RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Ngirozi ina dzakabata mhepo ina dzinoparadza (1-3)

      • Vanhu 144 000 vanoiswa chisimbiso (4-8)

      • Boka guru rakapfeka nguo chena (9-17)

Zvakazarurwa 7:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2013, p. 13

    12/15/2007, p. 16

    1/1/1993, p. 6

    12/15/1987, p. 7

    Zvakazarurwa, pp. 113-115

Zvakazarurwa 7:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 115

Zvakazarurwa 7:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 1:22; VaE 1:13; 4:30
  • +Zva 9:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2016, p. 23

    Nharireyomurindi,

    3/15/2015, p. 15

    11/15/2013, p. 13

    12/15/2007, p. 16

    1/1/2007, pp. 30-31

    5/1/1998, p. 15

    2/1/1995, pp. 9-10

    Zvakazarurwa, pp. 115-116, 162, 276-277

Zvakazarurwa 7:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 14:1, 3
  • +VaR 2:29; 9:6; VaG 6:16; Zva 21:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 116-119

    Nharireyomurindi,

    9/1/2004, pp. 30-31

    12/1/1999, p. 11

    9/15/1988, pp. 6-7

    Kukurukurirana, pp. 71, 395-396

Zvakazarurwa 7:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 116-119

Zvakazarurwa 7:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 41:51

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 116-119

Zvakazarurwa 7:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 116-119

Zvakazarurwa 7:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 116-119

Zvakazarurwa 7:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemitauro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 2:2; Zva 15:4
  • +Zva 7:14
  • +Re 23:40; Joh 12:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2021, p. 16

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    9/2019, pp. 26-31

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    12/2019, p. 2

    Kunamata Kwakachena, p. 134

    Jeremiya, p. 176

    Zvakazarurwa, pp. 119-124, 202-203

    Namata Mwari, pp. 120-127

    Nharireyomurindi,

    5/15/2001, pp. 14-15

    12/1/1999, pp. 11-12, 17

    4/15/1995, p. 31

    2/1/1995, pp. 13, 14-19

    5/1/1993, pp. 17-18

    5/15/1988, p. 15

    Vazivisi, pp. 160-161, 166-170

    Hurumende, p. 28

    Kukurukurirana, p. 72

    Vakabatana, pp. 103-104, 106-107

Zvakazarurwa 7:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:2, 3
  • +Mab 4:12; Zva 5:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 122-123

    Nharireyomurindi,

    2/1/1995, p. 19

    Kukurukurirana, p. 72

    Kupukunyuka, p. 188

Zvakazarurwa 7:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:4; 11:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2021, p. 16

    Zvakazarurwa, p. 124

    Vakabatana, pp. 104-105

Zvakazarurwa 7:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2021, p. 16

    Zvakazarurwa, p. 124

    Vakabatana, pp. 104-105

Zvakazarurwa 7:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 7:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 31

    1/1/2007, pp. 27-28

    Zvakazarurwa, pp. 124-125

Zvakazarurwa 7:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 24:21; Mk 13:19
  • +Joh 1:29; VaH 9:14; 1Jo 1:7; Zva 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2021, p. 16

    Jeremiya, p. 176

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 18-19

    1/15/2009, p. 31

    1/15/2008, p. 25

    1/1/2007, pp. 27-28

    11/1/2006, p. 26

    11/15/2000, p. 13

    2/15/1995, pp. 11-12, 13-17

    2/1/1995, pp. 15-16, 19

    6/15/1991, pp. 14-15

    2/15/1991, p. 18

    Zvakazarurwa, pp. 124-126

    Namata Mwari, pp. 121-125

    Kukurukurirana, p. 186

    Kupukunyuka, p. 185

    Vakabatana, pp. 104-107

Zvakazarurwa 7:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:2
  • +Pis 15:1; Zva 21:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2021, p. 16

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    12/2019, p. 2

    Kunamata Kwakachena, p. 134

    Nharireyomurindi,

    2/15/2010, p. 17

    1/15/2010, pp. 21, 23

    9/15/2008, p. 28

    5/1/2002, pp. 30-31

    11/15/2000, pp. 13-14

    7/1/1996, pp. 20-21

    2/1/1995, pp. 15-16, 18-19

    1/1/1988, p. 17

    Zvakazarurwa, pp. 124, 126

    Vazivisi, p. 167

Zvakazarurwa 7:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 121:6; Isa 49:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2021, pp. 16-17

    Zvakazarurwa, pp. 126-128

    Kupukunyuka, p. 81

    Vakabatana, pp. 107-108

Zvakazarurwa 7:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pakati pechigaro cheumambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 5:6
  • +Joh 10:11
  • +Zva 22:1
  • +Isa 25:8; Zva 21:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2021, pp. 16-17

    Nharireyomurindi,

    9/15/2010, p. 29

    9/15/2008, p. 28

    10/1/1994, p. 16

    12/15/1991, p. 12

    Zvakazarurwa, pp. 126, 127-128, 303

    Vakabatana, pp. 107-109

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 7:32VaK 1:22; VaE 1:13; 4:30
Zvak. 7:3Zva 9:4
Zvak. 7:4Zva 14:1, 3
Zvak. 7:4VaR 2:29; 9:6; VaG 6:16; Zva 21:12
Zvak. 7:6Ge 41:51
Zvak. 7:9Isa 2:2; Zva 15:4
Zvak. 7:9Zva 7:14
Zvak. 7:9Re 23:40; Joh 12:13
Zvak. 7:10Zva 4:2, 3
Zvak. 7:10Mab 4:12; Zva 5:6
Zvak. 7:11Zva 4:4; 11:16
Zvak. 7:12Zva 4:11
Zvak. 7:13Zva 7:9
Zvak. 7:14Mt 24:21; Mk 13:19
Zvak. 7:14Joh 1:29; VaH 9:14; 1Jo 1:7; Zva 1:5
Zvak. 7:15Zva 4:2
Zvak. 7:15Pis 15:1; Zva 21:3
Zvak. 7:16Pis 121:6; Isa 49:10
Zvak. 7:17Zva 5:6
Zvak. 7:17Joh 10:11
Zvak. 7:17Zva 22:1
Zvak. 7:17Isa 25:8; Zva 21:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 7:1-17

Bhuku raZvakazarurwa

7 Pashure peizvi, ndakaona ngirozi ina dzakamira pamakona mana enyika, dzakabata zvakasimba mhepo ina dzenyika, kuti parege kuva nemhepo ingavhuvhuta panyika kana mugungwa kana pamuti chero upi zvawo. 2 Ndakaonawo imwe ngirozi ichikwidza ichibva kumabvazuva, iine chisimbiso* chaMwari mupenyu; uye yakashevedzera nenzwi guru kungirozi ina dzakanga dzabvumirwa kukuvadza nyika negungwa, 3 ichiti: “Musakuvadza nyika kana gungwa kana miti, kusvikira taisa zvisimbiso+ pahuma dzevaranda vaMwari wedu.”+

4 Uye ndakanzwa nhamba yevaya vakaiswa chisimbiso, vanokwana 144 000,+ avo vakabva mumadzinza ese evanakomana vaIsraeri:+

5 Mudzinza raJudha makaiswa chisimbiso vanhu 12 000;

mudzinza raRubheni 12 000;

mudzinza raGadhi 12 000;

6 mudzinza raAsheri 12 000;

mudzinza raNaftari 12 000;

mudzinza raManase+ 12 000;

7 mudzinza raSimiyoni 12 000;

mudzinza raRevhi 12 000;

mudzinza raIsakari 12 000;

8 mudzinza raZebhuroni 12 000;

mudzinza raJosefa 12 000;

mudzinza raBhenjamini makaiswa chisimbiso vanokwana 12 000.

9 Pashure peizvi, ndakaona boka guru revanhu vakanga vasingakwanisi kuverengwa nemunhu, vanobva kumarudzi ese nemadzinza nevanhu nendimi,*+ vamire pamberi pechigaro cheumambo nepamberi peGwayana, vakapfeka nguo refu chena,+ uye vakabata mapazi emichindwe.+ 10 Vanoramba vachishevedzera nenzwi guru, vachiti: “Ruponeso rwedu runobva kuna Mwari wedu agere pachigaro cheumambo,+ uye kuGwayana.”+

11 Ngirozi dzese dzainge dzakamira dzakakomberedza chigaro cheumambo nevakuru+ nezvisikwa zvipenyu zvina, uye dzakawira pamberi pechigaro cheumambo nezviso zvadzo dzikanamata Mwari, 12 dzichiti: “Ameni! Kurumbidzwa nekukudzwa neuchenjeri nekuonga nekuremekedzwa nemasimba nesimba ngazvive kuna Mwari wedu nariini nariini.+ Ameni.”

13 Mumwe wevakuru akabva ati kwandiri: “Ko ava vakapfeka nguo refu chena+ ndivanaani uye vakabvepi?” 14 Ndakabva ndangoti kwaari: “Ishe wangu, ndimi munoziva.” Iye akati kwandiri: “Ava ndivo vanobuda mukutambudzika kukuru,+ uye vakageza nguo dzavo refu, vakadziita chena muropa reGwayana.+ 15 Ndokusaka vari pamberi pechigaro cheumambo chaMwari, uye vachimuitira basa dzvene siku nesikati mutemberi yake. Iye agere pachigaro cheumambo+ achatambanudza tende rake pamusoro pavo.+ 16 Havazonzwi nzara kana nyota, uyewo havazopiswi nezuva kana nekumwewo kupisa kukuru,+ 17 nekuti Gwayana,+ iro riri pedyo nechigaro cheumambo,* richavafudza+ uye richavatungamirira kuzvitubu zvemvura yeupenyu.+ Mwari achapukuta misodzi yese pamaziso avo.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe