RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 50
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mwari anotonga pakati pevakavimbika nevakaipa

        • Sungano yaMwari pachishandiswa chibayiro (5)

        • “Mwari pachake ndiye Mutongi” (6)

        • Mhuka dzese ndedzaMwari (10, 11)

        • Mwari anofumura vakaipa (16-21)

Pisarema 50:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1

Pisarema 50:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:3

Pisarema 50:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 48:2; Mari 2:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 9

Pisarema 50:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 65:6
  • +Eks 19:18; Dha 7:9, 10; VaH 12:29
  • +Pis 97:3, 4

Pisarema 50:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 30:19; 32:1; Isa 1:2
  • +Mik 6:2

Pisarema 50:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:8

Pisarema 50:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 75:7

Pisarema 50:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:30; Pis 81:8
  • +Eks 20:2

Pisarema 50:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 15:22; Isa 1:11; Jer 7:22, 23; Ho 6:6

Pisarema 50:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mukono wemombe uri.”

  • *

    ChiHeb., “nhongo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mik 6:7

Pisarema 50:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:14; Mab 17:24

Pisarema 50:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:41

Pisarema 50:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 10:14; Job 41:11; 1VaK 10:26

Pisarema 50:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mik 6:6-8

Pisarema 50:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:30, 31; Zvi 21:3; Ho 6:6; VaH 13:15
  • +Dhe 23:21; Pis 76:11; Mup 5:4

Pisarema 50:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 33:12, 13; Pis 91:15
  • +Pis 22:21-23; 50:23

Pisarema 50:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 7:4; Mt 7:22, 23; VaR 2:21
  • +Dhe 31:20; VaH 8:9

Pisarema 50:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurayirwa.”

  • *

    ChiHeb., “uchikandira mashoko angu kumashure kwako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:26; Isa 5:24

Pisarema 50:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “unobatana nayo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 5:22, 23

Pisarema 50:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 9:5

Pisarema 50:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti, “Unosvibisa zita remwana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 9

Pisarema 50:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:4; Mup 12:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2010, pp. 3-4

Pisarema 50:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:17; Jer 2:32; Ho 4:6

Pisarema 50:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 5:18; VaH 13:15
  • +Mik 6:8

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 50:mashoko ekusuma1Mak 25:1
Pis. 50:1Pis 95:3
Pis. 50:2Pis 48:2; Mari 2:15
Pis. 50:3Isa 65:6
Pis. 50:3Eks 19:18; Dha 7:9, 10; VaH 12:29
Pis. 50:3Pis 97:3, 4
Pis. 50:4Dhe 30:19; 32:1; Isa 1:2
Pis. 50:4Mik 6:2
Pis. 50:5Eks 24:8
Pis. 50:6Pis 75:7
Pis. 50:7Ne 9:30; Pis 81:8
Pis. 50:7Eks 20:2
Pis. 50:81Sa 15:22; Isa 1:11; Jer 7:22, 23; Ho 6:6
Pis. 50:9Mik 6:7
Pis. 50:101Mak 29:14; Mab 17:24
Pis. 50:11Job 38:41
Pis. 50:12Dhe 10:14; Job 41:11; 1VaK 10:26
Pis. 50:13Mik 6:6-8
Pis. 50:14Pis 69:30, 31; Zvi 21:3; Ho 6:6; VaH 13:15
Pis. 50:14Dhe 23:21; Pis 76:11; Mup 5:4
Pis. 50:152Mak 33:12, 13; Pis 91:15
Pis. 50:15Pis 22:21-23; 50:23
Pis. 50:16Jer 7:4; Mt 7:22, 23; VaR 2:21
Pis. 50:16Dhe 31:20; VaH 8:9
Pis. 50:17Ne 9:26; Isa 5:24
Pis. 50:18Isa 5:22, 23
Pis. 50:19Jer 9:5
Pis. 50:20Re 19:16
Pis. 50:21Pis 50:4; Mup 12:14
Pis. 50:22Pis 9:17; Jer 2:32; Ho 4:6
Pis. 50:231VaT 5:18; VaH 13:15
Pis. 50:23Mik 6:8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 50:1-23

Mapisarema

Rwiyo rwaAsafi.+

50 Jehovha,+ Mwari wavanamwari, ataura;

Anoshevedza nyika

Kubva zuva richibuda kusvikira ranyura.*

 2 Mwari anoita kuti chiedza chipenye chichibva muZiyoni, guta rakakwana parunako.+

 3 Mwari wedu achauya uye haagoni kuramba akanyarara.+

Pamberi pake pane moto unoparadza,+

Uye dutu guru rine hasha rakamukomberedza.+

 4 Anoshevedza denga riri kumusoro uye nyika,+

Kuti atonge vanhu vake achiti:+

 5 “Unganidzai vanhu vangu vakavimbika kwandiri,

Vaya vari kuita sungano neni pachishandiswa chibayiro.”+

 6 Matenga anozivisa nezvekururama kwake,

Nekuti Mwari pachake ndiye Mutongi.+ (Sera)

 7 “Teererai, imi vanhu vangu, ini nditaure;

Iwe Israeri, ndichapupura ndichipokana newe.+

Ndini Mwari, iye Mwari wako.+

 8 Handikutsiuri nekuda kwezvibayiro zvako,

Kana kuti nekuda kwezvibayiro zvako zvinopiswa zvinogara zviri pamberi pangu.+

 9 Handidi hangu mombe iri* pamusha pako,

Kana mbudzi* dziri mumatanga ako.+

10 Nekuti mhuka dzese dzemusango ndedzangu,+

Kunyange mhuka dziri muzviuru zvemakomo.

11 Ndinoziva shiri dzese dzemumakomo;+

Mhuka dzemusango dzisingagoni kuverengwa ndedzangu.

12 Kudai ndaiva nenzara, ndaisazokuudza,

Nekuti nyika nezvese zviri mairi ndezvangu.+

13 Ndingadya nyama yemombe

Uye ndinganwa ropa rembudzi here?+

14 Ipa kuonga sechibayiro chako kuna Mwari,+

Uye ripa mhiko dzako kune Wekumusorosoro;+

15 Ndishevedze panguva yekutambudzika.+

Ndichakununura, uye uchandikudza.”+

16 Asi Mwari achati kune munhu akaipa:

“Une kodzero ipi yekurondedzera mirau yangu+

Kana kuti yekutaura nezvesungano yangu?+

17 Nekuti unovenga kurangwa,*

Uye unoramba uchindipa gotsi ndichitaura newe.*+

18 Paunoona mbavha, unobvumirana nezvainoita,*+

Uye unoshamwaridzana nemhombwe.

19 Unoshandisa muromo wako kuparadzira zvakaipa,

Uye kunyengera hakubvi parurimi rwako.+

20 Unogara pasi wotaura zvakaipa nezvehama yako;+

Unofumura zvikanganiso zvemwana* waamai vako.

21 Pawakaita zvinhu izvi, ndakaramba zvangu ndakanyarara,

Saka wakafunga kuti ndaizongoita sewe.

Asi iye zvino ndichakutsiura,

Uye ndichakuudza zvawakakanganisa.+

22 Funga izvi, iwe anokanganwa Mwari,+

Kuti ndirege kukubvambura-bvambura pasina anokununura.

23 Munhu anopa kuonga sechibayiro chake ndiye anondikudza,+

Uye kana ari uya anoramba ari munzira chaiyo,

Ndichaita kuti aone ruponeso rwaMwari.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe