RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 21
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Denga idzva nenyika itsva (1-8)

        • “Hapazovi nerufu” (4)

        • Zvinhu zvese zvinoitwa zvitsva (5)

      • Kutsanangurwa kweJerusarema Idzva (9-27)

Zvakazarurwa 21:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 65:17; 66:22; 2Pe 3:13
  • +2Pe 3:10; Zva 20:11
  • +Isa 57:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    12/2019, p. 6

    Zvakazarurwa, p. 301

    Nharireyomurindi,

    6/15/2001, p. 31

    4/15/2000, p. 12

    7/15/1991, pp. 5-6

    9/15/1990, p. 6

    Mukai!,

    1/8/1997, p. 31

    Kukurukurirana, pp. 283-284

    Kupukunyuka, pp. 111-112

Zvakazarurwa 21:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 3:12
  • +Zva 19:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa, nyaya 145

    Kunamata Kwakachena, p. 225

    Nharireyomurindi,

    7/15/2010, p. 5

    7/1/1995, pp. 13-14

    1/1/1993, p. 7

    7/15/1991, pp. 5-6

    Zvakazarurwa, p. 301

    Kukurukurirana, pp. 284-285

Zvakazarurwa 21:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 37:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 26

    Nharireyomurindi,

    3/15/2013, p. 23

    7/15/1991, pp. 5-6

    Zvakazarurwa, pp. 301-303

    “Rugwaro Rwose,” p. 8

    Kukurukurirana, pp. 284-285

    “Tarirai!” bhurocha, pp. 29-30

Zvakazarurwa 21:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 7:17
  • +Isa 25:8; 1VaK 15:26
  • +Isa 35:10; 65:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 2

    Mukai!,

    nha. 1 2021 p. 13

    7/8/1994, pp. 21-22, 27-28

    Nharireyomurindi,

    12/1/2013, p. 11

    9/15/2012, p. 10

    8/1/2012, p. 22

    1/15/2012, p. 30

    12/1/2009, pp. 5-6

    8/15/2006, p. 31

    4/15/2000, pp. 12-13

    7/15/1990, p. 5

    Zvakazarurwa, p. 303

    “Tarirai!” bhurocha, pp. 29-30

Zvakazarurwa 21:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:2, 3
  • +2Pe 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    12/2019, p. 6

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 81-86

    Zvakazarurwa, pp. 303-304

    Nharireyomurindi,

    4/15/2000, p. 14

    7/15/1991, pp. 5-6

Zvakazarurwa 21:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “A naZ.” Arufa ndiro bhii rekutanga uye Omega ndiro rekupedzisira pamabhii emutauro wechiGiriki.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:8; 22:13
  • +Pis 36:9; Isa 55:1; Zva 7:17; 22:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    10/2016, p. 22

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1948

    Zvakazarurwa, pp. 303-304

Zvakazarurwa 21:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 304

Zvakazarurwa 21:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Upombwe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 5:10
  • +1Jo 3:15
  • +VaE 5:5
  • +Joh 8:44
  • +Zva 19:20
  • +Zvi 10:7; VaH 10:26, 27; Zva 2:11; 20:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa, nyaya 76

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1959

    Zvakazarurwa, pp. 304-305

Zvakazarurwa 21:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 15:1
  • +Zva 19:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2007, p. 13

    Zvakazarurwa, pp. 305-306

Zvakazarurwa 21:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 12:22; Zva 3:12; 21:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 305-306

Zvakazarurwa 21:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:1, 2
  • +Eks 24:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 302, 305-306

Zvakazarurwa 21:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kunamata Kwakachena, p. 225

    Zvakazarurwa, pp. 302, 306

Zvakazarurwa 21:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 22:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 302, 306

Zvakazarurwa 21:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “enheyo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 10:2-4; Ru 6:13-16; Mab 1:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 302, 306

    Nharireyomurindi,

    10/15/1997, pp. 13-14

Zvakazarurwa 21:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 40:3, 5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 306

Zvakazarurwa 21:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Makiromita anenge 2 220. Stadhiya rimwe chete rakanga rakaenzana nemamita 185. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 306-307

Zvakazarurwa 21:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Mamita anenge 64. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 306-307

Zvakazarurwa 21:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:3; 21:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 307-308

Zvakazarurwa 21:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Nheyo.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 307-308

Zvakazarurwa 21:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 307-308

Zvakazarurwa 21:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 307-308

Zvakazarurwa 21:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 309

Zvakazarurwa 21:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:19, 20; Zva 22:5
  • +Joh 1:9; Mab 26:13, 15; VaH 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 309-310

Zvakazarurwa 21:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 310

Zvakazarurwa 21:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:11, 20

Zvakazarurwa 21:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:5

Zvakazarurwa 21:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:6; Isa 52:1; 1VaK 6:9, 10; VaG 5:19-21; Zva 21:8
  • +Dha 12:1; VaF 4:3; Zva 13:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 306, 310

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 21:1Isa 65:17; 66:22; 2Pe 3:13
Zvak. 21:12Pe 3:10; Zva 20:11
Zvak. 21:1Isa 57:20
Zvak. 21:2Zva 3:12
Zvak. 21:2Zva 19:7
Zvak. 21:3Eze 37:27
Zvak. 21:4Zva 7:17
Zvak. 21:4Isa 25:8; 1VaK 15:26
Zvak. 21:4Isa 35:10; 65:19
Zvak. 21:5Zva 4:2, 3
Zvak. 21:52Pe 3:13
Zvak. 21:6Zva 1:8; 22:13
Zvak. 21:6Pis 36:9; Isa 55:1; Zva 7:17; 22:1
Zvak. 21:81Jo 5:10
Zvak. 21:81Jo 3:15
Zvak. 21:8VaE 5:5
Zvak. 21:8Joh 8:44
Zvak. 21:8Zva 19:20
Zvak. 21:8Zvi 10:7; VaH 10:26, 27; Zva 2:11; 20:6
Zvak. 21:9Zva 15:1
Zvak. 21:9Zva 19:7
Zvak. 21:10VaH 12:22; Zva 3:12; 21:2
Zvak. 21:11Isa 60:1, 2
Zvak. 21:11Eks 24:9, 10
Zvak. 21:13Zva 22:14
Zvak. 21:14Mt 10:2-4; Ru 6:13-16; Mab 1:13
Zvak. 21:15Eze 40:3, 5
Zvak. 21:18Zva 4:3; 21:10, 11
Zvak. 21:22Eks 6:3
Zvak. 21:23Isa 60:19, 20; Zva 22:5
Zvak. 21:23Joh 1:9; Mab 26:13, 15; VaH 1:3
Zvak. 21:24Isa 60:3
Zvak. 21:25Isa 60:11, 20
Zvak. 21:26Isa 60:5
Zvak. 21:27Pis 5:6; Isa 52:1; 1VaK 6:9, 10; VaG 5:19-21; Zva 21:8
Zvak. 21:27Dha 12:1; VaF 4:3; Zva 13:8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 21:1-27

Bhuku raZvakazarurwa

21 Uye ndakaona denga idzva nenyika itsva;+ nekuti denga rekare nenyika yekare zvakanga zvisisipo,+ uye gungwa+ rakanga risisipo. 2 Ndakaonawo guta dzvene, Jerusarema Idzva, richiburuka kubva kudenga kuna Mwari,+ rakagadzirira semwenga akashongera murume wake.+ 3 Ndakabva ndanzwa inzwi guru richibva kuchigaro cheumambo richiti: “Tarisa uone! Tende raMwari riri pakati pevanhu, iye achagara navo, uye ivo vachava vanhu vake. Mwari pachake achava navo.+ 4 Achapukuta misodzi yese pamaziso avo,+ uye hapazovi nerufu,+ kana kuchema kana kuridza mhere kana kurwadziwa.+ Zvinhu zvekutanga zvapfuura.”

5 Uya akanga agere pachigaro cheumambo+ akati: “Inzwa! Ndiri kuita kuti zvinhu zvese zvive zvitsva.”+ Akatiwo: “Nyora, nekuti mashoko aya akatendeka uye ndeechokwadi.” 6 Uye akati kwandiri: “Zvaitika! Ndini Arufa naOmega,* mavambo nemagumo.+ Munhu wese anonzwa nyota ndichamupa mvura inobva muchitubu chemvura yeupenyu asingatengi.+ 7 Munhu wese anokunda achawana zvinhu izvi, uye ndichava Mwari wake iye ova mwanakomana wangu. 8 Asi kana vari vaya vanotya nevaya vasina kutenda+ nevaya vane tsvina uye vanosemesa nemhondi+ nemhombwe*+ nevanoita zvemidzimu nevanonamata zvidhori nevarevi venhema+ vese, vachakandwa mugungwa rinopfuta moto nesarufa,+ iro rinoreva rufu rwechipiri.”+

9 Imwe yengirozi nomwe dzaiva nendiro nomwe dzakanga dzizere nematambudziko manomwe ekupedzisira+ yakauya ikati kwandiri: “Uya ndikuratidze mwenga, mudzimai weGwayana.”+ 10 Saka yakanditakura mumweya ikandiendesa kugomo guru refu refu, uye yakandiratidza guta dzvene Jerusarema richiburuka kubva kudenga kuna Mwari,+ 11 riine kubwinya kwaMwari.+ Raipenya sedombo rinokosha kwazvo, sedombo rejaspa rinopenya zvinoonekera sedombo rekristaro.+ 12 Raiva nerusvingo rwakakura uye rwakareba, nemagedhi 12, uye pamagedhi acho paiva nengirozi 12, uye pakanga pakanyorwa mazita emadzinza 12 evanakomana vaIsraeri. 13 Kumabvazuva kwaiva nemagedhi matatu, kuchamhembe magedhi matatu, kumaodzanyemba magedhi matatu, uye kumavirira magedhi matatu.+ 14 Rusvingo rweguta rwaivawo nematombo 12 efaundesheni,* uye pamatombo acho paiva nemazita 12 evaapostora 12+ veGwayana.

15 Uya ainge achitaura neni akanga akabata tsanga yegoridhe yekushandisa kuyera guta nemagedhi aro nerusvingo rwaro.+ 16 Guta racho rine mativi mana akaenzana, uye kureba kwaro kwakaenzana nekufara kwaro. Uye akayera guta netsanga yacho, rikaita mastadhiya 12 000;* kureba nekufara nekukwirira kwaro zvakaenzana. 17 Akayerawo rusvingo rwaro rukaita makubhiti 144,* achishandisa chekuyeresa chinoshandiswa nemunhu, icho chakashandiswawo nengirozi. 18 Rusvingo rwacho rwaiva rwejaspa,+ uye guta racho raiva regoridhe rakanatswa rakaita segirazi rinoonesa zviri kuseri. 19 Faundesheni* yerusvingo rweguta racho yakanga yakashongedzwa nematombo anokosha emarudzi ese: faundesheni yekutanga yaiva yejaspa, yechipiri safaya, yechitatu karesidhoni, yechina emaradhi, 20 yechishanu sadhonikisi, yechi6 sadhiyo, yechi7 krisoriti, yechi8 bheriri, yechi9 topazi, yechi10 krisoprasi, yechi11 hiyasindi, yechi12 ametesti. 21 Uyewo, magedhi acho 12 aiva emaparera 12; gedhi rimwe nerimwe rainge rakagadzirwa neparera rimwe chete. Mugwagwa mukuru weguta racho waiva wegoridhe rakanatswa, wakaita segirazi rinoonesa zviri kuseri.

22 Handina kuona temberi mariri, nekuti Jehovha* Mwari Wemasimbaose+ neGwayana ndivo temberi yaro. 23 Guta racho haridi chiedza chezuva kana mwedzi, nekuti raivhenekerwa nekubwinya kwaMwari,+ uye Gwayana ndiro raiva rambi raro.+ 24 Marudzi achafamba achivhenekerwa nechiedza charo,+ uye madzimambo enyika achaunza kubwinya kwawo mariri. 25 Magedhi aro haazombovharwi masikati, nekuti mariri munenge musina usiku.+ 26 Uye vachaunza kubwinya nekukudzwa kwemarudzi mariri.+ 27 Asi zvinhu zvese zvisina kuchena nevanhu vese vanoita zvinhu zvinosemesa uye vanonyengera havazombopindi mariri;+ muchangopindwa chete nevaya vakanyorwa mugwaro reupenyu reGwayana.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe