RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 34
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Jehovha anonunura vashumiri vake

        • “Ngatikudzei zita rake pamwe chete” (3)

        • Ngirozi yaJehovha inodzivirira (7)

        • “Ravirai henyu muone kuti Jehovha akanaka” (8)

        • ‘Hapana kana pfupa rake rimwe chete rakatyorwa’ (20)

Pisarema 34:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 21:12, 13

Pisarema 34:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, map. 22-23

Pisarema 34:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu uchazvirumbidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 9:24; 1VaK 1:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, p. 23

Pisarema 34:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 35:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, p. 23

Pisarema 34:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 5:7
  • +Pis 18:48

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, map. 23-24

Pisarema 34:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, map. 23-24

Pisarema 34:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 22:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, map. 23-24

Pisarema 34:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 6:17; Pis 91:11; Mt 18:10; VaH 1:7, 14
  • +2Mad 19:35; Dha 6:22; Mab 5:18, 19; 12:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, p. 24

Pisarema 34:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 2:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi

    (Yekudzidza),

    12/2017, map. 26-27

    Vechiduku, Bhuku 2, map. 295-296

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, map. 25-26

    9/1/2002, p. 29

Pisarema 34:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 23:1; VaF 4:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, map. 25-26

Pisarema 34:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “shumba dzava nezenze.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 23:6; 84:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, p. 26

Pisarema 34:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 28:28; Zvi 1:7; 8:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, p. 27

    8/1/2006, map. 29-30

Pisarema 34:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 6:1, 2; 30:19, 20; 1Pe 3:10-12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, p. 27

Pisarema 34:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 1:26; 3:8
  • +Zvi 12:19; 15:4; 1Pe 2:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, p. 27

Pisarema 34:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:27; 97:10; Amo 5:15; VaR 12:9
  • +Mt 5:9; VaH 12:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, map. 27-28

Pisarema 34:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 36:7; Pis 33:18
  • +Pis 18:6; Isa 59:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2008, map. 12-16

    3/1/2007, p. 28

Pisarema 34:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:10; Zvi 10:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, p. 28

Pisarema 34:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 145:18, 19
  • +2Mak 32:22; Mab 12:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, p. 28

Pisarema 34:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 147:3; Isa 61:1
  • +Pis 51:17; Isa 57:15; 66:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, map. 256-257

    Nharireyomurindi,

    6/1/2011, p. 19

    3/1/2007, p. 28

Pisarema 34:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 24:16; 2Ti 3:12
  • +Dha 6:21, 22; 1VaK 10:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, map. 28-29

Pisarema 34:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 19:36

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu—Nzira, p. 302

    Nharireyomurindi,

    12/15/2013, p. 21

    8/15/2011, p. 16

    3/1/2007, map. 20, 29

Pisarema 34:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, p. 29

Pisarema 34:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wevashumiri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 84:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi

    (Yekudzidza),

    11/2017, map. 8-12

    Nharireyomurindi,

    3/1/2007, p. 29

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 34:mashoko ekusuma1Sa 21:12, 13
Pis. 34:2Jer 9:24; 1VaK 1:31
Pis. 34:3Pis 35:27
Pis. 34:4VaH 5:7
Pis. 34:4Pis 18:48
Pis. 34:62Sa 22:1
Pis. 34:72Mad 6:17; Pis 91:11; Mt 18:10; VaH 1:7, 14
Pis. 34:72Mad 19:35; Dha 6:22; Mab 5:18, 19; 12:11
Pis. 34:81Pe 2:3
Pis. 34:9Pis 23:1; VaF 4:19
Pis. 34:10Pis 23:6; 84:11
Pis. 34:11Job 28:28; Zvi 1:7; 8:13
Pis. 34:12Dhe 6:1, 2; 30:19, 20; 1Pe 3:10-12
Pis. 34:13Jak 1:26; 3:8
Pis. 34:13Zvi 12:19; 15:4; 1Pe 2:1
Pis. 34:14Pis 37:27; 97:10; Amo 5:15; VaR 12:9
Pis. 34:14Mt 5:9; VaH 12:14
Pis. 34:15Job 36:7; Pis 33:18
Pis. 34:15Pis 18:6; Isa 59:1
Pis. 34:16Pis 37:10; Zvi 10:7
Pis. 34:17Pis 145:18, 19
Pis. 34:172Mak 32:22; Mab 12:11
Pis. 34:18Pis 147:3; Isa 61:1
Pis. 34:18Pis 51:17; Isa 57:15; 66:2
Pis. 34:19Zvi 24:16; 2Ti 3:12
Pis. 34:19Dha 6:21, 22; 1VaK 10:13
Pis. 34:20Joh 19:36
Pis. 34:22Pis 84:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 34:1-22

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi, paakanyepedzera kupenga+ ari pamberi paAbhimereki, uyo akamudzinga, akaenda.

א [Aleph]

34 Ndicharumbidza Jehovha nguva dzese;

Kurumbidzwa kwake kuchagara kuri pamiromo yangu.

ב [Beth]

 2 Ndichazvirumbidza* muna Jehovha;+

Vanyoro vachazvinzwa, vofara.

ג [Gimel]

 3 Kudzai Jehovha pamwe chete neni;+

Ngatikudzei zita rake pamwe chete.

ד [Daleth]

 4 Ndakanyengetera kuna Jehovha, uye akandipindura.+

Akandinunura pazvinhu zvese zvandaitya.+

ה [He]

 5 Vaya vakatarisa kwaari vakafara;

Zviso zvavo zvaisagona kunyadziswa.

ז [Zayin]

 6 Akaderera uyu akashevedza, uye Jehovha akazvinzwa.

Akamununura mukutambudzika kwake kwese.+

ח [Heth]

 7 Ngirozi yaJehovha inodzika musasa ichikomberedza vese vanomutya,+

Uye inovanunura.+

ט [Teth]

 8 Ravirai henyu muone kuti Jehovha akanaka;+

Anofara murume anopotera kwaari.

י [Yod]

 9 Ityai Jehovha, imi mese vatsvene vake,

Nekuti vaya vanomutya havana chavanoshayiwa.+

כ [Kaph]

10 Kunyange shumba dzine simba* dzakasvika pakuva nenzara,

Asi vaya vanotsvaga Jehovha havana chakanaka chavachashaya.+

ל [Lamed]

11 Uyai, vanakomana vangu, munditeerere;

Ndichakudzidzisai kutya Jehovha.+

מ [Mem]

12 Ndiani pakati penyu anofarira upenyu

Uye anoda kuona mazuva akanaka akawanda?+

נ [Nun]

13 Chidzora rurimi rwako kuti rusataura zvakaipa,+

Nemuromo wako kuti usataura zvekunyengera.+

ס [Samekh]

14 Ibva pane zvakaipa, uite zvakanaka;+

Tsvaga rugare, urutevere.+

ע [Ayin]

15 Maziso aJehovha ari pane vakarurama,+

Uye nzeve dzake dzinonzwa kuchema kwavo vachida kubatsirwa.+

פ [Pe]

16 Asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvakaipa,

Achiita kuti vasazoyeukwa panyika zvachose.+

צ [Tsade]

17 Vakachema, uye Jehovha akanzwa;+

Akavanunura pakutambudzika kwavo kwese.+

ק [Qoph]

18 Jehovha ari pedyo nevaya vakaora mwoyo;+

Anoponesa vaya vakasuruvara.+

ר [Resh]

19 Matambudziko emunhu akarurama mazhinji,+

Asi Jehovha anomununura maari ese.+

ש [Shin]

20 Anochengetedza mapfupa ake ese;

Hapana kana rimwe chete rawo rakatyorwa.+

ת [Taw]

21 Dambudziko richauraya vakaipa;

Vaya vanovenga vakarurama vachabatwa nemhosva.

22 Jehovha anodzikinura upenyu hwevashumiri* vake;

Pane vaya vanopotera kwaari hapana kana mumwe chete achabatwa nemhosva.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe