RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 95
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kunamata kwechokwadi kwakabatana nekuteerera

        • “Nhasi kana mukateerera inzwi rake” (7)

        • “Musaomesa mwoyo yenyu” (8)

        • “Havazopindi muzororo rangu” (11)

Pisarema 95:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 22:47

Pisarema 95:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “pechiso chake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:23; 100:4

Pisarema 95:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 18:11; Jer 10:10; 1VaK 8:5, 6

Pisarema 95:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Amo 4:13; 9:3

Pisarema 95:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 5:22
  • +Ge 1:9, 10

Pisarema 95:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 100:3; Mt 4:10; Zva 14:7

Pisarema 95:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “eruoko rwake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 23:1; Isa 40:11
  • +VaH 3:7-11; 4:7

Pisarema 95:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Kupopota.”

  • *

    Kureva kuti “Kuedza; Muedzo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 3:15
  • +Eks 17:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 245

Pisarema 95:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:18; 1VaK 10:9
  • +Nu 14:22, 23

Pisarema 95:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:3; Nu 14:22, 23; VaH 4:3

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 95:12Sa 22:47
Pis. 95:2Pis 50:23; 100:4
Pis. 95:3Eks 18:11; Jer 10:10; 1VaK 8:5, 6
Pis. 95:4Amo 4:13; 9:3
Pis. 95:5Jer 5:22
Pis. 95:5Ge 1:9, 10
Pis. 95:6Pis 100:3; Mt 4:10; Zva 14:7
Pis. 95:7Pis 23:1; Isa 40:11
Pis. 95:7VaH 3:7-11; 4:7
Pis. 95:8VaH 3:15
Pis. 95:8Eks 17:7
Pis. 95:9Pis 78:18; 1VaK 10:9
Pis. 95:9Nu 14:22, 23
Pis. 95:11Ge 2:3; Nu 14:22, 23; VaH 4:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 95:1-11

Mapisarema

95 Uyai, ngatipemberei nemufaro kuna Jehovha!

Ngatishevedzerei tichirumbidza Dombo reruponeso rwedu.+

 2 Ngatiendei pamberi pake* tichionga;+

Ngatiimbei tichipembera nemufaro tichimurumbidza.

 3 Nekuti Jehovha ndiMwari mukuru,

Mambo mukuru kupfuura vamwe vanamwari vese.+

 4 Nzvimbo dzakadzika dzenyika dziri muruoko rwake;

Nhongonya dzemakomo ndedzake.+

 5 Gungwa, iro raakasika, ndiye muridzi waro,+

Uye maoko ake ndiwo akaumba nyika yakaoma.+

 6 Uyai tikotame tinamate;

Ngatipfugamei pamberi paJehovha Muiti wedu.+

 7 Nekuti iye ndiye Mwari wedu,

Uye isu tiri vanhu vemafuro ake,

Makwai aanochengeta.*+

Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+

 8 Musaomesa mwoyo yenyu sepaMeribha,*+

Sepazuva reMasa* murenje,+

 9 Pandakaedzwa nemadzitateguru enyu;+

Akapikisana neni, kunyange zvazvo akanga aona mabasa angu.+

10 Kwemakore 40 ndaisemeswa nechizvarwa ichocho, uye ndakati:

“Ivo vanhu vanogara vachitsauka mumwoyo yavo;

Havasati vava kuziva nzira dzangu.”

11 Saka ndakapika ndakatsamwa ndichiti:

“Havazopindi muzororo rangu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe