RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Johani 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Johani

      • Shoko reupenyu (1-4)

      • Kufamba muchiedza (5-7)

      • Tinofanira kureurura zvivi (8-10)

1 Johani 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:4; 6:68

1 Johani 1:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 21:24; Mab 2:32
  • +Joh 17:3

1 Johani 1:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mugoverane.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 15:26, 27; Mab 4:20
  • +Joh 17:20, 21

1 Johani 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/1/1991, p. 9

1 Johani 1:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 6:14; VaE 5:8; Tit 1:16; 1Jo 2:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/1/1991, p. 17

1 Johani 1:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 3:25; VaE 1:7; VaH 9:14; 10:22; Zva 1:5

1 Johani 1:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:46; Mup 7:20

1 Johani 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 32:5; Zvi 28:13; Jak 5:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2020, p. 23

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Joh. 1:1Joh 1:4; 6:68
1 Joh. 1:2Joh 21:24; Mab 2:32
1 Joh. 1:2Joh 17:3
1 Joh. 1:3Joh 15:26, 27; Mab 4:20
1 Joh. 1:3Joh 17:20, 21
1 Joh. 1:5Jak 1:17
1 Joh. 1:62VaK 6:14; VaE 5:8; Tit 1:16; 1Jo 2:4
1 Joh. 1:7VaR 3:25; VaE 1:7; VaH 9:14; 10:22; Zva 1:5
1 Joh. 1:81Mad 8:46; Mup 7:20
1 Joh. 1:9Pis 32:5; Zvi 28:13; Jak 5:16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Johani 1:1-10

Tsamba Yekutanga yaJohani

1 Tiri kukunyorerai nezvaiye akanga aripo kubvira pakutanga, watakanzwa nezvake, watakaona nemaziso edu, watakanyatsotarisa, watakabata nemaoko edu, iye shoko reupenyu,+ 2 (chokwadi upenyu hwacho hwakaratidzwa pachena; takaona uye tiri kupupura kwamuri+ tichikuudzai nezveupenyu husingaperi+ hwaiva kuna Baba uye hwakaratidzwa pachena kwatiri), 3 tiri kukunyorerai nezvaiye watakaona uye watakanzwa,+ kuti nemiwo muwadzane* nesu. Uye mukuwadzana uku kwatiri kuita tiri kuwadzanawo naBaba neMwanakomana wavo Jesu Kristu.+ 4 Uye tiri kunyora zvinhu izvi kuti tive nemufaro uzere.

5 Iri ndiro shoko ratakanzwa kwaari uye ratava kukuzivisai rekuti: Mwari chiedza+ uye maari hamuna kana rima. 6 Kana tichitaura kuti, “Tiri kuwadzana naye,” asi tichiramba tichifamba murima, tiri kureva nhema uye hatisi kuita zvinoenderana nechokwadi.+ 7 Zvisinei, sezvo iye ari muchiedza, kana tichifamba muchiedza tiri kuwadzana pamwe chete, uye ropa raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa pazvivi zvese.+

8 Kana tichitaura kuti, “Hatina chivi,” tiri kuzvinyengera+ uye chokwadi hachisi matiri. 9 Kana tikareurura zvivi zvedu, iye akatendeka uye akarurama zvekuti anotiregerera zvivi zvedu uye anotichenesa pakusarurama kwese.+ 10 Kana tichitaura kuti, “Hatina kutadza,” tiri kumuita murevi wenhema, uye shoko rake harisi matiri.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe