RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Chikara chine misoro minomwe chinobuda mugungwa (1-10)

      • Chikara chine nyanga mbiri chinobuda muvhu (11-13)

      • Mufananidzo wechikara chine misoro minomwe (14, 15)

      • Chiratidzo nenhamba yechikara (16-18)

Zvakazarurwa 13:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, dhiragoni.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 11:7; 13:18
  • +Isa 57:20; Zva 21:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa, nyaya 73

    Nharireyomurindi,

    6/15/2012, pp. 8-11, 14-18

    2/15/2009, p. 4

    4/1/2004, p. 4

    Zvakazarurwa, pp. 186-190

    Vakabatana, p. 63

Zvakazarurwa 13:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:9
  • +Ru 4:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 186-188, 189-190, 227

    Nharireyomurindi,

    4/1/2004, p. 4

    7/15/1990, p. 30

    Kukurukurirana, pp. 275-276

    Vakabatana, p. 63

Zvakazarurwa 13:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 13:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 190-191

Zvakazarurwa 13:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 191-192

Zvakazarurwa 13:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 11:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 192

Zvakazarurwa 13:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:25
  • +Zva 12:12

Zvakazarurwa 13:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemitauro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2012, p. 15

    Zvakazarurwa, p. 192

    Vakabatana, p. 63

Zvakazarurwa 13:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 3:5; 21:27
  • +Isa 53:7; Mt 27:50; Zva 5:6, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2009, p. 3

    Zvakazarurwa, p. 192

Zvakazarurwa 13:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 11:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 192-193

Zvakazarurwa 13:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Kana paine anofanira kuurayiwa nebakatwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 26:52
  • +Dha 7:18; 1VaK 6:2; Zva 20:6
  • +Mt 24:13; VaH 10:36; 12:3
  • +Zva 2:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 192-193

Zvakazarurwa 13:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:13; 20:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2009, p. 3

    5/15/1988, pp. 25-26

    Zvakazarurwa, pp. 193-194

Zvakazarurwa 13:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 13:1
  • +Zva 13:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 193-194

Zvakazarurwa 13:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2009, p. 3

    Zvakazarurwa, pp. 193-194

Zvakazarurwa 13:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “vagadzirire chikara mufananidzo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 19:20; 20:4
  • +Zva 13:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 194-195, 240-241

    The Watchtower,

    6/1/1988, pp. 25-26

Zvakazarurwa 13:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti, “mweya.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 194-196, 240-241

Zvakazarurwa 13:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 14:9, 10; 16:2; 19:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    9/2021, p. 18

    Nharireyomurindi,

    2/15/2009, p. 4

    4/1/2004, pp. 6-7

    11/1/1997, pp. 15-16

    Zvakazarurwa, pp. 196, 197-198

Zvakazarurwa 13:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 14:11
  • +Zva 15:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2009, p. 4

    11/1/1997, pp. 15-16

    Zvakazarurwa, pp. 196, 197-198

Zvakazarurwa 13:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 3:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2009, p. 4

    4/1/2004, pp. 3, 4-7

    Zvakazarurwa, pp. 196-197

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 13:1Zva 11:7; 13:18
Zvak. 13:1Isa 57:20; Zva 21:1
Zvak. 13:2Zva 12:9
Zvak. 13:2Ru 4:6
Zvak. 13:3Zva 13:14
Zvak. 13:5Zva 11:2, 3
Zvak. 13:6Dha 7:25
Zvak. 13:6Zva 12:12
Zvak. 13:7Zva 12:17
Zvak. 13:8Zva 3:5; 21:27
Zvak. 13:8Isa 53:7; Mt 27:50; Zva 5:6, 12
Zvak. 13:9Mt 11:15
Zvak. 13:10Mt 26:52
Zvak. 13:10Dha 7:18; 1VaK 6:2; Zva 20:6
Zvak. 13:10Mt 24:13; VaH 10:36; 12:3
Zvak. 13:10Zva 2:10
Zvak. 13:11Zva 16:13; 20:2
Zvak. 13:12Zva 13:1
Zvak. 13:12Zva 13:3
Zvak. 13:14Zva 19:20; 20:4
Zvak. 13:14Zva 13:3
Zvak. 13:16Zva 14:9, 10; 16:2; 19:20
Zvak. 13:17Zva 14:11
Zvak. 13:17Zva 15:2
Zvak. 13:18Dha 3:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 13:1-18

Bhuku raZvakazarurwa

13 Iyo* yakamira pajecha regungwa.

Uye ndakaona chikara+ chichibuda mugungwa,+ chiine nyanga gumi nemisoro minomwe; panyanga dzacho paiva nekorona gumi, asi pamisoro yacho pakanga paine mazita ekumhura. 2 Chikara chandakaona chakanga chakaita sembada, asi makumbo acho akanga akaita seemhuka inonzi bheya, muromo wacho wakanga wakaita seweshumba. Dhiragoni+ yakapa chikara masimba nechigaro chacho cheumambo nesimba racho guru.+

3 Ndakaona kuti mumwe musoro wacho waiita sekunge wakuvadzwa zvekufa, asi ronda rawo rinouraya rainge rapora,+ uye nyika yese yakatevera chikara chacho ichichiyemura. 4 Vakanamata dhiragoni nekuti yakapa chikara simba, uye vakanamata chikara nemashoko ekuti: “Ndiani akafanana nechikara, uye ndiani angarwa nacho?” 5 Chakapiwa muromo waitaura zvinhu zvikuru uye zvekumhura, uye chakapiwa simba kuti chirishandise kwemwedzi 42.+ 6 Chakashama muromo wacho chichimhura+ Mwari, kuti chimhure zita rake nenzvimbo yake yaanogara, kunyangewo vaya vanogara kudenga.+ 7 Chakabvumirwa kurwa nevatsvene uye kuvakunda,+ uye chakapiwa simba pamusoro pemadzinza ese nevanhu nendimi* nemarudzi. 8 Vanhu vese vari panyika vachachinamata. Kubvira pakuvambwa kwenyika, hapana zita remumwe wavo rakambonyorwa mugwaro* reupenyu+ reGwayana rakaurayiwa.+

9 Kana paine ane nzeve ngaanzwe.+ 10 Kana paine anofanira kutapwa, achatapwa. Munhu achauraya mumwe nebakatwa,* achaurayiwawo nebakatwa.+ Pano ndipo panoda kuti vatsvene+ vatsungirire+ uye vave nekutenda.+

11 Ndakabva ndaona chimwe chikara chichibuda pasi pevhu, uye chaiva nenyanga mbiri dzakafanana nedzegwayana, asi chakatanga kutaura sedhiragoni.+ 12 Chinoshandisa simba rese rechikara chekutanga,+ chikara chacho chekutanga chichiona. Uye chinoita kuti nyika nevanhu vari pairi vanamate chikara chekutanga, chaiva neronda rinouraya rakazopora.+ 13 Chinoita zviratidzo zvikuru, chichitoita kuti moto udzike panyika uchibva kudenga, vanhu vachizviona.

14 Chinotsausa vaya vanogara panyika nezviratidzo zvachakabvumirwa kuti chiite chichionekwa nechikara chekutanga, chichiudza vaya vanogara panyika kuti vagadzire mufananidzo+ wechikara* chakanga chiine ronda rebakatwa asi chikazorarama.+ 15 Chakabvumirwa kuti chipe mweya wekufema* kumufananidzo wechikara, kuti mufananidzo wechikara utaure uye uurayise vese vanoramba kunamata mufananidzo wechikara.

16 Chinomanikidza vanhu vese, vakuru nevadiki, vapfumi nevarombo, vakasununguka nevaranda, kuti vaiswe chiratidzo paruoko rwavo rwerudyi kana kuti pahuma dzavo,+ 17 uye kuti parege kuva nemunhu anotenga kana kutengesa kunze kwekunge aine chiratidzo, zita+ rechikara kana nhamba yezita racho.+ 18 Pano ndipo panodiwa uchenjeri: Munhu ane ungwaru ngaaongorore kuti nhamba yechikara ndeipi, nekuti inhamba yemunhu; uye nhamba yacho i666.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe