RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Mashoko kuungano yeSadhisi (1-6), yeFiradhefiya (7-13), yeRaodhikiya (14-22)

Zvakazarurwa 3:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “une mukurumbira wekuti.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:4; 4:5
  • +Zva 1:13, 16
  • +Jak 2:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 30

    5/15/2003, pp. 16-17

    Zvakazarurwa, pp. 30, 54-55

Zvakazarurwa 3:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuita mabasa ako zvizere.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 21:34; VaE 5:15; 1VaT 5:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 55-56

Zvakazarurwa 3:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Saka yeuka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 7:11
  • +Zva 16:15
  • +Mt 24:42; Ru 12:37, 39

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/2009, pp. 13-14

    5/15/2003, p. 17

    Zvakazarurwa, pp. 31-32, 55-56

Zvakazarurwa 3:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “une mazita mashoma.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 1:27
  • +Zva 6:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 56-58

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 17

Zvakazarurwa 3:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 5:4
  • +Zva 4:4; 19:8
  • +VaF 4:3
  • +Ru 12:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2012, p. 15

    5/15/2003, p. 17

    Zvakazarurwa, pp. 56-58, 102-103

Zvakazarurwa 3:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 6:69; VaH 7:26
  • +Zva 3:14; 19:11
  • +Isa 22:22; Ru 1:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 31

    5/15/2003, p. 17

    Zvakazarurwa, pp. 58-60, 63

Zvakazarurwa 3:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 16:9; 2VaK 2:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 60-61, 62-65

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 17

Zvakazarurwa 3:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “petsoka dzako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 2:28; Zva 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 60-61, 62-64

Zvakazarurwa 3:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Wakatevedzera kutsungirira kwangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 8:15; 21:19; 2Ti 2:12; VaH 10:36; 12:3
  • +2VaT 3:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 31-32, 61-63

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 18

    12/1/1999, p. 16

Zvakazarurwa 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 2:16
  • +Jak 1:12; Zva 2:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2012, p. 21

    5/15/2003, p. 18

    Zvakazarurwa, pp. 61-62

Zvakazarurwa 3:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 22:3, 4
  • +VaH 12:22; Zva 21:2
  • +Zva 14:1; 19:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa, nyaya 145

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 31

    5/15/2003, pp. 18-19

    Zvakazarurwa, pp. 64-65, 280-281, 292

Zvakazarurwa 3:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 4:16
  • +2VaK 1:20
  • +Joh 18:37; 1Ti 6:13; Zva 1:5
  • +Joh 1:14; Zva 19:11
  • +Zvi 8:22; VaK 1:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2009, p. 27

    12/15/2008, p. 13

    5/15/2003, p. 19

    Zvakazarurwa, pp. 66-67

    Kukurukurirana, pp. 368-369

    Utatu, p. 14

Zvakazarurwa 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 66-67

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 19

Zvakazarurwa 3:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 9:2
  • +Zvi 25:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 66-67

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 19

Zvakazarurwa 3:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 12:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    10/2019, pp. 27-28

    Nharireyomurindi,

    1/1/2006, p. 22

    Zvakazarurwa, pp. 67-68

Zvakazarurwa 3:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:15
  • +Pis 19:8
  • +1Ti 6:17-19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 31

    3/15/2007, p. 14

    5/15/2003, p. 19

    10/1/2002, pp. 21-22

    12/15/2001, p. 32

    Zvakazarurwa, pp. 68-71

Zvakazarurwa 3:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:12
  • +Zva 2:5; 3:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 71

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 19

Zvakazarurwa 3:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 71-72

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 20

Zvakazarurwa 3:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 5:4; Zva 12:11
  • +Mt 19:28; Ru 22:28-30; Zva 2:26
  • +VaH 10:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 72-73

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 20

Zvakazarurwa 3:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 73

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 3:1Zva 1:4; 4:5
Zvak. 3:1Zva 1:13, 16
Zvak. 3:1Jak 2:26
Zvak. 3:2Ru 21:34; VaE 5:15; 1VaT 5:6
Zvak. 3:32VaK 7:11
Zvak. 3:3Zva 16:15
Zvak. 3:3Mt 24:42; Ru 12:37, 39
Zvak. 3:4Jak 1:27
Zvak. 3:4Zva 6:11
Zvak. 3:5VaF 4:3
Zvak. 3:5Ru 12:8
Zvak. 3:51Jo 5:4
Zvak. 3:5Zva 4:4; 19:8
Zvak. 3:7Joh 6:69; VaH 7:26
Zvak. 3:7Zva 3:14; 19:11
Zvak. 3:7Isa 22:22; Ru 1:32
Zvak. 3:81VaK 16:9; 2VaK 2:12
Zvak. 3:9VaR 2:28; Zva 2:9
Zvak. 3:10Ru 8:15; 21:19; 2Ti 2:12; VaH 10:36; 12:3
Zvak. 3:102VaT 3:3
Zvak. 3:11Zva 2:16
Zvak. 3:11Jak 1:12; Zva 2:10
Zvak. 3:12Zva 22:3, 4
Zvak. 3:12VaH 12:22; Zva 21:2
Zvak. 3:12Zva 14:1; 19:12
Zvak. 3:14VaK 4:16
Zvak. 3:142VaK 1:20
Zvak. 3:14Joh 18:37; 1Ti 6:13; Zva 1:5
Zvak. 3:14Joh 1:14; Zva 19:11
Zvak. 3:14Zvi 8:22; VaK 1:15
Zvak. 3:162VaK 9:2
Zvak. 3:16Zvi 25:13
Zvak. 3:17Ho 12:8
Zvak. 3:18Zva 16:15
Zvak. 3:18Pis 19:8
Zvak. 3:181Ti 6:17-19
Zvak. 3:19Zvi 3:12
Zvak. 3:19Zva 2:5; 3:3
Zvak. 3:211Jo 5:4; Zva 12:11
Zvak. 3:21Mt 19:28; Ru 22:28-30; Zva 2:26
Zvak. 3:21VaH 10:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 3:1-22

Bhuku raZvakazarurwa

3 “Nyorera ngirozi yeungano iri muSadhisi kuti: Izvi ndizvo zvinotaurwa naiye ane mweya minomwe yaMwari+ nenyeredzi nomwe:+ ‘Ndinoziva mabasa ako, kuti unonzi* uri mupenyu asi iwe wakafa.+ 2 Muka,+ usimbise zvinhu zvasara zvakanga zvava kuda kufa, nekuti ndakaona kuti hausi kunyatsoita mabasa ako* pamberi paMwari wangu. 3 Saka ramba uchifunga* zvawakagamuchira nezvawakanzwa, woramba wakazvibatisisa, uye pfidza zvivi zvako.+ Chokwadi kana ukasamuka, ndichauya sembavha,+ uye hauzombozivi nguva yandichauya kwauri.+

4 “‘Kunyange zvakadaro, une vanhu vashoma* muSadhisi vasina kusvibisa nguo dzavo.+ Vanhu ivavo vachafamba neni vakapfeka nguo chena,+ nekuti vakakodzera kuti vadaro. 5 Uya anokunda+ achabva apfeka nguo chena,+ uye handizombodzimi zita rake mubhuku reupenyu,+ asi ndichabvuma kuti ndinoziva zita rake pamberi paBaba vangu nepamberi pengirozi dzavo.+ 6 Ane nzeve ngaanzwe zvinotaurwa nemweya kuungano.’

7 “Nyorera ngirozi yeungano iri muFiradhefiya kuti: Izvi ndizvo zvinotaurwa naiye mutsvene,+ wechokwadi,+ ane kiyi yaDhavhidhi,+ anovhura zvekuti hapana anozovhara uye anovhara zvekuti hapana anovhura: 8 ‘Ndinoziva mabasa ako. Hona, ndavhura suo pamberi pako+ risina anogona kuvhara. Ndinoziva kuti hauna simba rakawanda, wakachengeta shoko rangu uye hauna kuramba zita rangu. 9 Inzwa! Ndichaita kuti vaya vesinagogi raSatani avo vanonyepa vachizviti vaJudha ivo vasiri,+ vauye. Ndichaita kuti vauye vopfugama pamberi pako,* ndoita kuti vazive kuti ndakakuda. 10 Wakachengeta shoko rekutsungirira kwangu,*+ saka ndichakuchengetawo panguva yekuedzwa+ ichauya panyika yese kuzoedza vanhu vanogara panyika. 11 Ndiri kukurumidza kuuya.+ Ramba wakabatisisa zvauinazvo, kuti pasava neanotora korona yako.+

12 “‘Anenge akunda ndichamuita mbiru mutemberi yaMwari wangu, uye haazombobudi mairi; ndichanyora paari zita raMwari wangu+ nezita reguta raMwari wangu, iro Jerusarema Idzva+ rinoburuka kubva kudenga kuna Mwari wangu, uye ndichanyorawo zita rangu idzva paari.+ 13 Ane nzeve ngaanzwe zvinotaurwa nemweya kuungano.’

14 “Nyorera ngirozi yeungano iri muRaodhikiya+ kuti: Izvi ndizvo zvinotaurwa naAmeni,+ chapupu+ chakatendeka uye chechokwadi,+ wekutanga pane zvakasikwa naMwari:+ 15 ‘Ndinoziva mabasa ako, kuti hautonhori kana kupisa. Dai zvako waitonhora kana kupisa. 16 Sezvo uchidziya, usingapisi+ kana kutonhora,+ ndichakusvipa. 17 Nemhaka yekuti unoti, “Ndakapfuma+ uye ndine upfumi, hapana chandinoshaya,” asi usingazivi kuti unosiririsa, unonzwisa tsitsi, uri murombo, uri bofu uye hauna kupfeka, 18 ndinokupa zano rekuti utenge kwandiri goridhe rakanatswa nemoto kuti upfume, uye utengewo nguo chena dzekuti upfeke kuti usaonekwa usina kupfeka,+ wotengawo mafuta emaziso kuti uzore maziso+ ako uone.+

19 “‘Vese vandinoda ndinovatsiura uye ndinovaranga.+ Saka pfidza zvivi zvako ushumire uchishingaira.+ 20 Inzwa! Ndakamira pasuo uye ndiri kugogodza. Kana munhu akanzwa inzwi rangu ovhura suo, ndichapinda mumba make ndodya zvekudya zvemanheru naye, tiri pamwe chete. 21 Ndichaita kuti anokunda+ agare neni pachigaro changu cheumambo,+ sezvandakaita pandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo cheumambo. 22 Ane nzeve ngaanzwe zvinotaurwa nemweya kuungano.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe