RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • Nyaya yezvekudya zvakabayirwa kuzvidhori (1-13)

        • Kwatiri kunongova naMwari mumwe chete (5, 6)

1 VaKorinde 8:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 15:20, 29
  • +VaR 14:14; 1VaK 8:10
  • +1VaK 8:13; 13:4, 5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    9/2018, pp. 12-16

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    8/2017, p. 29

    Mukai!,

    1/2009, p. 26

    12/8/1993, p. 24

    Nharireyomurindi,

    1/1/2001, p. 9

    11/15/1992, pp. 21-22

1 VaKorinde 8:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    9/2019, p. 12

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2018, p. 8

1 VaKorinde 8:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:21; 2Mad 19:17, 18; Jer 16:20
  • +Dhe 6:4; 32:39

1 VaKorinde 8:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 82:1, 6; Joh 10:34, 35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/1992, pp. 3-4

    12/1/1990, pp. 3-5

1 VaKorinde 8:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 2:5
  • +Mar 2:10; Mt 23:9
  • +Mab 17:28; VaR 11:36
  • +Joh 1:1, 3; VaK 1:15, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Utatu, p. 14

1 VaKorinde 8:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 14:14
  • +1VaK 10:27, 28
  • +VaR 14:23

1 VaKorinde 8:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 14:17
  • +VaH 13:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1989, p. 14

1 VaKorinde 8:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 14:13, 20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1989, p. 14

1 VaKorinde 8:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 14:15

1 VaKorinde 8:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 10:28, 29

1 VaKorinde 8:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 18:6; VaR 14:15, 21

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 8:1Mab 15:20, 29
1 VaK. 8:1VaR 14:14; 1VaK 8:10
1 VaK. 8:11VaK 8:13; 13:4, 5
1 VaK. 8:4Dhe 32:21; 2Mad 19:17, 18; Jer 16:20
1 VaK. 8:4Dhe 6:4; 32:39
1 VaK. 8:5Pis 82:1, 6; Joh 10:34, 35
1 VaK. 8:61Ti 2:5
1 VaK. 8:6Mar 2:10; Mt 23:9
1 VaK. 8:6Mab 17:28; VaR 11:36
1 VaK. 8:6Joh 1:1, 3; VaK 1:15, 16
1 VaK. 8:7VaR 14:14
1 VaK. 8:71VaK 10:27, 28
1 VaK. 8:7VaR 14:23
1 VaK. 8:8VaR 14:17
1 VaK. 8:8VaH 13:9
1 VaK. 8:9VaR 14:13, 20
1 VaK. 8:11VaR 14:15
1 VaK. 8:121VaK 10:28, 29
1 VaK. 8:13Mt 18:6; VaR 14:15, 21
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 8:1-13

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

8 Panyaya yezvekudya zvakabayirwa kuzvidhori,+ ndinoti: Tinoziva kuti tese tine ruzivo.+ Ruzivo runoita kuti munhu azvitutumadze, asi rudo runovaka.+ 2 Kana paine munhu anofunga kuti ane zvaanoziva nezveimwe nyaya, haasati ava nezvaanoziva nezvayo sezvaanofanira kuziva. 3 Asi kana munhu achida Mwari, munhu iyeye anozivikanwa naye.

4 Panyaya yekudya zvekudya zvakabayirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ panyika uye kuti hakuna mumwe Mwari kunze kwemumwe chete.+ 5 Nekuti kunyange variko vanonzi vanamwari, kungava kudenga kana panyika,+ sezvo kuine “vanamwari” vakawanda uye “madzishe” akawanda, 6 kwatiri kunongova naMwari mumwe chete,+ ivo Baba,+ kunova ndiko kunobva zvinhu zvese, uye isu tiri vake;+ uye kuna Ishe mumwe chete, iye Jesu Kristu, zvinhu zvese zviripo naye,+ nesu tiripo naye.

7 Havasi vese vanoziva izvi.+ Asi vamwe, sezvo vaimbonamata zvidhori, kana vakadya zvekudya zvinenge zvakabayirwa kuchidhori,+ hana dzavo dzisina kusimba dzinosvibiswa.+ 8 Asi zvekudya hazviiti kuti tive pedyo naMwari;+ hatinganzi takaipa kana tikasadya, uye hatinganzi tiri nani kana tikadya.+ 9 Asi rambai muchichenjerera kuti kodzero yenyu yekusarudza haizogumburi vaya vasina simba.+ 10 Nekuti kana mumwe munhu akakuona iwe une ruzivo, uchidya mutemberi yezvidhori, hana yemunhu iyeye asina simba haizoshingiswi here zvekusvika pakudya zvekudya zvakabayirwa kuzvidhori? 11 Saka ruzivo rwako ruri kuita kuti munhu asina simba aparare, hama yako yakafirwa naKristu.+ 12 Kana muchitadzira hama dzenyu saizvozvo muchikuvadza hana dzavo dzisina simba,+ muri kutadzira Kristu. 13 Saka kana zvekudya zvichiita kuti hama yangu igumbuke, handichazombodyi zvakare nyama, kuti ndirege kugumbura hama yangu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe