RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 28
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI ZVAKANYORWA NEVARUME VAMAMBO HEZEKIYA (25:1–29:27)

Zvirevo 28:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “seshumba diki.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 3:16, 17; Mab 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1993, p. 26

Zvirevo 28:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kupandukirana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 16:8, 15, 22
  • +Dha 4:27

Zvirevo 28:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:31

Zvirevo 28:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 25:6-8; 1Sa 15:22, 23; VaE 5:11

Zvirevo 28:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:14; Mk 4:11, 12; Jak 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    2/2018, p. 8

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 19

Zvirevo 28:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:8; 19:1

Zvirevo 28:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 23:20; 1VaK 15:33

Zvirevo 28:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 23:19
  • +Zvi 13:22; 19:17

Zvirevo 28:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 66:18; Zvi 15:29; Isa 1:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 1 2021 p. 9

Zvirevo 28:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 7:14-16
  • +Dhe 7:12; Pis 37:11, 18; 84:11

Zvirevo 28:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 18:11
  • +Mk 10:21

Zvirevo 28:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 17:1-3; Zvi 29:2

Zvirevo 28:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 15:13-15
  • +2Sa 12:13; 2Mak 33:12, 13; Pis 32:3, 5; 51:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2000, pp. 15-16

Zvirevo 28:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anogara achitya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 7:22; Ne 9:29; Zvi 29:1; Jer 16:12, 13

Zvirevo 28:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zef 3:3; Mt 2:16

Zvirevo 28:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 5:15; Amo 4:1
  • +Isa 33:15, 16

Zvirevo 28:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wemumwe.”

  • *

    Kana kuti “mugomba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:6; 1Mad 21:19; Mt 27:3-5

Zvirevo 28:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:21
  • +Pis 73:12, 18; 1VaT 5:3; Zva 3:3

Zvirevo 28:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 23:21; Ru 15:13, 14

Zvirevo 28:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 18:5; Ne 7:2; Pis 101:6
  • +2Mad 5:20-22; Jer 17:11; 1Ti 6:9

Zvirevo 28:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:15; Zvi 18:5; Jak 2:1

Zvirevo 28:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “makaro.”

Zvirevo 28:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 12:7, 9; VaG 2:11
  • +Pis 141:5; Zvi 27:6

Zvirevo 28:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mk 7:10, 11
  • +Zvi 19:26

Zvirevo 28:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Mweya unozvikudza unokonzera.”

  • *

    ChiHeb., “achakodzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:11-13

Zvirevo 28:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:5; Jer 17:9
  • +Job 28:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2005, p. 22

Zvirevo 28:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:7, 10; Pis 41:1; Zvi 19:17; VaH 13:16

Zvirevo 28:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 8:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/1990, p. 28

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 28:1Dha 3:16, 17; Mab 4:13
Zvir. 28:21Mad 16:8, 15, 22
Zvir. 28:2Dha 4:27
Zvir. 28:3Zvi 14:31
Zvir. 28:4Nu 25:6-8; 1Sa 15:22, 23; VaE 5:11
Zvir. 28:5Pis 25:14; Mk 4:11, 12; Jak 1:5
Zvir. 28:6Zvi 16:8; 19:1
Zvir. 28:7Zvi 23:20; 1VaK 15:33
Zvir. 28:8Dhe 23:19
Zvir. 28:8Zvi 13:22; 19:17
Zvir. 28:9Pis 66:18; Zvi 15:29; Isa 1:15
Zvir. 28:10Pis 7:14-16
Zvir. 28:10Dhe 7:12; Pis 37:11, 18; 84:11
Zvir. 28:11Zvi 18:11
Zvir. 28:11Mk 10:21
Zvir. 28:121Mad 17:1-3; Zvi 29:2
Zvir. 28:131Sa 15:13-15
Zvir. 28:132Sa 12:13; 2Mak 33:12, 13; Pis 32:3, 5; 51:1
Zvir. 28:14Eks 7:22; Ne 9:29; Zvi 29:1; Jer 16:12, 13
Zvir. 28:15Zef 3:3; Mt 2:16
Zvir. 28:16Ne 5:15; Amo 4:1
Zvir. 28:16Isa 33:15, 16
Zvir. 28:17Ge 9:6; 1Mad 21:19; Mt 27:3-5
Zvir. 28:18Pis 25:21
Zvir. 28:18Pis 73:12, 18; 1VaT 5:3; Zva 3:3
Zvir. 28:19Zvi 23:21; Ru 15:13, 14
Zvir. 28:201Sa 18:5; Ne 7:2; Pis 101:6
Zvir. 28:202Mad 5:20-22; Jer 17:11; 1Ti 6:9
Zvir. 28:21Re 19:15; Zvi 18:5; Jak 2:1
Zvir. 28:232Sa 12:7, 9; VaG 2:11
Zvir. 28:23Pis 141:5; Zvi 27:6
Zvir. 28:24Mk 7:10, 11
Zvir. 28:24Zvi 19:26
Zvir. 28:251Mad 3:11-13
Zvir. 28:26Zvi 3:5; Jer 17:9
Zvir. 28:26Job 28:28
Zvir. 28:27Dhe 15:7, 10; Pis 41:1; Zvi 19:17; VaH 13:16
Zvir. 28:28Es 8:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 28:1-28

Zvirevo

28 Vakaipa vanotiza pasina ari kuvadzingirira,

Asi vakarurama vane chivimbo seshumba.*+

 2 Kana munyika muine zvitadzo,* machinda acho anoramba achibviswa achitsiviwa,+

Asi kana muchinda achibatsirwa nemunhu ane ungwaru uye ane ruzivo, anogara kwenguva refu.+

 3 Murombo anobiridzira vakaderera+

Akafanana nemvura inokukura zvekudya zvese.

 4 Vaya vanosiya mutemo vanorumbidza munhu akaipa,

Asi vaya vanochengeta mutemo vanovagumbukira.+

 5 Vanhu vakaipa havagoni kunzwisisa kutonga kwakarurama,

Asi vaya vanotsvaga Jehovha vanogona kunzwisisa zvinhu zvese.+

 6 Murombo anofamba mukururama kwake

Ari nani pane mupfumi ane nzira dzeuori.+

 7 Mwanakomana anonzwisisa anochengeta mutemo,

Asi anoshamwaridzana nevanhu vanodyisa anonyadzisa baba vake.+

 8 Munhu anowedzera pfuma yake nemubereko+ uye nechimbadzo

Anenge achiiunganidzira uya anonzwira nyasha varombo.+

 9 Munhu anoramba kuteerera mutemo,

Kunyange munyengetero wake unosemesa.+

10 Munhu anotungamirira munhu akarurama kunzira yakaipa achawira mugomba rake pachake,+

Asi vasina mhosva vachagara nhaka yezvakanaka.+

11 Mupfumi anozviona seakachenjera,+

Asi murombo ane ungwaru anogona kumuongorora.+

12 Kana akarurama akakunda, panova nekukudzwa kukuru,

Asi kana munhu akaipa akatanga kutonga, vanhu vanohwanda.+

13 Munhu anofukidza zvivi zvake haazobudiriri,+

Asi wese anoreurura ozvisiya achanzwirwa tsitsi.+

14 Anofara munhu anogara akangwarira,*

Asi wese anoomesa mwoyo wake achawira mudambudziko.+

15 Zvinoita shumba inohon’a nebheya riri kuda kurwisa

Ndizvo zvinoita mutongi akaipa achitonga vanhu vasina mubatsiri.+

16 Mutungamiriri asina ungwaru anoshandisa simba rake zvisiri izvo,+

Asi uya anovenga mubereko wekubiridzira acharebesa upenyu hwake.+

17 Munhu anoremerwa nemhosva yekudeura ropa kana apfuudza upenyu hwemumwe* acharamba achitiza kusvikira muguva.*+

Ngaparege kuva nemunhu anomutsigira.

18 Munhu anofamba asina mhosva achaponeswa,+

Asi ane nzira dzisina kururama achawa asingafungiri.+

19 Munhu anorima munda wake achaguta nezvekudya,

Asi uya anotandanisana nezvinhu zvisingakoshi achaguta nenhamo.+

20 Munhu akatendeka achawana makomborero akawanda,+

Asi uya anomhanyirira kuda kupfuma haazorambi asina mhosva.+

21 Kusarura hakuna kunaka;

Asi munhu anogona kuita zvakaipa kuti apiwe chimedu chechingwa.+

22 Munhu ane ruchiva* ane shungu dzekupfuma,

Asingazivi kuti urombo huchamuwira.

23 Munhu wese anotsiura mumwe munhu+ achazofarirwa zvikuru pakupedzisira+

Kupfuura uya anorumbidza munhu zvekumubata kumeso.

24 Munhu wese anobira baba naamai vake oti, “Hapana chakaipa,”+

Ishamwari yemunhu anoparadza.+

25 Munhu anokara anokonzera* kukakavadzana,

Asi wese anovimba naJehovha achabudirira.*+

26 Munhu anovimba nemwoyo wake ibenzi,+

Asi uya anofamba akachenjera achapukunyuka.+

27 Munhu wese anopa varombo haana chaachashayiwa,+

Asi uya anovhara maziso ake kana avaona achatukwa kazhinji.

28 Vakaipa pavanotanga kutonga, munhu anohwanda,

Asi pavanoparara, vakarurama vanowedzera.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe