RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Satani anosungwa kwemakore 1 000 (1-3)

      • Vaya vachatonga naKristu kwemakore 1 000 (4-6)

      • Satani anosunungurwa, ozoparadzwa (7-10)

      • Vakafa vanotongwa pamberi pechigaro cheumambo chichena (11-15)

Zvakazarurwa 20:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 9:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 287

    Nharireyomurindi,

    11/15/2004, pp. 30-31

    3/1/1991, p. 31

Zvakazarurwa 20:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:3
  • +Ge 3:1
  • +Joh 8:44
  • +Zek 3:1; Zva 12:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 287

    Nharireyomurindi,

    11/15/2004, pp. 30-31

    9/1/1989, p. 12

Zvakazarurwa 20:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 9:11
  • +Zva 20:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kunamata Kwakachena, pp. 230-232

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1948

    Zvakazarurwa, pp. 287-288

    Nharireyomurindi,

    11/15/2004, pp. 30-31

    9/1/1989, p. 12

    Kukurukurirana, p. 339

Zvakazarurwa 20:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko uye mashoko emuzasi pana Zva 6:9.

  • *

    ChiGir., “vakaurayiwa nedemo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 13:15-17
  • +Mt 19:28; Ru 22:28-30; 2Ti 2:12; Zva 1:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 288-290

    Nharireyomurindi,

    8/15/1990, p. 30

    9/1/1989, pp. 11-12

Zvakazarurwa 20:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 24:15
  • +1VaK 15:23, 52; VaF 3:10, 11; 1VaT 4:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 290

    Nharireyomurindi,

    2/1/1998, pp. 22-23

    Zivo, pp. 187-190

    Kukurukurirana, pp. 316-317

Zvakazarurwa 20:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 14:13
  • +Zva 2:11; 20:14
  • +1VaK 15:54
  • +1Pe 2:9
  • +Zva 1:6; 5:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 290-291

    Nharireyomurindi,

    9/1/1989, pp. 11-12

Zvakazarurwa 20:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 291-292

Zvakazarurwa 20:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kumakona.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 33

    Kunamata Kwakachena, pp. 232-233

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    6/2017, pp. 29-30

    Nharireyomurindi,

    5/15/2015, p. 30

    5/15/2006, pp. 6-7

    12/1/2002, p. 29

    10/15/2000, p. 19

    Zvakazarurwa, pp. 291-292

    Namata Mwari, pp. 189-191

Zvakazarurwa 20:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 33

    Zvakazarurwa, pp. 291, 292-293, 304

    Namata Mwari, pp. 189-191

    Nharireyomurindi,

    10/15/2000, p. 19

    2/1/1998, p. 22

    Vakabatana, pp. 53-54

Zvakazarurwa 20:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vachava vasungwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 13:1
  • +Zva 19:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa, nyaya 76

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 33

    Kunamata Kwakachena, pp. 233-234

    Nharireyomurindi,

    11/1/2008, p. 7

    4/1/2008, pp. 22-23

    5/15/2006, pp. 6-7

    11/15/2004, pp. 30-31

    11/1/1997, p. 7

    4/15/1993, p. 8

    Zvakazarurwa, pp. 292-295

    Namata Mwari, pp. 189-191

    Kukurukurirana, pp. 77-78

Zvakazarurwa 20:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Mwari.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:2, 3
  • +2Pe 3:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinombodzidzisei, pp. 213-214

    Zvakazarurwa, pp. 295-296

    Nharireyomurindi,

    8/1/1991, p. 5

Zvakazarurwa 20:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Gwaro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:33; Pis 69:28; Dha 12:1
  • +Joh 5:28, 29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2016, pp. 29-30

    3/2016, p. 22

    Bhaibheri Rinombodzidzisei, pp. 213-214

    Nharireyomurindi,

    4/15/2010, p. 11

    3/15/2009, p. 12

    2/15/2009, p. 5

    1/15/2008, p. 28

    5/1/2005, pp. 18-19

    8/15/1998, p. 30

    7/1/1998, p. 22

    8/1/1991, p. 6

    Zvakazarurwa, pp. 296-300, 310

    Namata Mwari, p. 87

    Zivo, p. 185

    Kukurukurirana, p. 315

    Vakabatana, pp. 75-76

Zvakazarurwa 20:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “neHadhesi.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 10:42

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2008, p. 9

    5/1/2005, pp. 18-19

    6/1/2000, p. 6

    4/1/1999, pp. 18-19

    8/1/1991, p. 6

    Zvakazarurwa, p. 297

    Namata Mwari, p. 87

    Chinoitika Patinofa, p. 27

    Kukurukurirana, pp. 315, 317-318

    Vakabatana, pp. 75-76

Zvakazarurwa 20:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “neHadhesi.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 25:8; 1VaK 15:26
  • +Mt 5:22; 18:9; Zva 21:8
  • +Zva 2:11; 20:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa, nyaya 76

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1959

    Nharireyomurindi,

    8/15/2006, p. 31

    4/1/1999, pp. 18-19

    8/1/1991, p. 6

    Zvakazarurwa, p. 300

    Namata Mwari, pp. 86-87

    Chinoitika Patinofa, p. 27

    Kukurukurirana, pp. 317-318

Zvakazarurwa 20:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 17:8
  • +Zvi 10:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2009, p. 5

    8/1/1991, p. 6

    Zvakazarurwa, p. 300

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 20:1Zva 9:1
Zvak. 20:2Zva 12:3
Zvak. 20:2Ge 3:1
Zvak. 20:2Joh 8:44
Zvak. 20:2Zek 3:1; Zva 12:9
Zvak. 20:3Zva 9:11
Zvak. 20:3Zva 20:7
Zvak. 20:4Zva 13:15-17
Zvak. 20:4Mt 19:28; Ru 22:28-30; 2Ti 2:12; Zva 1:6
Zvak. 20:5Mab 24:15
Zvak. 20:51VaK 15:23, 52; VaF 3:10, 11; 1VaT 4:16
Zvak. 20:6Zva 14:13
Zvak. 20:6Zva 2:11; 20:14
Zvak. 20:61VaK 15:54
Zvak. 20:61Pe 2:9
Zvak. 20:6Zva 1:6; 5:9, 10
Zvak. 20:92Mad 1:10
Zvak. 20:10Zva 13:1
Zvak. 20:10Zva 19:20
Zvak. 20:11Zva 4:2, 3
Zvak. 20:112Pe 3:7
Zvak. 20:12Eks 32:33; Pis 69:28; Dha 12:1
Zvak. 20:12Joh 5:28, 29
Zvak. 20:13Mab 10:42
Zvak. 20:14Isa 25:8; 1VaK 15:26
Zvak. 20:14Mt 5:22; 18:9; Zva 21:8
Zvak. 20:14Zva 2:11; 20:6
Zvak. 20:15Zva 17:8
Zvak. 20:15Zvi 10:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 20:1-15

Bhuku raZvakazarurwa

20 Ndakabva ndaona ngirozi ichiburuka kubva kudenga iine kiyi yegomba rakadzikadzika,+ yakabata cheni huru muruoko rwayo. 2 Yakabata dhiragoni,+ nyoka yepakutanga,+ iye Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ikamusunga kwemakore 1 000. 3 Yakamukanda mugomba rakadzikadzika,+ ikarivhara, ikariisa chisimbiso* iye ari mukati, kuti arege kutsausa marudzi zvakare kusvikira makore 1 000 apera. Pashure peizvi anofanira kusunungurwa kwenguva pfupi.+

4 Uye ndakaona zvigaro zveumambo, uye vaya vakanga vakagara pazviri vakapiwa simba rekutonga. Chokwadi, ndakaona mweya* yevaya vakaurayirwa* kupupura nezvaJesu uye kutaura pamusoro paMwari, vakanga vasina kunamata chikara kana mufananidzo wacho kana kuiswa chiratidzo pahuma dzavo nepamaoko avo.+ Vakava vapenyu, vakatonga semadzimambo naKristu+ kwemakore 1 000. 5 (Vamwe vese vakafa+ havana kuva vapenyu kusvikira makore acho 1 000 apera.) Uku ndiko kumuka kwekutanga.+ 6 Munhu wese anomuka pakumuka kwekutanga+ anofara uye mutsvene; rufu rwechipiri+ haruna simba pana ivava,+ asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho 1 000.+

7 Makore acho 1 000 paanenge angopera, Satani achasunungurwa mujeri rake, 8 uye achabuda kuti anotsausa marudzi iwayo ari kumativi* mana enyika, kureva Gogi naMagogi, kuti avaunganidze kuhondo. Ivava vakawanda sejecha regungwa. 9 Vakapararira panyika pese vakakomba musasa wevatsvene neguta rinodiwa. Asi moto wakaburuka kubva kudenga ukavaparadza.+ 10 Dhiyabhorosi uyo akanga achivatsausa akakandwa mugungwa remoto nesarufa, makanga muchitova nechikara+ nemuprofita wenhema;+ uye vacharwadziswa* siku nesikati nariini nariini.

11 Ndakaona chigaro cheumambo chikuru chichena naiye* ainge agere pachiri.+ Denga nenyika zvakatiza pamberi pake,+ uye hazvina kuwanirwa nzvimbo. 12 Uye ndakaona vakafa, vakuru nevadiki, vamire pamberi pechigaro cheumambo, uye magwaro* akavhurwa. Asi pane rimwe gwaro rakavhurwa; iro gwaro reupenyu.+ Vakafa vakatongwa pachishandiswa zviya zvakanga zvakanyorwa mumagwaro acho maererano nemabasa avo.+ 13 Gungwa rakabudisa vakafa vaiva mariri, uye rufu neGuva* zvakabudisa vakafa vaiva mazviri, uye mumwe nemumwe akatongwa maererano nemabasa ake.+ 14 Rufu neGuva* zvakakandwa mugungwa remoto.+ Gungwa remoto+ rinomiririra rufu rwechipiri.+ 15 Uyezve, munhu wese akawanikwa asina kunyorwa mubhuku reupenyu+ akakandwa mugungwa remoto.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe