RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 97
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Jehovha anorumbidzwa kupfuura vamwe vanamwari

        • “Jehovha ava Mambo!” (1)

        • Idai Jehovha, vengai zvakaipa (10)

        • Chiedza chevakarurama (11)

Pisarema 97:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 96:10; Zva 11:16, 17; 19:6
  • +Isa 49:13
  • +Isa 60:9

Pisarema 97:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:21
  • +Pis 99:4

Pisarema 97:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:3; Dha 7:9, 10
  • +Na 1:2, 6; Mar 4:1

Pisarema 97:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:16, 18; Pis 77:18; 104:32

Pisarema 97:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 5:5; Na 1:5; Ha 3:6

Pisarema 97:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ha 2:14

Pisarema 97:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Munamatei.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 10:14
  • +Isa 37:19
  • +Eks 12:12; 18:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/1992, p. 23

Pisarema 97:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vanasikana veJudha vari kufara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 51:3
  • +Pis 48:11

Pisarema 97:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 18:11; Isa 44:8

Pisarema 97:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya yevanhu.”

  • *

    Kana kuti “pasimba revakaipa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:14; 101:3; 119:104; VaR 12:9; VaH 1:9
  • +Pis 37:28; 145:20
  • +Dha 3:28; Mt 6:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 34

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 285-286

    Nharireyomurindi,

    4/15/1993, p. 17

    8/15/1990, p. 29

    11/1/1989, p. 12

Pisarema 97:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 112:4; Zvi 4:18; Isa 30:26; Mik 7:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1995, pp. 10-20, 21-26

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 97:1Pis 96:10; Zva 11:16, 17; 19:6
Pis. 97:1Isa 49:13
Pis. 97:1Isa 60:9
Pis. 97:2Eks 20:21
Pis. 97:2Pis 99:4
Pis. 97:3Pis 50:3; Dha 7:9, 10
Pis. 97:3Na 1:2, 6; Mar 4:1
Pis. 97:4Eks 19:16, 18; Pis 77:18; 104:32
Pis. 97:5Vat 5:5; Na 1:5; Ha 3:6
Pis. 97:6Ha 2:14
Pis. 97:7Jer 10:14
Pis. 97:7Isa 37:19
Pis. 97:7Eks 12:12; 18:11
Pis. 97:8Isa 51:3
Pis. 97:8Pis 48:11
Pis. 97:9Eks 18:11; Isa 44:8
Pis. 97:10Pis 34:14; 101:3; 119:104; VaR 12:9; VaH 1:9
Pis. 97:10Pis 37:28; 145:20
Pis. 97:10Dha 3:28; Mt 6:13
Pis. 97:11Pis 112:4; Zvi 4:18; Isa 30:26; Mik 7:9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 97:1-12

Mapisarema

97 Jehovha ava Mambo!+

Nyika ngaifare.+

Zvitsuwa zvizhinji ngazvipembere.+

 2 Makore nerima gobvu zvakamupoteredza;+

Kururama nekutonga zvakarurama ndizvo nheyo dzechigaro chake cheumambo.+

 3 Moto unoenda uri pamberi pake,+

Woparadza mhandu dzake dziri kumativi ese.+

 4 Mheni yake inovhenekera nyika;

Nyika inoiona yodedera.+

 5 Makomo anonyunguduka senamo pamberi paJehovha,+

Pamberi paIshe wenyika yese.

 6 Matenga anozivisa nezvekururama kwake,

Uye marudzi ese anoona kukudzwa kwake.+

 7 Vese vaya vanoshumira chero mufananidzo wakavezwa ngavanyadziswe,+

Vaya vanozvirumbidza navanamwari vasina zvavanobatsira.+

Mukotamirei,* imi mese vanamwari.+

 8 Ziyoni rinonzwa ropembera;+

Maguta eJudha ari kufara*

Nekuda kwemitongo yenyu, haiwa Jehovha.+

 9 Nekuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Wekumusorosoro ari kumusoro kwenyika yese;

Makakwirira kupfuura vamwe vanamwari vese nekure.+

10 Imi vanoda Jehovha, vengai zvakaipa.+

Iye anochengetedza upenyu hwevanhu* vake vakavimbika;+

Anovanunura mumaoko evakaipa.*+

11 Chiedza chakavhenekera vakarurama+

Uye mufaro wakabudira vaya vane mwoyo yakarurama.

12 Farai muna Jehovha, imi vakarurama,

Ongai zita rake dzvene.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe