RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 94
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wekukumbira kuti Mwari atsive

        • ‘Vakaipa vachasvika riini vachipembera?’ (3)

        • Kururamiswa naJah kunoita kuti munhu afare (12)

        • Mwari haazokanganwi vanhu vake (14)

        • ‘Kuronga kuti pave nedambudziko vachishandisa mutemo’ (20)

Pisarema 94:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:35; Na 1:2; VaR 12:19

Pisarema 94:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:25; Mab 17:31
  • +Pis 31:23

Pisarema 94:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 73:3; 74:10

Pisarema 94:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 14:4

Pisarema 94:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/1995, p. 30

Pisarema 94:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 59:2, 7; Eze 8:12
  • +Pis 10:4, 11; 73:3, 11; Isa 29:15

Pisarema 94:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 1:22

Pisarema 94:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “akasima.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:15

Pisarema 94:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:5; Isa 10:12
  • +Pis 25:8; Isa 28:26; Joh 6:45

Pisarema 94:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 3:20

Pisarema 94:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:71; Zvi 3:11; 1VaK 11:32; VaH 12:5, 6
  • +Pis 19:8

Pisarema 94:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 55:23; 2Pe 2:9

Pisarema 94:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 12:22; Pis 37:28; VaH 13:5
  • +Dhe 32:9

Pisarema 94:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu ungadai watova.”

  • *

    ChiHeb., “nekugara murunyararo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 124:2, 3; 2VaK 1:10

Pisarema 94:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 2:9; Pis 37:24; 121:3; Mari 3:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 8

Pisarema 94:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Kunyaradza kwenyu kwakazorodza mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 86:17; VaF 4:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 8

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 13

    3/15/2003, p. 9

    9/1/2001, p. 17

Pisarema 94:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vatongi vane uori vangadyidzana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 10:1; Dha 6:7; Mab 5:27, 28

Pisarema 94:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya weakarurama.”

  • *

    ChiHeb., “Uye vanoti ropa reasina mhosva rine mhosva (rakaipa).”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 59:3
  • +1Mad 21:13

Pisarema 94:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yakakwirira yakachengeteka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:2

Pisarema 94:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Achavanyararidza.”

  • *

    ChiHeb., “achavanyararidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 5:22; 2VaT 1:6
  • +1Sa 26:9, 10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 94:1Dhe 32:35; Na 1:2; VaR 12:19
Pis. 94:2Ge 18:25; Mab 17:31
Pis. 94:2Pis 31:23
Pis. 94:3Pis 73:3; 74:10
Pis. 94:5Pis 14:4
Pis. 94:7Pis 59:2, 7; Eze 8:12
Pis. 94:7Pis 10:4, 11; 73:3, 11; Isa 29:15
Pis. 94:8Zvi 1:22
Pis. 94:9Pis 34:15
Pis. 94:10Pis 9:5; Isa 10:12
Pis. 94:10Pis 25:8; Isa 28:26; Joh 6:45
Pis. 94:111VaK 3:20
Pis. 94:12Pis 119:71; Zvi 3:11; 1VaK 11:32; VaH 12:5, 6
Pis. 94:12Pis 19:8
Pis. 94:13Pis 55:23; 2Pe 2:9
Pis. 94:141Sa 12:22; Pis 37:28; VaH 13:5
Pis. 94:14Dhe 32:9
Pis. 94:17Pis 124:2, 3; 2VaK 1:10
Pis. 94:181Sa 2:9; Pis 37:24; 121:3; Mari 3:22
Pis. 94:19Pis 86:17; VaF 4:6, 7
Pis. 94:20Isa 10:1; Dha 6:7; Mab 5:27, 28
Pis. 94:21Pis 59:3
Pis. 94:211Mad 21:13
Pis. 94:22Pis 18:2
Pis. 94:23Zvi 5:22; 2VaT 1:6
Pis. 94:231Sa 26:9, 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 94:1-23

Mapisarema

94 Haiwa Jehovha, Mwari anotsiva,+

Haiwa Mwari anotsiva, penyai!

 2 Simukai, haiwa imi Mutongi wenyika.+

Itirai vanozvikudza zvakakodzerana navo.+

 3 Vakaipa vachasvika riini, haiwa Jehovha,

Vachasvika riini vachipembera nemufaro?+

 4 Vanongorutsa mashoko ekuzvikudza;

Vese vanoita zvakaipa vanotaura vachizvirumbidza.

 5 Vanopwanya vanhu venyu, haiwa Jehovha,+

Uye vanodzvinyirira nhaka yenyu.

 6 Vanouraya chirikadzi nemutorwa,

Uye vanoponda nherera.

 7 Vanoti: “Jah haaoni;+

Mwari waJakobho haazvicherechedzi.”+

 8 Nzwisisai izvi, imi vanhu vasingafungi;

Imi vakapusa, muchazoratidzawo njere riini?+

 9 Iye akasika* nzeve, angatadza kunzwa here?

Iye akaumba ziso, angatadza kuona here?+

10 Iye anoruramisa marudzi, angatadza kutsiura here?+

Ndiye anopa vanhu ruzivo!+

11 Jehovha anoziva pfungwa dzevanhu,

Kuti dzakaita semhepowo zvayo inofemwa.+

12 Anofara munhu wamunoruramisa, haiwa Jah,+

Wamunodzidzisa mutemo wenyu,+

13 Kuti mumupe runyararo mumazuva ekutambudzika,

Kusvikira vakaipa vachererwa gomba.+

14 Nekuti Jehovha haazorasi vanhu vake,+

Kana kusiya nhaka yake.+

15 Nekuti mutongo uchava wakarurama zvakare,

Uye vese vane mwoyo yakarurama vachautevera.

16 Ndiani achasimuka achindirwira pane vakaipa?

Ndiani achamira achindirwira pane vanoita zvakaipa?

17 Dai Jehovha akanga asiri mubatsiri wangu,

Ndingadai ndatova* pedyo nekuparara.*+

18 Pandakati: “Tsoka yangu yava kutsvedza,”

Rudo rwenyu rusingachinji rwakaramba ruchinditsigira, haiwa Jehovha.+

19 Pandakawandirwa nezvaindidya mwoyo,

Makandinyaradza uye makandizorodza.*+

20 Chigaro cheumambo chine uori chingadyidzana* nemi here,

Icho chichironga kuti pave nedambudziko chichishandisa mutemo?+

21 Vanorwisa zveutsinye munhu akarurama*+

Uye vanotongera rufu munhu asina mhosva.*+

22 Asi Jehovha achava nzvimbo yangu yekupotera,*

Mwari wangu ndiro dombo rangu rekupotera.+

23 Achaita kuti mabasa avo akaipa adzoke pavari.+

Achavaparadza* achishandisa zvakaipa zvavo.

Jehovha Mwari wedu achavaparadza.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe