RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaGaratiya 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaGaratiya

      • Rusununguko rwevaKristu (1-15)

      • Kufamba nemweya (16-26)

        • Mabasa enyama (19-21)

        • Zvibereko zvemweya (22, 23)

VaGaratiya 5:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 16:13; VaF 4:1
  • +Mab 15:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1998, p. 13

    3/15/1992, pp. 15, 19

    11/15/1990, p. 23

VaGaratiya 5:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 6:12

VaGaratiya 5:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 2:25; VaG 3:10

VaGaratiya 5:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 3:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vakabatana, pp. 148-149

VaGaratiya 5:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:19; VaG 6:15; VaK 3:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 219

VaGaratiya 5:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 9:24; VaG 3:3

VaGaratiya 5:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 5:6; 15:33; 2Ti 2:16-18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1992, p. 20

VaGaratiya 5:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 17:20, 21
  • +VaG 1:7

VaGaratiya 5:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 1:23

VaGaratiya 5:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vazviita ngomwa,” kureva kucheka mabhora enhengo dzavo, izvo zvaizoita kuti vasakodzera kutevedzera mutemo wavaikurudzira vanhu kuti vatevedzere.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1992, p. 20

VaGaratiya 5:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 2:16
  • +1VaK 9:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2010, p. 27

    2/15/2010, p. 11

    3/15/1992, p. 20

VaGaratiya 5:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “unobatanidzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:18; Mt 7:12; 22:39; VaR 13:8, 9; Jak 2:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 219

VaGaratiya 5:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 3:14
  • +Jak 4:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, pp. 26-27

VaGaratiya 5:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:5, 13
  • +VaR 6:12; 1Pe 2:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2010, pp. 15-18

    7/15/2007, pp. 21-25

    3/15/1992, p. 20

VaGaratiya 5:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 7:15, 19, 23

VaGaratiya 5:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1992, p. 20

VaGaratiya 5:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Kana kuti “kushaya nyadzi.” Shoko racho rechiGiriki nderekuti a·sel′gei·a. Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Tsika dzakafumuka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 5:9; VaE 5:3; VaK 3:5; Zva 2:20
  • +Mk 7:21, 22; VaE 4:19; 2Pe 2:2; Jud 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1950

    Nharireyomurindi,

    3/15/2012, p. 31

    5/15/2008, p. 27

    7/15/2006, pp. 29-31

    8/1/2001, p. 15

    3/15/1992, p. 20

    11/1/1990, pp. 4-5

VaGaratiya 5:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvemashiripiti; zvemishonga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:26, 31; Dhe 18:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    6/8/1997, p. 13

    Kukurukurirana, p. 432

    Midzimu Isingaoneki, p. 32

VaGaratiya 5:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 21:20, 21; Isa 5:11
  • +1Pe 4:3
  • +1VaK 6:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 43

    Nharireyomurindi,

    5/1/2000, pp. 19-20

    Mukai!,

    6/8/1996, pp. 28-29

VaGaratiya 5:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 5:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    6/2020, p. 17

    Nharireyomurindi,

    9/1/2004, p. 6

    8/1/2001, pp. 14-16

    10/1/1994, p. 13

    11/15/1990, pp. 14-15

VaGaratiya 5:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 3:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    6/2020, p. 17

    Nharireyomurindi,

    9/1/2004, p. 6

    11/15/1990, pp. 14-15

VaGaratiya 5:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 6:6

VaGaratiya 5:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:4

VaGaratiya 5:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 2:3
  • +Mup 4:4; 1VaK 4:7; VaG 6:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2021, pp. 15-16

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaG. 5:11VaK 16:13; VaF 4:1
VaG. 5:1Mab 15:10
VaG. 5:2VaG 6:12
VaG. 5:3VaR 2:25; VaG 3:10
VaG. 5:4VaR 3:20
VaG. 5:61VaK 7:19; VaG 6:15; VaK 3:10, 11
VaG. 5:71VaK 9:24; VaG 3:3
VaG. 5:91VaK 5:6; 15:33; 2Ti 2:16-18
VaG. 5:10Joh 17:20, 21
VaG. 5:10VaG 1:7
VaG. 5:111VaK 1:23
VaG. 5:131Pe 2:16
VaG. 5:131VaK 9:19
VaG. 5:14Re 19:18; Mt 7:12; 22:39; VaR 13:8, 9; Jak 2:8
VaG. 5:15Jak 3:14
VaG. 5:15Jak 4:1, 2
VaG. 5:16VaR 8:5, 13
VaG. 5:16VaR 6:12; 1Pe 2:11
VaG. 5:17VaR 7:15, 19, 23
VaG. 5:191VaK 5:9; VaE 5:3; VaK 3:5; Zva 2:20
VaG. 5:19Mk 7:21, 22; VaE 4:19; 2Pe 2:2; Jud 4
VaG. 5:20Re 19:26, 31; Dhe 18:10, 11
VaG. 5:21Dhe 21:20, 21; Isa 5:11
VaG. 5:211Pe 4:3
VaG. 5:211VaK 6:9, 10
VaG. 5:22VaE 5:9
VaG. 5:23Jak 3:17
VaG. 5:24VaR 6:6
VaG. 5:25VaR 8:4
VaG. 5:26VaF 2:3
VaG. 5:26Mup 4:4; 1VaK 4:7; VaG 6:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaGaratiya 5:1-26

Tsamba kuvaGaratiya

5 Nekuti Kristu akatisunungura kuti tive nerusununguko rwakadaro. Saka mirai makasimba,+ uye musazvirega muchisungwazve pajoko reuranda.+

2 Inzwai! Ini Pauro, ndiri kukuudzai kuti kana mukachecheudzwa, Kristu haazovi nezvaanobatsira kwamuri.+ 3 Ndinopupurazve kuti munhu wese anochecheudzwa anofanira kuchengeta Mutemo wese.+ 4 Makaparadzaniswa naKristu, imi vari kuedza kunzi makarurama nemutemo;+ mabva panyasha dzake. 5 Kana tiri isu, tiri kumirira nemwoyo wese tichibatsirwa nemweya kuti tiwane kururama kwatinotarisira kunobva pakutenda. 6 Nekuti kuna Kristu Jesu, kuchecheudzwa kana kusachecheudzwa hazvikoshi,+ asi kutenda kunoshanda nerudo ndiko kunokosha.

7 Makanga muchimhanya zvakanaka.+ Ndiani akakutadzisai kuramba muchiteerera chokwadi? 8 Kunyengetedza kwakadai hakubvi kune uya ari kukudanai. 9 Mbiriso shomanana inovirisa mukanyiwa wese.+ 10 Ndine chivimbo chekuti imi muri pamwe naShe+ hamuzosviki pakuchinja mafungiro enyu; asi uya ari kukunetsai+ achagamuchira mutongo wakamukodzera, pasinei nekuti ndiani. 11 Kana ndiri ini, hama, kana ndichiri kuparidza nezvekuchecheudzwa, ndichiri kutambudzirwei? Kana zvakadaro chinhu chinogumbura chedanda rekutambudzirwa*+ chabviswa. 12 Ndinoshuva kuti dai vanhu vari kuedza kukukanganisai vazvicheka nhengo dzavo.*

13 Hama, makadanirwa rusununguko; asi musashandisa rusununguko urwu semukana wekutevera zvido zvenyama,+ asi shandiranai nerudo.+ 14 Nekuti Mutemo wese unozadziswa* nemurayiro mumwe chete unoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+ 15 Asi kana muchiramba muchirumana nekudyanana,+ chenjerai kuti hamupedzani.+

16 Asi ndinoti, Rambai muchifamba nemweya+ uye hamuzomboiti zvido zvenyama.+ 17 Nekuti nyama inorwisana nemweya pazvido zvayo, uye mweya unorwisana nenyama; zvinhu izvi zvinorwisana, zvekuti hamukwanisi kuita zvamunoda kuita chaizvo.+ 18 Uyezve, kana muchitungamirirwa nemweya, hamusi pasi pemutemo.

19 Mabasa enyama anonyatsooneka, uye ndeaya: upombwe,*+ kusachena, tsika dzakafumuka,*+ 20 kunamata zvidhori, kuita zvemidzimu,*+ kuvengana, kupopotedzana, godo, kuviruka nehasha, kunetsana, kupesana, kuita tumapoka, 21 ruchiva, udhakwa,+ mitambo yekufara zvakapfurikidza, nezvinhu zvakaita seizvi.+ Ndiri kugara ndakuyambirai nezvezvinhu izvi, sekukuyambirai kwandakamboita, kuti vaya vanoita zvinhu izvi havazogari nhaka yeUmambo hwaMwari.+

22 Asi zvibereko zvemweya rudo, mufaro, rugare, mwoyo murefu, mutsa, kuva akanaka,+ kutenda, 23 unyoro, kuzvidzora.+ Hapana mutemo unorambidza zvinhu zvakadai. 24 Uyewo vanhu vaKristu Jesu vakaroverera nyama pamwe chete nekuchiva kwayo nezvido zvayo.+

25 Kana tichirarama nemweya, ngatirambei tichifambawo zvakanaka nemweya.+ 26 Ngatiregei kuzvikudza,+ tichimutsa makwikwi pakati pedu,+ tichiitirana shanje.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe