RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMuparidzi

      • Shandisa mukana (1-8)

        • Kanda chingwa chako pamusoro pemvura (1)

        • Dyara mbeu kubva mangwanani kusvikira manheru (6)

      • Nakidzwa neudiki uchiziva zvauri kuita (9, 10)

Muparidzi 11:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Endesa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 22:9
  • +Dhe 15:10, 11; Zvi 19:17; Ru 14:13, 14; VaH 6:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2000, p. 21

Muparidzi 11:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:21; Ru 6:38; 2VaK 9:7; 1Ti 6:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2000, p. 21

Muparidzi 11:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    3/2014, p. 10

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 16

Muparidzi 11:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 139:15
  • +Job 26:14; Pis 40:5; Mup 8:17; VaR 11:33

Muparidzi 11:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 9:10; 2VaK 9:6; VaK 3:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2001, map. 29-31

Muparidzi 11:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 15

Muparidzi 11:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 5:18; 8:15
  • +Mup 12:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 15

Muparidzi 11:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achaita kuti uzvidavirire pazvinhu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 3:17; 12:14; VaR 2:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/2004, p. 13

Muparidzi 11:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nyama yako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:7; 2Ti 2:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 15

    5/1/2004, p. 13

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Mup. 11:1Zvi 22:9
Mup. 11:1Dhe 15:10, 11; Zvi 19:17; Ru 14:13, 14; VaH 6:10
Mup. 11:2Pis 37:21; Ru 6:38; 2VaK 9:7; 1Ti 6:18
Mup. 11:4Zvi 20:4
Mup. 11:5Pis 139:15
Mup. 11:5Job 26:14; Pis 40:5; Mup 8:17; VaR 11:33
Mup. 11:6Mup 9:10; 2VaK 9:6; VaK 3:23
Mup. 11:8Mup 5:18; 8:15
Mup. 11:8Mup 12:1
Mup. 11:9Mup 3:17; 12:14; VaR 2:6
Mup. 11:10Pis 25:7; 2Ti 2:22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Muparidzi 11:1-10

Muparidzi

11 Kanda* chingwa chako pamusoro pemvura,+ nekuti pashure pemazuva mazhinji uchachiwanazve.+ 2 Ipa mugove vanhu vanomwe kana kuti kunyange vasere,+ nekuti hauzivi dambudziko richaitika panyika.

3 Kana makore akazara nemvura, anodurura mvura panyika; uye kana muti ukawira kumaodzanyemba kana kuchamhembe, pachange pawira muti wacho ndipo pauchange uri.

4 Munhu anotarisa mhepo haazodyari mbeu, uye uya anotarisa makore haazokohwi.+

5 Sezvo usingazivi kushanda kunoita simba reupenyu mumapfupa emwana ari mudumbu remukadzi ane pamuviri,+ hauziviwo basa raMwari wechokwadi, uyo anoita zvinhu zvese.+

6 Dyara mbeu yako mangwanani uye usarega ruoko rwako ruchizorora kusvikira manheru;+ nekuti hauzivi kuti ndezvipi zvichabudirira, ichi here kana kuti icho, kana kuti zvese zvichaita zvakanaka.

7 Chiedza chakanaka, uye zvakanaka kuti maziso aone zuva. 8 Nekuti kana zvikaitika kuti munhu ararama makore mazhinji, ngaanakidzwe nawo ese.+ Asi anofanira kuyeuka kuti mazuva erima anogona kunge akawanda; ese anotevera haana zvaanobatsira.+

9 Fara hako, iwe jaya, uchiri mudiki, uye mwoyo wako ngaufare mumazuva eudiki hwako. Tevera nzira dzemwoyo wako uye enda kwaunotungamirirwa nemaziso ako; asi ziva kuti Mwari wechokwadi achakutongera zvinhu* zvese izvi.+ 10 Saka bvisa zvinotambudza pamwoyo pako, ubvise zvinhu zvinokanganisa muviri wako,* nekuti udiki neupwere hazvina zvazvinobatsira.+

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe