RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaHebheru

      • Jesu mukuru kuna Mozisi (1-6)

        • Zvinhu zvese zvakavakwa naMwari (4)

      • Kuyambirwa nezvekusava nekutenda (7-19)

        • “Nhasi kana mukateerera inzwi rake” (7, 15)

VaHebheru 3:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “watinobvuma kuti tinomuziva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 3:14; 1VaT 2:12
  • +VaH 8:1

VaHebheru 3:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 8:29
  • +Nu 12:7

VaHebheru 3:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Jesu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 17:1, 2

VaHebheru 3:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Muteveri Wangu,” map. 115-116

    Mwari Anoitira Hanya, p. 8

VaHebheru 3:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 17:5
  • +1Pe 2:5

VaHebheru 3:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:2; Mab 1:16

VaHebheru 3:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 17:7

VaHebheru 3:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:35; Nu 32:13; Pis 95:9

VaHebheru 3:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2011, map. 25-26

VaHebheru 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:22, 23; Pis 95:7-11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2011, map. 25-26

VaHebheru 3:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 2:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2013, p. 9

    3/15/2010, map. 30-31

    “Rugwaro Rwose,” p. 245

VaHebheru 3:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:7

VaHebheru 3:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 2:10

VaHebheru 3:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:7, 8

VaHebheru 3:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 17:1-3; Nu 14:2, 4

VaHebheru 3:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:11; Dhe 32:21
  • +Nu 14:22, 23, 28-30; Jud 5

VaHebheru 3:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 4:6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaH. 3:1VaF 3:14; 1VaT 2:12
VaH. 3:1VaH 8:1
VaH. 3:2Joh 8:29
VaH. 3:2Nu 12:7
VaH. 3:3Mt 17:1, 2
VaH. 3:6Mt 17:5
VaH. 3:61Pe 2:5
VaH. 3:72Sa 23:2; Mab 1:16
VaH. 3:8Eks 17:7
VaH. 3:9Eks 16:35; Nu 32:13; Pis 95:9
VaH. 3:11Nu 14:22, 23; Pis 95:7-11
VaH. 3:12VaH 2:1
VaH. 3:13Pis 95:7
VaH. 3:14Zva 2:10
VaH. 3:15Pis 95:7, 8
VaH. 3:16Eks 17:1-3; Nu 14:2, 4
VaH. 3:17Nu 14:11; Dhe 32:21
VaH. 3:17Nu 14:22, 23, 28-30; Jud 5
VaH. 3:19VaH 4:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaHebheru 3:1-19

Tsamba kuvaHebheru

3 Saka imi hama dzangu tsvene, vamwe vevakadanwa kudenga,+ fungai nezvaJesu, muapostora uye mupristi mukuru watinozivisa kuti tinotenda maari.*+ 2 Akanga akatendeka kuna uya akamugadza,+ sezvakanga zvakaitawo Mozisi muimba yese yaMwari.+ 3 Nekuti iye* anooneka kuti akakodzera kukudzwa+ kupfuura Mozisi, sezvo uya anovaka imba achikudzwa kupfuura imba yacho pachayo. 4 Ichokwadi kuti imba imwe neimwe ine munhu anoivaka, asi akavaka zvinhu zvese ndiMwari. 5 Mozisi akanga akatendeka paaishanda muimba yaMwari kuti zvive uchapupu hwezvinhu zvaizotaurwa pava paya, 6 asi Kristu akanga akatendeka semwanakomana+ pakutungamirira zvinhu muimba yaMwari. Isu tiri imba yake+ ndokunge tabatisisa rusununguko rwedu rwekutaura uye tariro yatinozvirumbidza nayo kusvikira kumagumo.

7 Saka sekutaura kunoita mweya mutsvene kuti,+ “Nhasi kana mukateerera inzwi rake, 8 musaomesa mwoyo yenyu sepaya pamakaita kuti ndishatirwe zvikuru, sepazuva remuedzo murenje,+ 9 pandakapikiswa nemadzitateguru enyu achindiedza, kunyange zvazvo akanga aona mabasa angu kwemakore 40.+ 10 Ndokusaka ndakatsamwiswa nechizvarwa ichi ndikati: ‘Vanogara vachitsauka mumwoyo yavo, uye havasati vava kuziva nzira dzangu.’ 11 Saka ndakapika ndakatsamwa ndichiti: ‘Havazopindi muzororo rangu.’”+

12 Hama dzangu, chenjerai kuti pasava nemumwe wenyu anotanga kuva nemwoyo wakaipa usina kutenda achibva pana Mwari mupenyu;+ 13 asi rambai muchikurudzirana zuva rega rega, chero bedzi achiri “Nhasi,”+ kuti parege kuva nemumwe wenyu angaomeswa nesimba rinonyengera rechivi. 14 Nekuti tinobatana naKristu pane zvaari kuita, ndokunge chete tabatisisa kusvikira kumagumo chivimbo chataiva nacho pakutanga.+ 15 Sezvo zvichinzi, “Nhasi kana mukateerera inzwi rake, musaomesa mwoyo yenyu sepaya pamakaita kuti ndishatirwe zvikuru.”+

16 Nekuti ndivanaani vakanzwa asi vakaita kuti ashatirwe zvikuru? Havasi vese vaya vakabuda muIjipiti vachitungamirirwa naMozisi here?+ 17 Uyezve, ndevapi vakatsamwisa Mwari kwemakore 40?+ Havasi vaya vakatadza, vane zvitunha zvakawira murenje here?+ 18 Uye ndivanaani vaakapikira kuti havasi kuzopinda muzororo rake? Havasi vaya vakanga vasingateereri here? 19 Saka tiri kuona kuti vakatadza kupinda nekuti vaisava nekutenda.+

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe