RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 26
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kufamba ndakaperera

        • “Ndiongororei, haiwa Jehovha” (2)

        • Kusashamwaridzana nevakaipa (4, 5)

        • ‘Ndichafamba ndichitenderera atari yaMwari’ (6)

Pisarema 26:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 20:3
  • +Pis 21:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2004, pp. 13-14

    8/15/2000, p. 27

Pisarema 26:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “itsvo dzangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 17:3; 66:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2007, p. 12

    2/15/2005, p. 19

    12/1/2004, p. 14

Pisarema 26:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 43:3; 86:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2004, p. 15

Pisarema 26:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Handigari.”

  • *

    Kana kuti “handitandari nevanyengeri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 15:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2012, p. 15

    5/15/2006, p. 20

    12/1/2004, pp. 15-16

    9/1/2004, p. 16

    6/15/1991, p. 20

Pisarema 26:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kugara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 139:21
  • +Pis 1:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2004, pp. 15-16

Pisarema 26:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 19

    12/1/2004, p. 16

    5/1/2000, p. 23

    1/15/1996, p. 32

Pisarema 26:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:23; 95:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2004, p. 16

Pisarema 26:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 3:3; 1Mak 16:1; Pis 27:4
  • +Pis 63:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2004, pp. 16-17

Pisarema 26:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Musaparadza mweya wangu.”

  • *

    Kana kuti “nevanhu vanodeura ropa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 25:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2004, p. 17

Pisarema 26:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2004, p. 17

Pisarema 26:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Ndidzikinurei.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 20

    12/1/2004, p. 18

Pisarema 26:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Tsoka dzangu dzimire.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 2:9; Zvi 10:9
  • +Pis 111:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 26:12Mad 20:3
Pis. 26:1Pis 21:7
Pis. 26:2Pis 17:3; 66:10
Pis. 26:3Pis 43:3; 86:11
Pis. 26:4Jer 15:17
Pis. 26:5Pis 139:21
Pis. 26:5Pis 1:1
Pis. 26:7Pis 50:23; 95:2
Pis. 26:81Sa 3:3; 1Mak 16:1; Pis 27:4
Pis. 26:8Pis 63:2
Pis. 26:91Sa 25:29
Pis. 26:121Sa 2:9; Zvi 10:9
Pis. 26:12Pis 111:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 26:1-12

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

26 Nditongei, haiwa Jehovha, nekuti ndakafamba ndakaperera kwamuri;+

Ndakavimba naJehovha ndisingazununguki.+

 2 Ndiongororei, haiwa Jehovha, mundiedze;

Natsai pfungwa dzangu dzakadzama* uye mwoyo wangu.+

 3 Nekuti rudo rwenyu rusingachinji runogara ruri pamberi pangu,

Uye ndinofamba muchokwadi chenyu.+

 4 Handishamwaridzane* nevanhu vanonyengera,+

Uye ndinotambira kure nevaya vanovanza zvavari.*

 5 Ndinovenga ungano yevanoita zvakaipa,+

Uye ndinoramba kushamwaridzana* nevakaipa.+

 6 Ndichageza maoko angu kuratidza kuti handina mhosva,

Uye ndichafamba ndichitenderera atari yenyu, haiwa Jehovha,

 7 Kuti ndiite kuti kuonga kwangu kunzwike+

Uye kuti ndizivise mabasa enyu ese anoshamisa.

 8 Jehovha, ndinoda imba yamunogara,+

Nzvimbo inogara kubwinya kwenyu.+

 9 Musandiparadza* pamwe chete nevatadzi+

Uye musatora upenyu hwangu pamwe chete nevanhu vanoda zvemhirizhonga,*

10 Vane maoko anoita mabasa anonyadzisa,

Uye vane ruoko rwerudyi rwakazara chiokomuhomwe.

11 Asi ini ndichafamba ndakaperera kwamuri.

Ndinunurei,* mundinzwire nyasha.

12 Ndakamira* pakati sandara;+

Ndicharumbidza Jehovha ndiri pakati peungano yakakura.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe