Pis. 119:1541Sa 24:15; Pis 43:1
Pis. 119:1552Mad 17:15, 18; Pis 73:27; Zvi 15:29
Pis. 119:1561Mak 21:13; Pis 86:15; Isa 55:7; 2VaK 1:3; Jak 5:11
Pis. 119:157Pis 25:19
Pis. 119:158Pis 139:21
Pis. 119:159Pis 119:40, 88; Mari 3:22
Pis. 119:1602Sa 7:28; Pis 12:6; Joh 17:17
Pis. 119:161Pis 119:23
Pis. 119:1612Mad 22:19
Pis. 119:162Jer 15:16
Pis. 119:163Pis 101:7; 119:29, 104
Pis. 119:163Pis 1:2
Pis. 119:165Pis 1:2, 3; Zvi 3:1, 2; Isa 32:17; 48:18
Pis. 119:167Pis 1:2; 40:8; VaR 7:22
Pis. 119:168Pis 139:3; Zvi 5:21; 15:11; VaH 4:13
Pis. 119:169Pis 18:6
Pis. 119:1691Mak 22:12; Zvi 2:3, 5
Pis. 119:171Pis 63:5; 71:17; 145:7
Pis. 119:172Pis 40:9
Pis. 119:173Pis 60:5
Pis. 119:173Dhe 30:19; Jos 24:15, 22
Pis. 119:174Pis 1:2
Pis. 119:175Pis 9:13, 14; Isa 38:19
Pis. 119:176Pis 95:7; Ru 15:4; 1Pe 2:25
Pis. 119:176Mup 12:13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
  • 45
  • 46
  • 47
  • 48
  • 49
  • 50
  • 51
  • 52
  • 53
  • 54
  • 55
  • 56
  • 57
  • 58
  • 59
  • 60
  • 61
  • 62
  • 63
  • 64
  • 65
  • 66
  • 67
  • 68
  • 69
  • 70
  • 71
  • 72
  • 73
  • 74
  • 75
  • 76
  • 77
  • 78
  • 79
  • 80
  • 81
  • 82
  • 83
  • 84
  • 85
  • 86
  • 87
  • 88
  • 89
  • 90
  • 91
  • 92
  • 93
  • 94
  • 95
  • 96
  • 97
  • 98
  • 99
  • 100
  • 101
  • 102
  • 103
  • 104
  • 105
  • 106
  • 107
  • 108
  • 109
  • 110
  • 111
  • 112
  • 113
  • 114
  • 115
  • 116
  • 117
  • 118
  • 119
  • 120
  • 121
  • 122
  • 123
  • 124
  • 125
  • 126
  • 127
  • 128
  • 129
  • 130
  • 131
  • 132
  • 133
  • 134
  • 135
  • 136
  • 137
  • 138
  • 139
  • 140
  • 141
  • 142
  • 143
  • 144
  • 145
  • 146
  • 147
  • 148
  • 149
  • 150
  • 151
  • 152
  • 153
  • 154
  • 155
  • 156
  • 157
  • 158
  • 159
  • 160
  • 161
  • 162
  • 163
  • 164
  • 165
  • 166
  • 167
  • 168
  • 169
  • 170
  • 171
  • 172
  • 173
  • 174
  • 175
  • 176
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 119:1-176

Mapisarema

א [Aleph]

119 Vanofara vaya vasina mhosva munzira yavo,

Vanofamba mumutemo waJehovha.+

2 Vanofara vaya vanochengeta zviyeuchidzo zvake,+

Vanomutsvaga nemwoyo wavo wese.+

3 Havaiti zvisina kururama;

Vanofamba munzira dzake.+

4 Makarayira

Kuti mirayiro yenyu inyatsochengetwa.+

5 Kudai ndaingokwanisa kuramba ndakasimba*+

Kuti ndichengete mirau yenyu!

6 Ndaisazombonyadziswa+

Pandinofunga mirayiro yenyu yese.

7 Ndichakurumbidzai nemwoyo wakarurama

Pandinodzidza mitongo yenyu yakarurama.

8 Ndichachengeta mirau yenyu.

Musambondisiya zvachose.

ב [Beth]

9 Jaya ringaita sei kuti nzira yaro irambe yakachena?

Rinofanira kuzvichengetedza maererano neshoko renyu.+

10 Ndinokutsvagai nemwoyo wangu wese.

Musaita kuti nditsauke pamirayiro yenyu.+

11 Ndinochengeta shoko renyu mumwoyo mangu+

Kuti ndirege kukutadzirai.+

12 Rumbidzwai, haiwa Jehovha;

Ndidzidzisei mirau yenyu.

13 Ndinozivisa nemiromo yangu

Mitongo yenyu yese yamakataura.

14 Ndinofarira zviyeuchidzo zvenyu+

Kupfuura zvimwe zvinhu zvese zvinokosha.+

15 Ndichafungisisa* mirayiro yenyu+

Uye ndichaita kuti maziso angu arambe ari panzira dzenyu.+

16 Ndinoda mirau yenyu zvikuru.

Handizokanganwi shoko renyu.+

ג [Gimel]

17 Itirai mushumiri wenyu zvakanaka,

Kuti ndirarame uye ndichengete shoko renyu.+

18 Vhurai maziso angu kuti ndinyatsoona

Zvinhu zvinoshamisa zviri mumutemo wenyu.

19 Ndinongovawo zvangu mutorwa munyika.+

Musandivanzira mirayiro yenyu.

20 Ndakurirwa* nekusuwa

Mitongo yenyu nguva dzese.

21 Munotsiura vanozvikudza,

Vaya vakatukwa vanotsauka pamirayiro yenyu.+

22 Bvisai pandiri kushorwa nekuzvidzwa,

Nekuti ndakachengeta zviyeuchidzo zvenyu.

23 Kunyange kana machinda akagara pasi achitaura zvakaipa nezvangu,

Mushumiri wenyu anofungisisa* mirau yenyu.

24 Ndinoda zviyeuchidzo zvenyu kwazvo;+

Ndizvo zvinondipa mazano.+

ד [Daleth]

25 Ndinozvambarara* muguruva.+

Ndichengetedzei ndiri mupenyu maererano neshoko renyu.+

26 Ndakakuudzai nezvenzira dzangu, mukandipindura;

Ndidzidzisei mirau yenyu.+

27 Itai kuti ndinzwisise zvinorehwa nemirayiro* yenyu,

Kuti ndifungisise mabasa* enyu anoshamisa.+

28 Ndanga ndichishaya* hope neshungu.

Ndisimbisei maererano neshoko renyu.

29 Bvisai pandiri nzira yeunyengeri,+

Uye ratidzai kuti munondifarira nekundipa mutemo wenyu.

30 Ndakasarudza nzira yekutendeka.+

Ndinoziva kuti mitongo yenyu yakarurama.

31 Ndakabatirira pazviyeuchidzo zvenyu.+

Haiwa Jehovha, musaita kuti ndiore mwoyo.*+

32 Ndichatevera nzira* yemirayiro yenyu nemwoyo wese

Nekuti munoita kuti iwane nzvimbo mumwoyo wangu.*

ה [He]

33 Haiwa Jehovha,+ ndidzidzisei nzira yemirau yenyu,

Uye ndichaitevera kusvikira kumagumo.+

34 Itai kuti ndinzwisise,

Kuti ndichengete mutemo wenyu

Uye ndiuchengete nemwoyo wangu wese.

35 Nditungamirirei* mugwara remirayiro yenyu,+

Nekuti ndinorifarira.

36 Itai kuti mwoyo wangu ude zviyeuchidzo zvenyu,

Kwete kuti uchive pfuma.*+

37 Itai kuti maziso angu arege kutarisa zvinhu zvisina basa;+

Ndichengetedzei ndiri mupenyu munzira yenyu.

38 Itirai mushumiri wenyu zvamakavimbisa,*

Kuti mutyiwe.*

39 Bvisai kunyadziswa kwandiri kutyira,

Nekuti mitongo yenyu yakanaka.+

40 Onai kusuwa kwandiri kuita mirayiro yenyu.

Ndichengetedzei ndiri mupenyu mukururama kwenyu.

ו [Waw]

41 Ndiratidzeiwo rudo rwenyu rusingachinji, haiwa Jehovha,+

Ruponeso rwenyu maererano nezvamakavimbisa;*+

42 Ndichabva ndapindura uya ari kundinyomba,

Nekuti ndinovimba neshoko renyu.

43 Musabvisa zvachose shoko rechokwadi pamuromo wangu,

Nekuti ndinotarisira* mitongo yenyu.

44 Ndichachengeta mutemo wenyu nguva dzese,

Nariini nariini.+

45 Uye ndichafamba-famba munzvimbo isina njodzi,*+

Nekuti ndinotsvaga mirayiro yenyu.

46 Ndichataura nezvezviyeuchidzo zvenyu pamberi pemadzimambo,

Uye handizonyari.+

47 Ndinoda mirayiro yenyu zvikuru;

Zvechokwadi ndinoida.+

48 Ndichasimudza maoko angu kumirayiro yenyu yandinoda,+

Uye ndichafungisisa* mirau yenyu.+

ז [Zayin]

49 Yeukai shoko ramakataura* kumushumiri wenyu,

Ramunoshandisa kundipa tariro.*

50 Uku ndiko kunyaradzwa kwangu mukutambudzika kwangu,+

Nekuti zvamakataura zvakandichengetedza ndiri mupenyu.

51 Vanozvikudza vanondishora zvakanyanya,

Asi handitsauki pamutemo wenyu.+

52 Ndinoyeuka mitongo yenyu kubvira kare,+ haiwa Jehovha,

Uye inondinyaradza.+

53 Ndinoviruka nehasha nekuda kwevakaipa,

Vanosiya mutemo wenyu.+

54 Mirau yenyu yakaita senziyo kwandiri

Kwese kwandinogara.*

55 Ndinoyeuka zita renyu usiku, haiwa Jehovha,+

Kuti ndichengete mutemo wenyu.

56 Aya ndiwo akava maitiro angu

Nekuti ndakachengeta mirayiro yenyu.

ח [Heth]

57 Jehovha ndiye mugove wangu;+

Ndakavimbisa kuchengeta mashoko enyu.+

58 Ndinokutetererai nemwoyo wangu wese;+

Ndinzwirei nyasha+ maererano nevimbiso yenyu.*

59 Ndakaongorora nzira dzangu,

Kuti ndidzose tsoka dzangu kuzviyeuchidzo zvenyu.+

60 Ndinokurumidza, handinonoki

Kuchengeta mirayiro yenyu.+

61 Tambo dzevakaipa dzakandikomberedza,

Asi handikanganwi mutemo wenyu.+

62 Ndinomuka pakati peusiku kuti ndikuongei+

Nekuda kwemitongo yenyu yakarurama.

63 Ndiri shamwari yevaya vese vanokutyai

Neyevaya vanochengeta mirayiro yenyu.+

64 Nyika yakazara nerudo rwenyu rusingachinji, haiwa Jehovha;+

Ndidzidzisei mirau yenyu.

ט [Teth]

65 Makaitira mushumiri wenyu zvakanaka,

Haiwa Jehovha, maererano neshoko renyu.

66 Ndidzidzisei kufunga zvakanaka, uye kuva neruzivo,+

Nekuti ndinovimba nemirayiro yenyu.

67 Ndisati ndava kutambudzika ndaiwanzorasika,*

Asi iye zvino ndinochengeta zvamakataura.+

68 Makanaka+ uye mabasa enyu akanaka.

Ndidzidzisei mirau yenyu.+

69 Vanozvikudza vanondizora nhema,

Asi ini ndinochengeta mirayiro yenyu nemwoyo wangu wese.

70 Mwoyo yavo yakaoma,+

Asi ini ndinoda mutemo wenyu zvikuru.+

71 Zvakanaka kuti ndakatambudzwa,+

Kuti ndidzidze mirau yenyu.

72 Mutemo wamakazivisa wakandinakira,+

Kupfuura goridhe nesirivha zvakawanda.+

י [Yod]

73 Maoko enyu ndiwo akandisika uye akandiumba.

Itai kuti ndinzwisise,

Kuti ndidzidze mirayiro yenyu.+

74 Vaya vanokutyai vanondiona vofara,

Nekuti shoko renyu ndiro tariro yangu.*+

75 Ndinoziva, haiwa Jehovha, kuti mitongo yenyu yakarurama+

Uye kuti makanditambudza mukutendeka kwenyu.+

76 Ndinokumbirawo kuti rudo+ rwenyu rusingachinji rundinyaradze,

Maererano nevimbiso yamakaita* kumushumiri wenyu.

77 Ndinzwirei tsitsi, ndirambe ndichirarama,+

Nekuti ndinoda mutemo wenyu zvikuru.+

78 Vanozvikudza ngavanyadziswe,

Nekuti vanondiitira zvakaipa pasina chikonzero.

Asi ini ndichafungisisa* mirayiro yenyu.+

79 Itai kuti vaya vanokutyai vadzoke kwandiri,

Vaya vanoziva zviyeuchidzo zvenyu.

80 Mwoyo wangu ngauve usina mhosva pakutevera mirau yenyu,+

Kuti ndirege kunyadziswa.+

כ [Kaph]

81 Ndinosuwa* ruponeso rwenyu,+

Nekuti shoko renyu ndiro tariro yangu.*

82 Maziso angu anosuwa shoko renyu+

Pandinenge ndichiti: “Muchandinyaradza riini?”+

83 Nekuti ndava sehomwe yedehwe yakakokonyara iri muutsi,

Asi mirau yenyu handikanganwi.+

84 Mushumiri wenyu anofanira kumirira kwemazuva mangani?

Muchatonga riini vaya vanonditambudza?+

85 Vanozvikudza vanondicherera makomba,

Vaya vanopandukira mutemo wenyu.

86 Mirayiro yenyu yese yakavimbika.

Vanhu vanonditambudza pasina chikonzero; ndibatsireiwo!+

87 Vakapotsa vandiparadza panyika,

Asi handina kusiya mirayiro yenyu.

88 Ndichengetedzei ndiri mupenyu nekuda kwerudo rwenyu rusingachinji,

Kuti ndichengete zviyeuchidzo zvamakataura.

ל [Lamed]

89 Nekusingaperi, haiwa Jehovha,

Shoko renyu richaramba riri kumatenga.+

90 Kutendeka kwenyu kunoramba kuripo muzvizvarwa zvese.+

Makanyatsosimbisa nyika, zvekuti inoramba iripo.+

91 Mitongo yenyu ndiyo yakaita kuti zvirambe* zviripo kusvikira nhasi,

Nekuti zvese vashumiri venyu.

92 Dai ndakanga ndisingadi mutemo wenyu kwazvo,

Ndingadai ndakaparara mukutambudzika kwangu.+

93 Handifi ndakakanganwa mirayiro yenyu,

Nekuti ndiyo yamakandichengeta nayo ndiri mupenyu.+

94 Ndiri wenyu; ndiponesei,+

Nekuti ndakatsvaga mirayiro yenyu.+

95 Vakaipa vanomirira kuti vandiparadze,

Asi ndinonyatsoteerera zviyeuchidzo zvenyu.

96 Ndakaona kuti kukwana kwese kune pakunogumira,

Asi murayiro wenyu hauna muganhu.

מ [Mem]

97 Ndinoda chaizvo mutemo wenyu!+

Ndinoswera ndichiufungisisa.*+

98 Murayiro wenyu unoita kuti ndive akachenjera kupfuura vavengi vangu,+

Nekuti uneni nekusingaperi.

99 Ndinonzwisisa kupfuura vadzidzisi vangu vese,+

Nekuti ndinofungisisa* zviyeuchidzo zvenyu.

100 Ndinonzwisisa kupfuura varume vakuru,

Nekuti ndinochengeta mirayiro yenyu.

101 Ndinoramba kufamba munzira dzese dzakaipa,+

Kuti ndichengete shoko renyu.

102 Handitsauki pamitongo yenyu,

Nekuti makandirayiridza.

103 Zvamunotaura zvinotapira chaizvo mukanwa mangu,

Kutapira kupfuura uchi!+

104 Mirayiro yenyu inoita kuti ndiite zvinhu nekuchenjera.+

Ndokusaka ndichivenga nzira dzese dzenhema.+

נ [Nun]

105 Shoko renyu irambi retsoka dzangu,

Uye chiedza panzira yangu.+

106 Ndakapika mhiko, uye ndichaizadzisa,

Kuti ndichengete mitongo yenyu yakarurama.

107 Ndakatambudzwa kwazvo.+

Haiwa Jehovha, ndichengetedzei ndiri mupenyu maererano neshoko renyu.+

108 Fariraiwo zvibayiro zvangu zvekurumbidza zvandinopa ndichizvidira,*+ haiwa Jehovha,

Uye ndidzidzisei mitongo yenyu.+

109 Upenyu hwangu hunogara huri pangozi,*

Asi handina kukanganwa mutemo wenyu.+

110 Vakaipa vakanditeya,

Asi handina kutsauka pamirayiro yenyu.+

111 Ndinoita kuti zviyeuchidzo zvenyu zvive zvangu nekusingaperi,*

Nekuti ndizvo zvinofarirwa nemwoyo wangu.+

112 Ndakazvipira kuteerera* mirau yenyu

Nguva dzese, kusvikira pakupedzisira.

ס [Samekh]

113 Ndinovenga vane mwoyo miviri,+

Asi ndinoda mutemo wenyu.+

114 Muri nzvimbo yangu yekuhwanda nenhoo yangu,+

Nekuti shoko renyu ndiro tariro yangu.*+

115 Ibvai kwandiri, imi vanoita zvakaipa,+

Kuti ndichengete mirayiro yaMwari wangu.

116 Nditsigirei sezvamakavimbisa,*+

Kuti ndirambe ndichirarama;

Musaita kuti tariro yangu ive kuora mwoyo.*+

117 Nditsigirei kuti ndiponeswe;+

Ndichabva ndaramba ndakaisa pfungwa pamirau yenyu.+

118 Munoramba vese vanotsauka pamirau yenyu,+

Nekuti vanonyepa uye vanonyengera.

119 Munorasa vakaipa vese vari panyika setsvina isingabatsiri.+

Ndokusaka ndichida zviyeuchidzo zvenyu.

120 Kukutyai kwandinoita kunoita kuti muviri wangu ubvunde;*

Ndinotya mitongo yenyu.

ע [Ayin]

121 Ndakatonga zvakarurama uye ndakaita zvakarurama.

Musandiisa mumaoko evadzvinyiriri vangu!

122 Vimbisai mushumiri wenyu kuti achagara zvakanaka;

Vanozvikudza ngavarege kundidzvinyirira.

123 Maziso angu aneta nekumirira ruponeso rwenyu+

Uye vimbiso yenyu yakarurama.*+

124 Ratidzai mushumiri wenyu rudo rwenyu rusingachinji,+

Mundidzidzise mirau yenyu.+

125 Ndiri mushumiri wenyu; itai kuti ndinzwisise,+

Kuti ndizive zviyeuchidzo zvenyu.

126 Nguva yekuti Jehovha aite chimwe chinhu yasvika,+

Nekuti vakatyora mutemo wenyu.

127 Ndokusaka ndichida mirayiro yenyu

Kupfuura goridhe, kunyange goridhe rakanatswa.+

128 Saka ndinotenda kuti mirayiro yese inobva kwamuri yakarurama;+

Ndinovenga nzira dzese dzenhema.+

פ [Pe]

129 Zviyeuchidzo zvenyu zvinoshamisa.

Ndokusaka ndichizvichengeta.*

130 Kuziviswa kwemashoko enyu kunopa chiedza,+

Kuchiita kuti vasina ruzivo vanzwisise.+

131 Ndinoshama muromo wangu ndofemereka,

Nekuti ndinosuwa mirayiro yenyu.+

132 Tendeukirai kwandiri mundinzwire nyasha,+

Maererano nematongero amunoita vaya vanoda zita renyu.+

133 Tungamirirai nhanho dzangu pasina ngozi* nezvamunotaura;

Ngaparege kuva nechinhu chakaipa chinondikurira.+

134 Ndinunurei* pavanhu vanodzvinyirira,

Uye ndichachengeta mirayiro yenyu.

135 Itai kuti chiso chenyu chipenyere* mushumiri wenyu,+

Uye ndidzidzisei mirau yenyu.

136 Misodzi inoyerera mumaziso angu

Nekuti vanhu havachengeti mutemo wenyu.+

צ [Tsade]

137 Makarurama, haiwa Jehovha,+

Uye mitongo yenyu yakarurama.+

138 Zviyeuchidzo zvamunopa zvakarurama

Uye zvakanyatsovimbika.

139 Kushingaira kwangu kunondipedza,+

Nekuti mhandu dzangu dzakanganwa mashoko enyu.

140 Zvamunotaura zvakanatswa kwazvo,+

Uye mushumiri wenyu anozvida.+

141 Handikoshi uye ndinozvidzwa;+

Asi handina kukanganwa mirayiro yenyu.

142 Kururama kwenyu kururama kunogara nariini nariini,+

Uye mutemo wenyu ichokwadi.+

143 Kunyange kutambudzika nekunetseka zvichindiwira,

Ndinoramba ndichida mirayiro yenyu kwazvo.

144 Kururama kwezviyeuchidzo zvenyu kunogara nekusingaperi.

Itai kuti ndinzwisise,+ kuti ndirambe ndichirarama.

ק [Qoph]

145 Ndinoshevedzera nemwoyo wangu wese. Ndipindureiwo, Jehovha.

Ndichachengeta mirau yenyu.

146 Ndinoshevedzera kwamuri; ndiponeseiwo!

Ndichachengeta zviyeuchidzo zvenyu.

147 Ndanga ndakamuka mambakwedza asati asvika, kuti ndichemere kubatsirwa,+

Nekuti mashoko enyu ndiyo tariro yangu.*

148 Maziso angu anosvinura nguva yekurinda kweusiku isati yakwana,

Kuti ndifungisise* zvamakataura.+

149 Inzwai inzwi rangu nekuda kwerudo rwenyu rusingachinji.+

Haiwa Jehovha, ndichengetedzei ndiri mupenyu maererano nekururama kwenyu.

150 Vaya vanoita zvinonyadzisa vanouya pedyo;

Vari kure kure nemutemo wenyu.

151 Muri pedyo, haiwa Jehovha,+

Uye mirayiro yenyu yese ichokwadi.+

152 Ndakadzidza kare kare nezvezviyeuchidzo zvenyu,

Zvamakaita kuti zvigare nekusingaperi.+

ר [Resh]

153 Tarisai muone kutambudzika kwangu, mundinunure,+

Nekuti handina kukanganwa mutemo wenyu.

154 Ndidzivirirei* mundinunure;+

Ndichengetedzei ndiri mupenyu maererano nezvamakavimbisa.*

155 Ruponeso ruri kure nevakaipa,

Nekuti havana kutsvaga mirau yenyu.+

156 Tsitsi dzenyu ihuru, haiwa Jehovha.+

Ndichengetedzei ndiri mupenyu maererano nekururama kwenyu.

157 Vatambudzi vangu uye vavengi vangu vazhinji;+

Asi handina kutsauka pazviyeuchidzo zvenyu.

158 Ndinotarisa vanyengeri ndichisemeswa,

Nekuti havachengeti zvamakataura.+

159 Onai kuda kwandinoita mirayiro yenyu!

Haiwa Jehovha, ndichengetedzei ndiri mupenyu nekuda kwerudo rwenyu rusingachinji.+

160 Shoko renyu rese ichokwadi,+

Uye mitongo yenyu yese yakarurama inoramba iripo nekusingaperi.

ש [Sin] kana kuti [Shin]

161 Machinda anonditambudza+ pasina chikonzero,

Asi mwoyo wangu unoramba uchishamiswa nemashoko enyu.+

162 Ndinopembera pamusoro pezvamakataura+

Sezvinoita munhu awana zvinhu zvakawanda zvekupamba.

163 Ndinovenga nhema, zvekudzisema,+

Asi ndinoda mutemo wenyu.+

164 Ndinokurumbidzai kanomwe pazuva

Nekuda kwemitongo yenyu yakarurama.

165 Vaya vanoda mutemo wenyu ndivo vane rugare rukuru;+

Hapana chingaita kuti vagumburwe.

166 Ndinotarisira mabasa enyu ekuponesa, haiwa Jehovha,

Uye ndinochengeta mirayiro yenyu.

167 Ndinochengeta* zviyeuchidzo zvenyu,

Uye ndinozvida nemwoyo wese.+

168 Ndinochengeta mirayiro yenyu nezviyeuchidzo zvenyu,

Nekuti munoziva zvese zvandinoita.+

ת [Taw]

169 Kuchemera kwangu kubatsirwa ngakusvike kwamuri, haiwa Jehovha.+

Itai kuti ndinzwisise, maererano neshoko renyu.+

170 Kukumbira kwangu kunzwirwa nyasha ngakusvike pamberi penyu.

Ndiponesei, sezvamakavimbisa.*

171 Muromo wangu ngaufashukire nekurumbidza,+

Nekuti munondidzidzisa mirau yenyu.

172 Rurimi rwangu ngaruimbe nezvezvamakataura,+

Nekuti mirayiro yenyu yese yakarurama.

173 Ruoko rwenyu ngarugadzirire kundibatsira,+

Nekuti ndinosarudza kuteerera mirayiro yenyu.+

174 Ndinosuwa ruponeso rwenyu, haiwa Jehovha,

Uye ndinoda mutemo wenyu kwazvo.+

175 Regai ndirarame* kuti ndikurumbidzei;+

Mitongo yenyu ngaindibatsire.

176 Ndakadzungaira segwai rakarasika.+ Tsvagai mushumiri wenyu,

Nekuti handina kukanganwa mirayiro yenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe