RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Jehovha nemuzodziwa wake

        • Jehovha anoseka marudzi (4)

        • Jehovha anogadza mambo wake (6)

        • Kudzai mwanakomana (12)

Pisarema 2:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kugunun’unireiko.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 4:25-28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, pp. 17, 31

    7/15/2004, pp. 16-17

    7/1/1990, pp. 27-28

    6/1/1990, p. 14

Pisarema 2:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anorangana.”

  • *

    Kana kuti “naKristu wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 27:1, 2; Ru 23:10, 11; Zva 19:19
  • +Pis 89:20; Isa 61:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2004, pp. 16-17

    6/1/2003, pp. 18-19

    7/1/1990, pp. 27-28

    6/1/1990, p. 14

    Zivo, pp. 36-38

Pisarema 2:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2004, p. 17

Pisarema 2:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2004, pp. 17-18

Pisarema 2:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2004, p. 18

Pisarema 2:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 45:6; Eze 21:27; Dha 7:13, 14; Zva 19:16
  • +2Sa 5:7; Zva 14:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2004, p. 18

Pisarema 2:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 3:16, 17; Mk 1:9-11; VaR 1:4
  • +Mab 13:33; VaH 1:5; 5:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 17

    7/15/2004, pp. 18-19

Pisarema 2:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:8; VaH 1:2; Zva 11:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2004, pp. 18-19

    Kupukunyuka, pp. 113-114

Pisarema 2:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:5; 19:15
  • +Dha 2:44; Zva 2:26, 27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2004, p. 19

Pisarema 2:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Teererai yambiro.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2004, p. 19

    3/1/2003, pp. 12-13

Pisarema 2:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2004, p. 19

Pisarema 2:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Tsvodai.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 2:9-11
  • +Joh 3:36

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, pp. 17-18

    7/15/2004, pp. 19-20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 2:1Mab 4:25-28
Pis. 2:2Mt 27:1, 2; Ru 23:10, 11; Zva 19:19
Pis. 2:2Pis 89:20; Isa 61:1
Pis. 2:6Pis 45:6; Eze 21:27; Dha 7:13, 14; Zva 19:16
Pis. 2:62Sa 5:7; Zva 14:1
Pis. 2:7Mt 3:16, 17; Mk 1:9-11; VaR 1:4
Pis. 2:7Mab 13:33; VaH 1:5; 5:5
Pis. 2:8Pis 72:8; VaH 1:2; Zva 11:15
Pis. 2:9Zva 12:5; 19:15
Pis. 2:9Dha 2:44; Zva 2:26, 27
Pis. 2:12VaF 2:9-11
Pis. 2:12Joh 3:36
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 2:1-12

Mapisarema

2 Marudzi ari kuitireiko zhowezhowe

Uye vanhu vari kufungireiko* zvisina musoro?+

 2 Madzimambo epanyika anomira ogadzirira

Uye makurukota anoungana pamwe chete*+

Kuti arwe naJehovha uye kuti arwe nemuzodziwa wake.*+

 3 Vanoti: “Ngatidamburei cheni dzavo,

Tirase tambo dzavo!”

 4 Iye agere pachigaro chekumatenga achaseka;

Jehovha achavanyomba.

 5 Panguva iyoyo achataura navo akatsamwa,

Achavavhundutsa akashatirwa kwazvo,

 6 Achiti: “Ini pachangu ndakagadza mambo wangu+

PaZiyoni,+ gomo rangu dzvene.”

 7 Regai ndizivise murau waJehovha;

Akati kwandiri: “Ndiwe mwanakomana wangu;+

Nhasi ndava baba vako.+

 8 Ndikumbire, uye ndichakupa marudzi kuti ave nhaka yako

Uye migumo yenyika kuti ive yako.+

 9 Uchaaputsa netsvimbo yeumambo yesimbi,+

Uye uchaapwanya semudziyo wakaumbwa.”+

10 Saka imi madzimambo, ivai nenjere;

Bvumai kururamiswa,* imi vatongi venyika.

11 Shumirai Jehovha muchimutya,

Uye farai muchidedera.

12 Kudzai* mwanakomana,+ nekuti mukasadaro, Mwari achashatirwa

Uye muchaparara munzira,+

Nekuti hasha dzake dzinokwira nekukurumidza.

Vanofara vese vanopotera kwaari.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe