RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaKorinde

      • Chiedza chemashoko akanaka (1-6)

        • Pfungwa dzevanhu vasingatendi dzakapofumadzwa (4)

      • Pfuma mumidziyo yevhu (7-18)

2 VaKorinde 4:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “hatineti.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2005, pp. 14-15

    7/15/1990, p. 18

2 VaKorinde 4:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 2:17; VaG 1:9
  • +2VaK 6:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2005, pp. 14-15

    10/1/1997, pp. 18-20

    5/1/1997, pp. 6-7

    7/15/1990, p. 18

    Chikoro Choushumiri, p. 153

2 VaKorinde 4:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2005, pp. 21-22

    7/15/1990, pp. 18-19

2 VaKorinde 4:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wemamiriro ezvinhu epanguva ino.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Kana kuti “nekupenya kwemashoko.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 11:14
  • +Joh 14:30; VaE 2:2; 1Jo 5:19
  • +Isa 60:2; Joh 8:12
  • +VaK 1:15; VaH 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1990, pp. 13-15

    7/15/1990, pp. 16, 18-19

2 VaKorinde 4:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, pp. 18-19

2 VaKorinde 4:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:3
  • +1Pe 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2004, pp. 16-17

    3/1/2002, p. 8

    7/15/1990, pp. 16, 18-19

2 VaKorinde 4:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 4:1
  • +Isa 64:8; Mab 9:15; 1VaK 15:47
  • +2VaK 12:9, 10; VaF 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    6/2017, pp. 10-11

    Dzoka Kuna Jehovha, p. 6

    Nharireyomurindi,

    2/1/2012, pp. 28-29

    7/1/2000, p. 18

    3/15/1999, p. 11

    2/1/1999, p. 14

    2/1/1992, p. 32

    7/15/1990, pp. 15-16, 19

    Ushumiri hwoUmambo,

    2/2007, p. 1

    1/1998, p. 1

2 VaKorinde 4:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “zvekushaya tariro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 10:13

2 VaKorinde 4:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 13:5
  • +Zva 2:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1990, p. 5

2 VaKorinde 4:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 3:10; 1Pe 4:13

2 VaKorinde 4:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:36; 1VaK 4:9; 15:31

2 VaKorinde 4:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, pp. 19-20

2 VaKorinde 4:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 116:10

2 VaKorinde 4:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 6:14

2 VaKorinde 4:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 2:10

2 VaKorinde 4:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “hatineti.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    5/2019, p. 2

    Nharireyomurindi,

    7/15/2008, p. 28

    8/15/2004, p. 25

    5/15/1996, p. 32

    Kukurukurirana, p. 128

2 VaKorinde 4:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:12; VaR 8:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1996, pp. 27-28

2 VaKorinde 4:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 5:7; VaH 11:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    5/2020, pp. 26-31

    Kunamata Kwakachena, p. 36

    Nharireyomurindi,

    2/15/1996, pp. 27-29

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 4:22VaK 2:17; VaG 1:9
2 VaK. 4:22VaK 6:3, 4
2 VaK. 4:42VaK 11:14
2 VaK. 4:4Joh 14:30; VaE 2:2; 1Jo 5:19
2 VaK. 4:4Isa 60:2; Joh 8:12
2 VaK. 4:4VaK 1:15; VaH 1:3
2 VaK. 4:6Ge 1:3
2 VaK. 4:61Pe 2:9
2 VaK. 4:72VaK 4:1
2 VaK. 4:7Isa 64:8; Mab 9:15; 1VaK 15:47
2 VaK. 4:72VaK 12:9, 10; VaF 4:13
2 VaK. 4:81VaK 10:13
2 VaK. 4:9VaH 13:5
2 VaK. 4:9Zva 2:10
2 VaK. 4:10VaF 3:10; 1Pe 4:13
2 VaK. 4:11VaR 8:36; 1VaK 4:9; 15:31
2 VaK. 4:13Pis 116:10
2 VaK. 4:141VaK 6:14
2 VaK. 4:152Ti 2:10
2 VaK. 4:17Mt 5:12; VaR 8:18
2 VaK. 4:182VaK 5:7; VaH 11:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaKorinde 4:1-18

Tsamba Yechipiri kuvaKorinde

4 Saka sezvo tiine ushumiri uhwu kuburikidza nekunzwirwa tsitsi kwatakaitwa, hatidzokeri shure.* 2 Asi takaramba zvinhu zvinonyadzisa, zveunyengeri, tisingafambi nemanomano kana kushatisa shoko raMwari;+ asi patinoita kuti chokwadi chive pachena, tinoratidza kuti tiri vanhu vakanaka kuhana yemunhu wese pamberi paMwari.+ 3 Tingatoti kana mashoko akanaka atinozivisa akafukidzwa, akafukidzwa kune vaya vari kuparara, 4 vasingatendi,+ vakapofumadzwa pfungwa namwari wenyika ino,*+ kuti varege kuvhenekerwa nechiedza+ chemashoko* akanaka anokudzwa ane chekuita naKristu, anova ndiye mufananidzo waMwari.+ 5 Nekuti isu hatisi kuparidza nezvedu, asi tiri kuparidza nezvaJesu Kristu kuti ndiye Ishe uye kuti isu tiri varanda venyu nekuda kwaJesu. 6 Nekuti Mwari ndiye akati: “Chiedza ngachipenye murima,”+ uye akapenyera pamwoyo yedu kuti aivhenekere+ neruzivo runobwinya pamusoro paMwari nechiso chaKristu.

7 Asi tine pfuma iyi+ mumidziyo yevhu,+ kuti zvioneke kuti simba rakawedzerwa pane ratagara tiinaro rinobva kuna Mwari, kwete kwatiri.+ 8 Tinoomerwa munzira dzese, asi hatiomerwi zvekutadza kufamba; tinovhiringidzika, asi kwete zvekushaya pekubuda napo;*+ 9 tinotambudzwa, asi hatingosiyiwi;+ tinopunzirwa pasi, asi hatiparadzwi.+ 10 Tinogara tichitsungirira mumiviri yedu zvakaipa zvatinoitirwa zvinogona kuguma nerufu zvakaitirwawo Jesu,+ kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo pachena mumiviri yedu. 11 Nekuti isu vapenyu tinogara tichitarisana nerufu+ nekuda kwaJesu, kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo pachena munyama yedu inofa. 12 Saka rufu ruri kushanda matiri, asi upenyu mamuri imi.

13 Sezvo tiine mweya mumwe chete wekutenda seuya wakanyorwa nezvawo kuti: “Ndakatenda, saka ndakataura”;+ isuwo tinotenda saka tinotaura, 14 tichiziva kuti iye akamutsa Jesu achatimutsawo pamwe naJesu uye achatiisa pamwe chete nemi pamberi pake.+ 15 Nekuti zvinhu zvese izvi zviri kuitirwa imi, kuti nyasha dzaMwari dzirambe dzichiwedzera zvikuru nekuti vamwe vanhu vakawanda vari kuonga kubwinya kwaMwari.+

16 Saka hatidzokeri shure,* asi kunyange munhu watiri nechekunze ari kupera, chokwadi munhu watiri nechemukati ari kuitwa mutsva zuva nezuva. 17 Nekuti kunyange zvazvo kutambura kwacho kuri kwenguva diki uye kwakareruka, kunoita kuti tiwane kubwinya kwakatokura kwazvo uye kusingaperi;+ 18 saka hatirambi takatarisa zvinhu zvinooneka, asi zvisingaoneki.+ Nekuti zvinhu zvinooneka ndezvenguva diki, asi zvinhu zvisingaoneki ndezvekusingaperi.

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe