RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Mashoko kuungano yeEfeso (1-7), yeSimina (8-11), yePegamo (12-17), yeTiyatira (18-29)

Zvakazarurwa 2:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:20
  • +Mab 19:1; VaE 1:1
  • +Zva 1:12, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    11/2019, p. 5

    Zvakazarurwa, p. 33

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 11

    12/1/1999, pp. 15-16

Zvakazarurwa 2:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 20:29, 30; 2VaK 11:13; 1Jo 4:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 33-34

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 11

Zvakazarurwa 2:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 4:14
  • +VaG 6:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 33

Zvakazarurwa 2:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2008, pp. 22-26

    3/15/2007, p. 12

    5/15/2003, pp. 11-12

    10/1/2002, pp. 20-21

    10/1/1997, p. 26

    Zvakazarurwa, pp. 30, 34-35

Zvakazarurwa 2:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 3:19
  • +Zva 1:20
  • +Zva 2:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, p. 12

    5/15/2003, p. 11

    10/1/2002, pp. 20-21

    Zvakazarurwa, pp. 31-32, 35

Zvakazarurwa 2:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 11:19; Zva 2:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 35-36

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 11

Zvakazarurwa 2:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 11:15; Zva 2:17, 29
  • +1Jo 5:4
  • +VaR 2:6, 7; Zva 2:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 31

    5/15/2003, p. 11

    Zvakazarurwa, pp. 36-37, 306

Zvakazarurwa 2:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:13, 17
  • +VaR 14:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 37-38

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 12

Zvakazarurwa 2:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 6:4, 10; 1Ti 6:18, 19; Jak 2:5
  • +Zva 3:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 38

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 12

    11/15/1989, pp. 22-23

Zvakazarurwa 2:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 10:28
  • +VaR 2:6, 7; 2Ti 4:7, 8; Jak 1:12; Zva 20:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2007, p. 31

    8/15/2006, p. 24

    5/15/2003, pp. 12-13

    Zvakazarurwa, pp. 38-41

Zvakazarurwa 2:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 13:9
  • +1Jo 5:5
  • +Zva 20:6, 14; 21:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 28-29, 38-39

Zvakazarurwa 2:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:13, 16; 19:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 41

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 13

Zvakazarurwa 2:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mk 13:9; Zva 2:3
  • +Ru 12:8; 1Jo 2:23
  • +Mab 1:8
  • +Mt 24:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    7/2013, p. 16

    Zvakazarurwa, pp. 42-43

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 13

Zvakazarurwa 2:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 31:16; 2Pe 2:15; Jud 11
  • +Nu 22:4
  • +Nu 25:1, 2; Mab 15:28, 29; VaE 5:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 43-44

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, pp. 13-14

    4/1/1990, p. 30

Zvakazarurwa 2:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Pe 2:1; Zva 2:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 30, 44-45

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 14

Zvakazarurwa 2:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:13, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 31-32, 44-45

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 14

Zvakazarurwa 2:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 2:7
  • +1Jo 5:5; Zva 3:12
  • +Eks 16:15, 31; Pis 78:24; VaH 9:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 45-47

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 14

    8/15/1999, p. 28

    Vazivisi, p. 156

Zvakazarurwa 2:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 16:14
  • +Zva 19:12
  • +Zva 1:13-15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 47-48

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, pp. 15-16

Zvakazarurwa 2:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 48

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 16

Zvakazarurwa 2:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 16:31; 2Mad 9:22
  • +1VaK 5:11; VaG 5:19; VaE 5:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 30, 48-49

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 16

    4/1/1990, p. 30

Zvakazarurwa 2:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 49-50

Zvakazarurwa 2:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 31-32, 49-50

Zvakazarurwa 2:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “itsvo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 22:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2015, p. 15

    9/15/2010, p. 27

    12/1/1999, p. 16

    Zvakazarurwa, pp. 31-32, 50-51

Zvakazarurwa 2:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 8:44

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2010, p. 27

    5/15/2003, p. 16

    Zvakazarurwa, pp. 51-52

Zvakazarurwa 2:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 3:11

Zvakazarurwa 2:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:8, 9; Mt 19:28; Ru 22:28-30; Zva 3:21; 20:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 52-53, 281

    Nharireyomurindi,

    8/15/1990, p. 30

Zvakazarurwa 2:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:5; 19:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 52-53, 281

    Nharireyomurindi,

    8/15/1990, p. 30

Zvakazarurwa 2:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 22:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 53

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 16

Zvakazarurwa 2:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 54

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 2:1Zva 1:20
Zvak. 2:1Mab 19:1; VaE 1:1
Zvak. 2:1Zva 1:12, 13
Zvak. 2:2Mab 20:29, 30; 2VaK 11:13; 1Jo 4:1
Zvak. 2:31Pe 4:14
Zvak. 2:3VaG 6:9
Zvak. 2:5Zva 3:19
Zvak. 2:5Zva 1:20
Zvak. 2:5Zva 2:16
Zvak. 2:61VaK 11:19; Zva 2:15
Zvak. 2:7Mt 11:15; Zva 2:17, 29
Zvak. 2:71Jo 5:4
Zvak. 2:7VaR 2:6, 7; Zva 2:10
Zvak. 2:8Zva 1:13, 17
Zvak. 2:8VaR 14:9
Zvak. 2:92VaK 6:4, 10; 1Ti 6:18, 19; Jak 2:5
Zvak. 2:9Zva 3:9
Zvak. 2:10Mt 10:28
Zvak. 2:10VaR 2:6, 7; 2Ti 4:7, 8; Jak 1:12; Zva 20:4
Zvak. 2:11Zva 13:9
Zvak. 2:111Jo 5:5
Zvak. 2:11Zva 20:6, 14; 21:8
Zvak. 2:12Zva 1:13, 16; 19:15
Zvak. 2:13Mk 13:9; Zva 2:3
Zvak. 2:13Ru 12:8; 1Jo 2:23
Zvak. 2:13Mab 1:8
Zvak. 2:13Mt 24:9
Zvak. 2:14Nu 31:16; 2Pe 2:15; Jud 11
Zvak. 2:14Nu 22:4
Zvak. 2:14Nu 25:1, 2; Mab 15:28, 29; VaE 5:5
Zvak. 2:152Pe 2:1; Zva 2:6
Zvak. 2:16Zva 1:13, 16
Zvak. 2:17Zva 2:7
Zvak. 2:171Jo 5:5; Zva 3:12
Zvak. 2:17Eks 16:15, 31; Pis 78:24; VaH 9:4
Zvak. 2:18Mab 16:14
Zvak. 2:18Zva 19:12
Zvak. 2:18Zva 1:13-15
Zvak. 2:201Mad 16:31; 2Mad 9:22
Zvak. 2:201VaK 5:11; VaG 5:19; VaE 5:5
Zvak. 2:23Zva 22:12
Zvak. 2:24Joh 8:44
Zvak. 2:25Zva 3:11
Zvak. 2:26Pis 2:8, 9; Mt 19:28; Ru 22:28-30; Zva 3:21; 20:4
Zvak. 2:27Zva 12:5; 19:15
Zvak. 2:28Zva 22:16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 2:1-29

Bhuku raZvakazarurwa

2 “Nyorera ngirozi+ yeungano iri muEfeso+ kuti: Izvi ndizvo zvinotaurwa naiye akabata nyeredzi nomwe muruoko rwake rwerudyi, anofamba pakati pezvigadziko zvemarambi zvegoridhe zvinomwe:+ 2 ‘Ndinoziva mabasa ako, nekushanda kwaunoita nekutsungirira kwako, uye kuti haungosiyi vanhu vakaipa vakadaro, uye kuti unoedza vaya vanozviti vaapostora+ asi vasiri, uye wakaona kuti vari kunyepa. 3 Uri kutsungirirawo, uye wakaramba wakashinga uchiitira zita rangu+ uye hauna kuneta.+ 4 Asi pandinopesana newe ndepekuti wakasiya rudo rwawaiva narwo pakutanga.

5 “‘Saka yeuka zvawainge uri usati wawa, upfidze,+ uite mabasa awaiita pakutanga. Ukasadaro ndichauya kwauri ndobvisa chigadziko chako cherambi+ panzvimbo yacho, kunze kwekunge wapfidza.+ 6 Zvisinei, pane zvakanaka zvauri kuita. Unovenga zvinoitwa nekapoka kaNikorasi+ izvo zvandinovengawo. 7 Ane nzeve ngaanzwe zvinotaurwa nemweya kuungano uchiti:+ Anokunda+ ndichamubvumira kudya michero yemuti weupenyu+ uri muparadhiso yaMwari.’

8 “Nyorera ngirozi yeungano iri muSimina kuti: Izvi ndizvo zvaanotaura, ‘iye Wekutanga neWekupedzisira,’+ akafa akavazve mupenyu:+ 9 ‘Ndinoziva kutambudzika kwako neurombo hwako, asi wakapfuma,+ uye ndinoziva kushorwa kwaunoitwa nevaya vanozviti vaJudha ivo vasiri, asi vari sinagogi raSatani.+ 10 Usatya matambudziko awava kuda kusangana nawo.+ Inzwa! Dhiyabhorosi acharamba achikanda vamwe venyu mujeri kuti muedzwe kusvika pekupedzisira, uye muchatambudzika kwemazuva gumi. Iva akatendeka kunyange kusvika parufu, uye ndichakupa korona yeupenyu.+ 11 Ane nzeve ngaanzwe+ zvinotaurwa nemweya kuungano uchiti: Uya anokunda+ haazofi rufu rwechipiri.’+

12 “Nyorera ngirozi yeungano iri muPegamo kuti: Izvi ndizvo zvinotaurwa naiye ane bakatwa refu rakapinza, rinocheka nekwese:+ 13 ‘Ndinoziva kwauri kugara, kune chigaro cheumambo chaSatani; asi unoramba wakabatisisa zita rangu,+ uye wakaramba uchitenda mandiri+ kunyange mumazuva aAndipasi, chapupu changu chakatendeka+ chakaurayirwa+ kwamunogara, uko kuri kugara Satani.

14 “‘Kunyange zvakadaro, zvishoma zvandinopesana newe ndezvekuti une vaya vari kutevera dzidziso yaBharami,+ uyo akadzidzisa Bharaki+ kuti aite zvinhu zvinotsausa vanakomana vaIsraeri, kuti vadye zvinhu zvakabayirwa zvidhori uye kuti vaite upombwe.*+ 15 Unewo vari kuita zvakafanana naizvozvo, vari kutevera dzidziso yekapoka kaNikorasi.+ 16 Saka pfidza. Kana ukarega, ndiri kukurumidza kuuya kwauri, ndovarwisa nebakatwa refu rinobuda mumuromo mangu.+

17 “‘Ane nzeve ngaanzwe zvinotaurwa nemweya kuungano uchiti:+ Anokunda+ ndichamupa imwe mana yakavigwa,+ uye ndichamupa hurungudo chena yakanyorwa zita idzva risina mumwe anoriziva kunze kweuya anoripiwa.’

18 “Nyorera ngirozi yeungano iri muTiyatira+ kuti: Izvi ndizvo zvinotaurwa neMwanakomana waMwari, ane maziso akaita serimi remoto,+ uye ane tsoka dzakafanana nemhangura inopenya:+ 19 ‘Ndinoziva mabasa ako, nerudo rwako nekutenda nekushumira kwako nekutsungirira, uye kuti mabasa awava kuita akawanda kupfuura awaiita pakutanga.

20 “‘Kunyange zvakadaro, pandinopesana newe ndepekuti uri kungosiya mukadzi uya Jezebheri+ achiita madiro, uyo anozviti muprofitakadzi, achidzidzisa nekutsausa varanda vangu kuti vaite upombwe*+ uye kuti vadye zvinhu zvakabayirwa zvidhori. 21 Ndakamupa nguva yekuti achinje, asi haasi kuda kusiya upombwe* hwake. 22 Inzwa! Ndava kuda kumurova neurwere hwakakura, uye ndichaita kuti vaya vari kuita upombwe naye vatambudzike zvakanyanya, kunze kwekunge vasiya mabasa ake. 23 Ndichauraya vana vake nedenda rakaipisisa, kuti ungano dzese dzizive kuti ndini iye anoongorora pfungwa dzakadzama* nemwoyo, uye ndichapa munhu mumwe nemumwe zvinoenderana nemabasa ake.+

24 “‘Zvisinei, ndinoti kwamuri imi vamwe vese vari muTiyatira, imi mese musingateveri dzidziso iyi, musingazivi zvavanoti “zvinhu zvakadzama zvaSatani”:+ Handisi kukuwedzerai mumwe mutoro. 25 Kunyange zvakadaro, batisisai zvamuinazvo kusvikira ndauya.+ 26 Uya anokunda uye anoita mabasa angu kusvikira pamugumo, ndichamupa simba pamarudzi,+ 27 sekupiwa kwandakaitwa simba naBaba vangu uye achafudza marudzi netsvimbo yesimbi+ zvekuti achaputswa-putswa semidziyo yevhu. 28 Uye ndichamupa nyeredzi yemangwanani.+ 29 Ane nzeve ngaanzwe zvinotaurwa nemweya kuungano.’

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe