RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 136
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Rudo rwaJehovha rusingachinji runogara nekusingaperi

        • Denga nenyika zvakaitwa neunyanzvi (5, 6)

        • Farao akafira muGungwa Dzvuku (15)

        • Mwari anoyeuka vanhu vakaora mwoyo (23)

        • Zvekudya kuzvinhu zvese zvipenyu (25)

Pisarema 136:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 18:19
  • +2Mak 7:3; 20:21; Pis 106:1; 107:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 4

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 284-285

Pisarema 136:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 97:9; Dha 2:47

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 4

Pisarema 136:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 4

Pisarema 136:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:11; Zva 15:3
  • +Pis 103:17

Pisarema 136:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nekunzwisisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:36; Zvi 3:19, 20

Pisarema 136:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:9; Pis 24:1, 2

Pisarema 136:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:14

Pisarema 136:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:16; Jer 31:35

Pisarema 136:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 8:3

Pisarema 136:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:29

Pisarema 136:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:51

Pisarema 136:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:14

Pisarema 136:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:21

Pisarema 136:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:29

Pisarema 136:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:27, 28

Pisarema 136:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:18; 15:22

Pisarema 136:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 12:7, 8

Pisarema 136:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 21:21-24

Pisarema 136:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 21:33-35

Pisarema 136:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 32:33

Pisarema 136:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:36
  • +Ne 9:32

Pisarema 136:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 3:9; 6:9

Pisarema 136:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nyama yese.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 145:15; 147:9

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 136:1Ru 18:19
Pis. 136:12Mak 7:3; 20:21; Pis 106:1; 107:1
Pis. 136:2Pis 97:9; Dha 2:47
Pis. 136:4Eks 15:11; Zva 15:3
Pis. 136:4Pis 103:17
Pis. 136:5Job 38:36; Zvi 3:19, 20
Pis. 136:6Ge 1:9; Pis 24:1, 2
Pis. 136:7Ge 1:14
Pis. 136:8Ge 1:16; Jer 31:35
Pis. 136:9Pis 8:3
Pis. 136:10Eks 12:29
Pis. 136:11Eks 12:51
Pis. 136:12Eks 13:14
Pis. 136:13Eks 14:21
Pis. 136:14Eks 14:29
Pis. 136:15Eks 14:27, 28
Pis. 136:16Eks 13:18; 15:22
Pis. 136:17Jos 12:7, 8
Pis. 136:19Nu 21:21-24
Pis. 136:20Nu 21:33-35
Pis. 136:21Nu 32:33
Pis. 136:23Dhe 32:36
Pis. 136:23Ne 9:32
Pis. 136:24Vat 3:9; 6:9
Pis. 136:25Pis 145:15; 147:9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 136:1-26

Mapisarema

136 Ongai Jehovha, nekuti akanaka;+

Rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.+

 2 Ongai Mwari wavanamwari,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

 3 Ongai Ishe wemadzishe,

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

 4 Iye ega ndiye anoita zvinhu zvikuru zvinoshamisa,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.+

 5 Akaita matenga neunyanzvi,*+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

 6 Akatambanudza nyika pamusoro pemvura,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

 7 Akaita zviedza zvikuru,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,

 8 Zuva, kuti ritonge masikati,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,

 9 Mwedzi nenyeredzi, kuti zvitonge pamwe chete usiku,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

10 Akauraya matangwe eIjipiti,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

11 Akabudisa vaIsraeri pakati pavo,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,

12 Neruoko rune simba+ uye neruoko rwakatambanudzwa,

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

13 Akakamura Gungwa Dzvuku nepakati,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

14 Akaita kuti vaIsraeri vapfuure nepakati paro,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

15 Akazunzira Farao neuto rake rehondo muGungwa Dzvuku,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

16 Akatungamirira vanhu vake nemurenje,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

17 Akaparadza madzimambo makuru,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

18 Akauraya madzimambo ane simba,

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,

19 Sihoni+ mambo wevaAmori,

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,

20 NaOgi+ mambo weBhashani,

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

21 Akagova nyika yavo kuti ive nhaka,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,

22 Nhaka kumushumiri wake Israeri,

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

23 Akatiyeuka patakanga takaderera,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.+

24 Airamba achitinunura kumhandu dzedu,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

25 Anopa zvinhu zvese zvipenyu* zvekudya,+

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

26 Ongai Mwari wekumatenga,

Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe