RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 92
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Jehovha anorumbidzwa nekusingaperi

        • Mabasa ake makuru uye pfungwa dzake dzakadzama (5)

        • ‘Vakarurama vachatumbuka semuti’ (12)

        • Vakwegura vacharamba vachibudirira (14)

Pisarema 92:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:23

Pisarema 92:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 63:7

Pisarema 92:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 15:16; 25:6; 2Mak 29:25

Pisarema 92:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:5; 145:4; Mup 3:11; Zva 15:3
  • +Job 26:14; VaR 11:33

Pisarema 92:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 14:1; 1VaK 2:14

Pisarema 92:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “seuswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:35, 38; Jer 12:1-3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 1 2021 p. 12

Pisarema 92:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:7; Pis 68:1

Pisarema 92:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “simba rangu serenzombe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 23:5

Pisarema 92:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:34

Pisarema 92:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 52:8; Isa 61:3; 65:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    8/2016, p. 4

    Nharireyomurindi,

    9/15/2007, p. 32

    7/15/2006, p. 13

    10/1/2001, p. 32

    1/1/1999, p. 32

Pisarema 92:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 100:4

Pisarema 92:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vachena musoro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 71:18; Zvi 16:31; Isa 40:31; 46:4
  • +Jer 17:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2007, p. 32

    6/1/2007, pp. 21-25

    7/15/2006, p. 13

    5/15/2004, pp. 10-13

Pisarema 92:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2004, pp. 13-14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 92:1Pis 50:23
Pis. 92:2Isa 63:7
Pis. 92:31Mak 15:16; 25:6; 2Mak 29:25
Pis. 92:5Pis 40:5; 145:4; Mup 3:11; Zva 15:3
Pis. 92:5Job 26:14; VaR 11:33
Pis. 92:6Pis 14:1; 1VaK 2:14
Pis. 92:7Pis 37:35, 38; Jer 12:1-3
Pis. 92:9Dhe 28:7; Pis 68:1
Pis. 92:10Pis 23:5
Pis. 92:11Pis 37:34
Pis. 92:12Pis 52:8; Isa 61:3; 65:22
Pis. 92:13Pis 100:4
Pis. 92:14Pis 71:18; Zvi 16:31; Isa 40:31; 46:4
Pis. 92:14Jer 17:7, 8
Pis. 92:15Dhe 32:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 92:1-15

Mapisarema

Pisarema. Rwiyo rwezuva reSabata.

92 Zvakanaka kuonga Jehovha+

Uye kuimba nziyo dzekurumbidza zita renyu, haiwa imi Wekumusorosoro,

 2 Kuzivisa mangwanani nezverudo rwenyu rusingachinji+

Uye usiku nezvekutendeka kwenyu,

 3 Pachiridzwa chiridzwa chine tambo gumi nechine tambo nhatu,

Uye rudimbwa rune mutinhimira unonakidza.+

 4 Nekuti makaita kuti ndifare, haiwa Jehovha, nekuda kwemabasa enyu;

Ndinopembera nemufaro nekuda kwemabasa emaoko enyu.

 5 Chokwadi mabasa enyu makuru, Jehovha!+

Pfungwa dzenyu dzakadzama kwazvo!+

 6 Hapana munhu asingafungi angazviziva;

Uye hapana munhu akapusa anogona kunzwisisa izvi:+

 7 Vakaipa pavanomera semasora*

Uye vese vanoita zvakaipa pavanotumbuka,

Zvinenge zvichiitika kuti vaparadzwe zvachose.+

 8 Asi imi munokudzwa nekusingaperi, haiwa Jehovha.

 9 Chokwadi tarisai vavengi venyu mavakunda, haiwa Jehovha,

Tarisai kuparara kuchaita vavengi venyu;

Vese vanoita zvinhu zvakaipa pavachaitwa kuti vapararire.+

10 Asi imi muchakwidziridza nyanga yangu seyenzombe* yemusango;

Ndichanyorovesa ganda rangu nemafuta matsva.+

11 Maziso angu achatarisa vavengi vangu vakundwa;+

Nzeve dzangu dzichanzwa nezvekuwa kwevanhu vakaipa vanondirwisa.

12 Asi vakarurama vachatumbuka semuchindwe

Uye vachakura semusidhari uri muRebhanoni.+

13 Vakadyarwa muimba yaJehovha;

Vanotumbuka muzvivanze zvaMwari wedu.+

14 Kunyange pavanenge vachembera,* vacharamba vachibudirira;+

Vacharamba vaine simba uye vari vatsva,+

15 Vachizivisa kuti Jehovha akarurama.

Ndiye Dombo rangu,+ uye maari hamuna chisina kururama.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe