RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 31
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raEksodho

      • Mhizha dzinozadzwa nemweya waMwari (1-11)

      • Sabata, chiratidzo pakati paMwari naIsraeri (12-17)

      • Mahwendefa maviri ematombo (18)

Eksodho 31:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ndadana nezita.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 37:1
  • +Eks 35:30-34; 1Mak 2:20

Eksodho 31:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 28:9-11
  • +2Mak 2:13, 14

Eksodho 31:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vane mwoyo yakachenjera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 38:23
  • +Eks 36:1

Eksodho 31:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 36:8
  • +Eks 37:1
  • +Eks 37:6

Eksodho 31:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 37:10
  • +Eks 37:17, 24
  • +Eks 37:25

Eksodho 31:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 38:1; 40:6
  • +Eks 30:18; 38:8

Eksodho 31:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 28:2, 15; 39:1, 27; Re 8:7

Eksodho 31:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:25, 35; 37:29

Eksodho 31:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:8; Re 19:30; VaK 2:16, 17

Eksodho 31:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya iwoyo unofanira kuurayiwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 5:12
  • +Eks 35:2; Nu 15:32, 35

Eksodho 31:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:23; 20:10

Eksodho 31:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kukurukurirana, pp. 323-324

Eksodho 31:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 31:13
  • +Ge 2:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2019, p. 3

    Kukurukurirana, pp. 323-324

Eksodho 31:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:12; 32:15; Dhe 4:13; 9:15
  • +Mt 12:28; Ru 11:20; 2VaK 3:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Eks. 31:2Eks 37:1
Eks. 31:2Eks 35:30-34; 1Mak 2:20
Eks. 31:5Eks 28:9-11
Eks. 31:52Mak 2:13, 14
Eks. 31:6Eks 38:23
Eks. 31:6Eks 36:1
Eks. 31:7Eks 36:8
Eks. 31:7Eks 37:1
Eks. 31:7Eks 37:6
Eks. 31:8Eks 37:10
Eks. 31:8Eks 37:17, 24
Eks. 31:8Eks 37:25
Eks. 31:9Eks 38:1; 40:6
Eks. 31:9Eks 30:18; 38:8
Eks. 31:10Eks 28:2, 15; 39:1, 27; Re 8:7
Eks. 31:11Eks 30:25, 35; 37:29
Eks. 31:13Eks 20:8; Re 19:30; VaK 2:16, 17
Eks. 31:14Dhe 5:12
Eks. 31:14Eks 35:2; Nu 15:32, 35
Eks. 31:15Eks 16:23; 20:10
Eks. 31:17Eks 31:13
Eks. 31:17Ge 2:2
Eks. 31:18Eks 24:12; 32:15; Dhe 4:13; 9:15
Eks. 31:18Mt 12:28; Ru 11:20; 2VaK 3:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Eksodho 31:1-18

Eksodho

31 Jehovha akaenderera mberi achitaura naMozisi achiti: 2 “Ona, ndasarudza* Bhezareri+ mwanakomana waUrai mwanakomana waHeri wedzinza raJudha.+ 3 Ndichamuzadza nemweya waMwari kuti ave neuchenjeri, nekunzwisisa, neruzivo rwemabasa eumhizha emarudzi ese 4 hwekufunga magadzirirwo ezvinhu neunyanzvi, kushanda negoridhe, sirivha, nemhangura, 5 kuveza matombo nekuaronga,+ uye kugadzira zvivezwa zvemiti zvemarudzi ese.+ 6 Uyezve, ndagadza Ohoriyabhi+ mwanakomana waAhisamaki wedzinza raDhani kuti amubatsire, uye ndiri kuisa uchenjeri mumwoyo mevanhu vese vane unyanzvi,* kuti vagadzire zvinhu zvese zvandakakurayira zvinoti:+ 7 tende rekusanganira,+ areka yeChipupuriro+ nechekukwidibirisa+ chiri pairi, midziyo yese yetende, 8 tafura+ nemidziyo yayo, chigadziko chemarambi chegoridhe rakanatswa nemidziyo yacho yese,+ atari yerusenzi,+ 9 atari yekupisira zvibayiro+ nemidziyo yayo yese, mudziyo wekuisira mvura yekugeza nepekuugadzika pacho,+ 10 nguo dzakarukwa zvakanaka, nguo tsvene dzemupristi Aroni, nguo dzevanakomana vake dzekuti vashumire sevapristi,+ 11 mafuta ekuzodza nawo, uye rusenzi inonhuhwirira yenzvimbo tsvene.+ Ngavaite zvese zvandakakurayira.”

12 Jehovha akatizve kuna Mozisi: 13 “Taura nevaIsraeri uvaudze kuti, ‘Munofanira kuva nechokwadi kuti machengeta masabata angu,+ nekuti iwo chiratidzo pakati pangu nemi muzvizvarwa zvenyu zvese kuti muzive kuti ini, Jehovha, ndiri kukutsvenesai. 14 Munofanira kuchengeta Sabata, nekuti iro chinhu chitsvene kwamuri.+ Munhu wese anorisvibisa anofanira kuurayiwa. Kana pakava nemunhu anoita basa pariri, munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pevanhu vake.*+ 15 Basa rinogona kuitwa kwemazuva matanhatu, asi zuva rechinomwe isabata rekuzorora zvakakwana.+ Iro chinhu chitsvene kuna Jehovha. Munhu wese anoita basa pazuva reSabata anofanira kuurayiwa. 16 VaIsraeri vanofanira kuchengeta Sabata; vanofanira kuchengeta Sabata muzvizvarwa zvavo zvese. Iyo isungano ichagara iripo. 17 Iyo chiratidzo chichagara chiripo pakati pangu nevaIsraeri,+ nekuti Jehovha akaita denga nenyika mumazuva matanhatu uye pazuva rechinomwe akamira kushanda, akazorora.’”+

18 Paakangopedza kutaura naye muGomo reSinai, akapa Mozisi mahwendefa maviri eChipupuriro,+ mahwendefa edombo akanga akanyorwa nemunwe waMwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe