RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Gwaro rine zvisimbiso zvinomwe (1-5)

      • Gwayana rinotora gwaro (6-8)

      • Gwayana rakakodzera kuvhura zvisimbiso (9-14)

Zvakazarurwa 5:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    ChiGir., “mukati nekunze.”

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 82-83

Zvakazarurwa 5:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 82-83

Zvakazarurwa 5:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 82-83

Zvakazarurwa 5:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 82-83

Zvakazarurwa 5:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 49:9, 10; VaH 7:14
  • +Isa 11:1, 10; VaR 15:12
  • +2Sa 7:8, 12; Zva 22:16
  • +Joh 16:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Muteveri Wangu,” p. 36

    Zvakazarurwa, pp. 83-84

    Nharireyomurindi,

    8/15/1994, p. 31

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

Zvakazarurwa 5:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pakati pechigaro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 19:30; Zva 5:12
  • +VaE 1:22
  • +Isa 53:7; Joh 1:29; 1Pe 1:19
  • +Zva 1:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 30

    Zvakazarurwa, pp. 55, 84-85

Zvakazarurwa 5:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 47:8; Isa 6:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 85

Zvakazarurwa 5:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 5:14; 19:4
  • +Pis 141:2; Zva 8:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 85-87

Zvakazarurwa 5:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 33:3; 144:9; Isa 42:10; Zva 14:3
  • +Mt 26:27, 28; 1VaK 6:20; VaH 9:12; 1Pe 1:18, 19
  • +Zva 14:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 31

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 6 2016, pp. 6-7

    Zvakazarurwa, pp. 85-88

Zvakazarurwa 5:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 12:32; 22:28-30
  • +Eks 19:6; 1Pe 2:9; Zva 1:5, 6
  • +Mt 19:28; Zva 20:4, 6; 22:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 31

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 6 2016, pp. 6-7

    Nharireyomurindi,

    8/15/2006, pp. 6-7

    Zvakazarurwa, pp. 87-88

Zvakazarurwa 5:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 24

    Zvakazarurwa, p. 88

Zvakazarurwa 5:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 53:7; Zva 5:6
  • +Mt 28:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 88

Zvakazarurwa 5:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 2:9, 10
  • +Joh 5:23; 1Ti 6:16
  • +Zva 4:2, 3
  • +Joh 1:29; Zva 7:17
  • +1Pe 4:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    3/2017, pp. 8-9

    Zvakazarurwa, pp. 88-89

Zvakazarurwa 5:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 89

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 5:1Zva 4:2, 3
Zvak. 5:5Ge 49:9, 10; VaH 7:14
Zvak. 5:5Isa 11:1, 10; VaR 15:12
Zvak. 5:52Sa 7:8, 12; Zva 22:16
Zvak. 5:5Joh 16:33
Zvak. 5:6Joh 19:30; Zva 5:12
Zvak. 5:6VaE 1:22
Zvak. 5:6Isa 53:7; Joh 1:29; 1Pe 1:19
Zvak. 5:6Zva 1:4
Zvak. 5:7Pis 47:8; Isa 6:1
Zvak. 5:8Zva 5:14; 19:4
Zvak. 5:8Pis 141:2; Zva 8:4
Zvak. 5:9Pis 33:3; 144:9; Isa 42:10; Zva 14:3
Zvak. 5:9Mt 26:27, 28; 1VaK 6:20; VaH 9:12; 1Pe 1:18, 19
Zvak. 5:9Zva 14:4
Zvak. 5:10Ru 12:32; 22:28-30
Zvak. 5:10Eks 19:6; 1Pe 2:9; Zva 1:5, 6
Zvak. 5:10Mt 19:28; Zva 20:4, 6; 22:5
Zvak. 5:11Dha 7:9, 10
Zvak. 5:12Isa 53:7; Zva 5:6
Zvak. 5:12Mt 28:18
Zvak. 5:13VaF 2:9, 10
Zvak. 5:13Joh 5:23; 1Ti 6:16
Zvak. 5:13Zva 4:2, 3
Zvak. 5:13Joh 1:29; Zva 7:17
Zvak. 5:131Pe 4:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 5:1-14

Bhuku raZvakazarurwa

5 Zvino ndakaona muruoko rwerudyi rweuya akanga agere pachigaro cheumambo+ muine gwaro* rakanyorwa kumativi ese,* rainge rakanamwa zvakasimba nezvisimbiso* zvinomwe. 2 Ndakaona ngirozi yakasimba ichishevedzera kuti: “Ndiani akakodzera kuvhura gwaro iri uye kubvisa zvisimbiso zvaro?” 3 Asi kudenga nepanyika nepasi penyika pakashayikwa aikwanisa kuvhura gwaro racho kana kuona kuti rakanyorwei. 4 Ndakachema kwazvo nekuti pakashayikwa akakodzera kuvhura gwaro racho uye kuona kuti rakanyorwei. 5 Asi mumwe wevakuru vacho akati kwandiri: “Rega kuchema. Inzwa! Shumba yedzinza raJudha,+ mudzi+ waDhavhidhi,+ yakakunda,+ saka yakakodzera kuvhura gwaro racho nekubvisa zvisimbiso zvaro zvinomwe.”

6 Ndakaona gwayana raiita kunge rakanga rambourayiwa,+ rimire pedyo nechigaro* cheumambo nepakati pezvisikwa zvina uye pakati pevakuru+ vacho; gwayana+ racho raiva nenyanga nomwe nemaziso manomwe uye maziso acho anomiririra mweya minomwe yaMwari+ yakatumwa munyika yese. 7 Rakabva raenda rikanotora gwaro racho muruoko rwerudyi rwaiye akanga agere pachigaro cheumambo.+ 8 Parakatora gwaro racho, zvisikwa zvipenyu zvina nevakuru 24+ vakawira pasi pamberi peGwayana, mumwe nemumwe aine rudimbwa nendiro dzegoridhe dzakanga dzizere nerusenzi. (Rusenzi yacho inomiririra minyengetero yevatsvene.)+ 9 Vanoimba rwiyo rutsva,+ vachiti: “Makakodzera kutora gwaro nekubvisa zvisimbiso zvaro, nekuti makaurayiwa uye neropa renyu makatengera Mwari vanhu+ vemadzinza ese nemitauro nemarudzi,+ 10 uye makaita kuti vave umambo+ nevapristi kuna Mwari wedu.+ Ivo vachatonga semadzimambo+ pamusoro penyika.”

11 Ndakabva ndaona ngirozi zhinji dzakanga dzakapoteredza chigaro cheumambo pamwe chete nezvisikwa zvipenyu nevakuru uye ndakanzwa manzwi adzo; ngirozi dzacho dzakanga dziri makumi ezviuru akapetwa kane makumi ezviuru nezviuru zvezviuru,+ 12 uye dzaishevedzera dzichiti: “Gwayana iro rakaurayiwa,+ rakakodzera kuva nemasimba nepfuma neuchenjeri nesimba nekukudzwa nekubwinya nekurumbidzwa.”+

13 Ndakanzwa zvisikwa zvese zviri kudenga nepanyika nepasi penyika+ nemugungwa, zvese zvazvo, zvichiti: “Kurumbidzwa nekukudzwa+ nekubwinya nesimba ngazvive kuna iye agere pachigaro cheumambo+ nekuGwayana+ nariini nariini.”+ 14 Zvisikwa zvipenyu zvina zvaiti: “Ameni!” uye vakuru vakawira pasi, vakanamata Mwari.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe