RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Johani 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Johani

      • Tinokunda nyika nekutenda muna Jesu (1-12)

        • Kuda Mwari kunooneka neizvi (3)

      • Kuva nechokwadi kuti munyengetero une simba (13-17)

      • Kuchenjerera munyika yakaipa (18-21)

        • Nyika yese iri musimba reakaipa (19)

1 Johani 5:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 3:3; 1Pe 1:3, 23; 1Jo 3:9

1 Johani 5:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:12, 13; VaR 8:14

1 Johani 5:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 14:23
  • +Dhe 30:11; Mik 6:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinombodzidzisei, map. 186-187

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 311

    “Rudo rwaMwari,” map. 5-13

    Nharireyomurindi,

    12/15/2009, map. 25-26

    8/15/2009, p. 19

    8/15/2005, p. 27

    6/15/2002, p. 22

1 Johani 5:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 16:33; 1Jo 5:18
  • +VaE 6:16; 2Ti 4:7; Zva 12:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” map. 7-8

1 Johani 5:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 4:4
  • +Joh 20:31

1 Johani 5:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 3:13
  • +Mab 20:28; VaE 1:7; 1Pe 1:19
  • +Mt 3:16; Joh 1:32, 33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2008, p. 28

1 Johani 5:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi

    (Yeveruzhinji),

    Nhamba 4 2016 map. 6-7

    Mukai!,

    Nhamba 6 2016 p. 11

    Nharireyomurindi,

    9/1/2014, p. 15

    12/15/2008, p. 28

    “Rugwaro Rwose,” map. 256-257

1 Johani 5:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 3:22; 4:18
  • +Ru 3:21
  • +VaH 9:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2008, p. 28

    “Rugwaro Rwose,” map. 256-257

1 Johani 5:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 3:33

1 Johani 5:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 17:3
  • +Joh 5:26

1 Johani 5:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 3:36

1 Johani 5:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 20:31
  • +1Jo 1:2

1 Johani 5:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “urwu ndirwo rusununguko rwekutaura naye rwatiinarwo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 4:16; 1Jo 3:21
  • +Zvi 15:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2009, p. 30

    8/15/2004, p. 18

1 Johani 5:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 11:13; Joh 14:13

1 Johani 5:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 5:15; 1Jo 1:9
  • +Mt 12:31; Mk 3:29; Ru 12:10; VaH 6:4-6; 10:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2001, map. 30-31

1 Johani 5:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 3:4

1 Johani 5:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Jesu Kristu, Mwanakomana waMwari.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 17:15

1 Johani 5:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 13:19; Ru 4:6; Joh 12:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/2014, p. 16

    5/1/2013, p. 4

    7/1/2010, p. 22

    11/1/2002, p. 15

1 Johani 5:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 3:16
  • +Joh 17:20, 21
  • +Joh 17:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2012, p. 6

    10/15/2004, map. 30-31

1 Johani 5:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 10:14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Joh. 5:1Joh 3:3; 1Pe 1:3, 23; 1Jo 3:9
1 Joh. 5:2Joh 1:12, 13; VaR 8:14
1 Joh. 5:3Joh 14:23
1 Joh. 5:3Dhe 30:11; Mik 6:8
1 Joh. 5:4Joh 16:33; 1Jo 5:18
1 Joh. 5:4VaE 6:16; 2Ti 4:7; Zva 12:10, 11
1 Joh. 5:51Jo 4:4
1 Joh. 5:5Joh 20:31
1 Joh. 5:6Mt 3:13
1 Joh. 5:6Mab 20:28; VaE 1:7; 1Pe 1:19
1 Joh. 5:6Mt 3:16; Joh 1:32, 33
1 Joh. 5:8Ru 3:22; 4:18
1 Joh. 5:8Ru 3:21
1 Joh. 5:8VaH 9:14
1 Joh. 5:10Joh 3:33
1 Joh. 5:11Joh 17:3
1 Joh. 5:11Joh 5:26
1 Joh. 5:12Joh 3:36
1 Joh. 5:13Joh 20:31
1 Joh. 5:131Jo 1:2
1 Joh. 5:14VaH 4:16; 1Jo 3:21
1 Joh. 5:14Zvi 15:29
1 Joh. 5:15Ru 11:13; Joh 14:13
1 Joh. 5:16Jak 5:15; 1Jo 1:9
1 Joh. 5:16Mt 12:31; Mk 3:29; Ru 12:10; VaH 6:4-6; 10:26
1 Joh. 5:171Jo 3:4
1 Joh. 5:18Joh 17:15
1 Joh. 5:19Mt 13:19; Ru 4:6; Joh 12:31
1 Joh. 5:201Ti 3:16
1 Joh. 5:20Joh 17:20, 21
1 Joh. 5:20Joh 17:3
1 Joh. 5:211VaK 10:14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Johani 5:1-21

Tsamba Yekutanga yaJohani

5 Munhu wese anotenda kuti Jesu ndiye Kristu, akaberekwa naMwari,+ uye munhu wese anoda baba vakaita kuti mwana aberekwe, anodawo mwana wacho wavakabereka. 2 Tinoziva kuti tinoda vana vaMwari+ kana tichida Mwari uye tichiteerera mirayiro yake. 3 Nekuti kuda Mwari kunooneka nekuchengeta mirayiro yake;+ uye mirayiro yake hairemi,+ 4 nekuti munhu wese akaberekwa naMwari anokunda nyika.+ Uye takakunda nyika nekutenda kwedu.+

5 Ndiani angakunda nyika?+ Haasi uya here anotenda kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari?+ 6 Uyu ndiye akauya kuburikidza nemvura neropa, iye Jesu Kristu; haana kuuya nemvura chete,+ asi nemvura neropa.+ Uye mweya uri kupupura nezvazvo,+ nekuti mweya ndiwo chokwadi. 7 Nekuti kune zvapupu zvitatu zvinopupura zvinoti: 8 mweya+ nemvura+ neropa;+ uye zvese zviri zvitatu zvinobvumirana.

9 Kana tichibvuma uchapupu hunopiwa nevanhu, uchapupu hunopiwa naMwari hwakatokura. Nekuti uhwu ndihwo uchapupu hunopiwa naMwari, uchapupu hwaakapa pamusoro peMwanakomana wake. 10 Munhu anotenda muMwanakomana waMwari ane uchapupu hwacho mumwoyo make. Munhu asingatendi muna Mwari anenge amuita murevi wenhema,+ nekuti haana kutenda uchapupu hwakapiwa naMwari pamusoro peMwanakomana wake. 11 Uhwu ndihwo uchapupu hwacho, hwekuti Mwari akatipa upenyu husingaperi,+ uye upenyu uhwu huri muMwanakomana wake.+ 12 Munhu ari pamwe neMwanakomana ane upenyu uhwu; asi munhu asiri pamwe neMwanakomana waMwari haana upenyu uhwu.+

13 Ndiri kukunyorerai zvinhu izvi imi munotenda muzita reMwanakomana waMwari+ kuti muzive kuti mune upenyu husingaperi.+ 14 Uye ichi ndicho chivimbo chatiinacho maari,*+ kuti pasinei nezvatinokumbira maererano nekuda kwake, iye anotinzwa.+ 15 Uyezve, kana tichiziva kuti anotinzwa pane zvese zvatinokumbira, tinoziva kuti tichawana zvinhu zvatinokumbira, nekuti tinenge tamukumbira zvinhu zvacho.+

16 Kana munhu akaona hama yake ichiita chivi chisingakonzeri rufu, iye achamunyengeterera, uye Mwari achamupa upenyu,+ chokwadi achahupa vaya vasingaiti chivi chinokonzera rufu.+ Asi kune chivi chinokonzera rufu. Handisi kumuti akumbire pamusoro pechivi chakadaro. 17 Kusarurama kwese chivi,+ asi pane chivi chisingakonzeri rufu.

18 Tinoziva kuti munhu wese akaberekwa naMwari haagari achiita chivi, asi anochengetwa neuya akaberekwa naMwari,* uye haabatwi neakaipa.+ 19 Tinoziva kuti tinobva kuna Mwari, asi nyika yese iri musimba reakaipa.+ 20 Asi tinoziva kuti Mwanakomana waMwari akauya,+ uye akatipa njere kuti tizive iye wechokwadi. Uye isu tiri pamwe naiye wechokwadi,+ kuburikidza neMwanakomana wake Jesu Kristu. Ndiye Mwari wechokwadi neupenyu husingaperi.+ 21 Vana vangu, zvichenjererei pazvidhori.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe