RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Gwayana nevane 144 000 (1-5)

      • Mashoko engirozi nhatu (6-12)

        • Ngirozi iri pakati pedenga ine mashoko akanaka (6, 7)

      • Vanofara vaya vanofa vari pamwe naKristu (13)

      • Kukohwa kuviri panyika (14-20)

Zvakazarurwa 14:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:29; Zva 5:6; 22:3
  • +Pis 2:6; VaH 12:22; 1Pe 2:6
  • +Zva 7:4
  • +Zva 3:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 31

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 5

    7/1/1995, p. 13

    Zvakazarurwa, pp. 198-200

Zvakazarurwa 14:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 200

Zvakazarurwa 14:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 33:3; 98:1; 149:1; Zva 5:9
  • +Zva 4:6
  • +Zva 4:4; 19:4
  • +Zva 7:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 31

    Zvakazarurwa, pp. 200-201, 202-203

Zvakazarurwa 14:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “ivo imhandara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 11:2; Jak 1:27; 4:4
  • +1Pe 2:21
  • +1VaK 6:20; 7:23; Zva 5:9
  • +Jak 1:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2009, p. 24

    1/1/2007, p. 22

    2/15/2006, p. 20

    6/1/1989, pp. 12-13

    Zvakazarurwa, pp. 201-203

Zvakazarurwa 14:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 5:25-27; Jud 24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2009, p. 24

    Zvakazarurwa, pp. 201-202

Zvakazarurwa 14:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mumhepo; mudenga.”

  • *

    Kana kuti “nemitauro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 24:14; Mk 13:10; Mab 1:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 5

    Nharireyomurindi,

    1/1/2007, p. 19

    12/15/2004, pp. 18-19

    12/1/1999, pp. 9-11

    11/1/1995, p. 8

    6/15/1992, pp. 14-15

    1/1/1990, p. 3

    1/1/1988, p. 16

    Zvakazarurwa, pp. 203-205, 313

    Mudzidzisi, p. 65

Zvakazarurwa 14:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “awa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Pe 2:9
  • +Eks 20:11; Pis 146:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2007, p. 19

    10/1/2005, pp. 23-25

    12/1/1999, pp. 10-11

    6/15/1998, p. 20

    1/1/1990, pp. 14-15

    Zvakazarurwa, pp. 203-205

    Rambai Makarinda!, pp. 12-14

    Mudzidzisi, p. 65

    Chikoro Choushumiri, pp. 272-275

Zvakazarurwa 14:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 17:18
  • +Isa 21:9; Zva 18:21
  • +Jer 51:7, 8; Zva 17:1, 2; 18:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 205-209, 244-245

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 24

    1/1/1988, p. 16

    Uprofita hwaIsaya I, pp. 223-224

Zvakazarurwa 14:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 13:1
  • +Zva 13:15, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 209-210

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, pp. 24-25

    1/1/1988, p. 16

Zvakazarurwa 14:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 75:8; Zva 11:18; 16:19
  • +Zva 21:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 209-211

    Nharireyomurindi,

    4/15/1993, p. 8

    Kukurukurirana, pp. 77-78

Zvakazarurwa 14:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 25:46; 2VaT 1:9; Zva 19:3
  • +Zva 13:16-18; 16:2; 20:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 210-211

    Nharireyomurindi,

    4/15/1993, p. 8

    Kukurukurirana, pp. 77-78

Zvakazarurwa 14:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “vaine kutenda kwaJesu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 13:10
  • +VaH 10:38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 210-211

Zvakazarurwa 14:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nekuti vanoenda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 15:51, 52; 1VaT 4:16, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 211

Zvakazarurwa 14:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, pp. 88-89

    Nharireyomurindi,

    9/15/2010, pp. 26-27

    1/1/1988, p. 11

    Zvakazarurwa, p. 211

    “Rugwaro Rwose,” p. 142

Zvakazarurwa 14:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 13:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, pp. 88-89

    Nharireyomurindi,

    9/15/2010, pp. 26-27

    1/1/1988, p. 11

    Zvakazarurwa, pp. 211-212

Zvakazarurwa 14:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, p. 88

    Nharireyomurindi,

    9/15/2010, pp. 26-27

    1/1/1988, p. 11

    Zvakazarurwa, pp. 211-212

Zvakazarurwa 14:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 212

Zvakazarurwa 14:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joe 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2009, p. 4

    6/1/1999, pp. 6-7

    1/1/1988, p. 18

    Zvakazarurwa, p. 212

Zvakazarurwa 14:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 19:11, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 212-215

Zvakazarurwa 14:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Makiromita anenge 296. Stadhiya rimwe chete rakanga rakaenzana nemamita 185. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 212-214

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 14:1Joh 1:29; Zva 5:6; 22:3
Zvak. 14:1Pis 2:6; VaH 12:22; 1Pe 2:6
Zvak. 14:1Zva 7:4
Zvak. 14:1Zva 3:12
Zvak. 14:3Pis 33:3; 98:1; 149:1; Zva 5:9
Zvak. 14:3Zva 4:6
Zvak. 14:3Zva 4:4; 19:4
Zvak. 14:3Zva 7:4
Zvak. 14:42VaK 11:2; Jak 1:27; 4:4
Zvak. 14:41Pe 2:21
Zvak. 14:41VaK 6:20; 7:23; Zva 5:9
Zvak. 14:4Jak 1:18
Zvak. 14:5VaE 5:25-27; Jud 24
Zvak. 14:6Mt 24:14; Mk 13:10; Mab 1:8
Zvak. 14:72Pe 2:9
Zvak. 14:7Eks 20:11; Pis 146:6
Zvak. 14:8Zva 17:18
Zvak. 14:8Isa 21:9; Zva 18:21
Zvak. 14:8Jer 51:7, 8; Zva 17:1, 2; 18:2, 3
Zvak. 14:9Zva 13:1
Zvak. 14:9Zva 13:15, 16
Zvak. 14:10Pis 75:8; Zva 11:18; 16:19
Zvak. 14:10Zva 21:8
Zvak. 14:11Mt 25:46; 2VaT 1:9; Zva 19:3
Zvak. 14:11Zva 13:16-18; 16:2; 20:4
Zvak. 14:12Zva 13:10
Zvak. 14:12VaH 10:38
Zvak. 14:131VaK 15:51, 52; 1VaT 4:16, 17
Zvak. 14:14Dha 7:13
Zvak. 14:15Mt 13:30
Zvak. 14:18Joe 3:13
Zvak. 14:19Zva 19:11, 15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 14:1-20

Bhuku raZvakazarurwa

14 Ndakabva ndaona Gwayana+ rimire paGomo reZiyoni,+ riine vane 144 000+ vakanyorwa zita raro nezita raBaba+ varo pahuma dzavo. 2 Ndakanzwa ruzha rwaibva kudenga rwaiita semvura zhinji uye semabhanan’ana makuru; uye ruzha rwandakanzwa rwakanga rwakaita serwevaimbi vari kuimba vachiridza udimbwa hwavo. 3 Uye vari kuimba rwiyo runoita serwiyo rutsva+ vari pamberi pechigaro cheumambo nepamberi pezvisikwa zvipenyu zvina+ nepevakuru,+ uye hapana akakwanisa kudzidza rwiyo irworwo kunze kwevaya vane 144 000,+ vakatengwa panyika. 4 Ava ndivo vasina kuzvisvibisa nevakadzi; chokwadi, vakaita semhandara.*+ Ava ndivo vanoramba vachitevera Gwayana pasinei nekwarinoenda.+ Vakatengwa+ pakati pevanhu sezvibereko zvekutanga+ kuna Mwari nekuGwayana, 5 uye hapana unyengeri hwakawanikwa mumiromo yavo; havana chavanopomerwa.+

6 Zvino ndakaona imwe ngirozi ichibhururuka nepakati pedenga,* uye yaiva nemashoko akanaka anogara nekusingaperi ekuzivisa kuvanhu vanogara panyika, kumarudzi ese nemadzinza nendimi* nevanhu.+ 7 Yaiti nenzwi guru: “Ityai Mwari mumukudze, nekuti nguva* yekuti atonge vanhu yasvika,+ saka namatai iye akasika denga nenyika negungwa+ nezvitubu zvemvura.”

8 Imwe ngirozi yechipiri yakatevera ichiti: “Rawa! Bhabhironi Guru+ rawa,+ iro rakaita kuti marudzi ese anwe waini yechishuwo charo chisingadzorwi chekuita upombwe!”*+

9 Imwe ngirozi yechitatu yakadzitevera ichiti nenzwi guru: “Kana munhu akanamata chikara+ nemufananidzo wacho uye akaiswa chiratidzo pahuma yake kana paruoko rwake,+ 10 achanwawo waini yekutsamwa kwaMwari iyo inodururwa isina kuvhenganiswa mukapu yehasha dzaMwari,+ uye achatambudzwa nemoto nesarufa+ pamberi pengirozi tsvene nepamberi peGwayana. 11 Utsi hwekutambudzwa kwavo hunoramba huchikwira nariini nariini.+ Uye vaya vanonamata chikara nemufananidzo wacho nevanhu vese vanoiswa chiratidzo chezita racho havana zororo siku nesikati.+ 12 Pano ndipo panoda kuti vatsvene vatsungirire,+ vaya vanochengeta mirayiro yaMwari uye vanoramba vachitenda+ muna Jesu.”*

13 Zvino ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti, “Nyora kuti: Vanofara vaya vanofa vari pamwe naShe+ kubvira panguva ino zvichienda mberi. Mweya unoti chokwadi ngavazorore pabasa ravo guru, nekuti vanobva vangoenda* nemabasa avo.”

14 Ndakabva ndaona gore jena, uye pagore racho painge pakagarwa neaiita semwanakomana wemunhu;+ mumusoro make maiva nekorona yegoridhe, muruoko rwake muine jeko rakapinza.

15 Imwe ngirozi yakabuda munzvimbo tsvene yetemberi, ichishevedzera nenzwi guru kune uya akanga agere pagore ichiti: “Tora jeko rako ukohwe, nekuti nguva yekukohwa yasvika, nekuti zvirimwa zvepanyika zvanyatsoibva.”+ 16 Uya akanga agere pagore akabva atambanudzira jeko rake panyika, nyika ikakohwewa.

17 Munzvimbo tsvene yetemberi iri kudenga makabudazve imwe ngirozi uye yaivawo nejeko rakapinza.

18 Imwezve ngirozi yakabuda paatari, uye yaiva nesimba pamusoro pemoto. Yakashevedzera nenzwi guru kune iya yaiva nejeko rakapinza, ichiti: “Tambanudza jeko rako rakapinza ukohwe masumbu ari pamuzambiringa wepanyika, nekuti mazambiringa awo aibva.”+ 19 Ngirozi yacho yakatambanudzira jeko rayo panyika, ikacheka muzambiringa wepanyika ikaukanda muchisviniro chikuru chewaini chekutsamwa kwaMwari.+ 20 Chisviniro chacho chakatsikwa-tsikwa kunze kweguta, ropa rikabuda muchisviniro chacho rikakwira zvekusvika mumatomu emabhiza, rikayerera kwechinhambwe chemastadhiya 1 600.*

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe