RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • Hama dzechiKristu dziri kuendesana kumatare (1-8)

      • Vaya vasingazogari nhaka yeUmambo (9-11)

      • Kudza Mwari nemuviri wako (12-20)

        • “Tizai upombwe!” (18)

1 VaKorinde 6:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 18:15-17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/1995, p. 30

1 VaKorinde 6:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 2:26, 27; 20:4

1 VaKorinde 6:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 16:20

1 VaKorinde 6:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 18:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/1995, p. 20

1 VaKorinde 6:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:39, 40

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2002, p. 6

    3/15/1997, pp. 21-22

    3/15/1996, p. 15

    5/1/1995, p. 30

    9/15/1988, pp. 29-30

1 VaKorinde 6:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Musanyengerwa.”

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Upombwe.”

  • *

    Kureva, munhu anorara nemurume kana mudzimai asiri wake.

  • *

    Kana kuti “ngochani.” ChiGir., “varume vanorara nevarume.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 5:5; Zva 22:15
  • +Zva 21:8
  • +VaK 3:5
  • +VaH 13:4
  • +VaR 1:27
  • +1Ti 1:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 31

    Nharireyomurindi,

    5/1/2008, pp. 21-22

1 VaKorinde 6:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 5:11
  • +Dhe 21:20, 21; Zvi 23:20; 1Pe 4:3
  • +VaH 12:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 31

    Nharireyomurindi,

    5/1/2008, pp. 21-22

1 VaKorinde 6:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 22:16; VaH 10:22
  • +VaE 5:25, 26; 2VaT 2:13
  • +VaR 5:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 31

    Nharireyomurindi,

    6/15/2010, pp. 9-10

    4/15/2010, p. 9

1 VaKorinde 6:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 10:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shoko raMwari, p. 166

1 VaKorinde 6:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 14:17
  • +1VaT 4:3

1 VaKorinde 6:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 2:24
  • +2VaK 4:14
  • +VaR 8:11; VaE 1:19, 20

1 VaKorinde 6:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:4, 5; 1VaK 12:18, 27; VaE 4:15; 5:29, 30

1 VaKorinde 6:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:24; Mt 19:4, 5

1 VaKorinde 6:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 17:20, 21

1 VaKorinde 6:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 39:10-12; 1VaT 4:3
  • +VaR 1:24, 27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 41

    Mukai!,

    11/2013, p. 14

    4/8/1992, p. 22

    Nharireyomurindi,

    7/15/2008, p. 27

    6/15/2008, p. 10

    2/15/2004, pp. 12-14

    9/1/1999, pp. 12-13

    4/15/1993, pp. 16-17

    Kukurukurirana, p. 199

1 VaKorinde 6:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 6:16
  • +1VaK 3:16
  • +VaR 14:8

1 VaKorinde 6:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:23; VaH 9:12; 1Pe 1:18, 19
  • +Mt 5:16
  • +VaR 12:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2005, pp. 15-20

    2/15/1991, pp. 15-20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 6:1Mt 18:15-17
1 VaK. 6:2Zva 2:26, 27; 20:4
1 VaK. 6:3VaR 16:20
1 VaK. 6:4Mt 18:17
1 VaK. 6:7Mt 5:39, 40
1 VaK. 6:9VaE 5:5; Zva 22:15
1 VaK. 6:9Zva 21:8
1 VaK. 6:9VaK 3:5
1 VaK. 6:9VaH 13:4
1 VaK. 6:9VaR 1:27
1 VaK. 6:91Ti 1:9, 10
1 VaK. 6:101VaK 5:11
1 VaK. 6:10Dhe 21:20, 21; Zvi 23:20; 1Pe 4:3
1 VaK. 6:10VaH 12:14
1 VaK. 6:11Mab 22:16; VaH 10:22
1 VaK. 6:11VaE 5:25, 26; 2VaT 2:13
1 VaK. 6:11VaR 5:18
1 VaK. 6:121VaK 10:23
1 VaK. 6:13VaR 14:17
1 VaK. 6:131VaT 4:3
1 VaK. 6:14Mab 2:24
1 VaK. 6:142VaK 4:14
1 VaK. 6:14VaR 8:11; VaE 1:19, 20
1 VaK. 6:15VaR 12:4, 5; 1VaK 12:18, 27; VaE 4:15; 5:29, 30
1 VaK. 6:16Ge 2:24; Mt 19:4, 5
1 VaK. 6:17Joh 17:20, 21
1 VaK. 6:18Ge 39:10-12; 1VaT 4:3
1 VaK. 6:18VaR 1:24, 27
1 VaK. 6:192VaK 6:16
1 VaK. 6:191VaK 3:16
1 VaK. 6:19VaR 14:8
1 VaK. 6:201VaK 7:23; VaH 9:12; 1Pe 1:18, 19
1 VaK. 6:20Mt 5:16
1 VaK. 6:20VaR 12:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 6:1-20

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

6 Zvingadaro sei kuti kana mumwe wenyu akanetsana nemumwe wake+ ari kushinga kumuendesa kumatare evanhu vasina kururama, asingamuendesi pamberi pevatsvene? 2 Kana kuti hamuzivi here kuti vatsvene vachatonga nyika?+ Uye kana nyika ichizotongwa nemi, hamuna kukodzera kutonga tunyaya tudiki here? 3 Hamuzivi here kuti tichatonga ngirozi?+ Saka munoregererei kutonga nyaya dzeupenyu huno? 4 Saka kana muine nyaya dzeupenyu huno dzinofanira kutongwa,+ vanhu vanozvidzwa neungano ndivo vamungagadza kuva vatongi here? 5 Ndiri kuzvitaura kuti munyare. Pakati penyu hapana munhu akachenjera anogona kutonganisa hama dzake here? 6 Asi hama inoendesa imwe hama kudare, pamberi pevasingatendi chaipo!

7 Kana mava kumhan’arirana zvinoreva kuti matokundikana. Madii zvenyu kungobvuma kuitirwa zvakaipa?+ Madii zvenyu kungobvuma kubiridzirwa? 8 Panzvimbo pekudaro, muri kuita zvakaipa, muchibiridzira, apa muchizviitira hama dzenyu!

9 Kana kuti hamuzivi here kuti vanhu vasina kururama havazogari nhaka yeUmambo hwaMwari?+ Musatsauswa.* Mhombwe,*+ vanhu vanonamata zvidhori,+ vanhu vasina kuvimbika muwanano,*+ varume vanobvuma kuitwa vakadzi nevamwe varume,+ varume vanoita vamwe varume vakadzi,*+ 10 mbavha, vanhu vane makaro,+ zvidhakwa,+ vanotuka, uye makororo, havazogari nhaka yeUmambo hwaMwari.+ 11 Vamwe venyu ndizvo zvamakanga makaita. Asi makagezwa mukachena;+ makatsveneswa;+ makanzi makarurama+ muzita raShe wedu Jesu Kristu uye nemweya waMwari wedu.

12 Zvinhu zvese zvinobvumirwa kwandiri, asi hazvisi zvinhu zvese zvinobatsira.+ Zvinhu zvese zvinobvumirwa kwandiri, asi handibvumi kuitwa muranda nechimwe chinhu. 13 Zvekudya ndezvedumbu, uye dumbu nderezvekudya, asi Mwari achaparadza zvese zviri zviviri.+ Muviri hausi weupombwe,* asi ndewaShe,+ uye Ishe ndewemuviri. 14 Asi Mwari akamutsa Ishe+ uye achatimutsawo murufu+ nesimba rake.+

15 Hamuzivi here kuti miviri yenyu inhengo dzaKristu?+ Saka ndingatora nhengo dzaKristu ndodzibatanidza nepfambi here? Hazviiti! 16 Hamuzivi here kuti munhu anobatanidzwa nepfambi anova muviri mumwe chete nayo? Nekuti iye anoti, “vaviri vacho vachava nyama imwe.”+ 17 Asi wese anobatanidzwa naShe ari pamwe naye mumweya.+ 18 Tizai upombwe!*+ Chimwe chivi chese chingaitwa nemunhu chiri kunze kwemuviri wake, asi wese anoita upombwe ari kutadzira muviri wake.+ 19 Hamuzivi here kuti muviri wenyu itemberi+ yemweya mutsvene uri mamuri, wakabva kuna Mwari?+ Uyewo, hamusi venyu pachenyu,+ 20 nekuti makatengwa nemutengo.+ Saka kudzai Mwari+ nemiviri yenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe