RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raEksodho

      • Rwiyo rwekukunda rwaMozisi nevaIsraeri (1-19)

      • Miriyemu anoimba achidavira (20, 21)

      • Mvura inovava inoitwa kuti inake (22-27)

Eksodho 15:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 5:1; 2Sa 22:1; Zva 15:3
  • +Eks 9:16; 18:10, 11; Pis 106:11, 12
  • +Eks 15:21; Pis 136:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 22

Eksodho 15:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 12:2
  • +2Sa 22:47; Isa 25:1
  • +Eks 3:15
  • +Pis 83:18; 148:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/1995, pp. 10-11

    7/1/1990, pp. 18-19

Eksodho 15:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 24:8
  • +Eks 6:3; Isa 42:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/1995, p. 11

    8/15/1991, pp. 24-25

Eksodho 15:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:27
  • +Eks 14:6, 7

Eksodho 15:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:10, 11

Eksodho 15:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 60:5; 89:13

Eksodho 15:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 37:23

Eksodho 15:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2004, p. 26

Eksodho 15:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu wagutswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:5, 9

Eksodho 15:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:21, 28

Eksodho 15:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 3:24; 2Sa 7:22
  • +Isa 6:3
  • +Eks 11:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2021, p. 3

    Nharireyomurindi,

    10/15/1995, pp. 11-12

    11/1/1987, pp. 10-11

Eksodho 15:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:53; VaH 11:29

Eksodho 15:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 106:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 285-286

Eksodho 15:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vachabatwa nemarwadzo ekusununguka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:13, 14

Eksodho 15:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vatongi veMoabhi vanodzvinyirira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 22:1, 3
  • +Jos 2:9-11; 5:1

Eksodho 15:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 11:25
  • +2Sa 7:23; Isa 43:1
  • +Nu 20:14, 17; 21:21, 22

Eksodho 15:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 80:8

Eksodho 15:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:16

Eksodho 15:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:23
  • +Eks 14:28
  • +Eks 14:22

Eksodho 15:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 9:16; 18:11
  • +Eks 14:27, 28; Pis 106:11, 12

Eksodho 15:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Kuvava.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 33:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 20

Eksodho 15:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:2, 3; 17:3; 1VaK 10:6, 10

Eksodho 15:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 17:4
  • +Eks 16:4; Dhe 8:2

Eksodho 15:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:1
  • +Dhe 7:12, 15
  • +Eks 23:25; Pis 103:3

Eksodho 15:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Eks. 15:1Vat 5:1; 2Sa 22:1; Zva 15:3
Eks. 15:1Eks 9:16; 18:10, 11; Pis 106:11, 12
Eks. 15:1Eks 15:21; Pis 136:15
Eks. 15:2Isa 12:2
Eks. 15:22Sa 22:47; Isa 25:1
Eks. 15:2Eks 3:15
Eks. 15:2Pis 83:18; 148:13
Eks. 15:3Pis 24:8
Eks. 15:3Eks 6:3; Isa 42:8
Eks. 15:4Eks 14:27
Eks. 15:4Eks 14:6, 7
Eks. 15:5Ne 9:10, 11
Eks. 15:6Pis 60:5; 89:13
Eks. 15:7Isa 37:23
Eks. 15:9Eks 14:5, 9
Eks. 15:10Eks 14:21, 28
Eks. 15:11Dhe 3:24; 2Sa 7:22
Eks. 15:11Isa 6:3
Eks. 15:11Eks 11:9
Eks. 15:12Pis 78:53; VaH 11:29
Eks. 15:13Pis 106:10
Eks. 15:14Nu 14:13, 14
Eks. 15:15Nu 22:1, 3
Eks. 15:15Jos 2:9-11; 5:1
Eks. 15:16Dhe 11:25
Eks. 15:162Sa 7:23; Isa 43:1
Eks. 15:16Nu 20:14, 17; 21:21, 22
Eks. 15:17Pis 80:8
Eks. 15:18Pis 10:16
Eks. 15:19Eks 14:23
Eks. 15:19Eks 14:28
Eks. 15:19Eks 14:22
Eks. 15:21Eks 9:16; 18:11
Eks. 15:21Eks 14:27, 28; Pis 106:11, 12
Eks. 15:23Nu 33:8
Eks. 15:24Eks 16:2, 3; 17:3; 1VaK 10:6, 10
Eks. 15:25Eks 17:4
Eks. 15:25Eks 16:4; Dhe 8:2
Eks. 15:26Dhe 28:1
Eks. 15:26Dhe 7:12, 15
Eks. 15:26Eks 23:25; Pis 103:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Eksodho 15:1-27

Eksodho

15 Panguva iyoyo Mozisi nevaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu:+

“Regai ndiimbire Jehovha, nekuti ava kukudzwa kwazvo.+

Akanda bhiza nemutasvi waro mugungwa.+

 2 Jah* ndiye simba rangu nemudziviriri wangu, nekuti ava ruponeso rwangu.+

Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukudza.+

 3 Jehovha murwi ane simba.+ Jehovha ndiro zita rake.+

 4 Akanda ngoro dzaFarao nemauto ake mugungwa,+

Uye varwi vake vakanyatsosarudzwa vanyura muGungwa Dzvuku.+

 5 Mvura ine masaisai yavafukidza; vanyura sedombo mumvura yakadzika.+

 6 Haiwa Jehovha, ruoko rwenyu rwerudyi rune simba kwazvo;+

Haiwa Jehovha, ruoko rwenyu rwerudyi runogona kuparadza muvengi.

 7 Neukuru hwenyu munogona kuwisira pasi vaya vanokupandukirai;+

Munotuma hasha dzenyu dzinopisa, dzovaparadza semashanga.

 8 Mvura yakaunganidzwa nekufema kwemhino dzenyu;

Yakamira semadziro, ikabata masaisai;

Mvura ine masaisai yakagwamba mumwoyo megungwa.

 9 Muvengi akati: ‘Ndichavatevera! Ndichavabata!

Ndichagova zvandinenge ndapamba kusvikira ndagutswa!*

Ndichavhomora bakatwa rangu! Ruoko rwangu ruchavakurira!’+

10 Mafuridza nekufema kwenyu, gungwa rikavafukidza;+

Vanyura semutobvu mumvura ine simba.

11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+

Ndiani akafanana nemi, ari kuratidza kuti mukuru pautsvene?+

Imi munofanira kutyiwa nenziyo dzekurumbidza, imi munoita zvishamiso.+

12 Matambanudza ruoko rwenyu rwerudyi, nyika ikavamedza.+

13 Matungamirira vanhu vamakadzikinura nerudo rwenyu rusingachinji;+

Muchavatungamirira nesimba renyu kunzvimbo yenyu tsvene yekugara.

14 Marudzi anofanira kunzwa;+ achadedera;

Vagari vemuFiristiya vachashushikana.*

15 Panguva iyoyo madzishe eEdhomu achavhunduka,

Uye vatongi veMoabhi vane simba* vachadedera.+

Vagari vese vemuKenani vachaora mwoyo.+

16 Vachabatwa nekutya nekuvhunduka.+

Nemhaka yeukuru hweruoko rwenyu vachaita sedombo risingatsuduguki

Kusvikira vanhu venyu vapfuura, haiwa Jehovha,

Kusvikira vanhu venyu vamakazviwanira+ vapfuura.+

17 Muchavaunza movadyara mugomo renhaka yenyu,+

Nzvimbo isingachinji yamakazvigadzirira kuti mugare, haiwa Jehovha,

Nzvimbo tsvene, haiwa Jehovha, yamakaita kuti ivepo nemaoko enyu.

18 Jehovha achatonga samambo nariini nariini.+

19 Mabhiza aFarao paapinda mugungwa pamwe chete nengoro dzake dzehondo nevarwi vake vakatasva mabhiza,+

Jehovha abva adzorera mvura yegungwa pavari,+

Asi vaIsraeri vafamba panyika yakaoma nepakati pegungwa.”+

20 Miriyemu muprofitakadzi, hanzvadzi yaAroni, akabva atora tambureni muruoko rwake, uye vakadzi vese vakamutevera vaine matambureni vachitamba. 21 Miriyemu aidavira varume achiti:

“Imbirai Jehovha, nekuti ava kukudzwa kwazvo.+

Akanda bhiza nemutasvi waro mugungwa.”+

22 Mozisi akazotungamirira vaIsraeri vachibva paGungwa Dzvuku, vakaenda kurenje reShuri, uye vakaramba vachifamba kwemazuva matatu murenje, asi havana kuwana mvura. 23 Vakasvika kuMara,*+ asi vakatadza kunwa mvura yekuMara nekuti yaivava. Ndokusaka akatumidza nzvimbo yacho kuti Mara. 24 Saka vanhu vakatanga kugunun’unira Mozisi,+ vachiti: “Tichanwei?” 25 Akachemera Jehovha,+ uye Jehovha akamuratidza muti. Paakaukanda mumvura, mvura yacho yakatanga kunaka.

Mwari akaita kuti ichi chive chidzidzo kuti vazive matongero aaizoita, uye akavaedza kuti aone kana vaizoteerera.+ 26 Iye akati: “Kana mukanyatsoteerera inzwi raJehovha Mwari wenyu, uye mukaita zvakarurama pamberi pake, uye mukateerera mirayiro yake nekuchengeta mirau yake yese,+ handizounzi pamuri chirwere kana chimwe chete pane zvandakaunza pavaIjipiti,+ nekuti ini Jehovha, ndiri kukuporesai.”+

27 Vakazosvika kuErimu, kwaiva nezvitubu 12 nemichindwe 70. Saka vakadzika musasa ipapo pedyo nemvura.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe